BETRAYED Zimbabwean drama
HTML-код
- Опубликовано: 28 ноя 2023
- A Lady managed to do her paper process to relocate to Ireland fortune was by her side unfortunately the husband was not comfortable with the idea of leaving the family behind
The wife persuade the husband until he agreed that the wife's mother will come and take care of the house with the help of the maid.... Развлечения
Good acting guys.....but pane maScene asingadi kuita nguva yakareba seyekuchema kweuyu akambundirana namai vake zvopedzisira zvobhowa
Mhamha kubva vafanana na mai P. Ndiyani wMai P in real life
Vanenge masisters chete
ruclips.net/video/toBpfdmxX9s/видео.htmlsi=eF1Y9Y4VatT_C6Z5
...makawona zvandakaonawo myb ma sisters
Ah , Jackson, Shami , Marisa, munogona. Good acting guys. Practical lessons. Lessons learnt. Ambuya vanyanya ! Ahh ahh, what a mother!! Strangest
Ukaona Marisa asvika panzvimbo zvaendwa😂😂😂😂
Marisa anofurira shuwa usadaro iwe😂😂😂😂
Mujeketwa fits each and every role perfectly.
Haaaaa kusiya mwana mucheche uyo veduweee....
Imboedzai kupedza maprojects amunenge muchiita kuti tinzwisise kwamunenge muchienda... zvino kana maakuti each and every weeek new series musingapedze zvopedzisira zvobhowa
@@itaibosha5204chokwadi ichocho
Mujeketwa to the fullest always on point
Marisa Marisa chirega kunyanya kutaura chokwadi Kani unouraya Jackson ne bp kkkkkkkkkkkkkk chimwe chokwadi hachisi direct Marisa
Well done guys keep the fantastic job... Entertaining and educating us🎉🎉keep it up
Dai mazepe auya akaona apa weldone guys
Marisa
Marisa
Marisa
Uchauraya mwana wa Jackson 😂
😂😂😂😂😂😂 Marisa ka surrender , Mwari ave newe 😂😂😂😂😂😂
Melisa aripi, i miss her hangu. you are all doing a great job
Hanzwi hasisiri mu Jamukoko media family
Marisa wakugwadzisa Jackson manje....hanzi anotosvika achipinda mumba 😅😅😅😅😅😅😅
Mkoma Marisa musadaro imimi mmmmh muchaita kuti tirambidzwewo kuenda overseas 😂😂😂😂😂😂. Kubudirira kwemurume kana mukadzi kunofadza mhuri yese. Well done guys ❤❤❤❤.
Kkkkk sorry ndangotiwo ndivhure shamwari yangu maziso😂😂😂😂
😂'plz kwete zvokuzosvika woona mbinga ikoko, shuwa ndouraya munhu' 😂 imi baba P kaa muri ku Africa ikoko momuuraya sey kkkk.
😂😂 hanzi undiitire vedio call ne number dze murungu wacho
Kkkkkk Marisa haana kukwana arikuda kuuraya musha weumwe
Kkkkkkkkk Marisa usadaro iwe 😂😂
Mwana wa Moses zvazokuwana😂😂😂
Marisa urimufuriri iwe ndazokuona hangu
Kkkkkkkk haaaa chakasika kupera chiri kupisa ichiiii
Musaisa jekiseni uyo pamiyedzo hana kukweshwa nhowa uyu😅😅😅😅
My best of the best drama
Marisa Marisa.Marisa kah kkkkkkk wokwidza munhu bp
Marisa marisa marisa zvakwana 😅😅😅 asi chiko nhy marisa 😅😅
yooo ndaseka zvangu baba p finally wadyira wachiita sewasingade 😂😂😂
Marisa wangu mhai❤❤
Oh nooo ambuuya sure ? Is that the reason you were fighting the maid .
You have done it again Jamukoko. Pano ndepedze RUDO ❤ 😂
Sekuru I wonder why muri kuside remuzukuru kadzi izvo mukuda tea 😂😂😂😂 matogona sure dai marega kudaro maisvika pakuenda musina kunwa tea 😂😂😂
Haa .thank yu jamukoko..asi Jackson kaaaaa iwe ..uri razor chsiyo
....hoyooo Jackson akurohweswa pakabuda nemukadzi wake😂😂😂😂😂,ana Ambuya vamazuwano kaaa rega nditi ziii zvank
Marisa itsotsi guru😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂baP mabva manyatsokuratdza kudzungaira kudaro 😂😂😂😂 Marisa chimira ,zvkwana 😂😂😂
Marisa to the fullest 😂😂😂
We are with you guys keep up the good work you are doing
Jamukoko yangu mhai😂 ❤
Yeah munogona guys chipotai muchiisa mutauro wechirungu kuitira kune vasinganzwe chishona
Shami wakuseri myyyy yea vatsike bumper mai ivavo
Well done Jamukoko team rambai makadaro munogona
😂😂😂😂😂😂😂 mkwasha wacho ma1 ambuya vakangwarawo vatya kutangirwa naShamiso
Kuchema kuti chemu chemu 13:49
Video call daily mammi......😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅ahhhhh varume ava ivo vachibata basa zvavo
Kana newewo.Jackson usazosara woda maid chero navambuya. vacho
yaaaa sekuru vanoda tea vakomana......ukada kuvhara vape tea pfungwa dzavo dzinoperera paTea
Ko Ambuya ku glower😂
Aaaa😂 Asina mai arinani than mai ndururani yakadai😢
Sekuru tea vanoida havo😂vanhu mondigonera imi I’m watching from Gweru Mkoba❤️❤️❤️
Kkkk sekuru vakuda kuti ayende mukadzi wemuzaya
Kkkkkkkkk mai avo handivapiwi mushe voda kuwachira mukwasha vashata
Kkkkkkkkkk vakasvahuka avo vanoda kuiswa mhiripiri ipapo pavakajaidza uuuummmm
Marisa Marisa Marisa iwe
Jackson waakurova chimhandara maoko 😂😂😂
😂kkkk eee ambuya vakaipa murikumberi vanhu imi
Great job ❤where is Melissa l miss her so much
You're the best guys ❤
Sister vakubaya kuchando avo ihanzvadzi yagringo here pamazino apo
😂😂😂 Takasiyana
Kkkkkk mukwashaka ka kunge kusada
Jackson mukadzi wako musalad uyo haambodzoki kkkkkkk. At least for first time I heard you saying wakuda sekuru naAunty Massy coz naMassy you don't go alot together kkkkk. Ndabva ndaremember kastatement kako paMuti wemusango. Hanzi " Mai naShamiso munodanirei Massy, pakaita chinhu chidoko doko chotodanigwa Massy, chose chaitika woona Massy wodouya" kkkkkkk.Vazouya ka aunty Massy. Massy always give very good avices kuvaroora.....I like it, well done Massy.Sekuru Mujeketwa vafunga kut mudzimai wemuzukuru anonoshanda he gave a good advice.Ambuya kutaurisa Kuna maid ummmmmm manje Shamie rotove dhunyasi kana musingamuzivi muchapedzerana. Aaaaaaah nhai ambuya , what's wrong with you....what you are doing is very strange yooooo ambuya vepi vakadai ummmm that's why matuka maid. Ndakunyarirai zvangu ambuya. Nyadzi dzinokunda rufu. Ko Mai Jackson naMelisa varipi. JAMUKOKO❤❤❤❤
Joseph chete mubhaibheri ndiye akapukunyuka mai potifa kwete zvana Jackson mwana wa moses zvaramba zvekupfuurwa ne volicious 😂akati ndongoita nzwira pamuviri tsvimbooo yarova dapi😂😂😂😂😂😂😂😂
Marisa chokwadi chako kaaa uhmmmmm kkkkkk
Itai muchipedza mamwe kwete kungosira panzira ose
tete i duzvi remunhu manzwa ka kkkkkkkkkkkkkkkk🤣😂😂😂
😂😂😂😂 hanzi na shami koimi hamuende kkkk
Ini handichatozvi nzwisise😂
Hi hi hi! Chamudhigidhi hii hii hii! Ambuya
Jamukoko never disappoint ❤
Mwana waMoses ndomuziva ini muchazonzwa henyu
Great 🎉
Jackson naMarisa haa chiCombination chacho ma1
Kkkk kusiya Jackson namaid hauchada murume
Mhamha same mai Pee 😊
Ambuya nemukwasha here 😮😮😮😮😮😮😮
Jackson wechimunyati😂😂
we miss seeing Mellisa on our screens where is she ts been long
Ko iyi yakazongopera yakadaro here😢
Umm Marisa kaaa....ende hauite...buh l like you though 👊👊
Weldone but itawo madrama anopeda iwe Jamukoko haupedzi madrama unomasiira panzira fadza mafuns nekupedzisa zvawatanga
😂😂😂😂 ambuya ma 1
Mbuya washe utyai Mwari
handina hangu zvekutaura vanondigonera vanhu ava
Kuita baba vemba ne immigration rules zvakatasiyana 😂😂😂. Marisa ka yaas. Zvanzi visa rakagadzirwa ne boyfriend yemukadzi Peer pressure haina kuwanda ku ma teenagers chete. It's worse kuvakuru and more dangerous and irreparable
Jackson naTete brain dzenyu mmh dzakasara
Great job Rambelani Mbedzi l love u
Thank you ❤
Tete Macy 🔥🔥🔥🔥🔥
Marisa kurwadziwa uko jealous
Well done khule Mujeketwa
KO 2 yacho iripiko nhaiveduve
Kkkkkkkkkkk Jackie pedza hako nyota na ambuyakkkkk mkadzi akayenda zvemberi makasa
Kkkk guys zvekumberi makasa kkkkk mmm
Hakuna ambuya akadai
Ambuya kudawo mkwsha imwi
Melisa arikupi i miss you
Marisa jelasi rakubata
Ambuya❤ ambuya❤ ambuya ndakutyai mmmmmm
Mwana vaMoses😂nakigwa wakanyarara🔥
Kkkkk yoooo
Marisa Marisa how many times did l call you
Marisa chifurira 😂😂😂
Jamukoko kugo actor uchiita zvewakadzi uzonamate Satan azoregs kkuedza
Jeckson Jeckson Jeckson!!!!!!!!!, how many times did I call u
Marina to de fullest
Hahaha how relatable.... Hanzi mweya we nzvimbo ko sei ma Zimbabwean anoinda kuchina asinganodyi imbwa. Anenge abva akadaro munhu wako 😂😂😂😂😂
Iyo inzara yedumbu iyo. Kwete yemafeelings. Hapana hapana. Chinototsva chete. Unless munhu wako ari wesimbi. Kana ari wenyama chete, zvadhakwa!!
Kkkkkkk pakaipa makunaluna ambuya nemukwasha ❤❤❤❤hoyooo
It's giving friends like Marisa kkkkkk
😂😂😂😂
Iyi Mai inoda kuzviiita Mai vemusha ngavadxikame
Marisa 😂