Dai ndine mari ndawakira hall headman Chigodora he is my best Zimbabwe ikawana kutonga kwakadayi kusina tsvete , headman Chigodora & sekuru Tasvu Mwari ngaawedzere makore ekurara
I'm glad I'm enjoying this show from the time I started watching some of your shows..it's a bit worrying that one of your advisors is missing he used bring spice in the show and some depth of traditional understanding. ..then the media has to improve since u moved to the new platform the images are way too much closer ,they must review different angles and let us watch the whole gathering at times.
vanhu varipasi paHeadman Chigodora vanenge vasingaziwi kt vanogona kuenda kwaSekuru Tasvu direct pasina kumboenda via headman Chigodora, as long as munhu one akaenda kwaSekuru Tasvu chinenge chatochaya, on top of that haasi sekuru Tasvu chete anobatsira , Sekuru Bunzamukombe, sekuru Kanengo, sekuru Achapola all these are helping a lot of people
Anowenga headman Chigodora muroyi
Dai ndine mari ndawakira hall headman Chigodora he is my best Zimbabwe ikawana kutonga kwakadayi kusina tsvete , headman Chigodora & sekuru Tasvu Mwari ngaawedzere makore ekurara
Them echoe effects in that building wil create poor sound quality unless u wil buy him good sound system too
Ndimi mega. Hama dzenyu matovakiraa here kuzovakira headman.
Shuwa all the chiefs need shade because kukanaya hapana hapana ko kupisa zvako
Panze ipapo bho good sound quality
Itai cent cent vakomana
Crowdfunding for a Hall for Headman Chigodora
Asi chikumbiro changu headman mukutiurayawo ngenzara anhuwoye potai muchitipawo kana katatu paweek ndatenda mambo wangu 👏👏👏👏👏👏👏
VaChigodora..VaMagada and team I salute you murikuchenesa dunhu rambai makadaro Mukanya mahomu homu vhudzijena ❤❤❤
Munogona Headman
Headman Chigodora the best ever. Rambai Soko. Takateerera hedu.❤❤❤😂😂😂❤❤❤❤🎉
Those who supports headman Chigodora let's do macontributions awana $5,$10 totenga zvidhinha pavakwa nice big hall
But mari dzirikuripiswa vanhu dzakawandisa zvekuti vanovaka Court yard and a hall in just 1 month
Munozoita maungira tikazo tadza kunzwa zvakana
Amen
Yah unzai kuno Mari dzacho ndozivana navo headman
Thank you 🙏 I also had in mind
Loud and clear kwachigodora tongai headman nakazodzwa hamuna kupamba❤
Watching from UK. Munotigonera Headman
Watching from Cape
Whre
Who asked yu
Watching from Joburg bamboo Joel ngevadi here uko you are still looking good
Vachigodora mkadii ,ndipindureiwo Kuti tobvumirwawo kuuya nenyaya yedu here kubva Masvingo ,ndaremba nekuitiswa
Hesi sandra
Headman chigodora ndizvo haàà Ini ndovafarira hameno vamwe watching from Durban
Watching from Pretoria thank u so much headman Chigodora nokubata basa kwakanaka
Chengetwayi naMwari headman muri kubatsira mhuri zhinji rambayi makadaro long life sando dzenyu headman
Ko umwe muchinda uya wezuda aripi. I am feeling kuti team haina kukwana iyezvino mhani. Big up Headman and yr team
Watching from Pretoria chenesayi nzvimbo mwari vakuwedzereyi makore ekurarama
Suit yemupurisa waheadman iri 💃🏾💃🏾💃🏾💃🏾💃🏾
Iyerere iyerere chigodora uya amuo🎉 akadaro Tamare .Munotamba hre headman neteam yenyu 👏👏👏magirazi 👏 mupurisa haaa hunhu kuseri
Head you are the best watching from mutoko
Watching from jo' burg, keep the light shining Headman chigodora and team
Headman munogona zvenyu watching from SA kwedu kwakanyanya dai mauyawo kumusha kwedu chokwadi varoyi veko vanofamba masikati machena chaiwo
Watching from Pretoria South Africa ❤❤❤❤❤❤❤
Watching from capetown....chigodora ndokusha
❤❤❤the best headman in the world continue to do the right thing ...May the good lord protect you .
Headman Chigodora ❤️❤️❤️
🎤Mkanya ndizvooooo 😍
Headman Chigodora to the pple❤❤
KO YECHIPIKIRI PAGUVA ICHAUYA RINHIKO YAMAI VANOSVIKIRWA NABABA VAVO UUUUUUU NDAKAIMIRIRA ZVAKASIMBA . HEADMAN PLEASE TAMIRIRA 👏👏👏👏👏
Ini ndakamirira kabati
Kwachigodora tirikufa nenzara murikutiregerera😢
Vachigodora tengeraiwo ana alain macheya vanonyura magaro nematombo avo ndoosaka vachizovhundutsira vanhu ihasha dzekurwadziwa màgaro vaitireiwo plan pliz
😅😅😅😅😅😅 vakomana muonere wenyu uyu kaaa uyu 🤓
😂😂ndookuti vave active zve nhai kkkkkkkk
Watching from SA paTembisa apo big up headman Chigodora
Watching from Cape Town
Headman Chigodora an team ❤❤❤❤
Watching from United Kingdom zvangu vaChigodora kumberi
Baba vane t-shirt ye yellow handivachenesi zvangu
Kana inin
Maziso avo tells a lot😂
Headman wekumush kwangu ❤. Munodadisa chigodora yochena sure
Watching from Dallas USA
Watching from Capetown
😊
My best hardman Chigodora makore ngakuwandirei mugadzirise zvinhu mumanikaland medu umu
Watching from Pretoria
I love this men.anondigonera
Watching from Capetown much love headman chigodora❤
Watching from capetown basa ngarifambe changamire❤
Watching from outta mutare Zimbabwe
U are the great Headman chigodora,,,, through chief Zimunya
Watching from CHIPINGE, mount selinda
Watching from Middleburg Mpumalanga we salute you Headman ❤❤
Headman Chigodora gadzirisai mhuri wedzerwai makore
Watching from United States
Urie Seiko hako
Mwari chengetai Headman Chigodora .vanemoyo wekubatsira uye vanogona .
Headman dzimwe boys dzenyu makaiasa kupi we miss them
Watching from SouthAfrica🎉🎉🎉🎉
Watching from UK
Hanzi wese anokakama pakutora mhiko anonge akagukuchira.
Taura hako
Ichokwadi, wakambozviwanepi kuti munhu anonzi iti zvakati iye oti zvakadero
Long live headman Chigodora ❤
Best head man
Watching from Windhoek
Hutongi hwendoro chena, Nyai
👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
Watching from eastern cape
Watching from Tanzania
Watching from Bloemfontei digger udye
Mazitsotsi ana baba vanoziva chirikuitika uyo wedumbu uyo anenyaya
Watching from SA
Joe ndiye aiuraya vanhu pane munhu asingaziwe joe here zviripachena
Watching from port Elizabeth
Sàlibonan long time ababa chigodoro 💯
Zvanza my headman 👏👏👏👏👏👏👏👏 you are the best 👌 ever
Watching from Singapore 🇸🇬
Baba vasimuka vechina inhubu. Havana chido nemhuri dzavo
Watching 👀 from England ❤
Watching From cape town
VaChigodora nice judgment as always bt we miss the old way of giving us shows every week ❤
Muri wadii ere Headman Chigodora .takateramira hedu kuno ku DRCongo ❤❤❤
Mbote
😅
Watching at Johannesburg Sandton 🇿🇦
Nditsvakirewo BSA ikko sahwira 😂😂
Congo muripapi ndiripa kolwezi KCC mine apo
Katanga north province 😂😂
Watching from UK nice picture quality
Ende unonyepa kwete mbichana 😂
@@Gonawapotera1 🤣🤣🤣
Headmen ndine mubvunzo panyaya dzwmatare idzi ,zvinoita here kuti nyanga yoenda kunorapa pa next Dr yonzwi muchabadara nevepanext Dr , nyanga yacho yotosungisa vepa next kuti ndakabvisa bvuri rwenyu panext penyu ndipei mombe , but payakazviita vanhu vacho vanga vasipo
Ko mumwe muchinda we safari uye kasi akadzingwa kani
Anoshanda uye
Watching in Pretoria 🙏
Watching from uk
From Middleburg)(mhluzi pa munis
Watching from SA love you headman❤❤❤
Why vanhu vachiromba kudaro zvanyanya
Headman muri Shasha I salute you
Watching from chimanimani rusitu
Watching from CBD Johannesburg
I'm glad I'm enjoying this show from the time I started watching some of your shows..it's a bit worrying that one of your advisors is missing he used bring spice in the show and some depth of traditional understanding. ..then the media has to improve since u moved to the new platform the images are way too much closer ,they must review different angles and let us watch the whole gathering at times.
Watching from Namibia
Watching frm Bulawayo
Headman murikugadzira nyika nesuwo tinosara nemufaro sure madhara awo ane hubate bate ngasiye agadzirisa muri kurwa hondo .God bless you
Hie my teacher Mr Zamba ...muri kugona basa guys vanhu vari kunungurwa
Ndirikushanda apa mahead phone munzeve ndichiterera head man and all crew❤❤crew ❤❤
Watching from Germiston
Haaaa headman wane basa hombe😊
Watching from Mutare
Tirikuona sokowee love dare renyu sekuru ❤
muri kutiuraya nenzara Headman chigodora 😢😢
Chigodora forever
🎉
Kana murimi wanhu wekwadare makaroya mukadzi iyeye arikupenga musunungurewo nguwa yaremba achingopenga 😢 ndarwadziwa
Mwari ngavakuwedzerei zvidhafu dhafu headman dai maimbouyawo Masvingo
Chokwadi hko
Head man chigodora manyama mhani👌
vanhu varipasi paHeadman Chigodora vanenge vasingaziwi kt vanogona kuenda kwaSekuru Tasvu direct pasina kumboenda via headman Chigodora,
as long as munhu one akaenda kwaSekuru Tasvu chinenge chatochaya,
on top of that haasi sekuru Tasvu chete anobatsira ,
Sekuru Bunzamukombe, sekuru Kanengo, sekuru Achapola all these are helping a lot of people
Can l hve any numbers of those u mentioned boss
Jo uyo musamupembedze wakauraya jekwa navamwe vake unovaziva
Ichooo headman manyama