RUSHINGA......AMAI VEKUDIMURWA MUSORO VORADZIKWA
HTML-код
- Опубликовано: 3 окт 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
- Развлечения
Ma likes nhasi ndini Number One.😂😂😂😂❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Grace zorora murugare sahwira ASI muka udzokere kune akakuuraya ndarwadziwa mufunge
Makarongeka good for updating yyr stories
Zvakaoma . Ngatityei Mwari. Thanks vaNeshamba taziva zvinoita vanhu. Keep on covering Rushinga pamwe vanganyare. Dai amuka chokwadi chabuda pachena
Maswera sei
Zvakaoma veduwe
Ndarwadziwa hangu. Usarare ss irwa neakakuuraya
There was a lot of pple. Mhsrip
Ndapererwa kana chekutaura hapana zvinorwadza mhani izvi
😭😭saka musoro wacho waitwa zvokugadzikira here. Ndachema hangu ini.Usavata hope dzisina basa wangu irwa newakakudaro unomuziva.iva mberi kwake pane zvose zvaanoita
Zvakaoma hazvo mhondi yakabatwa hre
Ndabatikana hangu nokufa zvinorwadza zorora hako hama
Thank you Drewmas ❤
Don't RIP cc wakafa uchirwadziswa take take nemunhu akakugurisira upenyu ngaataure ega zvaakaita pauri pese paari
Zvakaoma
Zvakaoma hazvo
Zvakaoma zvakuitika munyika
Same same neni apa handingati chemai netariro pakadai pakadai hapana kuti zorora murugare arwara arinane
😭😭😭😭😭 shuwa munhu kudimburirwa hupenyu hwake nemumwe munhu mukai murwise mhondi yakakuchekai sehuku
Zvorwadza 😂😂😂
Rip grace
Uuuuuuum zvakaoma😭😭😭😭😭
Makorekore chii nemi nhai everyday kungonzwa Nyaya dzenyu kunge Ndimi mega murikuzim kwamai mhani ndarwadziwa Zvangu munhu kufa sehuku kudaro
Mhsrip
Thanks lolo
Gomba iro harina kudzika sezvinoitwa mamwe. Handidzo 6ft dzandinoziva ini.
Ndozva ndaonawo
May her soul rest in peace
Varongo vohwarara zvavo shame.RIP sisi😢
Zvinorwadza shame. Mukaunorwa musikana usarare
Ummmm zvinorwadza veduwe izvi
Ende ma1 mufunge
RIP
Kumusha kwakanaka unoiswa matombo kusvika zvanaka
Saka pamusoro apa vanozobatanidza kusona hre kana kuti unongoiswa paside wakadaro izvi zvinotyisa hazvo
Hanzi vakasona
Dai police ichiunza mhondi kuti ione basa raakaita kuitira kuti anyatsoziva kuti mutongo wake ndewei😢😢😢vana dzatove nherera
This saying yekuti chemai netariro handide kuinzwa hangu ummm mheno why haindiitire bhoo. Wen l.lost my hubby vose vaindiri chema netariro ndakatorega kutaura navo . Mheno maybe lm wrong
Vanhu vachaita denga re Googler nekuda kwamaba sa ,waita zvakaipa waxviitira mabasa achamuteera
😭😭😭😭😭
Shame 💔💔💔
@Neshamba