CHEGUTU........WEKUENDESA DORO KUMAKUVA EGA ONDUNDURUDZIRWA MUDARE
HTML-код
- Опубликовано: 23 май 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Развлечения
Mambo ipaiwo vamwe mukana wemuono kwete imi mega harisi dare
Ukaona mambo achitaura ega thru out the whole story hapana zvinobuda
Nhy zvako
ummmmm dzinotaura kwete mbichana and one man gang!!!!
Hezvoooo ko vaidira doro pamakuva ana gogo seiko paguva rana gogo panodirwa nehama dzavo dzekumusha kwavo
Wise Chief ane muono vemberi pakuyananisa mhuri bigup Chief ndatenda Dare munobata👏👏👏👏👏👍
Ndavepo❤
Mambo zvamuri kungotaura mega, kunge makanzwa nyaya yacho yose before. He loves to hear himself talk.
Ko chikonzero chakasiirwa hari mumusha imomo chataurwa here nhai hamaweee. Zvichida panenyaya huru yakasiirwa hari idzodzo. Mambo ipaiwo dare renyu nguva yokupindura mhinduro dzakaperera changamire
Munotaura mukuru chivanhu munochiziva
Apo panoda kuti mhepo yevaibudirwa ibatwe itaure kuti chii chingadai chisina kufambiswa zvakanaka sezvo panyama uyo wedoro ane mhosva
Word👍
Andrew Neshamba Shumba live and direct 🎤
Hari dzinengozi yakaenzana nokuuraya munhu dzinotofanirwa kuripwa changamire. Hari haitorwe nyore sekuputsika kwayo mambo.
Thank you mukoma Andrew neDc mese muri rudadiso uye kufira gidza machiefs akasiyana siyana tichiiona kugona kwavo nekutadza kwavo uye tichidzidza
Mambo uyo anongozhangandira achizvipinganidza nekupinganidza vamwe. Mibvunzo yake achizvipindura.
Kutaurisa mambo kani ndokutonga kwacho here
Ko vabereki vawo vasati vashaya vakambowaona vachiitawo izvozvo here zvekudira doro kuma kuwa, vari kuziwa zvawari vanhu awo
Muroyi uyu anotove nemhosva yekushandisa mwana wemukwasha uye kudira doro paguva raamai vasiri vake uye mai mutorwa mambo ava havazive sure
Tavepo
Gud mambo mogona basa renyu
Sikhumbula ekhaya ❤
Uyu mambo anedzungu asi arikutanga kutonga here
Uyu wa 72...haana chaanoziva..
Asi anwa doro
Nyaya haina kutongwa mushe ngoma dzinotoripwa Nemombe idzo Ende uyo aidira doro aitoshereketa hake Dai vavabvumira kutanga vafamba
Ndasvika
Good mambo ATTACK zimuroi iro ndapota zvangu varume vaviri avo vagere pamwe chete varoi vakuru
🙈🙌
haaa uyu blaz noise yega yega hapana zvaatonga apa iye ndiye ega kungotaura chete
Vanhu vanoromba ava vanoramba zvinhu zvavakaita mukuru haasi kwadi kwadi uyo ndaona vanhu vakawanda vachiramba asi vozobvuma at last rovai mucheka kani
Mambo vanenge vaneside ravoo😔
Good topic, with educational value but spoilt by Mambo who didn't give opportunity to family members to discuss the matter. Anyway a good break from same stories of hee ndakabata chikomba hee ndakavawanikidza musango, dare in and dare out.
Vakadiii kudira doro paguva rababa vawo, mai hawasi vedzinza rawo, hurombwa uyo
Mambo ava vakadhakwa sei vasingapi ma elders mukana zvinoita madzishe hana uchenjeri uyu kumbirai njere musati magadzwa
Chief munodzidzisa vasinga zivi
Itsotsi iro ngavafambe azvichenese akuramba zvaanoziva
Iwe unoziva chivanhu seni nekuti ndakakurira pamba panoitwa chivanhu full time
Nhaii mambooo ko muroyi uyo munomutyeiko saka mavabatsira papiko apa
Nhayi zvako kutenderera muroi aindochera guva rababa
Kkkkkkkk kkkkk style yendebvu idzo ingandiripisa namambo mudare ravo
Mambo imika musatongere favour pls😭😭😭😭honai mhuri yapera iyi nekufa
Ko zve memorial zvanotaura zvinei nenyaya yekuenda kumakuva kwaiita achidirisa mzukuru doro pamakuva evatorwa mambo chiiko nemi haaa ndachema zvangu 😭😭😭😭😭
Ndana Marongwe vari between chegetu and mhondoro here ,uri muchegutu pachindege u turn left kuenda kuma farms uchienda mhondoro here
Murume akaromba uyo
Chief haisi nyaya yekutenga ngoma kana hari maexamples enyu munoanyanya aşına nechekuita nenyaya ko kungoudza munhu straight kuti why kuenda kumakuva wega mukutomunyengerera kuti akazviita nekuti sis mai nhingi vane chitemdero chabo it’s wrong munhu ngaaripe kumakuva haungoendwa especially nediro plus avo havasi mai vake ndezvebarika
Ummmm mambo musadaro vanhu varikufa chokwadi imi mosiya nyaya yakakosha kudaro motaura nyaya yakareruka muchisiya nyaya hombe
Dai atonomhan'ara kumwe
Zibaba iro bodo chokwadi saka anoreva kuti mukomana uyo zvarikutaura ndezvekunyepa here aaa hanyari zimuroi kuendesa muzukuru kumakuva xaaaaa
Iwe mudhara unotaurisa mahara udza mnhu wedoro kuti wakaroya iwewe
True ungati mambo akapiwa yevhara muromo
Mambo uyuhapana zvinozikanwa apo ngavachinje dare vanhu avo enda kwachigondora or mutasa
Mambo dare Roda kugadhidzanwa uchinzwaaonero evamwe ikaramba wongotaura iwe woga unorasika
Vachimboenda out of topic.