CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 23 ноя 2024

Комментарии • 479

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 Месяц назад +40

    Siya like pa drewmas media taking you to another level

  • @MavisBundu
    @MavisBundu Месяц назад +11

    Vnhu vepamashop apo vanoda kumbopiwa black boots vamamiswe kuitira mangwana

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa Месяц назад +45

    Mwese vanhu mwaakutaura humboo husina basa murimbwa dzevanhu mwakasiya vanhu vachirwa kusvika pakuurayana. Sei hamubatsiri chinhu. Muri marabish

    • @VmailMudzu
      @VmailMudzu Месяц назад +4

      Ndoo zvinobowa izvozvo vanoda kutaura munhu afa

    • @AgnesMaradzikwa
      @AgnesMaradzikwa Месяц назад +4

      @@VmailMudzu pakaipa mosiya vanhu vachibayana kwaakuzoti Tanga tiripo zvichabatsirei

    • @FaithChikowe
      @FaithChikowe Месяц назад +3

      Ndiko kudzungaira kwakaita mazimbabwe

    • @EdsonMarufu-ho8tj
      @EdsonMarufu-ho8tj Месяц назад +1

      Vese vanga varipo imbwa dzevanhu

    • @CleopatraMudyandigere
      @CleopatraMudyandigere Месяц назад +1

      Nhai nhai plus mutengesi webanga ane mhosva yei ko

  • @Spiwamuvirimi
    @Spiwamuvirimi Месяц назад +32

    Munogona zvekupa humbowo chete Kununura wanorwa hamugoni

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 Месяц назад +9

    Hautengesere mnhu banga iwe waona vachinetsana, ini ndakamborambirwa kutengeserwa mushonga wemakonzo, vaona ndrikuchema, vakati hatide mari yako hatitengesere mnhu anochema mushonga

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 Месяц назад +16

    Musikana uyu wekuuraya pamwe ayigara nebanga sezvo vachiti hakusi kutanga kubaya munhu

  • @LEONTONDERAIBUTAWO
    @LEONTONDERAIBUTAWO Месяц назад +11

    Nyaya ye banga mapurisa achaita investigations, madii masiira mapurisa.. nyaya hombe ndeyekuti ko vanhu vakadiii kubata fight pane kuti vaite ma observer vanhu vachikwadzana

    • @sandrazhakata8106
      @sandrazhakata8106 Месяц назад +3

      Pane dzimwe fight dzoda kusiiwa vanhu vapedzerane ..nekut ukaona vanhu vepanharaunda vasiya it means a lot..
      Pamwe uchinobata ndiwe unokuvadzwa unobayiwa,so pari triky

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa Месяц назад +1

      Pamwe paitozofa vakawanda mhai dzimwe fight hadzina kumira mushe wena its easy enough to say dai makabata kumunhu aivepo zvinorema coz unotoona face yemunhu agarwa kuti apa ndikabata ndinofa last month pana baba vakatofa vachizama kununura shamwari yavo pasnooker chaipo

  • @ameliajoaomateus5736
    @ameliajoaomateus5736 Месяц назад +11

    Wakomana taurai chokwadi.munoiziva here Ngozi itai zvenyu.

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Месяц назад +8

    Sahwira woyeee gara muberere.....love the song ❤❤❤❤❤

  • @tracykofi4927
    @tracykofi4927 Месяц назад +4

    Kune banga kwarakabva....in Holy 10' s voice.

  • @maimavis
    @maimavis Месяц назад +18

    Chegutu mukombe ichatora wukupondana uuuuummmm zvanyanya sure

  • @MariaMlambo-r4g
    @MariaMlambo-r4g 28 дней назад +1

    Sy akatengesera munhu Banga awona vechirwa ummmm 😊😊😊 makawoma moyo 🖤 kusiya vanhu vechirwa kusvika pakuwurayana saka makufara nekut wafa here,

  • @catherinenyamvura8870
    @catherinenyamvura8870 Месяц назад +9

    Nhai imi vanhu ndimi ma mapurisa here iye akauraya ndiye achataura kwaakatora banga

  • @TatendaKaduta-lx1ib
    @TatendaKaduta-lx1ib Месяц назад +8

    Vanhu musatinyangadza makatadza kubata wakadzi awo maionaka firimu pwetere pwetere Chii nyararai apo amuna chitakanuro kuuraiwa makatarisa

    • @NomsaNyama
      @NomsaNyama Месяц назад

      Taura hako mulambo ahana kubaya munhu ndakataura zveuyo akabaya

    • @CharityMubaiwa-f8q
      @CharityMubaiwa-f8q Месяц назад

      Taura hako wose anoti aivapo vanoda mambama chii ichocho

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Месяц назад

      @@TatendaKaduta-lx1ib but kubata vanhu vanenge vachirwa kwakutyisa bcz iwe mutakanutsi unogona kuguma wabaiwa nebanga

  • @nyaradzomarozva5715
    @nyaradzomarozva5715 Месяц назад +4

    Hahhhh Chegutu yakuda kumbofambirwa iiiiii chiiko

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 Месяц назад +8

    Sezvo Mari musikana imhondi anogara naro paanofamba. Banga nderakw

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 Месяц назад +3

    Its very sad story ko police inoshaya mota sei especially in such cases? Emergency to make matters worse. Vanhu varikupera plus dai hurumende yedu yayita kuti kana munhu achida emergency ku hospital munhu atange ku hospital police ichiwuya to save lives kwete kuti zvanzi police report first iye munhu achida kurapwa ipapo.

  • @lacychipindirwe1289
    @lacychipindirwe1289 29 дней назад +2

    Mlambo vanhu havangangokunange usina zvawakaita iwewe mari yaicheteswa for wat ndiwe wakatengesa banga and iwewe why running away sezvo pazvakaitika waivepowo

  • @JudithZimundi
    @JudithZimundi Месяц назад +3

    Saka mhosva yaMhlambo ndeyekuti anotengesa mapanga? Imi kwanai imi, auraya munhu ndiye ane mhosva yake, why kuda kupinza vanhu vakawanda wanda munyaya

  • @simonmazendame
    @simonmazendame Месяц назад +9

    maybe Banga rakawuya RiRi mu bag nechekare as a weapon Mlambo akachengeta bag asinga zive zviri mukati.uye ukawona Hama dzotora ropa radeuka muvhu vanenge vachida Kuno mutsa mufi Kuti ayite revenge.ndakatombozviwona izvozvo vakauraya vakatanga kufa 1 by 1

    • @TafadzwaMutsaru
      @TafadzwaMutsaru Месяц назад

      Ndirini andidi Kuti wafe ndoda wapenge wafambe wasina kupfeka

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Месяц назад

      @@TafadzwaMutsaru kupenga hakuite bcz kana munhu ave benzi anenge asisazive so they won’t feel the pain. Anofanira kuita kana stroke or kuita chimwe chiproblem but pfungwa dzr sobbed so that anyatso regrettor

  • @DakaloMudau-v2j
    @DakaloMudau-v2j Месяц назад +6

    dai kuri kutown chero maWitness pasina ingadayi ichingova handiziv

  • @Suewally
    @Suewally Месяц назад +2

    Unozotengesera munhu banga sei iwe watoona kuti vanhu varikunetsana and one wavo ndiye arikunetsana neumwe .kana akatengesa banga zvechokwadi kungozi ane mhosva

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Месяц назад +2

    Mlambo is innocent musada kupa munhu mhosva..magara makamuvengawo

  • @BothwellTonderayi
    @BothwellTonderayi Месяц назад +11

    Hmmm Chegutu Chief ngachenure dhunu mweya wekuurayana wanyanya

  • @LeonardChoto
    @LeonardChoto Месяц назад +12

    Mlambo anotengesa mapanga Kwete ekuuraya vanhu so mlambo haana mhosva

  • @SaswellKabudura-r1c
    @SaswellKabudura-r1c Месяц назад +15

    Mudzimba dzenyu imi vanhu imi mukatenga mapanga ekudzimba dzenyu anenge akutengeserai anemhosva yei regai kubatabata Mlambo taurai neanenyaya yekuuraya

    • @marianonyaradzo6658
      @marianonyaradzo6658 Месяц назад

      Bvunzayi henyu nhayi

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Месяц назад +1

      @@SaswellKabudura-r1c u maybe right but paita mubvunzo ndepekuti mulambo akavharira mhondi mushop make kana mhondi yaive yagara inebanga it means mhondi iyi managed kutora banga from her bag akabva aripfekera mu skin tight pangu a yaive apiwa shelter na mulambo and the chances ekuti mlambo saw this happening are very high and the chances ekuti mlambo akatengesera uyu banga are also high. Yes mulambo is in business but it was not a wise thing to do kutengesera munhu banga knowing very well kt aive achirwa na mevhi. And panharaunda vaitoziva kt munhu uyu anoita zvekubaya bcz hanzi akambo buritsira waachishandira pama shops ipapo banga

    • @judithmutseura8014
      @judithmutseura8014 Месяц назад +1

      Parikutaurwa nezveokapi not banga njeeeee. Vanhu vari kurwa vomupa banga, ngaatotaure chokwadi atakurana nengozi Mlambo iyeyu

  • @LinetotiePaswavaviri-r1l
    @LinetotiePaswavaviri-r1l Месяц назад +3

    Uuumm chegutu vanhu vapanduka sure panyaya dzekuurayana idzii

  • @VmailMudzu
    @VmailMudzu Месяц назад +12

    Imhosva hre kutengesa mapanga pamwe aiva nebanga rake mu bag

  • @NorthbrandEnterprises
    @NorthbrandEnterprises 7 дней назад

    Ndaivepo ndaivepo pfutseki

  • @ChiheraChihera-hf5eu
    @ChiheraChihera-hf5eu Месяц назад +5

    Mulambo vangomumakawo munhu anofanira aive nebanga mupesi make bangs richanoongororwa chochakwadi chobuda musarovere munhu musati manzwa kuti mapurisa vatichii makanzwa asiriiye munozotarisana sei

  • @vimbaigumunyu2137
    @vimbaigumunyu2137 22 дня назад

    1.Hapana akaona shopkeeper achitambidza the accused banga.
    2.Vanhu ngavadzidziswe First Aid and CPR.

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Месяц назад +1

    Zviri pachena kuti Mlambo akatengesa or akapa munhu banga. Anogona kunge akangofunga zvemari benzi akasita hanya nekuti ari kutengesera munhu amborobwa since anga amhanyiswa kuenda kuShop

  • @BlessedTMugaradziko
    @BlessedTMugaradziko Месяц назад +2

    But even mlambo achitengesa mapanga mushop make angazive hre kut mnhu akatenga banga anoda rei semunhu ayiva atenga fish dzake .vnhu makungopindira ruvengo rwevanhu vemashops pakuita business

  • @AliceGanje
    @AliceGanje Месяц назад +2

    Drewmas media taking you to other level zvakaoma kusiira vanhu ngozi munzinza

  • @JoyceCharangwa
    @JoyceCharangwa 7 дней назад

    Mlambo anogona akapa banga or kwakungovengwa worse kana shop ichiita Mari kupfuua vamwe vanotokuwanirapo

  • @proematekwe9334
    @proematekwe9334 Месяц назад +2

    N banga riri muskin tight rinenge ratengwa nekuiswa munhu arimushop here it means raingovamo

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 Месяц назад +2

    Haaa Mlambo taura mushe $10 yacho akatengei mushop mako nekut wataura zvechange ye$3

  • @tambudzainyashanu780
    @tambudzainyashanu780 Месяц назад +3

    Baba vechecked shirt kwanai Mlambo siyanai naye. Vese varikuti takaona heee taivapo makadii kursndutsira

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba Месяц назад

      Shhaaa kana akamutengesera banga ambonzwa noise atovane nengozi

  • @Jacob-vi5ez
    @Jacob-vi5ez Месяц назад +2

    Nyaya iyi ndeye mahure.kwese kunorw a mahure ndomagumo either murume.or mukadx .zvinoguma kumarinda

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 Месяц назад +2

    Mlambo kana wakapa banga munhu pupura chokwadi unotora ngozi

  • @martingarnett3761
    @martingarnett3761 Месяц назад +1

    Nekuda kwe nhamo iri munyika banga rakabva mu shop akatengesa aitti ndatoitawo mari zvikazoguma nepi asi nyakutengesa banga ngaasungwe

  • @EvelynMabandla-h2k
    @EvelynMabandla-h2k Месяц назад

    Musikana wekuuraya anga akaronga weapon yake nekuti zvirikunzi nyaya yakatangira kune imwe nhamo so this Lady anga ane Banga rake akamirira the right time yekubaya munhu, zwekuti mlambo ratove drama ndofunga makutswaga nyaya kuti shop yamlambo ivharwe muwane ma customer kwenyu, plus musungwa achataura kwaakawana Banga rake, muchenjere kuzoripa mlambo nenyaya dzamukutaura musina humbowo nadzo, siyai police iyite basa,

  • @FadzieJomo
    @FadzieJomo 26 дней назад

    Kule vari kutsanangura vakabatei,ndogozodo er 😮😮😮. What type of drink is that?

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b Месяц назад +2

    Mweya yevanhu vafa pamashops ipapo iri kutenderera pachafa vakawanda

  • @yvonnepakura954
    @yvonnepakura954 Месяц назад +2

    Mlambo angoita munyama wekukomberedzwa nevanhu vane chandagwinyira
    ..Mlambo chero dai akatengesa banga zvekuti rakanouraya munhu zvinei naye.Vese vaakatengesera mapanga vakauraya vanhu?
    ..Paakavhara screen handiti aitotryer kurandutsira vanhu ,vamwe vaivapo vakadii kubata.
    ..Muridzi wemhosva mupenyu ngaamirure mhosva dzake ,ko handiti mupenyu here.
    ..Ko kana akatenga banga racho handiti aiva neFish?Mhosva yaMlambo ndeyei

  • @BrianChikoka
    @BrianChikoka Месяц назад +2

    Musungwa achataura kwaakawana banga mbomirai kutaura zvisina evidence

  • @NomsaNyama
    @NomsaNyama Месяц назад +6

    Vese vanoti munhu akarohwa tiripo vanemhosva ndavasungwe uye vaidiokubata vakuda kunenedzera mulambo vaidii kurandutsira vakatocontrubiter kuuraya vamemhosv yekusiya munhu achiuraiwa

    • @mikechirombo8594
      @mikechirombo8594 Месяц назад

      that's true pane vese vari kutaura varikungoti ndanga ndiri apa zvakaitika ndakatarisa kuratidza kut maitookera henyu munhu achiurawa

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Месяц назад

      @@NomsaNyama kubata vanhu vachirwa hazviitwe unofira mahara unobva wabaiwa uri we. Ini handibate maybe ndinga tongo vadira mvura coldest water just to distract them

  • @JudithChiyangwa
    @JudithChiyangwa Месяц назад +1

    We white tshirt hauna nyaya waitoona hako munhu achifa moda kurohwa vanhu vechegutu

  • @tambudzainyashanu780
    @tambudzainyashanu780 Месяц назад +2

    Baba veNike t-shirt munopenga kuvepo kwenyu hakuna kana basa because makatadza kurandutsira muzukuru wenyu. Siyai muridzi weshop ko kana muurayi akaita zvekuba banga racho makaona achipiwa here banga racho

  • @chipochiwaza3926
    @chipochiwaza3926 Месяц назад +2

    Aripi muurayi wacho, imhondi iyo ngaafire mu Jeri, Mlambo handioni mhosva yake ini

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 Месяц назад +1

    Masakasi, masakatira aya mlambo iwe unenyayao, hautengesere mnhu banga wamuona achinetsana nemnhu

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Месяц назад +3

    Teererai statement ya mlambo. Hanzi ndobva atenga zvaakatenga. Zviii zvaakatenga nhaiwe mulambo sei iwe mlambo usiri kutaura chacho chakatengwa.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Месяц назад

      Akatenga cutex asi hauna kunzwa achitaura? Saskam

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Месяц назад

      @@maiyeukai9346 hezvo saskamu inini manje was I talking to you? I think u really need a mental health check or u are suffering some kind of abuse or mutori nenhamo kumba kwenyu

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Месяц назад +2

      @@maiyeukai9346 saskamu ini manje? Ko iwe urichii? Zvakanaka kungotaudzana zvakanaka we are all here for socialising not insulting each other.

  • @LatifaMusai
    @LatifaMusai Месяц назад +1

    Vanhu wanenge wagara wakangowenga mlambo nechekare weduweee musadaro imi 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭zvinorwadza weduweee murikungoda kuti vamlambo waende kujeri nekuti wanetunhu twawo its not fair at all maZimba pachokwadi godo rakatizara hatidi kuona anobudirira or aneShop

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 Месяц назад +2

    Sekuru musapomera Mlambo,ko mukadzi wenyu akadii kutora muzukuru akaenda naye kumba

  • @Rue-sk5ux
    @Rue-sk5ux Месяц назад +4

    Ko kutengesa mapanga imhosva here veduweee. Mlambo ari kungovengwawo zvake asi mhosva haana

  • @preciousmapuka
    @preciousmapuka Месяц назад +1

    Guys Mhlambo haana mhosva hanty munhu akanotenga ega here ,kana achitengesa mapanga munhu akauya achitenga woramba here iye achida mari ,musavenge Mhlambo

  • @PaidamoyoMichelle
    @PaidamoyoMichelle Месяц назад +3

    Mmmmmm nyika yaparara zve sure

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Месяц назад +2

    Asi vanhu munhu kuuraiwa makatarisa sure nhasi mave zvapupu pamunhu asi akafa makatarisa it's sad

  • @PaulineMasiiwa-jl7tm
    @PaulineMasiiwa-jl7tm 23 дня назад

    muurayiAkabhadharwa nemukadzi wemurume waaidanana naye

  • @RonicaMaposa
    @RonicaMaposa 22 дня назад

    Saka vanhu mese makatadza kubata hre, varume mese maivapo makaoma zvenyu kutadza kununura munhu sua

  • @trishchakandinakira7581
    @trishchakandinakira7581 Месяц назад +1

    Aaaaa imikaaa kutengesera munhu banga Haana mhosva…unless Anga akati ndukuda banga kuuraya munhu …Saka vanhu vorega kutengesa nekuda kwevanhu vanopenga here

  • @perseverancedzirambi
    @perseverancedzirambi Месяц назад

    Maybe banga ranga ririkupurse yemuurayi ,, mlambo handioni sekuti akapa Maka banga,,, vanhu nekuwanda kwenyu makatadza kubata vanhu 2 hre vairwa nekuwanda kwenyu kwese ikoko

  • @MavisBundu
    @MavisBundu Месяц назад

    I'm surprised kut vanhu vese vaivapo vaitookera vnhu vachirwa shuwa to the extent yekut 1 loses life kurwadzisa vana vasara kudaro vanhu musadaro, mungadai makavabata mukaratidza sazita wangu nzira yekuenda kumba zvisina kuzodaro

  • @MirriamKanoda
    @MirriamKanoda Месяц назад +2

    Mlambo akakuchidzira hondo achiuraisa munhu

  • @paulinematambo
    @paulinematambo Месяц назад +3

    Uumm zvakaoma hazvo

  • @LilliKidy
    @LilliKidy Месяц назад +9

    Siyai mlambo uyuu nyangwe akatengesa banga aripabusiness saka maida adii yuwesi yatombouya nhaim

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Месяц назад

      @@LilliKidy ehe hazvo but kana ngozi youya haizive izvozvo

    • @PreciousMarambaushe
      @PreciousMarambaushe 25 дней назад

      Kna akambenge aona achirwa nemunhu womutengesera banga ane mhosva

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 Месяц назад +2

    Pane banga kwarakabva

  • @blantinambewe1096
    @blantinambewe1096 Месяц назад +2

    Mlambo kana wakatengesera munhu banga uri wrong.hautengesere weapon kumunhu ari kuita musindo.dai wakangoti banga uchatora mamgwana waa sober.

  • @stanelychishabwa9820
    @stanelychishabwa9820 Месяц назад +5

    Drewmas media taking us to another level ❤

  • @SheilaRandi
    @SheilaRandi Месяц назад +3

    Siyanai naMlambo vanotengesa mapanga ibusiness ravo

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba Месяц назад

      Vanhu vanogona kusiyana naye but kana akamupa. Ingozi haisiyane naye

  • @Hazvineikambamuri
    @Hazvineikambamuri Месяц назад +3

    Nyika irikuda kuchenurwa pane zvakaresva

  • @AmandaDube-j2w
    @AmandaDube-j2w Месяц назад +1

    Shem Mlambo mwari vakurwirewo kna usina nyaya

  • @TendaiMukandakanda
    @TendaiMukandakanda Месяц назад +3

    Iwe Mlambo unotoramba nhasi ngozi yatove mumhuri mako

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Месяц назад +2

      Ngozi yeiko asina kubata banga racho....

  • @KeonSimango
    @KeonSimango Месяц назад

    😢😢😢mweya urikufaamba muChegutu waakuda kubikirwa doro here or vakuru vanofamba naJesu ngavambopindirawo

  • @LindaManyaradye
    @LindaManyaradye Месяц назад

    Ana mhosva mutengesi tinotenga hedu mapanga munashops wani ko unovhunzwa here kuti urikutenga Banga urikuriitasei

  • @GetrudeMachingura-o3i
    @GetrudeMachingura-o3i 22 дня назад

    Chegutu yanetsa iyi handi ndiko kune uya fut wekuzviburitsa matumbu panze akafa fut ummmm nyika yashata sre 😢

  • @rosemarymoyo1009
    @rosemarymoyo1009 Месяц назад

    Ko kutengesa mapànga imhoswa here imi murikungoti Mlambo imi maínge muchiitei tibvirei apo,mava ma CID here ,dai munhu akauraya ndiye wakabaya siyanai namlambo ko pfuti dzotengeswa wani asi hazvirevi Kuti unofanira kunouraya munhu,kutotaura Kuti akamubaya kaviri makangotarisa pedzo moti Mlambo.

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 Месяц назад +1

    But mlambo haana kuzviramba kuti akapa mnhu banga, dai atotaura kuti handina chandoziva nezvebanga, unopa mnhu chombo chinokuvadza iwe wavaona vachinetsana

  • @DorcasJambwa-z8w
    @DorcasJambwa-z8w Месяц назад +3

    Zvanyanya munyika hedu chiko veduwe vamugabe pavaivapo panga pasina zvakadayi kubva zvaiswa baba ava pachigaro vanhu varikuurayana

    • @ColleenChikanya-h5c
      @ColleenChikanya-h5c Месяц назад

      Corruption yanyanya vanhu havachaende kujeri

    • @FaithChikowe
      @FaithChikowe Месяц назад

      Ngava dzose chimushini chekuti auraya aurayiwewo

    • @lerossybae
      @lerossybae Месяц назад

      ​@@FaithChikoweproblem akanga apasser kuita zvekuuraya wacho akabva afa asati atombozvishanda ...ngavandipe ini bsa iroro chero ndisina kuzvidzidzira ndikunzwa kt ndozvigona ini

  • @CatherineGwapedza-cd2pv
    @CatherineGwapedza-cd2pv Месяц назад +1

    Chegutu chegutu chegutu bikai doro imi

  • @chipochipo8415
    @chipochipo8415 Месяц назад +1

    Vaneshamba munofanirwa kubvunza kuti why musina kubata vanhu vachita zvakadai mmm

  • @LydiaPazvakavambwa-uu6pm
    @LydiaPazvakavambwa-uu6pm 8 дней назад

    Musapa munhu blame imi vanhu kufarira interntainment vanhu vachiurayana maitadza kubata here

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma Месяц назад +1

    Awo ve Nike vanopenga makadii kubata zvemuri kuti maiowepo maiti muri kuona firimu here makuti Mlambo ndiye akazopa munhu banga

  • @RobertChimwanda
    @RobertChimwanda 28 дней назад

    Black boots hero basa shandayi guys

  • @blessingnnzvaura3831
    @blessingnnzvaura3831 Месяц назад

    Muridzi weshop ngaasungwe aka contributer pakuuraya Mavie hautengesi banga kuvanhu vairwara ngaasungwe murayiwo

  • @emilymushonga1017
    @emilymushonga1017 Месяц назад +3

    Toti muridzi weShop atove nengozi ka ,,,ko imi makadii makabata sasekuru murikuti makaona zvakaitika ummmm😢😢😢😢😢

  • @NyashaChirozvi-qk8ek
    @NyashaChirozvi-qk8ek 25 дней назад

    Chegutu ine mweya

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 Месяц назад

    Kasekuru aka kakaonda kane shanje dzekuti shop yake haisi kutengwa..vaakuvenga Mhlambo mahara nekuti ari smart. Ataura wani kuti sis aive nebag rake...

  • @HappinesGwenzy
    @HappinesGwenzy Месяц назад +5

    Mlambo Ari akauraya papi

  • @TsitsiChigoche
    @TsitsiChigoche Месяц назад +1

    Ko kana akagara aine banga rake munoziva sei, semuurayi pamwe aifamba naro pavakarwa akashaya mukana wekuriburitsa. Mlambo musiyeyi

  • @MirriamKanoda
    @MirriamKanoda Месяц назад

    Papasina chitsotsi munhu akangobaiwa left side kufa stret murume anebasa rein nhai kuuraya munhu

  • @faithtarima1353
    @faithtarima1353 25 дней назад

    Akabaya ngaarohwe achataira kwaakariwama banga.imi mose mutori mapenzi makatadza kumisa musindo

  • @Charity-e5p
    @Charity-e5p 27 дней назад

    Muskana aura ngauraye

  • @PatriciaManyika
    @PatriciaManyika Месяц назад +2

    Pamwe mukadzi uyu anga agara auya nebanga since irikunzi panga paine kunetsana kubva kumashure maybe banga ranga ririmu handbag...hapana evidence yekuti mlambo akapa munhu banga uye kutengesa

    • @MavisBundu
      @MavisBundu Месяц назад

      Yes and vnh vanga vagara vakamakana definitely Mavi achizikamwa kut anomwira ipapo, Maka was ready achiziva kut hondo irikuenderera mberi

  • @SaraFelixFelix
    @SaraFelixFelix Месяц назад

    Imi siyai mulambo pamwe musikana iyo anogoma iro mhondi

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 Месяц назад +1

    Nyweee nywee Mlambo varume vese vari kti vaivapo vakatadza kubata sei pakatanga vanhu kurovana

  • @mshapiloevidence453
    @mshapiloevidence453 22 дня назад

    Nyika yeduwo ngaive nema resources akakwanawo ukaphone respond yaunowana apana mota

  • @TendaiMukandakanda
    @TendaiMukandakanda Месяц назад +2

    Mlambo akaiswa Pacorner anotaura chokwadi chakaitika

  • @lreneMuwodzi-jv2ey
    @lreneMuwodzi-jv2ey Месяц назад +1

    Akarohwa anotaura ndiye akamupa banga

  • @knowledgemoyo
    @knowledgemoyo Месяц назад +1

    Mlambo akatengesera mhondi banga ndochokwadi chiripo ataura wani kt akatenga zvaakatenga ndikamupa change yake

    • @Mka4315
      @Mka4315 Месяц назад

      Ehee, akutya kutaura chokwadi chete