Mambo vorova Mhondoro

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 4 окт 2024
  • mashura padunhu

Комментарии • 146

  • @maviskwechete2352
    @maviskwechete2352 2 года назад +22

    Mhondoro dzinorwa dzega ....mirirayi come back yacho chete muwone zvavachaitwa .vacharipa pahombe chaipo .vati vadii zvavo

  • @melsniks
    @melsniks 2 года назад +19

    Mhondoro ichati yodzorera zvayo ini zii zvangu semunhu mukuru,mambo ngaafumurwe uyu .

  • @yonkimhlanga8539
    @yonkimhlanga8539 2 года назад +18

    Mambo ngavabviswe pachigaro imhondi!!!!

  • @rpmweldingandelectricalwor432
    @rpmweldingandelectricalwor432 2 года назад +19

    Mamukasei Drewmas, kazhinji panoitika nyayadzakadai pane zvakawanzika zvinenge zvichiitika, Ndinoona sekuti mambo vane zvavarikuita zvakaipa zvavaakutyira kuti mhondoro inozviona ikavabvisa kana kuva fumura ndizvochete zvavarikuzviitira

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 2 года назад +16

    Thats a good question Ophar what then about mambo saka kana uyu asi mhondoro saka humambo huri nullified nekuti hwakagadzwa nemunhu asina that power and authority 🤷 interesting

  • @enosmabunda9235
    @enosmabunda9235 2 года назад +8

    Mambo must go kana vachiti akaromba navo vakagadzwa nechirombwa kutadzisa mvura kunaya mambo must go

  • @rahmitchie8540
    @rahmitchie8540 2 года назад +21

    Mambo varikutya kufumurwa ,dig the story Drewmas n team take us to another level ,watching from SA

  • @simbisotachiwona8284
    @simbisotachiwona8284 2 года назад +11

    Mambo vanozivi chavarikuvanza mambongavasungwe

  • @thresamutate9500
    @thresamutate9500 2 года назад +7

    Ndanonoka nhai yakutopera ndirikuteera ndiri paZambia hangu thanks vaDremas media tiri kutonzwawo zviri kuitika kumusha kwedu zimbabwe 🙏

  • @swingyjr
    @swingyjr 2 года назад +12

    almost 100000k subs. love it

  • @idahnyakunu7590
    @idahnyakunu7590 2 года назад +12

    Chisi hachieri musi wacharimwa,zvichavapandukira havo mambo ivavo

  • @knowledgewchainzvi913
    @knowledgewchainzvi913 2 года назад +1

    Timuziwaa uyoo akarombaa uyuu ngaasanyepaa anzwaa nekurepaa uyee vakatomuita zvishomaa haasi mhondoroo

  • @dinomanyara
    @dinomanyara 2 года назад +11

    Thanks Drewmas media you r doing great job, big up Neshamba and your crew

  • @iyckkandava3752
    @iyckkandava3752 2 года назад +8

    Kana irimhondoro chaiyo yedunhu iroro mudunhu ngamuitike mashura

  • @nyembezizengeya5095
    @nyembezizengeya5095 2 года назад +9

    Guys u are doing great job keep it up

  • @middydube3219
    @middydube3219 2 года назад +10

    Bva tsvimbo dzanetsa gore rino🙆‍♂️

  • @julietshabalala3803
    @julietshabalala3803 Год назад +1

    Ngu Chief onjani oshaya abanye ulesibindi ukushaya isvikiro shuwa hmm ngiyamesaba lo Chief

  • @johnmaphosa8958
    @johnmaphosa8958 2 года назад +1

    Mambo indururani ngavasungwe uye abve pachigaro nekuti akaiswa ipapo nhemunhu Asiri mhondoro

  • @prettychimutengo9538
    @prettychimutengo9538 2 года назад +2

    mambo ndawasungwe avo vakakuvadz munhu

  • @esierayner533
    @esierayner533 2 года назад +3

    Dremas media taking us to another level.

  • @wilf_moyo
    @wilf_moyo 2 года назад +3

    Zimbabweans must fight to liberate Zimbabwe. Once we are free, this Chief must be stripped off his status and sent to prison. Zimbabweans are suffering because of people who have immunity from government.

  • @esthershumba3214
    @esthershumba3214 2 года назад +6

    Baba ava vanonzwisa tsitsi sua

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 2 года назад

    Thank you Drewmas Media for keeping us updated

  • @azurecoast1537
    @azurecoast1537 2 года назад +4

    fambai nayo nyaya iyi mukoma Neshamba tinoda kunzwa kudivi ramambo thanks Dreams nekutipa chirongwa

  • @runyararomalisone6744
    @runyararomalisone6744 2 года назад +9

    Haaaa akabikwa zvechokwadi kwete zvema funnies

  • @Thedogboy1994
    @Thedogboy1994 2 года назад +3

    Maziviri angu pachivanhu kuti uzondi mhondoro harisi dambe I dare guru hautenge humondoro hunosvika pakugadza mambo chandioziya mambo iwawa wakangofananana munangagwa hunhu hwahwo wanorwira matere asi awo nechikonzero yekuti wanouraya wanhu saka wakarara zvinhu zvinoshandiswa nesvikiro wanenge wachida kukanda gozi kumadzidza asi awo kunda mhepomumamusha yewaridzi iri riri basa rayo mhondoro kuchenesa misha asi ndinoti iwo mamnbo iwawo wachatsakatika mhondoro yakatotsamwa zvakanyanyisisa nekuti makanganisa homwe yayo use mhwere dzayo dzotiza musha nekuda kwekurohwa nehana kuburikidza nechiitiko chakaitika kuna baba wawo imi musatya zvenyu makatochengetwa kuvhumbamirwa chaiko newarikumhepo handiti tsvimbo yawo wakarewa wega kuti iparadze

  • @rutendomanjengwa7303
    @rutendomanjengwa7303 2 года назад +2

    Zimbabwe maakuitika mashura

  • @learnardoken3425
    @learnardoken3425 2 года назад +1

    Mambo ndiye akarombaaa uyu

  • @thubalethundlovu9913
    @thubalethundlovu9913 2 года назад +4

    UMaMpofu kungani isiNdebele siyamkathaza🙄

  • @shyletmakwiranzou1482
    @shyletmakwiranzou1482 2 года назад +2

    Mambo haatenderwe kusunga here

  • @juliandlovu5960
    @juliandlovu5960 2 года назад +2

    Yindaba ubuloyi obunengi busesi shoneni kanti

  • @douglassithole9760
    @douglassithole9760 2 года назад +2

    Ko mhondoro yachoyakaregerei kukubatsira

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 2 года назад +1

    It’s time this mhondoro comes to Jesus, that’s the only help mhondoro can get.

    • @Ladypradaful
      @Ladypradaful 2 года назад +3

      Wakarasika kana usingazivi chivanhu iwe jesu wawaziva zuro nekuda kwevarungu wakutozviona senge unoziva fani

  • @annanyamugudza5658
    @annanyamugudza5658 2 года назад

    Ummm kurova varidzi venyika mhondoro ndovaridzi venyika mambo hokoyo

  • @joshuahgurure7245
    @joshuahgurure7245 2 года назад +4

    Haana mhondoro uyu vanhu vane mhondoro hava roveki zvekumhanya

    • @angellamunyanga6442
      @angellamunyanga6442 2 года назад +1

      Taura hako hakuna mhondoro yakadayi saka akarohwa

    • @terencegatsi324
      @terencegatsi324 2 года назад +6

      Ummm, on a second note. Tochiti Nyakasikana homwe ya Nehanda aiva asiri svikiro here.?. Nokuti aka rohwa, kushungurudzwa, kusvika pakusungirirwa.
      Just asking 🤷🏻‍♂️.

    • @hildasengweni7858
      @hildasengweni7858 2 года назад

      Ndiani akati Mhondoro hairoveki

  • @stephannamangwende8970
    @stephannamangwende8970 2 года назад +2

    Ko ngaudze ka vari kumhepo kna asina wo kubata bata.

  • @hotjiga
    @hotjiga 2 года назад +6

    RR & Chihera wangu tinotenda nenyaya sezvamareva ruzhinji rwakamirira dna result yenyaya iyi kuburikidza nekunzwawo divi ra mambo,Hakuna munhu anotenderwa kurova mumwe munhu apo pakakanganiswa mambo uyu so far panyaya iyi akatodyiwa 1 kwazero,zimbabwe national lawyers for human rights ndonyaya dzavanoda idzi,apa panenyaya cant wait for another episode 👋👋

  • @joycechatonhora4337
    @joycechatonhora4337 2 года назад

    Ummmmm mhondoro yonzwisa tsitsi Shem ummmmmm zvakaoma Mambo ngavasungwe ngavabve pachigaro ndarwadziwa

  • @innocentriggoh9685
    @innocentriggoh9685 2 года назад +2

    Mhondoro hairohwi hazviperi mushe

  • @rosemarychisungo8367
    @rosemarychisungo8367 2 года назад +5

    Baba ava ngavati ndiri homwe yemhondoro kwete kuti ndivo mhondoro yacho homwe inorohwa zveshuwa kana ichikanganisa bcz vanhu ivava vanotora advantage yekuti ndinopoterwa saka vane kamwe kakuda kutyiwa kavanoita plus kana mudzimu usiri wekuromba havairohwa kudaro zvine nyaya mukati

    • @esthershumba3214
      @esthershumba3214 2 года назад +2

      Iwe zvinoitika wani chro mdzimu usiri kuromba

    • @rosemarychisungo8367
      @rosemarychisungo8367 2 года назад +2

      @@esthershumba3214 Mudzimu unokuonesa zvimberi kwako saka hazvaifanira kuitika sekudaro or ivo vane kukanganisira kwavari kuita kumudzimu yes vanorangwa nemhepo plus ivo pachavo vataura Kuti vakagadzirwa Mudzimu uyu pasina wedzinza ravo ko kana dziri mhepo dzakaipa dzavakagadzwa who knows Hakuna Mudzimu unotambirwa pasina wedzinza rako bcz dzinza ndoriboziva zvemumusha mako munhu uye ndivo vanoziva futi kuti zviri kutaurwa nemhepo zvinoenderana nehistory yemudzinza here saka kana vakaitirwa chivanhu pasina wedzinza sekutaura kwavo panenyaya

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 2 года назад +1

    Drewmas sheedza mapurisa akaita nyaya iyi lm sure pakabuda mari

  • @rachelntini4252
    @rachelntini4252 2 года назад +1

    Yes pane nyaya dig deeper Drwemas ndizvo ka pane nyaya hombe

  • @kudakwasherembo3067
    @kudakwasherembo3067 2 года назад +1

    Nyaya yetsvimbo yanetsa veduwee kwese kwese

  • @fafietavarwisa3481
    @fafietavarwisa3481 2 года назад +3

    mhondoro ikukumbira rubatsiro? Anoziva simba rake here kana akagarwa nemhondoro chaiyo.

  • @chengetai5272
    @chengetai5272 2 года назад

    kana uri mhondoro kana kuti homwe yemudzimu taurira kumudzimu yenyu idzosere

  • @maviskwechete2352
    @maviskwechete2352 2 года назад +1

    Make a follow up on this one Drewmass media tichanzwa mashura apa

  • @pamelakavande331
    @pamelakavande331 2 года назад

    Pane zvakawanda zvakavanzika apa thnk u Drewmas fo e update

  • @annemhashu2416
    @annemhashu2416 2 года назад

    Only JESUS is King of Kings. Lord of Lords. He does not need help from anyone.

  • @oxeydenchinembiri
    @oxeydenchinembiri 2 года назад +2

    Mambo vakutya kuonekwa magape avo

  • @gladysmoyo6368
    @gladysmoyo6368 2 года назад

    Mhondoro hairohwe zvachose kana iriyeChokwadi dunhu iri rinofanira kuripa zvazviperi mushe

  • @yvonnechingore2535
    @yvonnechingore2535 2 года назад

    Uuuummm mapurisa emuzimbabwe kaaa POVERTY POVERTY POVERTY POVERTY POVERTY POVERTY POVERTY POVERTY my heart is bleeding mapurisa nekuda 5us chete

  • @annemhashu2416
    @annemhashu2416 2 года назад +1

    It is written every knee shall bow and every tongue shall confess that Jesus is the Son of the living God. He reigns.Glory to God Almighty.

  • @nyashamanyasha2180
    @nyashamanyasha2180 2 года назад +4

    Ko iyo mhondoro yacho haikwanise kurwira homwe yayo sei , hakuna zvakadai pane nyaya apa

  • @loveviyazhero1701
    @loveviyazhero1701 2 года назад +2

    Pfeeee ndini ndatanga Chihera urisei

  • @leekayskakono817
    @leekayskakono817 2 года назад +1

    Munhu anopoterwa ngaasazviti imhondoro asi vanosvikirwa ngavazive matauriro kuti ndosvimirwa ivo vakazviti imhondoro vanoreva kuti pavari vatori Mhondoro hre

    • @mamaj6968
      @mamaj6968 2 года назад

      Anosvikirwa nemhondoro ndomhondoro yacho because he is the representative vakuru wee.

    • @angelakunatsa623
      @angelakunatsa623 2 года назад

      Munhu anonzi homwe yemhondoro

  • @roserosemary5664
    @roserosemary5664 2 года назад

    Kana svikiro iri rrirechokwadi semamwe atinoziva mambo nevanhu vake vachapinda bz

  • @makhadzimadewa8376
    @makhadzimadewa8376 2 года назад +2

    Zvinhu zvehukuru izvi vanho urayana vele

  • @dzabu1983
    @dzabu1983 2 года назад

    chimboendai kuSanyati kwaChief Neuso,it's about 72km from Kadoma.Pane vaida kurumisa svikiro nembwa,vose vakapera kufa vasina kurwara.Panewo mrume aive teacher akanyangarika,mkadzi wake akatanga kupenga kusvika azodzoswa after ,20yrs ratova svikiro guru

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 2 года назад +9

    Apa zviri mumeso evana guys ka musadaro zvozovei nevana ava this is child abuse

  • @irenewashayabunha5417
    @irenewashayabunha5417 2 года назад

    Mhondoro yakanaka ino chengeta wana zveshure kana pange pasina wekusiyira wana munhu wese ari responsible anoti ndozouya kana pane wekusiyira.

  • @tmubwanda
    @tmubwanda 2 года назад +5

    Ummm handizivi hangu chikaranga nezvemhondoro izvi asi apa there is a story behind the story. Kana iri mhondoro yedunhu dunhu riri kufanira kuva nemashura iri kana kuti toti chave chirungu chino 🤷🏽‍♀️. Asizve ko mhondoro inoroveka nyore nyore kudero sei? Imhaka yokuti tsvimbo yainge yavhuniwa here?
    Indai munotohwira nyaya iyi kuDarwin ikoko Drewmas media and take us to another level.

  • @yvonnechingore2535
    @yvonnechingore2535 2 года назад

    Mambo ava ngavasungwe

  • @theexemplary5618
    @theexemplary5618 2 года назад +1

    The interesting thing is our police is like a Boy Scout team. They just do what ever…..

  • @britiousmuwengwa1078
    @britiousmuwengwa1078 2 года назад +1

    Kana wazogara siyana namambo

  • @freedommagwaza3005
    @freedommagwaza3005 2 года назад

    Ipapo,pakuitwa chivanhu pasina Hama yemhondoro,ndopakabikwa nyaya yese ndokusaka, vaakumurova,vanoziva panezvisinakujeka zvakaitwa

  • @berthamapfumo1726
    @berthamapfumo1726 2 года назад +1

    iripi shumba yacho
    mhondoro munhu hre
    kan kt isvikiro

  • @nyaradzomoyo1161
    @nyaradzomoyo1161 2 года назад

    Keep it up shumba

  • @njabulogaba
    @njabulogaba 2 года назад

    unomwa muna save here iwe sedzimwe mhondoro?

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 2 года назад +3

    Chakachaya kurova mhondoro

  • @constancemarifiye7331
    @constancemarifiye7331 2 года назад +4

    Kuchaita shura kutamba nemhondoro vacharohwa nemvura haitsamwi ipapo ipapo shame

  • @lucydube4194
    @lucydube4194 2 года назад

    Mambo vano tonga nedemo ngava vharirwe

  • @teddymakumana9838
    @teddymakumana9838 2 года назад

    Mambo ngavasungwe avo

  • @steelwerkspalisadesaluminu6694
    @steelwerkspalisadesaluminu6694 2 года назад +4

    Nayo nayo yemondro
    Chachirungu hakusisina mhondoro kwane mondro
    Dzoroveka dzechirungu chisalad maningi too much
    Maita basa mukoma neshamba

    • @angelakunatsa623
      @angelakunatsa623 2 года назад

      Mondro kkkk mumwe akatuka mhondoro akati kapondoro kill zvskazomupresser pa later

  • @njabulogaba
    @njabulogaba 2 года назад

    Opah ngcela ukukhuluma lawe siba yi 2.

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 2 года назад +1

    Shumba pamangosvika paita musiyano

  • @shayzgamz2692
    @shayzgamz2692 2 года назад

    Drewmas Media nachihera wenyu keep it up. This is very bad. Nhai Mwari mazimba chiiko kurasa hunhu kudai. APA kamambo kacho kanenge Kari kamunhu kasina kana basa nxaaa. ZANU inonyangadza mhani

  • @finitamuruki
    @finitamuruki 2 года назад

    Ko chiratidzai simba renyu rehumhondoro sotai mambo avo tione masimba enyu

  • @mancubenduna3139
    @mancubenduna3139 2 года назад

    Chete kungoti zvinhu zvangoreruka munhu ane mudzimu wemhondoro haa pfeke hembe anopfeka machira plus kana iri mhondoro chaiyo haa swero tambudzwa kudai hazviiti kana kupinzwa muchipatara kubaiwa majekseni mhondoro haidi izvozvo pane nyaya apa.

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 2 года назад

    Pakadai mambo ahachisiri pahushe akazvidza akamugadza saka iye anomira pavanhu achiti ndiye chiyi...rushinga inzvimbo inoyera mashura aya hindava
    Shame on the polive for not investigating well this case..tsvimbo belongs to him kwete zvavange votaura izvo

  • @oliviajere662
    @oliviajere662 2 года назад

    Basa ramambo kuchengetedza vanhu vavo kwete kurova nekukuvadza vanhu vavanofanira kunge vachichengetedza ,mambo imhondi avafaniri kuramba varipo pachigaro Ichi, andioni sekuti zviripamutemo zvavakaita izvi

  • @samsonbengesu1610
    @samsonbengesu1610 2 года назад +1

    Thank u Drewmas media

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 2 года назад

    Aaaaah aah Power hungry Mambo.Wanting to snatch powers kurombera hu Mambo is what I'm hearing here.Inyanga and Sangoma are two different things. Let those who operate in the winds deal with this Mambo.....we are watching 🤔🤔🤔 Mhondoro iyi unenge muNdau(Mozambican)aiwa Mambo vanezvivindi. It's evil what they did, not justified at all. Abuse of Power which is an arrestable offence.

  • @audreymabhena91
    @audreymabhena91 2 года назад +4

    Mambo avo vane zvavanoziva shuwa

  • @ruthkunyongama7828
    @ruthkunyongama7828 2 года назад +2

    Ngavasungwe

  • @loveviyazhero1701
    @loveviyazhero1701 2 года назад +1

    Andrew Chihera ipa inini

  • @tabisilechitepo5113
    @tabisilechitepo5113 2 года назад

    Andrew varipi ambuya vemoto? Ndiri kuMzansi.

  • @mazivisatibugare8732
    @mazivisatibugare8732 2 года назад

    Ndimabo ani

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 2 года назад

    Oo shemu ko chema kumondoro ukonye baka kurovai vanoona zvachaita kwavari kunhepo ikoko

  • @shelterhwingwiri9855
    @shelterhwingwiri9855 2 года назад +1

    Hallo you ❤️❤️❤️🙏💕 2

  • @blesamblesam9535
    @blesamblesam9535 2 года назад

    Mambo vane nyaya dzavo asi tiri kuteya nzeve hedu vachazviona chivanhu chiriko plusa tsvimbo iyo ichauya yave nemuripo mukuru chaiwo kutodada nekuuraya vanhu mambo avaka

  • @carolinemabvudza5186
    @carolinemabvudza5186 2 года назад +4

    Sometimes Drewmas munozongoseka zvisingasekesi

    • @peacerunnerleesher4065
      @peacerunnerleesher4065 2 года назад

      True majokes awo hatomboseke kana ka1 ndavagumire mukutsvaga nyaya and nyambo osira NB chete

  • @donaldchikweva1839
    @donaldchikweva1839 2 года назад

    Zvakaoma chose

  • @shrnmandishona5892
    @shrnmandishona5892 2 года назад +1

    mambo should be arrested

  • @muchi313
    @muchi313 2 года назад

    he looks like Maskiri are they related???

  • @styles2179
    @styles2179 2 года назад +2

    ndini ndakavapa humambo kkkkkkk iwewe kupa vanhu humambo 😂😂😂😂

  • @msiyiwasibanda7942
    @msiyiwasibanda7942 2 года назад +1

    Hazvina politics mukati here izvi Inga munangagwa urikutotsvagawo kuti ndodimura sei misoro yavanhu varikunze kwenyika kuti vasauya kusazovoter

  • @delighbless3373
    @delighbless3373 2 года назад +1

    shame, sorry henyu mhondoro. It's high time you turn to Jesus for the salvation of your soul. Jesus loves you greatly.

    • @PrimaTauz
      @PrimaTauz 2 года назад +1

      Ko munoshorei pachitendero chavo

  • @memory197
    @memory197 2 года назад +1

    This is where I say zvemidzimu & mhondoro is foolishness. Where were the spirits uchirohwa? What is the point of getting possessed by spirits that cannot protect u? Unofireyi nhai? Ugoti machira, kubika madoro, kupihwa mitemo nema spirits that cannot protect you??? U get abused by these evil spirits making u do zvaanoda then when u get in trouble they just watch u getting attacked just like that??? Basa remhondoro yacho ndereyi? Kukushandisa chete?? Ah nonsense mhani!! Siyana nazvo zvemazimhondoro iwaya. Those spirits are using u for nothing. Ikozvino look at you...suffering...for what? For what? Dziri kukupei chisvinu besides abusing u? Useless spirits.

  • @fortunatemaibvise8426
    @fortunatemaibvise8426 2 года назад +1

    Andrew nachihera murisei

  • @pedrogorosviba1271
    @pedrogorosviba1271 2 года назад

    Mhepo iri pavari iri kuti kudii nazvo? Apa pari kusanga venyama nemhepo. Nyaya iyi haina kutwasanuka. Unogadzirwa chivanhu pasina vehukama hwako, chivanhu rudzii? Haisi mhondoro iyo.