Thank you so much madam..you have summed it all and also the fact that of neglegence on the part of drivers as well the law enforcers..something must be done immediatetly..stiff penalties to drivers.
Haiwavo kudzidzira kudriver muroad here,rume racho raidzidzisa rinozikamwa here nemutemo kt rine driving school.i feel sad,my son ari kunyorawo gr 7.After doing hard work yemaCALA mwana ongofa just like that. akapona uyu anoda counseling hurusa.Nyaradzwai nemweya mutsvene vakarasikirwa,these little souls R.I.P
do you drive, if so makadzidzisirwa driving mu road yaifamba chii. Munhu unotodzidzisirwa mu road inofamba dzimwe mota nevanhu. Only that this was not a professional instructor and the result was just unfortunate. my condolences to the families left
Sad news and unfortunately no gvt. ZANUpf must go ….. mash central u are the ones still voting ZANU PF yet their police officers are not doing their job to protect us. Corruption will protect the culprits. This is sad to lose those children and if it was a good country we could see heavy punishment, justice and compensation.
All the prominent people vane Mari ngavabatsire Mhuri idzo tiite zvatinoita kana tichitengera vanhu MOTA.mari yese ngaiiswe kudambudziko iro please vane Mari batsirai.
Uyu mdhara uyu ambonge achigona kutaura asi paangoti akutenda iye 2030 uyu haaaa ndakutoona sekunge anonyepa team 2030 musaitemba inonyepa,rest in peace young one 😭😭
Chief ava havana kufanana neJonas project here coz Jonas aitoti ndamutsa hondo but zviri papi? So am still yet to understand Dhafu Judah s project 🤷♂️
Very eloquent teacher. Nematambudziko kumhuri dzese
Thank you so much madam..you have summed it all and also the fact that of neglegence on the part of drivers as well the law enforcers..something must be done immediatetly..stiff penalties to drivers.
The most traumatized is the one in hospital....may The Lord see her/him through....😞😞😞
Lets hope haasat anzwa zverufu, that's if kana asina kuona pazvakautika 😢
Stella Muusha my best mutori wenhau
Stella Musha zvirisei haa basa urikurigona. Iyi nyaya inorwadza
RIP vana.heaven has gained some angels😭😭😭😭
Heyiii vadu wee ndachema ini yooo Mwari wangu 😢😢😢ndarwadziwa kani
Zvakaoma hazvo,ko vanhu vakatsika vana ava vakabatwa here😢😢😢
😭😭😭😭 Mwari nyaradzai hama
ndarwadziwa zvangu😢😢😢😢
Teacher you are a quality speaker
😭😭😭 very sorry baba mwana wenyu anga akuŕa shame gread 7
This is sad, Mwari vanyaradze mhuri yarasikirwa 😢😢😢
Nyaradzai mhur dzasiwa nevadikani vadzo Jehovha
RIP vana 😭😭😭😭
thank you Aunt stella for covering this story .l was eager to know what happened
Marwadzo aya , Nyarwadzwai na Mwari
😢itsaona zvayo but panoda kufambiwa apa semhuri coz panemhepo yakafamba qpa so sad 😢
Ndinourombo nekurasikirwa nevana dai Jehovah asimbisa babel verse varasukirwa
Zvinorwadza mufunge ndoti nematambudziko hama nyaradzwai nedenga
Haiwavo kudzidzira kudriver muroad here,rume racho raidzidzisa rinozikamwa here nemutemo kt rine driving school.i feel sad,my son ari kunyorawo gr 7.After doing hard work yemaCALA mwana ongofa just like that. akapona uyu anoda counseling hurusa.Nyaradzwai nemweya mutsvene vakarasikirwa,these little souls R.I.P
Very sry my home twn zxino rwadza dai mwari magonawo kunyaradzawo mhuri dzarasikirwa nevana 😭😭😭😭😭😭😭
Tiripakurwadziwa uyuwo mudhara akutaura zveVision 2030 akaitwaseiko uyu nhaimi
Best for ever gud job tete ❤
Zvemunyika medu zvinoda Jesu coz mapurisa acho ari kupihwa chiokomuhomwe munzira umu
U r already blaming the police. Asi ndivo vaityaira mota yacho?
Zvakaoma 💔💔💔💔😭😭😭😭
Shame RIP innocent sauls, zvakaoma v😭😭😭😭😭
Zvinorwadza chokwadi 💔💔💔
This is sad and more worse for the one who's hospitalized. May God comfort the family.
Veduweeka 🙌🏼
Zvandirwadza…. How can we help ?
Sad story my home town😢
5 vana in one day 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
Mweya Mutsvene nyaradzai vemhuri dzarasikirwa.
My town 😢😢
5 bodies same time zvakaoma tsaona inorwadza hayo,shuwa wanhu mungadzidzisane kudriver muroad munofamba wanhu shuwa zvakaoma ngozi kuvanhu😢😢
do you drive, if so makadzidzisirwa driving mu road yaifamba chii. Munhu unotodzidzisirwa mu road inofamba dzimwe mota nevanhu. Only that this was not a professional instructor and the result was just unfortunate. my condolences to the families left
😢😢😢😢this is so heartbreaking
Ah no condolences to the families, may the Lord comfort you in this difficult time. Shalom
Mwari nyaradzayi vabereki vevana shame
zvinorwadza veduwee ..Mwari nyaradzai hama neshamwari
Zvinorwadza hazvo 😢😢😢
Hes joice mashado
awo baba wezanu havachina nyaya isu tichichema kudai vakutaura zanu
Saka warambidzwa kuchema here?
😢😢Be comforted family yarasikigwa
😢😢dai mwari vapindira
Sad news and unfortunately no gvt. ZANUpf must go ….. mash central u are the ones still voting ZANU PF yet their police officers are not doing their job to protect us. Corruption will protect the culprits. This is sad to lose those children and if it was a good country we could see heavy punishment, justice and compensation.
Tell them no Gvt in Zim
Asi mapurisa ndiwo aari kudriver? Pamwe pandipotsawo.
@@mesiMutepfaespecially when the gvt is driving the cars. U r very rit ipapo.
Ndarwadziwa nevana ava RIP zvinorwadza veduwe
Mwari nyaradzaiwo mhuri idzii ummmm zvakaoma
😢😢😢so sad Zvakaoma kuurayisa vana vasina mhaka
Marwadzo nyaradzwai nezita raJesu
All the prominent people vane Mari ngavabatsire Mhuri idzo tiite zvatinoita kana tichitengera vanhu MOTA.mari yese ngaiiswe kudambudziko iro please vane Mari batsirai.
Shame nhy Mwari May their souls rest in peace zvinorwadza veduwee 😢😢😢😢vana vadiki kudaro
Sad story 😢😢😢
Shame mwari vakunyaradzei mhuri yose ndarwadziwa sure verry sorry
Shemu bindura yedu very sory family kutonga ndekwa mwari
Haaaa speed dzacho so mumaroad umu kumhanya hakusi kusvika
Rest in peace vanangu, zvinobata moyo ufunge mwari chipindirai pane ari mu hospital
Zvakaoma 😢
Zvinorwadza chokwadi, may thr soul rest in peace
Very sorry mhuri dzose. Sorry baba Mwari vakunyaradzei
So painfull😢😢😢😢
Pane akasimudza mamhepo kudzidza revana
Inga zvakaoma veduweeeee😢😢😢😢
Mmmh yaa it's so sad😢.RIP🙏😭
Mwari nyaradzai mhuri iyi , nguva yavari iyi yakaoma zvayo
Uyu mdhara uyu ambonge achigona kutaura asi paangoti akutenda iye 2030 uyu haaaa ndakutoona sekunge anonyepa team 2030 musaitemba inonyepa,rest in peace young one 😭😭
Varikudya nazvo ndomuziva zvakanyanya ndiko kwandinobva ane huori aimbova councilor andiziv parizvino😢😢😢😢😢
Chi corrector zvaataura kut zvaitwa nehurunde wotipa chokwadi chaicho.
@@RooneyAllieko iwe unodyirepi?
@@RooneyAllie huori angatadzi iye ari team 2030
@@shingiraitrevormboto2105 tinodyira kumabsa edu atimbiri nyika sezvanoita
So sad 😢, mubva mafambira nyaya yemwana we 8 years ane nhumbu please
Zvinorwadza izvi
Mwari nyaradzai mhuri iyi hazvitambirike izvii
Nyaradzwai namwari
Chief ava havana kufanana neJonas project here coz Jonas aitoti ndamutsa hondo but zviri papi? So am still yet to understand Dhafu Judah s project 🤷♂️
Zvakaoma shuwa
Eishy zvinorwadza 😢
After all I blame the ruling party
Very true. Bcoz ndiyo yai driver mota yacho handiti? Uri rit ipapo.
Zvinorwadza
😢😢nyaradzwai naMwari
Inotsikwa tsikwa nyaya iyi. Eye witnesses are there but nothing will be done. Ndo Zimbabwe yacho
Zvakaoma veduwee 😢
Zvinorwadza 😭
Baba avo ndambofunga kt munhukwaye ndazoona kt ibenzi pakurumbidza gvt iripo irkubatsirei vanhu
Ndarwadziwa umm zvakaoma
Zvnosirirsa hazvo ngavazorore murugare .... Vanodriver ngavave nehanya mumigwagwa kunyanya muma bizzy streets
My deepest condolences to the family
Umm zvakaoma
Aaaah shame Zvinorwadza😢
Nematambudziko 😭😭😭
Very sory vabereki varasikirwa nevana ava zvinorwadza kufirwa nemwana guyz
Shame very sad rest well guys 😢😢
May their souls rest in peace
denga ngarikunyaradzei nemutoro wamakasangana nawo zvinorwadza asara asi mwari ndiye munyaradzi mukuru chete mochirega kuterera zvinobva mumiromo yevanhu
Mwari vanyaradeiwo
And ma teachers ari ku glower hawo
Zvisingaiti havamiriri pay cheteka zvemu Zim vanenge vachitotsvaga tsvaga pa side kuti vararame zvirinani
Zororai murugare vana vemhuri iyi..
Zvakaoma hazvo marwadzo nyaradzwai naShe hama
Team re Chele ka Mmmmm
❤❤❤
Nyaradziwoo hama idzi veduwee
Nematambudzikoo hama eish zvinorwadza
So sad Nyaradzwai veduwe umm
😢😢😢😢RIP