MUTOKO........MUSIKANA AKANWA WETI YASEKURU VAKE ASATI AFA
HTML-код
- Опубликовано: 7 сен 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
GOOD PEOPLE WE LOVE YOU ALL
We love you too Shumba
Love you too Shumba(Take us to another level)
Hamusiri imi here murikubikirwa tea nembambaira spo😂😂😂?
Love you too ❤
Dankie we love you too Shumba
Drewmas and Zimbeat news ndimi munodadisa,Hamusi anamuronda tsimba Kana vanoita makwikwi kuburirsa nyaya imwechete ❤❤❤
Sekuru vachatoramba nekuti muridzi wenyaya hapachina,asi mbuya vanoziva havo kuti murume vaisa rukawo
Vakakomborerwa Havo vana vanoziva kuti bhurugwa rinobviswa uchida kuita weti chete ne kugeza, zororo murugare musikana vakaita zvakashata nasekuru mwanangu
Picture quality irikubuda So sweet❤
One thing I know is that, no one will ever speak sense into people who believe in maporofita esp people from the villages. My mother gets sick most of the times, with eyes, legs, body pain etc and l always tell her to go to the hospital, but she will be telling me that, maporofita said she should not go cause she will die there etc. I always say, some things are spiritual yes, so use the prayers, but still go to the hospital and see the doctors. My aunt passed away due to some complications after giving birth and she was told not to go to the hospital. She was gonna be here if she was taken to the hospital or not, only God knows. I just feel that the results were gonna be different 😢. My heart breaks💔 I am in pain, I am shuttered, I need a hug 😭
I’m sorry friend, she is right she shouldn’t go to the hospital before seeking serious spiritual help. When things are in the clear mweya yetsvina yakurirwa then go to the hospital to see all the misalignments caused by people’s wickedness and fix them. The things go hand in hand spirituality and science are both gifts from God. I’m sorry for your loss
Mai Vati anga agara aine dambudziko remudumbu. Pamwe it was stomach cancer or ulcers. Vanhu kana hama dzarwara first go to the clinic before anything else because mapostori are very dangerous people. They have made people die and break families with lies.
Vanhu vangu vaparara nekushaya ruzivo.
Zvimwe zvinoda ma doctors kwete ma postori.
100% correct
Ini Handidi kuona mapositori vakaputsa imba yangu after 19yrs APA be 3 vana😢
Kana tazogara rukawo runoda kuchivanhu kune n'anga yakaendwa nanyakuteya. Ndosaka kazhinji munhu achizoparara vamwe vose ava vanenge vachingoedzao kubatsira.
@19 mwana anga akutodya bota nasekuru 😢😢Shumba mugotsvaga kuti type yerukawo urwu iriko here kana kuti pakatoshanda mushonga wehurombwa
Takarasikirwa chokwadi nemwana wedu RIP Tsitsi mwanangu
@@hessietavarwisa4325 nematambudziko mudikani
Akabereka haazorore chokwadi
Picture quality 💯
Sekuru vakaurayisa mwana
Endayi kwaSekuru mukotsanjere zvese zvobuda
Zvinoera zvinotyisa zvichivhundutsa.umm kumwa wiwi here amana?
Drewmas media watching from Cape Town
Sekuru kurambazvawo Tsitsi haanga kumbire rurengerero kuna mbuya asina kurara na sekuru
Taurazvako sekuru vauraisa mwana
Navowo Vana vemazuwa ano avasisina matyira waidananawo naSekuru ingakusisina vakomana ere Kunze uku
Nhai zvako
Tiriko
Drewmas media taking us to another level 🥰🥰🥰
Good mushini wemapikicha🎉
Ana mai Sasha vakawanda veduwee ,sekuru nemuzukuru makaita zvakashata ende sekuru makachinya henyu kuramba makaita zvakaipa dai makabuda pachena makatauravo nemukadzi wenyu
Zvakaoma hazvo asi dai mari yakawanika akaendeswa hake ku hospital chaiko for OP pamwe zvaibatsira
Maporofita ngaabhanwe munyila vanouraisa vanhu nenyaya dzekunyepa. Mwana uyu dai akaendeswa kuhospital aşina kufa
Chokwadi
Gogo vakauraya muzukuru
Chirwere chese Tangai maenda kuchipatara madzoka makananga kunoshopera muchimwa mapiritsi
Mwana anga ane cyst /fibroid uyu, the hospital didn't have required equipment to perform the operation and they misled the parents. That's so sad.
Very true
That's correct people must educated kuti zvizhinji zvinoda ma doctors most cases cancer yemudumbu.
My people thank you for saying this...... sad ..... sad .......@prosperplumbers5098
Cyst or fibroid do not kill asi maybe akaita matwisted intestines tsvina inenge isisafambe becoming toxic to the body. Kuzvimba dumbu nekusaenda kutoilet twisted intestines. My dad vakaponera op kuchipatara asi vachinzi runyoka. Takazovaseka vapora. Stupid mapostiri
Eish zvakaoma thanx Drewmas Media nekushambadzira nyaya dzakadai coz ama 2000 havana mugoni
Mkoma Andrew namba 1 ,,,m watching from Pretoria munogona mkoma Neshamba
Kumusha kwangu chaiko
Picture quality is on another level 🔥🔥🔥👏👏👏👏
Maronda anga apararira mudumbu imomo akanonokerwa kusunungurwa rukawo urwo
Oh kumusha kwangu Mutoko todafullest 🎉🎉
Zvakaoma
Ayewa kuchipatara nekuda kweyi musinga farira chipatara suwa
Tonderai dzoka neHari veduwe😅
Sekuru havacharambe ivo vakabvuma kuita weti vachipa mwana .
Yooo zvakaoma mufunge nyika yedu yaoma iyi
Zera remwana wacho rinorwadza😢
Sekuru ummm vanehutsinye sure kurara nemwana mudiki iyeye sure
Hoyoooo drewmas
Vanhu vatema chiiko,munhu akarwara endai kuchipatara
Bundu mudumbu ma fibrods
Varidzi vemwana ngavafambe vabatzirwe chokwadi chibude pachena
Ka song ako bhoo
Ndokadisa ufunge
Yoo Mwari muripi ko mmm
Taura hako
Ko kuenda kuchipatara
Sekuru varikutaura avo muromo uyo anorwadza hre ndikubatsire nematambudziko Gogo vakaisarukowu murume wavo mwari achavatonga
Kkkkkk kutongerwa kuisa ruzhowa pamusha pavo here ukaona gogo vakazoshinga vakange vazviona nguva refu vakati kugona mbavha kuirongera
Uuuuummmm kunze kwaipa .....ndarwadziwa matoko biyangu 😢😢
Vakadzi let's stop jeoulos ngatishandei tisiye vana vana vanamwene vaite yavanoita tinopedzesa dzinza nengozi yekuuraya pfambi idzi
😢😢😢😢makore acho kani...19yrs...whatever happened may her soul rest in peace 🙏
Zvakaona hazvo chokwadi 19yrs hre
Inga zvakaoma henyu Chenai 2
Akanonokerwa runyoka urwo
Ummmm sekuru vangaramba havo asi gogo nyaya iyi vanoiziva sei vaizobvuma zvavainzi itai nemufi umm ndarwadziwa zvangu kna munhu akareurura hantie anoregererwa hr gogo Mwari vachakutongai
Chinonetsa rukawo vanhu vanogona kuruisa kuzobisa avagoni
Shona rudziiko yekuti akagara nasekuru
Sekuru vakadya bota
I thout kugara vese chaiko not knowing kuti kuita bonde
Iyi nyaya kana yakaenda kwamambo mwana asisipo kudai haitongeke sekuru vanogona kuramba nyaya vachiti dai ndakagara naye dai akapora after anwa weti saka sekuru vanogona kubuda nyaya
KwaMambo inotongeka manje nekuti vaivepo pese paitaurika nyaya ndovane umbowo hwacho.Ndopaya panonzi huya nembowo dzako nezvitupa kuzofakaza 😂😂😂😂
@@Chidhuwa hongu vaivepo but remember mushandiri akati kana mwana wenyu akarara nasekuru anopora asi kana asina kurara nasekuru anofa Saka zvaakafa sekuru vanogona kuti ndoda kucheneswa zita rangu nyaya yechimina yotoshaya basa
@@giregrace317 kuzobvuma kwavakaita sekuru ikoko kuti mwana amwe weti yavo zvinoreva kuti vakatobvuma kuti vakarara nemwana and akaita kuti panwiwe weti ndigogo nekuti ndovaiziva zvavakaita sekuru,kana ndagona kunzwa zvakanaka
@@Chidhuwa sekuru vanogona kuti ndakabvuma kuti chokwadi chibude pachena🤷Saka kusapora kwakaita mwana kwakaratidza kuti handina zvandakaita naye and remember pane nyaya isina kuda kutaurika zviripachena yemurume wekuMozambique dai ndiri sekuru panyaya iyi ndaipabuda bhobho
@@Chidhuwa unless vatovati vafambe coz sekuru vanogona vakashandisa mushonga
Dai makaenda kwa Mambo
Drewmas media taking us to another level ❤
Masongs ayo mmmm
Ko akamboenda here kuchipatara pamwe zvaida chipatara
Ndanzwa sekuti ndokwavakatanga vakanzi anebudu mudumbu
Ummmm unopererwa zvokwadi 🙌
Amai Wataura shot
Pamwe vakatoisa mushonga musadza iroro kutowedzera kumuuraya
Mmmmmk nhai Mwari
Haaaa vana vanoita zvinogara zvakadaro kurara nehama chokwadi.ivo sekuru vacho ibenzi remurume
Ko Tadiwanashe Kutama aripiko I miss her
xul
Z9mbabweans should normalise kuenda kuchipatara .....this could have been fixed medically
Plus iwo wachiziwa kuti hawna kurara naye wakabvumireiko kumupa weti yawo
Unenge wamanikidzwa ende unogona kumanikidzwa kunzi tokuramwira akafa
Murirudadiso❤❤❤
Asika vakarara nemwana sekuru
Zvinorwadza asi kungoti vanhu vatema vanoda mapositori zvakanyanya hosipital is number one zvichida akaita mota mudumbu takamboonawo zvakadaro.zvikarapwa kumadoctors aiva nebudhu mudumbu mukabuda 5lts yehurwa imi.hosipital is the best
Ndoona apa inhau yemari ndiyo yakanetsa ndizvo zvakazoita kuti vafunge zvemaporofita
Yaa Pasi raipa
Drewmas taking you to another le
Baba ava mupostori chete
Ndanga ndanzwa nemunya
Dai makaendesa mwana kuchipatara wachofamba hawo kunevanobatsira.sezvo varikuti agara aive nedambudziko remudumbu
Tonderai dzoka nehari
Dreams media is my favourite
Vanoda kwaChief Bushu naNyamaropa vanongoti mukadzi abvise pant orova murume naro kumeso pakazara vanhu
pc kwaliti manyama
Zvakaoma mukadzi uyo akanyanya asi akazvitora zvirikutooneka
Vanhu let's normalise kuenda kuchipatara dei vakaenda kuchipatara mwana arimupenyu
Shumba murisei
Munovapirachiii musavapa nekut akashaika vanomutsipika kut asanetsa musavapa
😮😮😮
Oh my gosh 19 yrs ko vakomana vapera here nhai mwari aaah vana ava avanzwi 😢😢
Zvema positori itai henyu mega
sekuru vakakoniwa
Sekuru ivavo.ngavachodzikama.zvavo.vangatopedza.vanhu.nerunyoka.rwhavo
Nhai drewmas ndiudzei kuti munhu anokwanisa kuchata muna November here?
Kwete hazviite
@@drewmasmedia3856 👏🏽👏🏽🙏🙏
Aiwa
Yoweeee
Watching from rustenburg drewmas media taking us to another level
Mbuyaa vakataura kuti runyoka kana akarara nasekuru
Tonderai haasati adzoka here nehari
Ende zvakaoma pasi raipa
Zvakaoma hazvo veduwe zvinorwadza uroyi hwacho soo yaandarwadziwa
Kuchipatara kunobatsira mwana wangu akariita akaoparetwa iyezvino aripo
Kt chokwad chichibuda pachena zvakutonetsa izvi kunze vafamba kune anoona chaiko zvekuti sekuru vakada kuramba zvavanoziv panoitwa back to sender kwavari zvobuda pachena kt vakazviita
Kugara kuita bonde
Ngawaende kwa mambo wofamba then chokwadi chobuda
Shame 19yrs😢😢
maporofita arikuurayisa vanhu