UNWANTED PREGNANCY Full movie

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 265

  • @HappyChrysanthemumFlower-iz4bb
    @HappyChrysanthemumFlower-iz4bb 27 дней назад +37

    Fresh banana from the tree😂😂😂Ma fans aMai P where are you

  • @HappyChrysanthemumFlower-iz4bb
    @HappyChrysanthemumFlower-iz4bb 27 дней назад +25

    Team Jamukoko media fans let's gather here 🎉🎉❤

  • @arthurmoyo4347
    @arthurmoyo4347 27 дней назад +19

    Jackson in real life anenge anoda zvekudaro 😂😂

  • @albertchakona4131
    @albertchakona4131 27 дней назад +10

    Zvagara mai mkadzi wa baba in short ndrkuti JAMKOKO MEDIA haibike mbodza🎉🎉🎉❤

    • @Winnetnyashachinyadza
      @Winnetnyashachinyadza 23 дня назад

      Kusapedza chete ndo dambudziko asi wanogona kubika Mwana wa Moses uyu.🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @user-ke5su1tc4r
    @user-ke5su1tc4r 27 дней назад +11

    Problem hamuite zvinhu muchipedza munongo svetuka svetuka sababa Pee pazvinenge zvakunakidza motii mouya nekamwe moti zii rongekai totokudai mufunge

  • @PoliteMuzemwe
    @PoliteMuzemwe 27 дней назад +9

    Tariro to the world 😂😂hanzi mongorota asi moroya kani

  • @user-uc7ds6cq3h
    @user-uc7ds6cq3h 27 дней назад +12

    How many likes for mwana waMoses ❤❤❤❤❤

  • @LovemoreHachiman
    @LovemoreHachiman 25 дней назад +1

    Welcome back Masibanda a woman with Dignity ,Respect Humble & Culm l salute you Mai Tanya as well.

  • @kudzisvosve2296
    @kudzisvosve2296 27 дней назад +6

    Jackson ndoo zvinoita varume shuwa unoita vana 10 uchinyeperwa uchinzi ndini ngirozi yakatumwa 😂😂😂😂

  • @martorusdzingai2916
    @martorusdzingai2916 27 дней назад +7

    Masivanda waka kasika kubuda kubarika

  • @charlesmazivofa129
    @charlesmazivofa129 26 дней назад +3

    From S A munobhowa hamupedze ma movie mukwasha mboko makatisiya tokudai zvokuti

  • @TawandaRezoma
    @TawandaRezoma 25 дней назад +1

    Yeah ndadzidza zvakawanda kubva pamovie iri,don't trust anyone😢 thanks Jamukoko media munogona imi uye Tariro musamurasa anoziva zvaanoita she's good❤

  • @enockhushe3703
    @enockhushe3703 27 дней назад +5

    Masibanda nice to see you

  • @korradengineering1626
    @korradengineering1626 27 дней назад +2

    Haa Jakiseni uri muface wangu but apa ndarwadziwa...Thank you guys..Real life lessons 😢😢

    • @susanchihota1929
      @susanchihota1929 27 дней назад

      Mmmmmm Ava baba peeee avooooh hahya vakadzi vanovada kwazvo😂😂😂😂

  • @user-pl6ye3li2o
    @user-pl6ye3li2o 27 дней назад +4

    Am happy to see tariro namasibanda

  • @ThinaMavinga
    @ThinaMavinga 27 дней назад +6

    Saka varume vanotora advantage vakaziva kuti uri single mother....hmmmm zvakaoma

    • @PatriciaMzila
      @PatriciaMzila 27 дней назад

      Vanotora ava mmm😢

    • @TariroWozheli
      @TariroWozheli 23 дня назад

      Zvakaoma hazvo ndarwadziwa shame

    • @virginiamaposa6579
      @virginiamaposa6579 23 дня назад

      Ndarwadziwa hangu masingle mother tikurwadzisiwa nevarume Ava nxaaaa

  • @TakundaDegel
    @TakundaDegel 27 дней назад +4

    Chamukoko kuvanhu fambaa Mr Marisa and hayaa Zita racho mongoriziva J....son 😂 mondigonera imimi

  • @patiencezhengeni3731
    @patiencezhengeni3731 26 дней назад +3

    Masibanda is very calm I. Love it

    • @Winnetnyashachinyadza
      @Winnetnyashachinyadza 23 дня назад

      My favourite Masiwanda good advice ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️

  • @StellaChirenje
    @StellaChirenje 22 дня назад

    Munogona chaiko kugwedura mapenzi tariro seems to forget about everything her mum said kudyira uroi nekunyara wafira mafufu segonzo
    Thanks guys it's Amazing short movie keep 🎉it up
    God is in it❤

  • @Qwinpin
    @Qwinpin 27 дней назад +3

    Ndasuwa Shami veduwe... I hope she's ok 😢

  • @nomattermushonga6311
    @nomattermushonga6311 27 дней назад +3

    Ndiye masibanda here uyu haaa ma sigwegwe anondiitira kani

  • @stellamangwiro
    @stellamangwiro 26 дней назад +1

    Ko nhaiwe Tariro unongoti sharp, sharp zvese seiko nhai uchibvisiswa hembe nhai😢😢😢haa futi kaa... Haa vakadzi soo kupusa here or kuzungaira nhai veduwe🙌🙌🙌

  • @IrineMasese-pp3ro
    @IrineMasese-pp3ro 27 дней назад +8

    Dangerous friend yakatopera here , ko mukwasha mboko yakatopera here we need answers as your fans

  • @Nomsacharuma
    @Nomsacharuma 27 дней назад +4

    Maipee mukusimba❤❤❤❤

  • @user-uc7ds6cq3h
    @user-uc7ds6cq3h 27 дней назад +3

    ❤❤❤umwe mutakunanzva zvakare thank you Jamukoko ❤❤

  • @natashamukamba3000
    @natashamukamba3000 26 дней назад +2

    Team jamukoko murikuseri but makatirwadzisa padangrous friend guys makaiisa kupi movie raive nevibe riye

  • @user-eb8fz9zt5q
    @user-eb8fz9zt5q 27 дней назад +6

    Ko dangerous friends makazodii nhy imi

  • @brainmahese8904
    @brainmahese8904 27 дней назад +2

    MaSibanda wangu mhai❤❤

  • @mirriamzvenyika3684
    @mirriamzvenyika3684 27 дней назад +3

    Team jamukoko hamupedze maepisode ndozvamobhowera

  • @kudzisvosve2296
    @kudzisvosve2296 27 дней назад +2

    😂😂😂😂😂 sekuru hanzi ndakabvisa Mimba vachena

  • @TariroWozheli
    @TariroWozheli 23 дня назад +1

    😂😂😂😂😂Kurota kwenyu kwamenge muchingorota asi munoroya kkkkk hanzi handitokude but nde calling jekisoni usadaro

  • @enockhushe3703
    @enockhushe3703 27 дней назад +3

    Jackson kaaaaa ko kuzochema

  • @MusoniMax
    @MusoniMax 27 дней назад +1

    Baba p sando ndokupai hangu munogonesa❤❤

  • @mancuencube
    @mancuencube 25 дней назад

    Happy to see masibanda❤

  • @emiliamillymusa9264
    @emiliamillymusa9264 27 дней назад +1

    Jackson naTAMARA munobura tumaline ndatenda😂😂😂😂😂....TEAM JAMUKOKO THANK YOU🎉🎉

  • @TryUshe
    @TryUshe 27 дней назад +3

    Mwana wa Moses ishasha Pamadhirezi

  • @peechireva1049
    @peechireva1049 26 дней назад +1

    Jackson Jackson Jackson how many times didn't I call you stop kutsvetera vakadzi wakaroteswa 😂😂😂

  • @presleymarisero419
    @presleymarisero419 23 дня назад +1

    Jackson your lirisk ma1 unogara uchingorota pese paunenge uri kkkkkk wakawoma ivo Mai Pee hanzi fresh banana from the tree

  • @EdithBondera3
    @EdithBondera3 20 дней назад

    Team jacke gather here 😊😊😊

  • @MaiFaith-qb6qz
    @MaiFaith-qb6qz 27 дней назад +3

    Thank you guys but musakoshiwa barika remurombo 8

  • @PrayerBeta
    @PrayerBeta 27 дней назад +3

    Tamara ❤❤❤❤❤❤❤ Jackson❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @MosesMoyana-sz1iu
    @MosesMoyana-sz1iu 27 дней назад +3

    Jackson wandinakidza iweka

  • @EvidenceRufaro-i5v
    @EvidenceRufaro-i5v 26 дней назад +1

    Jamukoko wakaom nemapfimbire await uchiita Kung Uri srs Ummm muchauray Vana vevanhu guys

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 27 дней назад +1

    Kuzochea mane after wabvunzwa mukadzi 😂😂😂😂😂❤❤❤❤

  • @mancuencube
    @mancuencube 25 дней назад +1

    Pamombe dzrikupfuura idzo pane dzaMarisa chte dzekunzi dzabiwa

  • @josephchivende6501
    @josephchivende6501 24 дня назад

    Very educative
    Keep on

  • @MolisterLynnDube
    @MolisterLynnDube 27 дней назад +2

    🎉 jamukoko ma1🎉🎉

  • @memoryzulu6949
    @memoryzulu6949 27 дней назад +1

    Guys you are the best of the bestie ❤

  • @user-rn1le3ox8l
    @user-rn1le3ox8l 25 дней назад

    Ndafara kuona masibanda ❤❤❤

  • @pamelamazise3048
    @pamelamazise3048 26 дней назад +2

    Masivanda anogona shem

  • @ShirleyChingore
    @ShirleyChingore 26 дней назад +1

    Masiband awakamuka ❤❤ riini

  • @user-ot5tm8ng4z
    @user-ot5tm8ng4z 26 дней назад

    Aaaa guys so amazing ngaiuye imwe

  • @rangariraimancube8289
    @rangariraimancube8289 23 дня назад

    Jackson ndokumbirawo kuenda kuchikoro chakakudzidzisa kutaura veduwee kkkk

  • @memorymakwindi3177
    @memorymakwindi3177 26 дней назад +1

    Jackson Jackson,,,😂😂😂😂😂

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 27 дней назад

    Kuchembedzwajacksonn youalways made my day chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉

  • @leooiboh
    @leooiboh 27 дней назад +1

    Haaaa Jacksen wakanyanya mwana 😂😂😂😂❤❤

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 27 дней назад +2

    Nhai Tamara ndanga ñdatokushaya😂😂😂😂

  • @portiamzezewa216
    @portiamzezewa216 26 дней назад +1

    Amai Pee kuita gevha rechikadzi😂

  • @bbbl1732
    @bbbl1732 25 дней назад

    Meana waMozisi haadi kupfurwa nemadhirezi 🙌🙌🙌🙌

  • @NgonidzasheGavaza-w3k
    @NgonidzasheGavaza-w3k 26 дней назад

    Mukupisa team 🎉

  • @MusakuroRomio
    @MusakuroRomio 27 дней назад +1

    Vanonbva Zim support hre

  • @user-ls9mn7hl9n
    @user-ls9mn7hl9n 27 дней назад +3

    Marisa Marisa ngaabudikire apo

  • @lloydmpofulodzapower8739
    @lloydmpofulodzapower8739 27 дней назад +3

    Tamara ndange ndamushaya kaini😅😅

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 27 дней назад +1

    Prophet Jackson ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

  • @memoryashleyhwata7614
    @memoryashleyhwata7614 9 дней назад

    Ndaomboti naiza boom asi aaa kunotevera imi

  • @LindaLee3058
    @LindaLee3058 7 дней назад

    Jason Mr lover man denga uchaita rekugugula😂😂😂😂

  • @AnnaMasango-u4p
    @AnnaMasango-u4p 24 дня назад

    Jackson ati usanditi ma handidi zvekuchembedzwa kkkkk hayi Jackson bodo, ndiwe drama rese kkkk

  • @HawardChikumbo
    @HawardChikumbo 26 дней назад

    That's great main actor haafe

  • @user-st3zy3pz6d
    @user-st3zy3pz6d 27 дней назад +2

    Masibanda hesi

  • @Nomsacharuma
    @Nomsacharuma 27 дней назад +2

    Barika how far

  • @user-gunmastermusic
    @user-gunmastermusic 27 дней назад +2

    Jackson ma1

  • @InnocentKawocha-ld9nl
    @InnocentKawocha-ld9nl 26 дней назад

    Thanks nokuraira mwama mashoko akanaka

  • @TariroWozheli
    @TariroWozheli 23 дня назад

    Tariro sazita vangu zvakanaka seni❤

  • @unicerusere1444
    @unicerusere1444 26 дней назад

    Jamukoko to the fullest ❤❤

  • @MosesMoyana-sz1iu
    @MosesMoyana-sz1iu 27 дней назад +1

    Tsito born

  • @biebrean3109
    @biebrean3109 24 дня назад

    🤣🤣🤣🤣 Jamukoko dzvetero wakarinzwisisa hanty

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 27 дней назад

    Haa tadzidza chokwadi Endai mberi chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 25 дней назад

    Jackson excellent pa content creator

  • @MetroVisionEntertainment
    @MetroVisionEntertainment 26 дней назад

    Guys murikogona rambai makabaya ❤

  • @blessingmutiniwa
    @blessingmutiniwa 27 дней назад +1

    ❤❤❤ 😂😂😂 hoyoooo

  • @user-yk3id1cw1k
    @user-yk3id1cw1k 26 дней назад

    Jackson 🙌🙌KO kuzochema

  • @ludiabernard
    @ludiabernard 27 дней назад +1

    Mombe dzamarisa idzooo

  • @user-re7di6ft8w
    @user-re7di6ft8w 27 дней назад +1

    Haa ma 1❤🎉

  • @FelistasMureverwi-eq7dj
    @FelistasMureverwi-eq7dj 18 дней назад

    Mai Jackson varipiko weduwee tavasuwa

  • @unicerusere1444
    @unicerusere1444 25 дней назад

    Haa Mujeketwa kuita n'anga chaiyo

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 27 дней назад

    Hora iyi base yoweee ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @PetrosBrahim
    @PetrosBrahim 26 дней назад

    Cool dwn Jackson

  • @ShamisoNdavani
    @ShamisoNdavani 27 дней назад +1

    Barika rakatopera hr guls

  • @AnnaMasango-u4p
    @AnnaMasango-u4p 24 дня назад

    Murikupisa guys, sandho dzenyu

  • @bibianamaenzanise4279
    @bibianamaenzanise4279 27 дней назад +1

    Dzitobone kutiwanzira chaiko 😅

  • @christophermapisa621
    @christophermapisa621 26 дней назад +1

    Hi guys ko Shamiso arikupi

  • @Ruruwacho
    @Ruruwacho 26 дней назад

    Haaa Mai Pee ibasa ndati 😹😹😹🙌🙌munogona henyu

  • @faraichifadza4344
    @faraichifadza4344 21 день назад

    uyo waumunoti jackson chibaba uyo

  • @unicerusere1444
    @unicerusere1444 26 дней назад

    Fresh banana from the tree 😂😂😂😂😂😂😂😂ndaita mabayo nekuseka

  • @RuthKhoza-d1y
    @RuthKhoza-d1y 17 дней назад

    Please ndiyani akaimba song yavanoshandisa. Uye inombonzi kudii zitarayo

  • @user-wd8vr5ds2w
    @user-wd8vr5ds2w 26 дней назад

    Zveshuwa ko kuzochema ❤❤❤❤

  • @rolandsalem2020
    @rolandsalem2020 27 дней назад +1

    Mujeketwa gone

  • @ShirleyChingore
    @ShirleyChingore 26 дней назад +1

    Jackie haudero

  • @andresgobge6475
    @andresgobge6475 27 дней назад +1

    ❤❤❤❤❤

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 27 дней назад

    Degree anhuwoyeee Aaaayaas mhayiweee ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉