We don't learn a few days ago indrive driver was killed muHarare hameno kti havadzidze here kana varume vakakura kudai vachinzwisa tsitsi padare kkk vachitadza kutiudza kti varimbonyatsoitwei naTensen husiku vese vauya padare hapana arikutaura kti varikuitwei kungwara kwese kunopera
Yah, I am speechless, nyaya iyi yakafanana neyakaitika kumusha kwedu, kwakarohwa munhu nevanhu vakawanda kubatanidzira nasabhuku, akafa. Asi haasati amuka zvake ngozi since vakabva variipa
Thanks Drewmasmedia, ❤❤❤Sabuku vane moyo wakashata . Tensen murume. Gandi achiri kuitazvemushonga nhai. Kudzidza hakuperi. Hama dzagandi should be serious when dealing with such matters. Nyaya inondirwadza iyi
Good job va Neshamba. Next time mozobvinza kuti zvakazofamba sei kuti azorwisa zvine simba ? Akapihwa here simba nehama Tennyson kuti zvizofaya after 16years. Asi mombe ukuda kutotenga here ? Wobva wangoditinhirwa , wakashinga.
Tensen akaipirwa nhasi ari kupisa 👏👏. Dai ngozi dzese dzichizvimirira dzega kudai.
ngozi iyi macake chaiwo haidi Sahwira ,haidi kubatsirwa inorwa yega ,Big up Tensen Yu were a real man ,Irwa Hondo dzako ,famba mkomana pasi panyoro
Munhu haisi huku justice for Tensen! Irwa!!! Waitodawo kurarama. Mombe 30 ishoma, there is no amount which can replace life.
Nyenze her dzikuita ruzha idzo l miss my country
Ndambofunga kuti ifoni yangu ikuchema 😂nyenze dzachema mafiro aTensen
@@GivemoreTauzeni kkkkkkk eheka tamuzhizha zve dii
@@GivemoreTauzeni ndofunga vakamuuraya muzhizha yooooooo
😂😂😂😂@@FelistasVhombo
I salute you Tension one ngozi inomira yoga umm first tym kuon ngozi ykaday
Iyi ndiyo ngozi yemasure sure
Gud Tencen popota penga vanojaira mhondi idzi zvimbwqsungato jamuka Tencen
Makadiiko vabereki kurova ndanga ndiripazimbabwe now ndadzoka ndokukwazisai mese👏👏
Wadzoka kupi kwacho
Tinofara
Wagona shamwari kubvuma mhaka ndokugona mhuri yemusha ngaikugamuchire
Tensen manyama....sando kweuri keep it up.1 ngozi inrrudadiso
Iyi ngozi iyi uuuuuuuuuu mmmmm yaaa vatopfuma kwe upenyu hwese mombe dzakawandisa idzi kumberi kune nyaya 😊
Hanzi dzopuwa ani nhai imi dzotoda ourazi
Hadzipiwi hama dzacho here
We must learn from this... Munhu haaurayiwe
Anogovera mhuri yake ega muridzi@@TheresaMaps
Ndokuti vapfidze vakamuurairei
Its so good to see my Chief and my headman sekuru Nyatanga.
Amaaaaandla!!!
Hyaaa iyi ndongozi yechokwadi ndokut vanhu cadzidze kt munhu haurawi haisi huku
We don't learn a few days ago indrive driver was killed muHarare hameno kti havadzidze here kana varume vakakura kudai vachinzwisa tsitsi padare kkk vachitadza kutiudza kti varimbonyatsoitwei naTensen husiku vese vauya padare hapana arikutaura kti varikuitwei kungwara kwese kunopera
This should be broadcasted on TV, ngaive panhepfenyuro kuti. Vawone kuti ngozi inopedza nzinza, plus mushonga wengozi kuripa!
Yeyi uTennyson bathi yindoda ayi indojelana ngiyawesaba shuwa hasha dzacho manje .drewmas rusape yatora mukombe🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Yaaa ngozi yaTenson ingozi inozvirwira yoga Sabhuku Sabhuku hapachina zvekuti utenderere unongoti pfoo panyaya Drewmas munotigonera nekudzifambira
Yah, I am speechless, nyaya iyi yakafanana neyakaitika kumusha kwedu, kwakarohwa munhu nevanhu vakawanda kubatanidzira nasabhuku, akafa. Asi haasati amuka zvake ngozi since vakabva variipa
Life is spiritual ngozi yakaoma
Haaaaa Teniseni ndizvo Ngozi dzose dzaita seyi nyika inonaka go Teniseni Bata vanhu
Dai vaya vanourayirwa politics vachidai haaaaa tinosunungurwa vakuru awa vachimbopenga vanhu ngawamuke
Thanks Drewmasmedia, ❤❤❤Sabuku vane moyo wakashata . Tensen murume. Gandi achiri kuitazvemushonga nhai. Kudzidza hakuperi. Hama dzagandi should be serious when dealing with such matters. Nyaya inondirwadza iyi
Update yaMandi tiudzei Shumba
Akataura wani kutu bee akashaikirwa nesister nemwana takamirira imwe update
Yaa vanhu dzidzai kuti munhu haauraiwi
Haaa now i believe vaya vaiti vakafa vanonzwa and vanoona zviya zvekuti vakafa hapana chavakaona vanonyepa
I think vamwe 5 are busy kuunganidza mombe dzaTensen chete😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂ungamire futi nhai pakadai
Ndyn Dhakazhe wanc
Nyadzi dzinokunda rufu. Gandi wakunyepera kushamisika ungarove munhu akuvara uri sabhuku.
Drewmas munondiirira ndavepo ndavepo nhasi rarimwe zuva.Drewmas take you to another level.
Rusape ine nyaya,
Tensen ramba wakadzvanya vamhu vacho vanodheerera
Tenson haadi kana sahwira kumira zvake ega ngozi manyama
Varipo vakukumubaya hana netsvimbo
Shumba munotigonera thumps up👍👍
Ngoni iyi Iri advanced and uses high skillful supernatural technology, chaiii!
Kudzidza hakupere thanks Mkoma Andrew for the good works.
Mhiripiri inovava kachoroo
Haaaa Ngozi ndaifarira yamiririra vafi vese😂😂
Vava tensen zvipfidze kuponda honai musoro wemhondi kukura kwacho
Ngozi iyi ichafanana na Munyaradzi uya
Yoo zvariri zirume zvee Gandi wacho
Was waiting for this
Ndapa kutenda ndiyo ngozi yandaona yemachokwadi
Mune Moyo yakaipa sabhuku imi maimuroverei kwamanga manzwa Kuti kwabiwa mombe kwacho ndekupi nhas mamama ripai
Iyo ihombe ndoochibaba chezvibba zvengozi
Kkkkk yaaa chibaba zve sure
Wow..Ande tadzoka wiki kwi Gandi asvika no time, hanzi endayi kuna gandi😅, the wicked won't prosper, finish karma will pursue you
Pedza navo Tensen dzvanya Bata wese akaisa ruoko pakufa kwako nekutora mombe dzako
Rika vira ndisina kunzwa nezvedrumas ndorwara❤❤
Haunyepe zvako ndizvo ndinonzwawo
Ngozi manyama dai vanhu vese vachidayi ingadai kuurayana kwaita kushoma
Ndizvo vanhu vapfidze kungouraya vanhu kurova munhu kusvika afa sure
Vanhu ngavarege kuuraya monetsesa Vanhu vasina mhosva
🔥🔥🔥 nhasi ngozi ikubvira ura
Bee hw far shumba ngauye ku confession takamumirira
Sure pasi pano hapana mutsvene kare ndaiti vanhu vakaita samapurisa masabhuku ma Teacher nevamwevo ndaiti ndinenge ndakachengetedzeka
Lesson kune varikutsipika ngozi... One day chinobvondoka chete... Kupedzerwa hedu nguva nemari nen'anga asi mushonga unoexpire hawo wosara wega
Mugoona varume vasvinu shame mmmmmmmn munhu aisi huku yoooo tension famba vese vauye
Ngozi dzese dzikagonq kuzvimirira saTencen haa zvinorerukira both sides
Yeah pakaipa ndaifarira ngozi iyi kugadzirisa vanhu
Drewmas taking you to kumusha kwedu this time 💃💃💃💃💃
❤❤❤❤❤❤ndiri rudadisooo🎉🎉🎉🎉
Good job va Neshamba. Next time mozobvinza kuti zvakazofamba sei kuti azorwisa zvine simba ? Akapihwa here simba nehama Tennyson kuti zvizofaya after 16years.
Asi mombe ukuda kutotenga here ? Wobva wangoditinhirwa , wakashinga.
Tensen akafa zvorwadza ngavaripiswe zvorwadza
Iyi gozi yakapenga ndati
Iyi ngozi manyama chaiwo haaa uyu anozvirwira ega dai ngozi dzese dzichidai
Heheeee pfeeee yapindira Drewmas 👏🏻👏🏻👏🏻
Iyi ndiyo inonzi Ngozi, haikona twumwe twungozi, hanzi uyu murume 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Twumwe twu ngozi shungu tunoda kupiwa simba na Mukotsanjera manje uyu haiwa sando dzake
I like the nyenze sounds
Ndafarira Mambo ava vakapfava
Drewmas for the people ❤l love it
Tensen ndiwe wega wakapenga 😊😊😊..vanhu vese vari kuurawa mukai seizvi
Vanhu vekumusha kwangu manyadzisa mazimbavha emombe muRomsley.ripai mupfidze nxaaa
Tensen mutumba ❤
😂hanzi satan muroyi wemunhu, nhasi ngozi yakatsamwa
Drewmas media nhasi nderimwe zuva,❤❤❤
Apa ndivo vaive mbavha dzacho
Ngozi dai dzaidai dai kusina anoponda
Thnx Drewmas for taking us kuMusha kwedu
Nhasi rava rimwe zuvA❤❤❤❤
Yaa Tensen ndiye chiorora mapenzi
Thanks Drewmas tiri kudzidza
Ndanga ndanzwa nekutsvaka nyaya iyi. Thanks
Ya Tensen anogona ha dai vanhu vachiita izvi , hei , uyu , aaaa , uyu anogona
Drumas you take use to another level
Yaaaa ngozi iyi ndichamangwiza
Ngozi iyo inosiya vanhu vamarombe
Hapana chandofarira nekambo kenyu ako
Kachoro
Maiweee zvangu
Musaone kunonoka ndanga ndichiuya
Kkkkk
kkkk says Tenson after kutsipikwa for so long😅
Vapedza kuripa ngavasungwe
Ngozi of the year
Yaaa zvakaoma hazvo munhu haisi huku hokoyo kune vakadeura
N'anga yakaita kuti Tensen abude yakapenga
mazimbavha evanhu ana Isaac makatibira mombe imi tennyson popota pedza navo avo vaiti vakanyanya hezvoko bwaa
Mmmmmm ngozi yooooo
Mushonga wengozi kuiripa ,maita zvakanaka va Gandi nekubudapachena,kuti mhuri irarame zvakanaka,kunyara hakubatsiri,
Ndabatana nenguva ndiri rudadiso
dai wangu mukoma amukawo sezvikuita Tensen
Achamuka hake one day is one day
Nguva inosvika
Zvinofambirwa hazvingoyite zvega izvi
Yes ,vachirikutsipika. @@chikarashumba-cy1pt
Enda kumunhu anogona kumutsa amuke
Neshamba ❤❤❤❤
Unoita sabhuku asingagadzirise nyaya osvika uchijoina nyaya kurova munhu musoro asina mhosva yaaita ndarwadziwa
Zvakaoma kana zvikaitik😢a mu mhuri vanhu tadzidza kuzvibata mwanangu wakakanganisa
Nyenze dzirikurira 😢😢
Hongu munhu aka urayiwa ngozi iripo ichokwadi asi pakuti mombe 30 hmmmm. Mutemo unoti mombe 10 altogether. 1 yaMambo yeku svibisa dunhu, 1 ino urayiwa pamutambo weku zorodza ngozi mhuri yayo ichi taura nemwana wavo Uye 8 dzeku ripa. Nehwai one.
ndokumbirawo zita re song irikunzi kachoro mhiripiri iyo kana kutumirwa mukoma andrew
Ndokugona vanhu ngavasauraya munhu sehuku
Ngozi manyama
Haaaa uyu Tensen anopedza mmmmmm.....