Ini l love acting yavo but ma mov acho haasikupera,plz jamukoko tinzweiwo,dangerous friend how far? Ko tsano iripo ,ko vakomavejoni ndopainoperera here ko muti wemusango ko manenji aish
Jamukoko uchapedzisira wadzinga ma viewers nenyaya yekusapedza ma series ako, unogona you're actually one of the best asi iyi yekusapedza zvaunenge watanga dei wapagadzirisa ipapo
Jekiseni mmm une chipo hako. Unoziva l always feel like lam running along on the streets with you when this all happens. Iam your big fan.You are so natural 😍 lam telling you. U onyatsopfeka role wafamba nayo
Ummmm the pretenders kkkkk. Chelsea wakayanbirwa kut siyana nevarune vanogara pamabridge you didn't want to listen..Kushingirira coz akati mwana wapastor. Ko kana achikunyera , good that wakazozvionera oga. Isuit here yawanga waona wazochema kaaaa. NXT time take an advise that you give. Mwana wapastor vepi anga achitaura kut Abraham akakwira mumut achida kuona Jesu😂😂😂😂kana chimwe chozivikanwa nezveBible hapana aaaah. JAMUKOKO MAKEKE❤❤❤❤
Just come on behalf of him, I'm sorry nekuzotuka but chaita adaro inyaya yekuti pazvichemo zvese zvamukupiwa nevanhu hamusi kupindura so izvi azviitira kt aone kt munopindura hre, I'm sorry for that but our complaints ndezvekuti mupedzewozve zvamunenge matanga@@Jamukokomedia
Barika remurombo, dangerous friend, tsano mboko etc**** hamuoniwo hre nhy team Jamukoko kt mukukangananisira maviewers enyu, kugona kwenyu kuchaoneka sei manje kana muchitisiira paroad manje
Those asking for the songs in the movie click this link
Apostle Sean-Mazuva Ekunyika
ruclips.net/video/jItdtmg9i5o/видео.htmlsi=8SqjNRYigmOWQNup
Ndavinga Apostle Sean
Jamukoko never disappoint only disappoint us on unfinished episodes
❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Jackson chengetavana vako mhayiweee anhuwoyeee Aaaayaas ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Ichikwadi kusapedza , but well done 👍❣️❣️❣️❣️❣️❣️❣️❣️
BARIKA REMUROMBO 4 premiere tomorrow
Ko dangerous friend nhai
yeah haapedze zvinhu muchinda iyeyu dangerous friend chaiyo haana kupedza anobva atanga zvimwe
Imagine achepedzisira adzinga ma viewers cz katova katsika kake ikako kekusapedza zvinhu
Ngavawone zvinoitwa ne Magtom Media kana Four seasons media vanopedza.
Sure Jamukoko itai serious
Ini l love acting yavo but ma mov acho haasikupera,plz jamukoko tinzweiwo,dangerous friend how far? Ko tsano iripo ,ko vakomavejoni ndopainoperera here ko muti wemusango ko manenji aish
Haa Jamukoko itai zvinhu zvenyu one one please 🙏 hapana chobuda mukadai
Hapana chamuri kugona kana muchi buditsa new moves musina kupedza kubuditsa mamwe
Barika remurombo premiere tomorrow
@@Jamukokomediaakawanda vajamukoko amurikusiira panxira tiitireiwo serious Sema fans enyu we lov u
Haa ngatiitei mamovie achipera izvezvi matotanga rimwe
True
TRUE CHOKWADI HACHIPUTSE HUKAMA
Chokwadi ichocho awanda avasiira panzira
Jamukoko uchapedzisira wadzinga ma viewers nenyaya yekusapedza ma series ako, unogona you're actually one of the best asi iyi yekusapedza zvaunenge watanga dei wapagadzirisa ipapo
BARIKA REMUROMBO 4 premiere tomorrow...
Jamukoko dangerous friend howfa still waiting now watobudisa hobho apa haisati yapera anyways lol ( lots of love ❤️)
Educative
Chitipaiwo dangerous friend
Itai muchipedzisa basa rawanda ridiri kupera barika temurombo dengarus friend ndakazvimirira
Tsano mboko
Dzirikuuya
@@Jamukokomedia moita muchinonokawo vedu
Jekiseni mmm une chipo hako.
Unoziva l always feel like lam running along on the streets with you when this all happens. Iam your big fan.You are so natural 😍 lam telling you. U onyatsopfeka role wafamba nayo
Oh thank you so much ndafara zvekuti kunzwa izvi
Itai ma movie anopera imi murikutanga amwe musati mapedza amwe chii ichocho
BARIKA REMUROMBO premiere tomorrow
Mmmm jamukoko kadance here ako
Hoyoo fire 🔥🔥🔥
Superstars 🔥🔥🔥🔥
Evangelist Chamba ichooooooo, hanzi you look together ndapera hangu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
Jamukoko Media musadro dangerous friend makasiya paroad, barika remurombo masiya matotanga zvimwe haa guys musadro vedwe 😢
Barika remurombo yasiwa here ndikutozvinzwao nemi
Ko dangerous friend
@@Jamukokomediako dangerous friend, ko tsano? Ko manenji
aaaaaaaaahhhhhhhhhh kkkkkkkkkkkkkk pa19:20 mapaonawo here team
Mapedza maspots
Ndiyani akaimba song iyo ye mbanje
Search Apostle Sean-Makandidzora
I love the song
Jamukoko team you are huge.....
itai nyaya dzacho takamirira guys but kamai kemu next door pana mkwasha mboko ndikunzwa kuda kukakwira ini
Nice one haaaa But Marisa ngaabudikire zvinyatsotsvobida
Aaaa chokwadi vanogona havo but pakungo hunger vanhu
❤❤❤❤
Kkkk Hanzi zvaranai muwande
In my next life I want a friend like Jackson 😂
Ummmm the pretenders kkkkk. Chelsea wakayanbirwa kut siyana nevarune vanogara pamabridge you didn't want to listen..Kushingirira coz akati mwana wapastor. Ko kana achikunyera , good that wakazozvionera oga. Isuit here yawanga waona wazochema kaaaa. NXT time take an advise that you give. Mwana wapastor vepi anga achitaura kut Abraham akakwira mumut achida kuona Jesu😂😂😂😂kana chimwe chozivikanwa nezveBible hapana aaaah. JAMUKOKO MAKEKE❤❤❤❤
Heavy spara gondias simbi ye majeremani 🤣🤣🤣🤣🙋🙋🙋🙋
Kana tozogara Jekiseni hatina zera naye kkkk.
Jmukoko tichatadza kku follower nekty hauna kukwana iwe
Hamutuke kah ko kungobva pano henyu or kutaura zvinoda kugadzirisiwa .....
@@Jamukokomediahamupindure 😂
Just come on behalf of him, I'm sorry nekuzotuka but chaita adaro inyaya yekuti pazvichemo zvese zvamukupiwa nevanhu hamusi kupindura so izvi azviitira kt aone kt munopindura hre, I'm sorry for that but our complaints ndezvekuti mupedzewozve zvamunenge matanga@@Jamukokomedia
@user-kq8io2rq5p thank DANGEROUS FRIEND on post production then BARIKA REMUROMBO PREMIERE every Friday
Mukutamba nesu.ko barika remurombo riripi
Tomorrow premiere inobuda Friday not Thursday
But jamukoko please try kut ukatanga chinhu ngachipere wotanga chimwe hona takutanga zvimwe barika takasira munzira tsano mboko hatina kupedza 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
ii taura hako ese anongogumira muroad zvakutobhohwa zvinhu zvacho
Vati barika racho rakatopera hre pamwe ririkuuya kah
Apostle Sean kufuta fodya zvshuwa here😂😂
Taurai henyu zvakubowa manenji, the wicked boss, dangerous friend Havana kupedza
Chakabikwa ichi!
Ko dangerous friends iripi guys munogonq ku act but hapedze ma movie
Yaa taura hako wangu zvakubhowa
Jamukoko unoda mubhadha iwe tanga zvinhu uchipedza
Eeeee haa mamwe madrama tatokanganwa
Ko barika remurombo ririp hatisat rapera kaa
Episode 4 premiere tomorrow
Komukwasha mboko ne dangerous friend @@Jamukokomedia
Hoyooo 😅🔥
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 munogona basa henyu haaaa musanyeperwe ichimachirova ichi❤❤❤❤❤ Apostle Shon bho here 😂😂😂😂😂😂😂😂
Hokkoyoomy sister Ooooo
😂😂😂 slaughtering gone wrong😂😂
Good job
Johnson rinofinyama ndatoenda hnku😂
Kkkk in the name. Of judas
whose song is that I loved it
Apostle apà makurasisiwa njackson
Apostle Chamba voice renyu nderekubhawa kkkk
Jackeson musatipandusirawo Apostle nechamba
Haaaa matanga ft times zvimwe hazvin kupera
Barika remurombo 4 premiere tomorrow
@@Jamukokomediatikuda dangerous friend isu
Jackson 😂😂😂😂mwari Ave newe😂😂😂😂 kufurira vamwe rudo lbofu shuwa 😂😂😂😂😂hadziii mwana vapastor 😂😂😂😂
Ko dangerous friend haa imi kaa
Jackson ndakushaira pako zvangu 😂😂😂😂😂😂
Haaa jekiseni jekiseni
Namulanje 🎉🎉🎉
Abraham achikwira mumuti haaaa❤❤❤❤
zvasangana 😂😂😂
😂😂😂😂😂 Abraham pakakwira mumuti
Acida kuwona Jesu
Jamukoko.munoda kunzi munogona kubudisa new movie ma old movies musingapedze mobhowa imi
We are self sponsored... tinoita zvinhu necapacity yatinogonawo dzitoriwo shungu dzedu kusvika episode 500
Tibatsireio ne song iyo yaka ibwa nani
Search Apostle Sean-Makandidzora
Dambudziko renyu hamupedzi maepisode jamukoko no mhani
Baba Dzatiwaniranyashadzekudenga hokoyo nazenzeni
Hot🔥🔥🔥❤❤❤
Barika remurombo ririkuuya guys musawara
Thanks
Ndokumbirao zita resong irikurira apa
Yekutanga Apostle Sean Mazuva ekunyika, yechi2 Apostle Sean Makandidzora
Jakisen Haina kufitws nekurova mutokwani❤
🔥🔥🔥🔥
Pedzai masteries imi tikuda dangerous friend imi
Takataura nezve dangerous friend wani
Kkkk evangelist manyama😂Chamba
Ko dangerous friend iripi guyz
Season break
Dangerous friend matiregerera now matove pane rimwe guys please pedzai ma episodes
Haaa mababe anoda mabhinya iwawo kkkk
Haaaa hongu tine hasha hedu dzekusiirwa paroad but kutaura chokwadi Jamukoko hmmm munosota
Tinotenda
Barika remurombo, dangerous friend, tsano mboko etc**** hamuoniwo hre nhy team Jamukoko kt mukukangananisira maviewers enyu, kugona kwenyu kuchaoneka sei manje kana muchitisiira paroad manje
Barika remurombo 4 premiere tomorrow
Thanks regai tirimirire@@Jamukokomedia
Makachigona chinhu ichi Evangelist vane moto avooo
Apostle chamba marova asi black label mabirira
😂😂 Jackson ma1 guyz
Ndoo zvavanotoda vasikana vacho nhema seizvozvi 😂😂😂😂
Jamukoko huchi
Itai Muchipedza basa barika remorombo yatopera hre
Dangerous friend yakadi ayewa pedzai imi
😂 murume wabee anopenga
Jakiseni arikusunga mbanje
Zviri sei jamukoko, ndiri kumada masong yairira pa move iri ndoia vana sei?
Search Apostle Sean Jiam Ministry ndopari
Pamwe vachapedzisa vanoziva zvavanoita
Thank you for understanding and trust the process
Munogona asi pedzai mamuvhi
Shamiso zvakavharana hr nei musingapindure
She's coming back soon
Suit inopa munyaviri😂😂😂😂😂
Apostle vapindira
❤
Ndine rimwe zisutu rangu rega uwone
🎉
First time jack kurambiwa aaaa
😄😄😄😄😄😄 apa zvaramba
Combination yajack nachamba ma1 wess vobva vamwa ivo vakazvarwa vakatonwa kare kkkk ndaseka zvangu kkk
Hamupedzi zvamatanga imi
Barika remurombo 4 premiere tomorrow
AN apple do not fall far from it tree😅😅
😂😂😂😂😂😂
jackson unopedza masports
Munogona guys
Jekiseni ka😂😂😂😂