Vakuru VeChurch Vanoti Roorai Vakadzi Vamunokwanisa Kuchengeta Asi Madhara Aya Anofurirana

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 83

  • @maideimushoriwadube9687
    @maideimushoriwadube9687 2 месяца назад +6

    i know this family from Chivhu .I am really sorry about the situation of this Dzivakwi family.May God bless your family mai Nicholas.

  • @claravirgiemapukachinasire8079
    @claravirgiemapukachinasire8079 2 месяца назад +10

    Ini ndakazvarirwa kwaMarange thanks God baba vangu vaiziva kodzero dzevana vavo vaitaura kuti handina mwana anoroorwa asina kupedza chikoro kana vasvika 18yrs vave nekodzero yekutsvaga church yaunoda kuenda vaiti handidi munhu asinganamate ndongoti rest internal peace my dad

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 2 месяца назад

      @@claravirgiemapukachinasire8079 ha.nzi nevanhu varipano inhemha dzako sekunonzi vaivapo

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 2 месяца назад

      ​@@Bvanyangu352kkkkk

  • @MaradzaMoyo
    @MaradzaMoyo 2 месяца назад +7

    Church yekwamarange is a gvt on its own

  • @ShondaOz86
    @ShondaOz86 2 месяца назад +2

    May God bless mai ava;shes very hard-working & intellectually gifted,dai vakawana zvakakwana she wld have gone far.Thank you for bringing such topics to enlighten us,vanhu vacho vanenyaya dzonakidza futi😂

  • @Masiziba1
    @Masiziba1 2 месяца назад

    i grew up muchurch yekwaMarange asi ndakatoroorwa kunze and zvakanaka ..ndakazvidzidza from my unties waive 10 asi wakaroorwa kunana methodist seventhaday nguva dzawo wakachata zvakanakisa zvazvinoita ndezvekuti vabereki wemwanasikana wakada tea haa for sure wanoenda hazvisungirirwe izvi

  • @ganyaz
    @ganyaz 2 месяца назад +1

    haisi church iyo,varoyi chaivo,mhondi ndosaka ichidyidzana neZanu pf,
    vakadzi nevana varipanguva yakaoma muChurch umu !!
    mukoma Robert fumurai hunhu hwakaora hunoitwa mhondi idzi ma rapists !! tsvagai zimurume racho tinzwewo diwi rake,
    mai ava is one out of a thousand vhakavhurika maziso 👏👏

  • @viviandurimamoche6505
    @viviandurimamoche6505 2 месяца назад +1

    It is well mbuya mai Nico zvenyu zvabhadhara .

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 2 месяца назад +2

    Kunamata hakufurirwe munhu mhai

  • @Ezekelndlovu
    @Ezekelndlovu 2 месяца назад +1

    Sorry my sister mwari ngavakuchengetei shuviro yenyu dai mwari vaizadzsa

  • @MichaelMoyo-h2q
    @MichaelMoyo-h2q 2 месяца назад

    Robert dayi wayiva munhu anofunga warega kushanda nezve kusvibisa machechi avanhu wasvaka kuzotambura iwe

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 2 месяца назад +5

    Pachipamwe hama dzangu

  • @AmonChauma
    @AmonChauma 2 месяца назад

    Touch is a move

  • @royalblue4064
    @royalblue4064 2 месяца назад

    Part 2 please

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 2 месяца назад +7

    Marange makaivengereiko inga munyika mese umu mune vana vari kuroorwa vari under age ndeve kwaMarange here.siyanai nechurch dzevanhu.zvino mai ava zvavakaroorwa vane 16 yrs vasiri mwana wekwamarange wani

    • @jacobnyamuda5661
      @jacobnyamuda5661 2 месяца назад +3

      Iwe even inini ndakakurirako, Church yekwamarange yakadhakwa, Noah ndiye aikurudzira vanhu varoore vakadzi hobho, zvaiparidzwa wani muchurch kunzi varumae roorai, hanzi varume fambai kkkk

    • @tsitsinyamukapa1888
      @tsitsinyamukapa1888 2 месяца назад +1

      Kutaura kwemunhu asasada Church vakagqrq vachingodawo varume 16yrs vakaroorwa vasiri kwamarange ngavangoregera mhanhi

    • @chrismatienga7354
      @chrismatienga7354 2 месяца назад +1

      Pfutsek pfutsek

    • @Nunec
      @Nunec 2 месяца назад

      But it's not a system ichoice yemunhu. Ku Marange is the culture

    • @AnneryMpankan
      @AnneryMpankan 2 месяца назад

      Who told you that, ​@@Nunec

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 2 месяца назад +2

    How far Madzibaba Ekedhi

  • @CaroDlamini
    @CaroDlamini 2 месяца назад +2

    Koo murume Wacho makamugamuchirirei ngaadzokere kwaive arii

  • @maideimushoriwadube9687
    @maideimushoriwadube9687 2 месяца назад

    Yapera here nyaya yamai Nicholas

  • @shyletmakwiranzou3841
    @shyletmakwiranzou3841 2 месяца назад

    Varume vachafa riinhi tizorore😢

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 2 месяца назад

    Part 2

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 2 месяца назад +4

    Marange cult iyi inorwadzisa hama weee ndanzwa tsitsi nekuchema kwamai ava. Satanism chaiyo apa vanovhara vhara mhosva. Kuunganidza vakadzi nevana no food no schooling. Marabhauma manetsa

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 2 месяца назад

      Ndeipi section yeconstitution inorambidza cult? Let the do their cultism

  • @esiterymunzvengwa7878
    @esiterymunzvengwa7878 2 месяца назад

    Part 2 todakunzwa kuti vakavarova sei kudare

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 2 месяца назад

    Wechi2 but aisaenda kwaMarange

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 2 месяца назад

    Murume wenyu mai raive benzi chairo

  • @ChristeneIdontknow
    @ChristeneIdontknow 2 месяца назад

    Anamadyirawo futi vakada kuenda vanodzoka ravarombe

  • @sevaseva836
    @sevaseva836 2 месяца назад +3

    Saka kana vana vachi roorwa nemadhara kovakomana vanozo roorei.Madhara ndiwo ari kutora vana vadiki vema 13 years vakawanda futi.Saka mubvunzo wangu uri kuti vakomana vanozo roora ani.

    • @Ashley-up6xy
      @Ashley-up6xy 2 месяца назад

      Ini handina kutoorwa ne dhara 😂😂😂😂😂😂

  • @gladysmvere1238
    @gladysmvere1238 2 месяца назад

    Uuumm zvakaoma

  • @TrinityMusonza
    @TrinityMusonza 2 месяца назад

    Kkkkkkkk mai vanotaura zvinosekesa

  • @MichealMotsi
    @MichealMotsi 2 месяца назад +2

    Mkoma Robert Madi kungoita zvasekuru Tasvu maizvigona zvekuti zvemarange dai masiya

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 2 месяца назад +2

      Uri rombe remunhu.

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  2 месяца назад +3

      Ingowona zvaunoda pano, zvinokurwadza wosiya

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 2 месяца назад

      😂😂😂😂😂 kuhosho ndiko kwavozve kwavanodanwa vachinzwa. Kubvondora muMarange kuti vanhu vatizire kuhurombwa. Vanzwireyi tsitsi havana chavanoziva.

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 2 месяца назад

    Mukoma Robert famba vanotaura siyana navo

  • @charleshungwe3266
    @charleshungwe3266 2 месяца назад

    Touch is a move pamwana weMupositori 🤣🤣🤣🤣vandi pedza Mai ava

    • @Takujay-01
      @Takujay-01 2 месяца назад

      Yes! even mubible hamubvumirwe kurambana

  • @lazarussotile7712
    @lazarussotile7712 2 месяца назад

    Mateo 10 :22

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 2 месяца назад

      Kunetsa sando kurovera chipikiri paruware. Hachipindi! Chingatofonyoka 😂😂😂😂😂

  • @EverestSimau
    @EverestSimau 2 месяца назад +1

    Marange haisi church , Sodom and Gomorrah 12yrs atomukadzi,

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 2 месяца назад +2

    I challenge you Robert to interview the leader of the church. That's where you could get information yechokwadi but kuroora vakadzi vakawanda is not the doctrine of Marange but but a doctrine of a society if not biblical

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 2 месяца назад +3

      I challenge you also to prove your statement based on the statistics at hand. Usanyepera kudzungaira. Majaira abuse of young girls the reason why you defend rubbish

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 2 месяца назад +1

      @caswellshoko4617 Girl child abuse is everywhere both Marange and outside. It is an issue which should be addressed at a national level. There are a lot of girls who doesn't attend Marange who got married at their early ages I learned with, at same school. I know you hate Marange church but what you should take in your mind is the fact that you can't force everyone to like your choices. Tinashe Mugabe's show also proves your hypocrisy

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 2 месяца назад +1

      @@Bvanyangu352 Why are you defending the marange apostolic sect when you know all this?

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 2 месяца назад

      You are a fool yet you think you are intelligent. I want you to engage me on a one on one basis. I don't use ghost accounts. I am sure you can easily get hold of me. But I promise you if you belong to this sect, you are in trouble. Am waiting

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 2 месяца назад +1

      @caswellshoko4617 I'm not defending. The issue is when underages are being taken as brides by Marange followers, you see it as a bad thing. But if it's someone who's not a Marange congregant, it's not an issue to you. Yenzanisai mutemo. Tongai mhosva kwete munhu nemaererano ekuti anopinda church ipi. Underage is a constitutional law which should be abide by every Zimbabwe citizen despite being Marange or not. Why I challenge Robert to interview the leader of the Marange Church, it's because I know it's not even allowed to take an underage as a wife in the church but there are those who do it just like any other person including vasingaipindi who doesn't know what it means when it comes to constitutional laws

  • @ForgivenessLMtetwa-vu3ei
    @ForgivenessLMtetwa-vu3ei 2 месяца назад

    Ko Robert uri Cy une moyo muchena

  • @josephnyampunga1325
    @josephnyampunga1325 2 месяца назад

    Robie ndaifarira maposts Ako but since pawakatanga kurwisa church iyi I'm no longer interested in them chiripo hunhu wevamwe vanhu vanoda kusvibisa sangano iroro, barika itsika yechivanhu Asi hamuzvitambiri.. vangani vana vasingapinde church iyoyo varikunhumbiriswa vachipinda mumabhawa vari underage be fair in your posts

  • @MelissaJays
    @MelissaJays 2 месяца назад +2

    😂😂😂😂 mapostori bodooo

  • @mekong7529
    @mekong7529 2 месяца назад +2

    Cleavage manyama

  • @timothychakupe9405
    @timothychakupe9405 2 месяца назад

    Robert you bias why ma interviews ako achiitwa kune vakabuda church chete? Hakuna munhu anotaura zvakanaka nekwaakabva and haataure zvakashata zvaanenge akabudira. I think mune agenda yenyu

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 2 месяца назад +1

    Robert i regard you as a person who got adequate education. I regard you as a well educated person but sometimes I begin to wonder if level randinokuisa ririro chairo. Unoratidza kusada kuziva chokwadi, but kuva nedivi rinoenderana nekuda kwako panyaya iyi. Kuva nedivi kwako kunoonekwa nekuvhunza vasirikuenda church, asi vanoipinda variko kusanganisira mukuru wayo. You prove to be a propagandist agaist Marange because if you were for real, you could have interview both parties. Chaungatarisira pamukadzi akarambwa kana kuramba murume, chakanaka chaangataura pamusoro pemurume waakasiyana naye chii? Be clever enough if you really need to know what's happening useless if you chasing your own goals. Those certain individuals you are interviewing are probably expelled from the church because pamhombwe nevaroyi nembavha church iya hayimisi, inodzinga. Maunderage amurikutaura awa anotoparidzirwa kuti musaroore maUnderage sekuita kunongoita mutemo wenyika kuti musauraya asi vanhu vanongouraya.
    UNGAITA HAKO KUTI PAGE CHANNEL YAKO IKURE ASI HANDIONA ZVAKANAKA KUIKUDZA NEMANYEPO NERUVENGO!

    • @EdnaHunduza
      @EdnaHunduza 2 месяца назад

      Aaa mother immigration mandishamisa nehushingi hwenyu, hamusvikirwe, mosvika mega, ini ndinoti well done, makamiririra vana venyu, munhu anofanira kuzvitsvagira murume waanoda ega kwete zvokumanikidzwa padhara, aiwa kwete, dei taiwana madzimai kana 10 zvawo anepfungwa dzakadai, vanasikana vedu havaimbodzwanyirirwa kusvika pakuroorwa nemadhara ivo vari ma under age..no to under age marriages, no no ndati no ende mu right mother ende mwana anofanira kuenda ku skul nyangwe ari musikana, kuenda ku skul ikodzero yake, munenjere mother imi, Mwari akuitirei zvidhafu dhafu..

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 2 месяца назад

      @@EdnaHunduza Who's mother immigration?

  • @OdiasMushohwe
    @OdiasMushohwe 2 месяца назад +1

    Zveupenyu hwako wapedza here nhayi iwe Tapfumaneyi. Zvaunoswera kubvunza zvekwaMarange ita mushe Shaa. Zvauri kutsvaga uchazvivana tsvaga

    • @norestzivave19
      @norestzivave19 2 месяца назад

      Hezvo😂😂😂

    • @JemimaBhobho-y1c
      @JemimaBhobho-y1c 2 месяца назад +6

      Asi uriwekumarange kani hasha dzako idzi

    • @BrendaManganga
      @BrendaManganga 2 месяца назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 aaaa 🙌🙌🙌🙌🙌 😂😂😂😂😂😂 uyu ndewe kwamarange cht yambiro Yako kaaa 😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 2 месяца назад

      Achazviwana taura hako

    • @crazymaze4611
      @crazymaze4611 2 месяца назад

      😂😂😂😂