DANGEROUS FRIEND 4 Zimbabwean movie 2024
HTML-код
- Опубликовано: 10 сен 2024
- The series is about a man who entrusts his friend and tells him that he had been saving some money over the years. His wife is not pleased with him sharing his financial status to his friend. Out of jealousy and envy, the friend takes extreme measures and hires thugs to rob his friend. The friend's sister identifies one of the robbers, she gets shot because the robber will be trying to cover his tracks
vanoti mai tanya come lets gather🎉💙🧡💚🤗
Mai Tanya woyeeeee🥰🥰
Thank you so much family 🎉❤
Who agrees with me kuti Jamukoko Media is the best. Show by liking❤
You're 100%
Pane panzi I don't know nothing,,,, ,,,,ndiani apanzwawo😢
Ndapanzwawoo ini vanhu ava vanotyora chirungu kkkk vanga actor neshona tinonzwa ndatoramba ndichipanzwa vachingoti I don't no nothing 😂
This is so so amazing guys....keep it up mai Tanya keep on supporting your blood brother 💙 ❤️
Thats awesome guys chandafarira apa hapana chisingabudi ,,chero zvoitasey,,thanks to the officers,,and mama Tanya for your effort to your blood brother wena keep it up good work,,thanks again to you all
Nice one jamukoko Mai Tanya vakadya chilli saka kuvava
Welldone guys am here goood mai Tanya ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Big up mai Tanya
Mai Tanya thank you for standing up for your brother❤️
Marisa hausi unozozvinyanya here kudzungaidziswa
Mai Tanya 🔨🔨🔥🔥❣️❣️mai Pee mutori pama1 natete venyu mbavha kkkkkk munorigona basa guys keep it up guys baba Pee watonyura zvako Amanda azikanwa mapurisa mu oziva basarenyu musavharwa nabaPee
😂S😂😂😂😂😂
😂😂😂
Babapee mapurisa akutoziva ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Well done team Jamukoko 🥰🥰🥰 good job officers
Mai Tanya to the world.
Marisa Marisa Marisa you love your friend from the bottom of your heart🫣🫣🫣🫣
Mai Tanya , you are a very quiet lady, today the quietness was not there. Haaaa mashanda chaizvo. Magona kuenda kumba kwaJackson kumuudza chokwadi ndafara kuti Mai Pee vazvionawo kuti her hubby did something very bad. You are very strong Mai Tanya....well done! Marisa chiiko you have not waken up you are still behind aaaaah 😂😂😂😂 uchiri kungotaura kuti nditsano vakaba Mai Tanya vatove kumberi kuti mbavha dzibatwe iwe wakutaura kut unoda kutipa Jackson half of the money you have yoweeee nhai Marisa, kuitwa chidhori chaicho naJackso and hausi kuona kana anything. Your Jackson is a dangerous friend kkkkkkkkk. Jackson asi unofunga kut wakangwara dai wadzikama zvako . You are trying to block each and every corner but all what you are doing is useless. Now you are shaking, your heart is even reporting to you kut you are not safe. Get ready kunopinda mujere. Murume mukuru kuita zvinonyadzisa. " Mai Pee murume has put you pakaoma muchapopota mukazvirega." Tete Masilyn inyoka iri mubundo regreen" 😂😂😂😂😂 ndanakidzwa nekastatement aka., murume wenyu ndiyo nyoka Mai Pee, irazor Cheka kwese haaite zvekut muri pama 1 kkkkkkk. Tete Massy plz unhu hwenyu hwatinoziva ngaudzoke hamuna kufitwa neumbavha zvachose ummmmm now makutonzi nyoka haa Tete ndachema chema nemi apa. Amanda zvaaonekwa paCCtv muchaitasei kkkkkk. Police munogona basa mbavha naibatwe. Jackson ndiye aitoziva kut kwaMarisa kune Mari 😂😂😂. Well done police. JAMUKOKO KUSERI
❤❤❤❤❤❤im ready to change
@@ophylliajakwi2953 Happy to hear that from you tete
Mai Tanya imboma chitorobho
Mukupenga chii nhaimi asi makumwa mapiritsi eHIV 😂😂😂 mai Pee's voice
😢😢😢
Yooh padirwa mai P mbama ndavhunduka iiii ndaona senge ndini ndaidirwa asi baP musazodaro
Police basairo chhogoood mai Tanya mukoma hana mhosva ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkkk mama yarohwa Mai p boe here manje mai pe vachafunura zvose
❤❤❤😂😂😂
Sortai munhu Mai Tanya...Jackson ngaazvimbe dumbu obva ati jeri!
Pfeee mu top 10 nhasi 🎉🎉🎉
Mujeketwa makuzomunyanyira kumuisa pekuti anoomerwa neupenyu shuwa nguva dzese kuona drama rake tinenge totobuda misodzi isu vamwe 😢
Inganga kkk
Marisa uri dzetse chairo kkkkkkkk ndipe hako mari yacho pakupa baba peee
Jackson and tete Marcie you shall see pepe . You would get away with murder.
This is the A Team of Jamukoko. Muri cream.❤❤
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
You won't get away with murder. Mapurisa manyama.
Marisa unozonyanyavo kuda shamwari heyii
Marisa vhurikawo Kani ukaita murume anenge marisa iiii iloss chaiyo🙌
Kkkkkkkk vaenda tipeiwo chimwe chacho Jackson urisimbi hombe
Officervechikadzi avo ngavataure havo shona haa chirungu chacho achisikunyatsobuda mushe but ku actor vanogona havo well done jamukoko
Jackson apinda neimwe movie hanzi fonera team rizotirobha paden😂😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Please nyayaiyi ngaiEnde mberi Please ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉😢😢😢😢😢😢
Mai Tanya yu nailed it💓
This so educative guys
Do not trust friends
❤❤❤❤❤❤
Saka maoko ajackson akutadza kubvisa sellotape here 😂😂😂😂😂😂😂
Jamukoko mave slow pakutipakurira
Mangwana mutipe 4 gyz yaakuenda kundonakidza manje famba mai Tanya
😂😂😂😂😂😂marise anogara achingotambwa rough na jackson , apa achivhurwa njere futi
Marisa rakadzungaira renge rakadyiswa na ba pee ,,haa maslin I gafa
😂😂😂😂thanks
Hoyoo ndandasara wena iweee.... Nice guys rambai makabata
Uisai imwe please Toda kuona amanda aonekwa uyo
Apa pane achanyura chete police use your intelligence to get the criminal thumbs up to you
Amanda achanyura ndiye atozikwana apo
Keep it up
Mai Tanya rambai makadzvanya
Munogona gys well done. Itai michikasika
Waiting for next episode please faster faster ❤❤❤❤😂😂😂😂😂😢😢😢😢😢🎉🎉🎉🎉🎉
Part 5pliz good work
NdiAmanda kkkkkk mai Tanya vachibvondora
Well done amai Tanya ❤
Mai Tanya makanyanya keep it up
Haaaaa Marisa ma1 ndatii
Jamukoko murikumveri welldone guys mukugona
Kkkkkkkkkk mapiritsi e HIV anoita kuti munhu apopote here
marisa ukuvhrwa neshamwari yko and unoivimb zvkutodro kkkkkk Jackson tsotsi hombe iro
MaiTanya more fire ❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Maslin ummm watova guruvhani chairo
😂😂😂yowe ndadiii
Well done mai Tanya❤
Please waiting for next episode please faster faster ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
We are really enjoying every minute of your videos Jamukoko😂😂😂😂😂
Detective tari knows investigations kuita officer chaivo ..hanz natsano taurai neshona ndihwisise😂😂😂😂
Well done mai Tanyah you nailed it
The male police Officer 👮 is top notch 👏👏
Jackson uri kumberi hako, ndapa kutenda
Yoooooo mbora mberi muri kupedza basa
mapotsa manyadzisira 😂😂😂😂
Keep it up guys❤
Jekiseni gadzirira kuenda kujerika no kuti zvadhakwa zvadhakwa kungwara ondonwarira mujeri😂😂
Team imi magonesa
Marisa muka ipapo usavharwa naJackson
Haaaa Mai Tanya vavava 😂😂
Marisa pepuka mhani ita semurume Mai Tanya is right
Baba Pee mune dzungu
Well done well done ✅ part 5 plz
Maitanya vaziva vanhu hokoyo Jackson
Mai tanya my favorite 😍
Iyoo mbama ba Pee kana neni ndavhunduka ndarwadziwa
Mai Tanya sando dzenyu
I like jamukoko coz vanoita movie rakareba
Haa maitanya mhiripiri
Nyc hairstyle mai Pee yakakufitai iyo
❤❤❤
Mai Tanya wagona
Jamukokodaku acterwo
Cst.Tarry Moyo for me❤💯
Mai Tanya kuvanhu
Haaa kamdara karimujere aka kanonzwisa tsitsi aaaaa
Marisa Dai waiva pedo neni ndaikurova wakapusa stereki
Marisa ireshe chairo datawindi😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 Zidutye remurume. Maria ndovarume vakanyoriwa pama toilets 😂😂😂😂😂😂😂
The Truth has been said 🤣🤣💪🙌🙌🙌
@@RoselynChiedzaChimunya-tc2nq🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Marisa idzukumbwi kkkkkkkk
Marisa dutye chairo kkkkkkkk
Nice song
Zvadhakwa Amanda vazivikanwa Ive
Muchekaaa Kuna Mai pp
Officer moyo vanogona Ku actor
Marissa wakapusa kupusa kwekupusa chaiko
Hello Marciline baba P to the world 😅
Kkkkk hwu
Nyaya yacho ihombe
Gud work ❤❤❤ vapedza bhora
Mai Tanya good actor
Chapera chichinakidza gys fast kuburitsa chimwe pls
jamukoko fans gather here 👍
Masline inyoka iri mubundo
😂😂😂😂😂😂
Gadzirisai mbavha
Marisa kuita chi dhamudhamu chacho nxaa
Chakabikwa chikaibva ichi
Mai P sando dzako 😅😅😅😅