Mkomana takura mkadzi wako DNA ndoshasha vamwe vanotaura kut takadzivirira tozoona mwana ava vako kumuskana fut taura chokwadi kana ari iye mkomana chete unozonyara fut Tinashe Ndiye chikwapuro
Kunyora 4 form doesnt mean munhu apasa, wait for results and declare. In this case go for DNA and wait for results, then do a final verdict and judgement.This is waste of time especially munhu aramba nhumbu straight to DNA and DNA results will lead you how to tackle nyaya
For me dare iri was not fair being vanamambo does not mean vamwe vanhu cant talk their views.Varume siyanai nechipfambi worse kusadzivirira ndipo pazvinosvika apa.vasikana siyanai nekuvata nevarume vevanhu unoitiswa mvana mahara nana Trevor ava.dzikamai nguva yebota inokwana mawanikwa.Mambo mune hudyire aaaa mkomana was suposed to mantain the pregnancy until dna is done then ozoripiswa hake after results
@DavidKandiyero that's why I said for me.maonero anguwo.zvekuzoti kana musingazivi nyaya zvava zvei.thats why the comment section is free for everyone titaurewo maonero edu musatinyararidze .akamantainer anozongodzorerwaka zvinhu zvake after Dna.
Mai Travor dzungu ndereiko musatsigire hubenzi hwemwana wenyu makazvarawo nyararai,well done mambo ndokutonga uku
A very wise Chief,full of wisdom.
Mudhara uyo excellent.. has excellent.. wadzidzisa
Baba vanodzidzisa avo vane black jacket newhite shirt
Ndakavaona mambo ava kuti vanogona, magonesa mambo plus free counselling🙏
I love this chief
Good mambo magona chose🎉
Mambo ava well done ✅ maimbovepiko mysingabude pamedia
I love the fairness ina mambo avo. He is a counsellor zvekare. Vanoraya zvakadzama
Mambo ava vane wisdom vanogona kutonga. Gained a follower.
Mambo ava welldone uku ndkutonga havana side lavatora varume gudzikanai nevakadzi venyu mudzimba umu
Ko kana vakadzi vacho vari stubborn
@@FeniciasMadzivire-o3f murambe woita zvemjolo usina mkadzi
Ko iyewo anoda murume wemunhu dzinenge dzakakwana?
Ka family kemahure aka kakateya mari kumba kwana Trevor.........l'm sure vaitobatsira mwana ku planner everything kuti vadye naye
Thank God vakabidirira ngavaidye chaizvo
@@OttilliaDhaimani another hure detected
Very wise words from the chief
Welldone Mambo wangu 🙏🙏🙏
Well done baba vane shirt yewhite avo mshoko makukutu iwayo
Musati zvakaripiswa kacharega kumitisa vana vevanhu... Ko akabuda asiri mwana wake kkkkk amai compensation munozoigona hr
😂😂😂kwaMambo Mutasa
Haana nyaya mkadzi waTrevor,mai Trevor shut up let's wait for DNA
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Trevor is a spoiled brat. Musazotikanganwawo destiny tv. Ndamirira part 2 after maDNA. 😊
Muchaurega mujolo😂 mambo munotonga zvine ungwaru, good job❤
Mkadzi waTrevor anoda kutaureiko ange aripo hr pavairarana she's not included in the issue
Kkkkk ko kana aitonzi akafa nhai ungareverere murume
@@SibongileThomas-le3tp😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
nhai hako 😂😂😂😂😂😂😂😂 Zvine basarei
Nechaakaendera kudare
Musikana uyu airarwa achiziva kuti ane mukadzi
Well done baba ve bhachi re black ne shirt ye white mashoko makukutu
Mambo magona well done ngavharire kanhu kake mubrugwa
Well done mambo sando dzenyu
Well done mambo ndokuti mukomana uyo amire kutambisa vana vevanhu mutongo wenyu wakanaka
Ivo vanotambiswa vakakotsira here? Kupusai kwemunhukadzi ikoko!?
Hands up for this good ruler
Well done Chief mombe ndizvo 😂apfidza Trevor. 🙏
Mambo vanotonga zvepa fair chaipo
Mambo vane wisdom well done !!
Well done mambo
Mainn musapusiswe nemrume imi 😂,mangwana anokuita iyoyo futi uchinomumiririra neutununu hwako ,nyaya dzevaviri hadzipindigwe
Ndipeiwo num dzemunhu akamitiswa uyo ndichengete akanaka chose
Aivepiko matare patazvariswa veduwee varume vanehutsinye havo l can relate.Vabereki musarwira vana especially vakomana
Mupamombeeee!!! Tongai Ngezi, vana amai havataure zvekupanana nhumbu kwevana nekuti vaiita misikanzwa ivo vasipo
Welldone Mambo❤❤❤❤❤
Varume vanonyepera vakadzi vese vanoda dare rakadai well done
Brugwa richauraya varume 1 day 😅😅😅
TREVOR abva apusa 😂😂😂
Welldone MAMBO
Ndafarira kutaura kuno ita chief ava big up
Well done Mambo, you are fair
Well done baba ve white shirt and black jacket
Hope mwana akazvarwa kukaitwa dna musikana ano winner akaruza ma one anenge atanga
Well done Mambo
Baba in white shirt is excellent 🙏🙏🙏
Chirungu chinoti " JUSTICE IS WHEN JUDGEMENT IS IN YOUR FAVOR" ndochida zvekuti heki!!
Fair judgement mambo
Good mambo
Karume aka kachinzi kunzvimbo kwaunogara kanyebera kudzungaira
Kkkkkkkkkk haunyepi
Wise chief vanogona avo
Mdara uyo is he the Chief or he is part of the Chief's council. I like his articulation and exercise of authority, non-partiality and open minded-ness
Murume anomborevererwa hre madzimai lets learn not to protect vanhu ava abvuma wani kt ndarara naye musapuse ascana open your eyes my sisi
Mambo solomon
Amai garai pasi munonyenganane mwana wenyu here
Mambo ava vanotonga nehuchenjeri
Our chief
Istanbul true mambo togas vakomana hana kudzikama
Can't wait for DNA zvangu
Vana vanoda zvinhu
Mambo chirangamapenzi sando dzenyu
1+1=1 😂kana musina imwe fananidziro yamungaite ingotii wakarara nemwana wevanhu chte
Maths dzarasa apo
😂😂😂😂😂😂 pamwe de vati 1_ 1 😂😂😂😂
Kikkkk svomhu raramba apa
@@kikiri383vati kubiology. Hameno kut ndozviriko here.
Good mutongi
Mkadzi waTrevor anotaureiko ko kana waive wabata machats Trevor akati kumskana ufone uchiti hatidanane. Varume vanokupusisa ava.
😂😂😂😂muudzei haazvizive
Handiti mapaona 😂😂😂 Mambo vachitaura
Dzidzisai mwana sikana amai
Mambo muri chibaba .dzidzisai mambo mutasaatongerwo enyaya
Dare imi musakurudzira chihure
Baba vari kutonga ava ndavafarira ndibaba
Uchanoudza vamwe boy boy😢
Ndiko kunonzi kutonga uku🎉
Mambo Ava isimbi yebasa
Dai mai vacho vatoripiswa bcoz vanoda kudaira pavasina kubvunzwa
1+1=1😂😂😂😂😂 kana mazogara Zanu pf iri kubhadhara madofo kkkkkkk
Aizve..yatove kuzanu pf ipapa? Ko shasha dzinobhadharwa ne ccc dziripi?
Magona mambo
Akakaura chaiko
Ummmmmm varume musadaro sure ndovanhu vanoda kusotwa kwete kutambisa mwana wevanhu
Naivowo vana ngavasangovhura makumbo musango umu yet munhu atori nemukadzi wake kumba tumwe ndotunenge tuchitotuka tukaudzwa kuti siyana nemurume uyu
Ko iye aivhurira murume wemunhu makumbo kut zvidini?
😂😂😂😂😂😂😂 hanzi vabereki vakatenga hupfu hune nhumbu
Busy kuramba vakomana kachida murume wemunhu zvadhakwa manje wakufunga vana John vawairamba.
Taura hako. Pamwe kwaidiwa chicken inn nekuendeswa out.
Vachipa kani vasikana mazuva ano especially uine kadollar zvako, unochinjanisa nyika yese chaiko.
Vaakuda kudyaa!!
Mupamombe munotonga zvinenjere
Murume haarambirwe nyararai vasikana kamurume kenyu ka mambara
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Vana mambara vatove vasikana manje.
Unovhurira murume wemunhu makumbo kut zvigodudzira kutii?
Anofana kubhadhara Mwana Uyo akanganisa mwana wevaridzi
Anga akarara here achikanganiswa kwacho?
Inzenza iyoo!!
Mkomana takura mkadzi wako DNA ndoshasha vamwe vanotaura kut takadzivirira tozoona mwana ava vako kumuskana fut taura chokwadi kana ari iye mkomana chete unozonyara fut Tinashe Ndiye chikwapuro
Well done mambo munogona kutongs
Magona Mambo
Good verdict,kutonGa manyama
Kanzenzawo aka kaivhura makumbo sei kasati kabvisirwa pfuma.
Ndokuva nzenza kwachozve wangu.
Havachazvieresi vanasikana.
Vose dzangova mvana!!
Pane imwe nyaya yakaitika ku village 5 ku sanyati pachiyedza primary mukadzi akatema murume nebadza akashaika
Vanhu mazuvano mweya yacho ikusimka zvakaoma mumwe mkadzi kuRushinga kwawanikwa mutumbi msoro hapana amheno ndiani akazviita
Nyama + nyama = nyama 😂
1+1=1 😂😂
Tipeyi mkomana uyo timumamise kna mwana akabuda ariwake toda kukagwinha gwina
Dzungu renyu rinopera iro manyadxiswa mawana mwana asiri wake. Vana venyu dzaa nzenza idzo!!
Tinashe hero basa
Mambo munogona
Kunyora 4 form doesnt mean munhu apasa, wait for results and declare. In this case go for DNA and wait for results, then do a final verdict and judgement.This is waste of time especially munhu aramba nhumbu straight to DNA and DNA results will lead you how to tackle nyaya
Simple!!!
Mambo ava vanogona havo kutonga havatarise kuti une mari
Wamama
Magona mambo takamirira mwana azvarwe
Musikana uyu aifanira kubhadhariswa kurara nemurume wemunhu knowing kuti akaroora izvi zvekuripisa one side isiri rape hamupedzi mjolo
Apa kakutoseka hako maiguru
Ini handina nguva yekunonzwa zvechihure chemurume
Haa sure mujolo wanyanya
She ddnt know
Mambo well done 🎉
Ko. Vamwe kuzobvumira kuti yeeee zvichimzi 1+1=1
Makaitawo biology here dzataurwa?
Mukomana enda kuma DNA kana mwana azvarwa
For me dare iri was not fair being vanamambo does not mean vamwe vanhu cant talk their views.Varume siyanai nechipfambi worse kusadzivirira ndipo pazvinosvika apa.vasikana siyanai nekuvata nevarume vevanhu unoitiswa mvana mahara nana Trevor ava.dzikamai nguva yebota inokwana mawanikwa.Mambo mune hudyire aaaa mkomana was suposed to mantain the pregnancy until dna is done then ozoripiswa hake after results
Kana musingaziwi nyaya nyararai. Munoda maintainer nhumbu yaari kuramba. Ko ikabuda isiri yake. Anotanga kuchengeta approver kuti ndewake period.
@DavidKandiyero that's why I said for me.maonero anguwo.zvekuzoti kana musingazivi nyaya zvava zvei.thats why the comment section is free for everyone titaurewo maonero edu musatinyararidze .akamantainer anozongodzorerwaka zvinhu zvake after Dna.
mukomana anzi aite zvese
@@rufarosharonborerwe3689anzi anochengeta nhimbu yake
@@rufarosharonborerwe3689ko vakangochengeta vega pasina help yemurume mwana haararane here vachizopiwawo zvawo kana mwana anzi ndewa trevor?
...its all fun and games until smone gets pregnant
Why can they not wait for DNA tests for all these paybacks????????????????????????????????
Aimborarirei naye hezvo mutoro wese paari
Kurara nemunhu unoripa