Good our detectives i think u should also put subtitles so the world can also see the greatness of how u handling the good job to save the people..i salute u Mr Chidawa and team👌
Whilst you doing a good job mkoma garisai vanhu pamacheya.Thats being professional, these are accused persons and even convicts haagariswe pasi in an undignified manner like this.Usatedzere Zulu romeo papa.Watching from Moscow. Ты молодец братан
Mikki wakamugarisa pa chair uyu zvekare wamugarisa pa chair. Basa urikubata wangu asi all genders have to sit on the floor without favour, no offence is better than the other despite the gender. Thank you
Zvinhu zviri kunetsa munyika. All these ppl shld be working somewhere in the industries. In this mafia state zimbabwe ppl resort to anything to eeatn a living shame . I blame zanu pf
Good our detectives i think u should also put subtitles so the world can also see the greatness of how u handling the good job to save the people..i salute u Mr Chidawa and team👌
Bodo , we can't expose ourselves pavanhu
Taffman keep the good work forward we SALUTE you mr Chidawa
This is a great job detectives....u must put subtitles in English....this is big Mr Tafadzwa
All Zimbabwe brothers and sisters zivai chinhu zvinoti When the deal becomes too sweet watove kubirwa
Good detective work 💪❤❤❤ very professional 👏 Sibonge 🙏🙏
Mukoma Tafadzwa keep up the good work may God bless you and protect you 💯🙏🙏🙏🙏🙏🙏.
Nehoreka itsotsi haawone kana tsee anojairira vanhu ini ndini umwe akatorerwa mari mahara netsotsi rinonzi nehoreka😢😢😢😢😢😢😢
Muchinyanya kuda zvakapfava sehonye. Dzidza kuzvinamatira
@@justicemunyoro5408true 😂
Kana mazogara guys mhosva hainetse kupara eish 🙌🏼
This lady used to work for bunzamukombe kuwaterfalls 😮😮😮😮😮. Yah zvakaoma
Mahora kkkkk
You doing good job, you cleaning up our country.. It's bad though for the youth of our country tikuendepi nenyika
Thank you mr chidawo
Yea pedzerai mbaavha idzi thank you guys keep it up
Whilst you doing a good job mkoma garisai vanhu pamacheya.Thats being professional, these are accused persons and even convicts haagariswe pasi in an undignified manner like this.Usatedzere Zulu romeo papa.Watching from Moscow. Ты молодец братан
So intertaining and informative as well
Nyatso rohwai Mari ndokuti muzive kuti Mwari variko kubatsira vanhu pachena dombudziko munongoda zvakapfava pfavasoo
Last part😂😂😂😂 should be your intro , aaaah ndaseka😅
Imboitai investigation yema fake agency arikubira vanhu mari as if arikutsvakira vanhu mabasa uye mabasa Avo anokwezva vanhu nesalary yakawanda
Eiiiiiiish akomana ka kushaya mabasa hre nhai, zvino sis avo murume akazozviziva nehama dzemurume zvinopera mushe hre apa
Pakadai imba yatopwanyika
Vanhu vat ambulance nenhamo sure zanu to blame ooooo😮
Zvakaoma mufunge. Ma secrets akadai anoputsa musha
Zvinhu zvaoma muZim kusvika pakuti vanhu vakunyepera kuita n'anga 😂😂
Keep it up pasi nembavha
Sei mababy akanaka achigadzikwa pachair
Hunhu hwemunhu ndohunokonzeresa
Murume nemukadzi havabatwe zvakafanana even irimhosva
Ndakambozvibvunzawo 😂😂
Ahh hook up ka after video ...
@@HerbertMakanyangavakadzi majunk anogariswa pasi wani
Mzukur uyu itsotsi akarohwa axhataura
Zibenzi rinotidza sekuru ve Diaspora havana phone. Hanzi sekuru ndisazita wangu. Pfungwa pfupi and shoma🧠
Blaz avo vakada kufanana nakanengo😂😂😂
Yah vanhu munoti kuma church kunobirwa vanhu mari 😂😂 taiti muri safe kunyika nyamba yohhhhh 😂😂😂
Amen
Mr chidawo muri kugadzirisa nyika chokwadi taneta nadzo mbavha idzi 💔 dzinoda kudya zvevapfupi nekureba
Shiri inozongofa😮😮😮😮😮
yah one day ucharoiwa chidawa usatambire munoraramira munhu unofa wangu enda kugokwe
Investigation room ine high table 😂
Koti ndingabereke ere nyaya yakaitika 2011...chakanetsa mapurisa aidya nembavha nekutya kusunga mbvavha iyi
Vanhu avo vanhu vakatiza n'anga vakada kudzidzira zvovo Ivo vasina mudzimu vasa zvibise ana sekuru avo rovai
Parizvino muzim hamuda n'anga asi Mbavha
Uriryt iwe cz n'anga iyo yataurwa apo ndakaona ichibatsira imwe family zvatakatoonao isu iro team rafunga kuvhura grup yaro
@@doniehove8360 ndiwe rimwe tsotsi iwewe tichakubata hedu
Sistren ndipharmacist vanodispenser mishonga inenge yaitwa prescribed nen'anga 😂😂😂
Mikki wakamugarisa pa chair uyu zvekare wamugarisa pa chair. Basa urikubata wangu asi all genders have to sit on the floor without favour, no offence is better than the other despite the gender. Thank you
Vanhu ava vanenge vatobatwa nemhosva here or
😂😂 Haa kuita deal nemunhukadzi it's a big loss coz pachinochaya hapana chinosara kubuda😂😂😂😂
N'anga dzirikurova bag paHarare, ndodawo training please
Tibatsireiwo n'anga dze fake Tasvu, Chihoro, na Kanengo. Vapedzera vanhu mari dzavo
nabunzamukombe mupinzei ipapo
Kunyanya Tasvu ,zimbavha zihombe riya
Machinda aya haaiti zviri straight here
All fake @@kikiri383
Kana pane anoziva murume wasisi avo ngaavapewo number dzangu
I blame Zanu PF for all this shit happening in our country.
True, people are desperate because hakuna zvekuita
Pfugamai munamate kun'anga hakuna chiriko
Vanhu vanenge vachiBosha mari hombe ava mmmm😂🙌
Ita basa chamhamha nyika inoswatuka newe ndokutemba dai wambopiwa basa rekubata huori muGvt
What if i want to join your team
Hunhu hwemunhu hunokupisa pokugara kana ukaita nhubu unogara pasi
Mukoma Tafadzwa muri kurova bsa ne vamwe venyu rambai makabaya ipapo mbavha dzanyanya rovai bsa
Thats why Mapurisa achibhura vanhu ...coz vanotongotanga vachinyepa havataure chokwadi.....unototanga warova kuti chokwadi chibude thats the only way
Titende asibon'e harare yese yazara bute 😂😂😂
Anogarirei pachair
Sazita wangu 😅😅
Vari kupakura zvisiri feya
ZRP is something else
Mmmngariipe zurume rine white kuipa nemoyo
Vanhu avo varikuita ma funnies chaiwo vaida kumborohwa nemboma
Enda ubata ma gold mafia na kembo muhad akarepa regai vanhu vavharwe vanotumirirei mari kununhu wavasingazivi
Ummm ivai nemoyo imi zvinorwadza hana ngaitye pazvinhu zvisizvako
Zvinhu zviri kunetsa munyika. All these ppl shld be working somewhere in the industries. In this mafia state zimbabwe ppl resort to anything to eeatn a living shame . I blame zanu pf
Vese magevha avo including sis avo , patonaz hakuna munhu anoitiswa dhiri rinopisa arimurima
Kkk,,k😂😂😂 mazogara maZimba Nedra a Sekuru Dhafinya kkkkkk
Do you take these people to court or its just for entertainment
I was searching for this comment thank you...
And these people that they are interrogating on live TV did they give consent of this recording.
Ko pavanobira vanhu vanokumbira permission here@@ozwellbnotice4108
Anovaita handover ku police ne evidence. Police yoita basa rayo neluma courts
Kkkkkkk. Matsotsi so😂😂😂
Vanhu ndavarohwe
Haaa dhafu anema1 ndati😂😂😂😂heya ndiwe muridzi wechivoice ichi
Ko gogo mukubira vanhu😂😂😂😂
It's the last part for me kkkkk
Takamborova dzimwe n'anga kuepworth dziri connected nepolice yepacetral zvikapedzisira tanzi isu tisu takiddnaper police kubva kucentral kuuya kunzvimbo kune police guys ka
Let me watch please have a good ending 😢
$5000us unenge uchinyanyobatsirwei yooo zvakaoma ...
Voice rasekuru😂😂😂😂😂
Ahh nyika yakatakura wangu
Hama kunematambudziko ekuti ukanzwa unpera powe
Ndatozvishayawo ini
5grand inmbobatsirakuvakakucottage 😂
Bvisai Bunzamukombe apo anoonesa mhepo dzoko wega kana urimuroyi anokuratodza muroyi wako pagrazy
Taurawo hako wangu
Tokumbirao umbotibatsirao Freddy timbona kuti spiritual spactcals ariko hr
Batai N’anga dzenhema, vanhu varikubirwa Mari.
Haaa rimwe gore zvichanyorwa mu bhaibheri kuti kune vana vazimbabwe vaita zvinorova imagine munhu hweukama
kkkkkkk zvakaoma shuwa, idzo dzine white idzo imbavha chiyo iyo kkkkkkkkk, yakashinga and haavhunduke
Ummmmm saka tirikuendepi nhai Mwari
Vanhu vanzwa nekudyirwa mari kunze uko itombofambai makawanda coz iiii mari dzikutaurwa mumatere umu unoti kwebve chokwadi
Matrix to the world 🌎 yatoenda nenyika........
Bvunzamukombe nanehoreka tave kuziva kuti matsotsi n'anga dzematsotsi
ichokwadi ichocho imbavha hombe
These pipo did the same to me mufunge lucky handina kuzotumira mari nxaa bt they send me a video mafoto angu ari muhari hanzi tatumwa kukuuraya
Zhara yapinza vanhu mune zvakawanda
Haa zvakaoma kani zvorwadza vanhu kuvhara kwacho kwanyanya
Imbo investigator Chivhayo
Chivharo anonaka manje, inoswera yatsikwa tsikwa two seconds nyaya yacho😂😂
Zbc ngaimupe basa anogona kuraira vanhu ava
Good job
Bvunzamukombe imbavha,anotova nevashandi mbavha futi,ngavasungwe vanhu ava.
ichokwadi ichocho ini ndakavharwa naye nanhasi ndinochema kani
kana neni
@@LesleeMabhiza-kk6yo akandivhara 750us muchinda iyeye
@@richardzimvumi1162huyai kuchrch
Aya machinda aya ndeekwedu ku mudzi aya mbavha idzi
Marriage yatopera apa
Ndakaona bunzàmukombe achiviga chinhu haa vanhu vaya kaa justice must prevail kani
Ndiye ane vedio yekubuda achidzura imwe mbuya kumusana so akatora chinhu muhat make
Kuviga chinhu pai?
Murume uyo ndendamuziva anobva kupi
Umm zvakaoma chokwadi
Yangove dog eat dog muzimbabwe,nhamo yakaoma sure.
Zibaba rese iri ringati sekuru vane 20 years vari kuUK handivazive ivo havandizive ,kunyepa kwacho
Nanga dzenhema ngadzivharirwe ende sei akagariswa pachair
Kkkkkkk the last part kani yeka voice yandipedza kkkkkk
Vanhu vapindwa nemweya chokwadi
MaN'anga manyama
Joe urimbavha
Bhavha ngadzibatwe
Batai mbavha idzo tanzwa nekubirwa
Vabatey 😂
Ngavasungwe mukati
Nezvima porofita zvenhema
Unenge uchazvinetserei nekutsanangura wabatwa
Nhai
Even Tasvu and Kanengo matsotsi 😅
True
Especially Kanengo itsotsi chairo
@@nyaradzomarozva5715 vanoda investigation varikubira vanhu
Uko kumakata wangu
Uku hakusvikike anoiswa muromo padivi uyu plus vaya vaya vabatsira vanhu zvinoneka worse tasvu