Matrix Private Investigation Diaries
Matrix Private Investigation Diaries
  • Видео 93
  • Просмотров 1 740 775

Видео

Haaa Kwekwe matiremera🙌🙌😂
Просмотров 10 тыс.14 часов назад
Hanzi mai vari kuda mapiriritsi vakazvara mwana akashaya.
Fake n’anga, vanongotora mari online havabvume kusangana newe
Просмотров 12 тыс.16 часов назад
Vanozviti sekuru Kanhengo ivo vasirivo.
Mai vekurova mwana nedanda vava mumaoko emapurisa.
Просмотров 25 тыс.19 часов назад
Hanzi ndaimu dzidzisa kukambaira
Akabira mhuri yekwaakarorwa achiti anopinza bamnini basa kuArmy
Просмотров 9 тыс.21 час назад
Aichinja voice achizviita umwe munhu paPhone
Full Story: Akanyebera vabereki kuti ari kubatwa chibharo nematsotsi
Просмотров 17 тыс.День назад
Hanzi handitozive pakati pesango pandiri
Kadoma Pre-event settingz
Просмотров 5 тыс.День назад
Gentle but Firm
Mukomana anga atona 4 maphone kuKadoma Show
Просмотров 11 тыс.14 дней назад
Kana Matrix iripo hapamihwe mihwe guys.
Uyu anobata maforeiners zvakanaka
Просмотров 6 тыс.14 дней назад
Zimbabweans are generally good
N’anga dzenhema dzino vhundutsira vanhu
Просмотров 32 тыс.14 дней назад
Vanotsvaga hama dzepedyo vodziti uri kuda kuurayiwa saka tipe mari urarame
Masvingo murder Investigation
Просмотров 65 тыс.14 дней назад
Vanhu vanonyeba havo ivavo
Haa uyu mpfana akandiremera🙌
Просмотров 20 тыс.21 день назад
Nhema dzine mupfanha uyu paachakurira tinochiona🙌🙌
Akangogumwa nevakomana kwakutoona iPhone yarova pasi.
Просмотров 8 тыс.21 день назад
Hanzi vakomana vacho vane kakukasika pakuita zvinhu zvavo.
Basa riri kurohwa sebasa
Просмотров 2,7 тыс.21 день назад
We are the best in terms of security
Akatorerwa $3000 plus mota nen’anga
Просмотров 11 тыс.21 день назад
Akatorerwa $3000 plus mota nen’anga
N’anga dzenhema tadzibata
Просмотров 9 тыс.28 дней назад
N’anga dzenhema tadzibata
Tsotsi rekupinza vanhu mabasa kuVID neZinara
Просмотров 15 тыс.28 дней назад
Tsotsi rekupinza vanhu mabasa kuVID neZinara
Mikki Muringi serial scammer full story
Просмотров 36 тыс.Месяц назад
Mikki Muringi serial scammer full story
Serial online female scammer abatwa
Просмотров 8 тыс.Месяц назад
Serial online female scammer abatwa
Vakomana vanogadzira maFake PoP (proof of payment)
Просмотров 21 тыс.Месяц назад
Vakomana vanogadzira maFake PoP (proof of payment)
She steals for UZ Students
Просмотров 5 тыс.Месяц назад
She steals for UZ Students
Kuba hake preparation munhu akazvitakura
Просмотров 17 тыс.Месяц назад
Kuba hake preparation munhu akazvitakura
Baba Orivha vanenge vari innocent zvavo🤦‍♂️
Просмотров 8 тыс.Месяц назад
Baba Orivha vanenge vari innocent zvavo🤦‍♂️
Mai Orivha vakarova Mai Jayden naBaba Orivha futi
Просмотров 12 тыс.Месяц назад
Mai Orivha vakarova Mai Jayden naBaba Orivha futi
Anobira vanhu achiti anopinza mabasa kuNursing, Army neZPCS
Просмотров 55 тыс.Месяц назад
Anobira vanhu achiti anopinza mabasa kuNursing, Army neZPCS
Vakomana vanonyebera mutengesa zvidhina tavabata
Просмотров 17 тыс.Месяц назад
Vakomana vanonyebera mutengesa zvidhina tavabata
Teenager aibira vamwe vana vechikoro mari inosvika $2600
Просмотров 4 тыс.Месяц назад
Teenager aibira vamwe vana vechikoro mari inosvika $2600
We are the Matrix
Просмотров 1,1 тыс.Месяц назад
We are the Matrix
Mjolo Investigation
Просмотров 10 тыс.Месяц назад
Mjolo Investigation
Nigel, Ruth’s uncle acknowledges receiving funds.
Просмотров 9 тыс.2 месяца назад
Nigel, Ruth’s uncle acknowledges receiving funds.

Комментарии

  • @SimbaMpambavachiki
    @SimbaMpambavachiki 14 минут назад

    Uuuuum

  • @cephasshone4634
    @cephasshone4634 2 часа назад

    Weldone Kedha

  • @cephasshone4634
    @cephasshone4634 2 часа назад

    Ko shamhu hamumboshandisewo wani. Type idzo ka dzoda muti varume, ko

  • @CharismaticEnigmaZW
    @CharismaticEnigmaZW 5 часов назад

    I know this guy. I have bumped into him in Harare 3 times. Once in Greenwood park and once along Mandela and Julius then finally Fife avenue area. & the audacity to even forget the face he sells his different stories in exchange for help haaaa zvakaoma hazvo 😢

    • @CharismaticEnigmaZW
      @CharismaticEnigmaZW 5 часов назад

      He's very convincing manje. If he talks to you in a sobbing voice you will believe him and part your money with him 😂😂 True story

  • @lessiemashayamombe
    @lessiemashayamombe 6 часов назад

    Mumacomments vamwe varikungoseka havo asi uyu urinani wabatwa akakumbira ruregero kovamwe kuipa kwenyu munokuona munowana mari nenzira inoda Mwari here vanhu kuresva waresva asi macomments evamweka

  • @Bragga20
    @Bragga20 6 часов назад

    But Asernal futi😂😂😂😂😂

  • @musiyamwa1
    @musiyamwa1 7 часов назад

    That girl isn't even worth it

  • @PrettygirlTato
    @PrettygirlTato 8 часов назад

    Ndatove ne addiction yekuona this channel.thank you mr Chidawa

    • @THEGREATHL
      @THEGREATHL 7 часов назад

      Shamwari neniwo 🤦‍♂️😩😩

  • @nyaradzomarozva5715
    @nyaradzomarozva5715 9 часов назад

    Dai kumira mira kurikuita Tafadzwa kubata mbavha kuriko kusotongwa kwavo dai nyika yanaka zvino necorruption 2 days unonzwa kt wabuda

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 12 часов назад

    Ndarwadziwa weduwee ...akuna warume wanemoyo wakadai 😢😢😢😢😢😢😢😢

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 12 часов назад

    Yoooo pakaipa .....asi munhu ane hunhu akadai unoziwa sei kuti mwana ndewako

  • @JahBlissZw
    @JahBlissZw 15 часов назад

    Shato dzinongoti dai dzairuma vaisazviita izvi😅😅😅😅😅😅😅 Vanodii kubata Black Mamba😅😅😅😅

  • @JahBlissZw
    @JahBlissZw 15 часов назад

    Hoooo you also eat this in your country 😂😂😂😂😂

  • @JahBlissZw
    @JahBlissZw 15 часов назад

    Weldone Mukoma Tafadzwa❤❤

  • @tkayg9185
    @tkayg9185 День назад

    amen amen

  • @tkayg9185
    @tkayg9185 День назад

    pakuzopfekedza uniform huh musadaro kkk

  • @ellenjames1069
    @ellenjames1069 День назад

    Mkoma Tafdzwa shandai na Mr Brown mubate mbavha dzema cps pliz

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 День назад

    Hanzi kuZimbabwe kurikuitwa mari apa vanobiira vamwe

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 День назад

    Akapfeka ma socks here or iganda rake?

  • @kumbiG-st8cp
    @kumbiG-st8cp День назад

    Next time pavanobatwa vavhiirei ipapo... Movapisa

  • @KanyimoSelby
    @KanyimoSelby День назад

    😂😂😂😂

  • @nkosinathincube2758
    @nkosinathincube2758 День назад

    Komaziso kumhanya mhaya emwana wacho😂😂😂

  • @Mamoyo4
    @Mamoyo4 День назад

    Hazvibatsire kusiya mbavha yacho ichienda munhu ngarohwe

  • @lawreencebenhura5088
    @lawreencebenhura5088 День назад

    Well done guys

  • @nicholastsakatire8744
    @nicholastsakatire8744 2 дня назад

    Zvinokonzerwa nekushaya data unenge usingaziwewo Tafadzwa

  • @lawreencebenhura5088
    @lawreencebenhura5088 2 дня назад

    Nyatso rohwai Mari ndokuti muzive kuti Mwari variko kubatsira vanhu pachena dombudziko munongoda zvakapfava pfavasoo

  • @alexmatondo4439
    @alexmatondo4439 2 дня назад

    You gained a follower

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 2 дня назад

    Dai ndirini ndaikarova kadhara ako ndokasiya kaapadhuze nekufa

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 2 дня назад

    Hanzi kuZimbabwe kurikuitwa mari apa vanobiira vamwe. Murikuitana sei madhara machembera.

  • @ThelmaNyanguwoMushamba
    @ThelmaNyanguwoMushamba 2 дня назад

    Ende zvakaoma asi chii nhy murume mukuru kunyepa zverufu yooo Kukumbira kwakangonaka mufunge

  • @PanasheMazarura
    @PanasheMazarura 2 дня назад

    Mukadzi uyo itsotsi wee hamuvazive vakadzi avaa

  • @brucemutayiwa
    @brucemutayiwa 2 дня назад

    Finish🤣🤣🤣🤣

  • @rogerchanda
    @rogerchanda 2 дня назад

    He even offered to wash your car in exchange for a lift.

  • @rogerchanda
    @rogerchanda 2 дня назад

    There is no normal person who enjoys to beg. He has a big problem obviously

  • @morgannecharingwa3321
    @morgannecharingwa3321 2 дня назад

    😅😅😅😅 kanengo 2

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 2 дня назад

    Haaa unozorora wani 🙌🏾

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 2 дня назад

    Karovei nembama chaizvo

  • @WinneyyBrown-ye6pk
    @WinneyyBrown-ye6pk 2 дня назад

    Poverty in Zimbabwe

  • @nicholaschitereka9595
    @nicholaschitereka9595 2 дня назад

    😂😂😂

  • @LeeroyChiwocha-xl6mq
    @LeeroyChiwocha-xl6mq 2 дня назад

    Mmmm

  • @cassandraker
    @cassandraker 2 дня назад

    God protect tafadzwa chidawa

  • @Nox1841rdp
    @Nox1841rdp 2 дня назад

    You should have shown us their faces. Please next time tiratidzeyi ma faces avo. ● Well done Matrix - good job.

  • @alphioustanda3118
    @alphioustanda3118 2 дня назад

    Nzara yavakutuma vanhu humbavha😂😂😂😂

  • @alphioustanda3118
    @alphioustanda3118 2 дня назад

    Nzara yavakutuma vanhu humbavha😂😂😂😂

  • @justuniteblackafricans6882
    @justuniteblackafricans6882 3 дня назад

    Inini usaite mistake yekada kunditora kavideo ndokumamisai

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk 3 дня назад

    Iwe mkadzi utaure chokwadi usanyepera munhu kna asina mhosva iwe

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk 3 дня назад

    Edmore chimuka kwaMutamba uko kuJerera

  • @giregrace317
    @giregrace317 3 дня назад

    Haa life is hard out there but kutaura chokwadi kwakangonaka unobatsirika

  • @benmushoni1318
    @benmushoni1318 3 дня назад

    Wabhaiza wangu

  • @natohfyah
    @natohfyah 3 дня назад

    Arsenal yadyiwa 5-0 apa 😂😂😂😂