Tru vanhu ava vane jealous nababa ava hazvishamise iye arikuti akavaona vachikwidza trouse ari iye akanoita tsvina chero matauriro avo vanhu ava akuratidza kut nyaya yakarongwa
Headman you should not listen to one side . This man no one is listening his side .Headman must have done Whitch hunting .Duzvi wanaro pic . Why not take the pic to Tasvu munhu obatwa like what he usually does .Chigogora watadza kutonga but just Bulling ppl
Headman Chigodora vari too emotional. Havagone kutonga vanotora ma sides ende vanotyisidzira vasungwa ende kuenda nemhepo. Ngava tarisewo vamwe vatongi. He should go for a chieftain ship refresher course. Otherwise iye nema subordinates ake vane rough and cheeky
For the first time headman ne team rake vatadza kutonga apo oooo this man needs to go kurimwe dare .....people must know there's a big different between justice and revenge headman muchashandiswa se chirwiso mukarivara so zivai vanhu ...
Proof yavainayo yekuti tsvina yacho ndeyake ndeipi and also anganzi anofanira kuita mupurisa kwekuti ari kuita tsvina ndiyani zviriko here. He is captured
Apa hapana evidence yedhoti mumhu atoripiswa ..ummmm apa chigodora makoniwa ..zvinhu zvoda proof .vacharamba vachidhota voti ndiye.uyo because vanogona Kubika.nyaya.
Ibvaipo murikubatira munhu imi. Ko ivo vanoona tsvina na 6 vanenge vachibva kupi kana kuenda kupi. Every Zimbabwean anekodzero yekugara kwaanoda zviripamutemo. Zimbabwe belongs to all Zimbabweans.
Ava varume vanoziva munhu wavituma kuitira dhodi mumvura vachirongera munhu,,vanoroya pane nyaya APA haisi hedhodhi chete iyi , ana baba ava inhubu idzo
Headman cgamunogona kuendesa varoyi kwatasvu chete kuti nyika ichene apa hamusi kuona here kuti vanhu ava they gang up against munhu uyu Haa musadaro guys
@@HowardsaddamMeke True but that's not the REAL reason. The land NEVER belonged to a Chief/King but to each individual family/person. The White colonial power started the system/policy of not issuing title deeds to "rural" land owners and to most Black "urban" dwellers so they could evict them at will. This is why there was friction between Blacks and colonialists, resulting is several wars. Zanupoof kept the same White racists laws, with the aim of forcing people to vote for it. In deed this is exactly what happens. with area where zanupoof loses in an election getting punished. It's a VERY CRUEL system which these Chiefs and headmen support.
Ummm pane ruvengo element muissue iyi. Vakagona kupikicha tsvina vasingapikichi muiti achiita? Akaona akbvunzawo ere Kuti murikuitei if he did not have a phone yekupikichisa. Anditi imbwa inochairwe pachinyiro🙈😅
On this one haaa dare ratadza kutonga nyaya i yi ko ivo vanopna munhu achiita tsvina ivo vanenge varipi iyi nyaya ndeyekupomera mnh asina mhosva.Ruvengo ruvengo ruvengo
Headman must learn from Chief Mutasa and chief bushu. If you humble yourself even people will lift you up. Not to show too much power where it's not necessary.
Apa headman ne vatongi vake vatadza basa. The committee of 7 iyo ganged up against muporofita. Imi mungati you have been trying to bata munhu ari kumamira murwizi then momuona and all you say kwaari is “mangwanani” ? That’s BS, anga dai akati mira ipapo, takubata, obva ashevedzera vanhu kuti huyayi muone nhundira mutsime ndaibata. Vakawana phone ye kutora picture yedhodhi but not picture yenhubu iri kukwidza bhurukwa. Apa yaika kangaroo court!!!
Maybe they ganged up against the guy maybe they didn't! The guy is a bumhole and goes out of his way to make people dislike him.Why are you siding with this particular guy? He claims to be religious yet he is very violent and antisocial. Isn't that a contradiction? You say the guy who claims to have seen him should have taken a photo of him in the act. Did he have the time to do that? Maybe he thought the fact that he saw him was sufficient? I say the other people should have taken a sample of the shiit and then gone for a DNA test if he had denied it!! That's more convincing. In any case, why then don't you mention the case of a 16 year old who has had at least 2 pregnancies? The same guy claims to be taking care of her yet he didn't report the matter to the police when it occurred. We also have the wife claiming her daughter to be 18, in an effort to prevent further action on the matter! Yet when she was raped and got pregnant 2 she was under 18!! What king of a parent, especially a mother, is that? Sick!! And you totally ignore that as if it's normal for you!!!
@@rascocky6366 you got it all wrong, I am not claiming that this muporofita is innocent or guilty of the alleged offence. The story has holes and the headman should have pointed that out. If you look at this story, vanhu ava vakatanga nekuona madhodhi vakati let’s do our investigations, ndosaka one of them akaenda kuseni seni. Kekutanga haana kumuona, kepiri akazomuona at a slightly different spot aakutokwidza bhurukwa. A normal response there is to say yaa ndakubataand call other people, kwete kuti ndangomukwazisa. Uyezve I don’t mean to say ane foni, but kana muchiita mainvestigations you want to get as much of incriminating evidence as possible, like they did kutora picture yedhodhi. They should have said those who are going kuseni kuno nyandira must have foni. All I am saying all they did here is hearsay. This is dangerous because if a person can mobilise a group of people and make an allegation against one person , no hard tangible evidence dare roti yes ndizvozvo, ari guilty. That’s wrong. Whether this guy did it or not, the evidence here is suspect.
@@reggaebeatz These are communal courts and that's how disputes are solved. Only suspicion is usually enough to get a guilty verdict that's why these cases NEVER go to normal courts. Basically they are meant to mend relationships among neighbours. If you noticed the Headman himself said it when he talked about the case of rape. He said the practice of having a woman remove her nickers and hit a man in the face with it to prove that he slept with her has sent many innocent people to jail As I said in my previous post photos may have helped but the guy would have to be very fast. Also there would have been the risk of getting beaten because as you noticed the guy is quite big and violent!!! The only tangible evidence you don't talk about nor which the 7 NEVER thought of are the faeces themselves. They would have been tested for DNA and found to or not to be from accused.
@@rascocky6366 you seem to be praising mediocrity, the practice of asking the girl to hit the boy/man is no longer common to say the least, mambo Mutasa no longer uses it. Yes dna of the poo could have helped but it wasn’t there. My opinion in this case is smacks of kangaroo court, the evidence of any was weak, this can result in people using these courts to to pick on weaker community members. I am not saying the guy is innocent or guilty but what I saw and what was presented by the accusers isn’t evidence enough to find that man guilt.
@@reggaebeatz Where in any of my posts did I "praise" the verdict? On the contrary I even mentioned the rape case which the Headman should have taken the initiative and got the culprit/culprits arrested!! Again you miss the point of these traditional courts. Their aim is mostly to sow the seed of peace, harmony and good neighbourliness. The guy didn't help his case by being very aggressive. In a NORMAL court the case would have been dismissed but that's a TOTALLY DIFFERENT system!!
Headman haa apa mabhaiza muume uyo munzwisiseiwo, plus mudiabetic and pane zvaataura pane chokwadi chiripo, 7 committee member haibhaize here, vanhu tsvina vanoitira panze havo asi
Uuuuuuummmm thats was a trick case but Headman give lesser judgement to him. Musungwa nemukadzi wake vatadza kupindura mibvunzo yabvunzwa mudare but vatopinza nyaya dzimwe dzisinei nesu Batai vanhu Headman😂😂😂😂😂😂😂😂
Headman tazwa,,,,,,makashaisha kubvisa karanganda na chinyamunzore mujindwi........ Murume uyo haasikudiwa munharaunda planned and very organized issue,,,,kana mombe chena ichiparira parere nhema mai avo vakarohwa yadiii kubatwa ipapa
Havasiriwo wakavadzinga
@@violamavhatu6434saka ndiani dear l miss Chinyamunzore hangu
Ko what happened to chinyamunzore weduwee that guy wainyatsonzwa kt dare riri kufamba alongside Alan wemagirazi. We miss him pliz
@@RueRue839 handitozive ndaimudira pakuisa order nekuona nyaya just replay ma old videos unzwe kunaka kunoita nyaya
I support u
H.man Chigodorra,l think inyaya dzekuitirana shanje
Headman Chigodora soko murehwa ndakwidza maoko 👏👏👏 uyo murume arikukanganisa vanhu awo munharaunda nechiporofita chake so they planned for him haana mhosva madzibaba uyo dambudziko rake arikuvhiringa nhubu munharaunda neminamato chete so havasikumuda
Mapedza varoyi vanzwa nekufumurwa
@@tambudzaimuzhuzha6917 Ndosaka varikuwenga vaMbiriri havana mhosva
Huye tsvina iri mufoni ingave evidence here veduwee kunge ine name tag pashaikwa uchenjeri panyaya iyi
Varume Ava Hava nyare Kurongera munhu ,
@@tambudzaimuzhuzha6917😂😂😂😂yakanyorwa kuti muporofita
Ndanga ndanonoka munotamba hre team Chigodora Tamare unofara hre . headman regayi tikwidze maoko👏👏👏 . Bhora mberi
Dzorai umwe uya wamagirazi headman he is very clever
Haaa headman ndinosifollower ndichikupai Sando bt APA hamuna kutonga exbit yekuti baba Ava ndovarikuita tsvina ndeip
Ukuda exhibit yakaita sei
Headman dzosai mumwe wamagirazi mukomana uye kudare he's very intelligent
Ndamuzivawo uye chibaba
Sure ,andichamuoniwo .
Ngaadzoke sure
Aripi murume uya
Akabata camera
Those who stand for women rights need to stand for this woman. Pambunyikidzwaa right e evakadzi apa
ummm kodzero yevakadzi iripapi apa munhu Ari kudhomoka uyo
Unorwara kodzero dzeyi vakadzi muri vanana kunyarara kurinani
@@MazanhiWelcome mwanana ndimai vako. Pfungwa dzakadhanganyika
Murume uyo murikumubatirira imbotererai zvaari kutaura vanhu musaterera divi rimwe chete inyaya yakarongwa iyi iripachena Vachigodora pacherechenzei ipapo musati matongera zvirango
True vatarisa side one ko sei vasina kupa mtongo arikunzi akafanana remwana ndakupa baba avho mosva apa vatadza
Exactly Headman chigodora and the team always pay attention to one side and gossip
Tru vanhu ava vane jealous nababa ava hazvishamise iye arikuti akavaona vachikwidza trouse ari iye akanoita tsvina chero matauriro avo vanhu ava akuratidza kut nyaya yakarongwa
Headman you should not listen to one side . This man no one is listening his side .Headman must have done Whitch hunting .Duzvi wanaro pic . Why not take the pic to Tasvu munhu obatwa like what he usually does .Chigogora watadza kutonga but just Bulling ppl
Ko semuporofita adii kuporofita achiona arikuita tsvina wacho.
Gross injustice. The man was deemed guilty and his side was never considered. Paitika mob justice apo one sided court
Ndane nguva ndichiteedza nyaya dzaHeadman Chigodora ,asi iyi nyaya ndaona senge isina kutongwa mushe ,SaMbiriri awo pane zvawari kuwengerwa I think Chiporofita chawo ,asi zvedhodhi handina hangu kuzvitenda ,Kane long sleeve t-shirt Ako ndiko kakaitira mutsime 😂😂😂
Idzo dhodhi dzakaita
Headman Chigodora vari too emotional. Havagone kutonga vanotora ma sides ende vanotyisidzira vasungwa ende kuenda nemhepo. Ngava tarisewo vamwe vatongi. He should go for a chieftain ship refresher course. Otherwise iye nema subordinates ake vane rough and cheeky
Chokwadi chaicho
True thanx
Ummmm munhu arikuti akaona ndiye arikuita tsvina mumvura
For the first time headman ne team rake vatadza kutonga apo oooo this man needs to go kurimwe dare .....people must know there's a big different between justice and revenge headman muchashandiswa se chirwiso mukarivara so zivai vanhu ...
Headman Chigodora pliz munotonga zvatinofara nazvo but varume avapaita ruvengo chete apa sekuona kwangu
Munhu kana amhan'arirwa doesn't mean kt ane mhosva, anekodzero yekunzwikwawo. Ndasvotwa fani
Hino kwaChigodora ukangomhangarirwa chete ndiwe watova nemhosva. Ndiro dambudziko ravo headman Chigodora iroro vanogara vatora side vasati vanzwa nyaya. Apa munhu anenge achirambidzwa kutaurwa unobvunzwa waakuda kupindura wonzi nyarara changamire kana vachitaura hautare. Ngavambopota vachinotora manotes kuna mambo Mutasa chero wamhangara inogona kuzokuomera futi vanatsa kukubvunzurudza vachikupa mukana wekudaira.
Tinotenda nekuchengetedza hutano changamire asi APA mutongo wenyu hauna kukodzera nekuti hapana ,humbooo.vanhu vangani vanomuka nenguva idzodzo ,mambunyikidza kodzero dzemunhu.
Uuumm headman apa mabatirira baba avo apa mukadzi wake ari kuti akarohwa but mangonyarara itai sabasa please
Inga ataura Head Chigodora kuti tofamba nenyaya yamhan'arwa . kana akarohwa anouya omhan'ara nyaya yake
Nhasi vatadza apa
Apa vashaisha nhasi
@@mamoyopee8246munhu kadzi iwe toda vanhu vanoremrkedza dei vari Mai vako vaka rohwa you never utter this munhu kadzi anoreme kedzwa
Proof yavainayo yekuti tsvina yacho ndeyake ndeipi and also anganzi anofanira kuita mupurisa kwekuti ari kuita tsvina ndiyani zviriko here. He is captured
Ko vakomana vaye vamwe ainyora uye nemumwe uye vadare vakaenda kupiko , they are very intelligent and know to guide the headman
Pamwe zvakavhiringana. Remember pakange paine vasikana waya vainyora. Allen in now incharge 😂
Nyaya ndeyekugadzirwa iyi vamuona Sey
Chidare chine hudzvanyiriri ichi tevedzerai Chief Mutasa
taura zvako
Very true ava vakavenga munhu headman ava vanotengwa
Mmmm Chigodora ndiye ave nhundura mutsime akatadza kutonga apa
Zvimwe zvinyaya sookaa, aaaa, kudzidza kwakanaka mufunge vanhu kungomakana zvisina direction, munowaneyi, tsvee kushandira mhuri
True,H.man arikushandisua big time,these villagers are jealous.
Sabhuku ngavazive mutemo avo. Mwana akaita mwana before mutemo wapasiswa. Mai akarohwa avo ngaanomhangara nyaya yavo
Mai akarohwa awo endai kupolice those jealous community members need to be arrested. Report your case.
Umm headman mine Basa guru rekuita maChigodora
Nyaya iyi haisi yedhodhi, pakutanga pane ataura kuti murume uyu akavakira kumafuro, finally vaakuti hatimude munharaunda.ndiyo nyaya yacho
Headman murume zveshuwa tsvinaa wakaitaa yesss yes wakawengwa hake asi duzvi wakamama
John masangu usagadzira nyaya
Apa matadza kutonga.hah mambunyikidza munhu pasina humbowo hwakazara
Munoripisa munhu without seeing kuti ichokwadi here vakakwanisa kutora dhodhi pic akamuona wacho akadii kumutora picture headman tongayi zvevaroyi zvimwe amuzvigoni matadza kutonga
You are right, dare ratadza basa apa
Dare ratadza apa achigodora nama girazi mashandisa hudzvanyiriri
Apa hapana evidence yedhoti mumhu atoripiswa ..ummmm apa chigodora makoniwa ..zvinhu zvoda proof .vacharamba vachidhota voti ndiye.uyo because vanogona Kubika.nyaya.
Kubatirira vanhu
Vachigodora ndange ndichidzidza dzimwe nyaya musatsigira vauya nayo itsvagisisei
Murume uyo nyaya chaiyo haana kupara asi paita vanhu vasisa mudi panzvimbo iyeyo bcz kana tsvina yakaitirwa mumvura inoramba iri payaitirwa hr kana kuti ino kukurwa yoenda .tarisisai nyaya madzishe musati maigura
Chigidora please dzosa murume uya waitaura zvakanyanya. Dare rako rafa
Chigodora ndakagara ndazviona kuti anotonga nechitororo .chief mutasa is the best Dai vadzidza kubva kwavari
Ibvaipo murikubatira munhu imi.
Ko ivo vanoona tsvina na 6 vanenge vachibva kupi kana kuenda kupi.
Every Zimbabwean anekodzero yekugara kwaanoda zviripamutemo. Zimbabwe belongs to all Zimbabweans.
You cannot compaire bushu naHeadman,headman is more better than bushu,this man anogona kuyananisa vanhu good lecture
Apa hapana chavagona. Vanhu varikurwadziwa nedevelopment irikuitwa nemumwe.
Murume uyo akambobvepi ngadzoke kumusha kwakekwakabva.imbavhaiyo
Kkkkkkk zvakaoma
Nyaya dzekuno dzakadhakwa rega tinoone hedu Mambo mutasa kuKaranganda
Mutasa ane Wisdom
kwa chief Mutasa kurikufaya
It's true
Kkkk vanhuwee kurikufaya here kwachief mutasa kkk
Chigodora adhakwa mazuvano
Ummm headman munotongera fever iiii ndarwadziwa murume uyu mamubatrira ruvengo chete
Munodarirei munhu mukuru wanavake wachoona baba wachitongwa zvemadhodhi headman chibvai pachigaro makubhohwa
Zvichimboitirwei murume mukuru kuitira tsvina mumvura
Okay I c
Headman muridhoti musamanikidza munhu
Ndiye akauya nenyaya yake yedhodhi
Ava varume vanoziva munhu wavituma kuitira dhodi mumvura vachirongera munhu,,vanoroya pane nyaya APA haisi hedhodhi chete iyi , ana baba ava inhubu idzo
Mazua ano kwaane ma smart phone ane kamera, why there is no photos
Headman cgamunogona kuendesa varoyi kwatasvu chete kuti nyika ichene apa hamusi kuona here kuti vanhu ava they gang up against munhu uyu
Haa musadaro guys
Paita ruvengo APA hapana kujeka
Taurai henyu
Naked truth
Baba varikuvengerea chiprofiti vanenge varikuona zviripasi pemvura vatadzisa vanhu mabasa avo so they ganged up against him
People should be concerned panyaya dzeutano, cholera is deadly, iye murume uyu nemhaka yei he is not concerned netsvina iyi, there's no gang up there
John masangu anegodo guru, vanhu vachatemana nedemo rimwe gore udyire chte negodo ndozvashanda apa
😂😂😂😂Zvemapirofita muchazvirega zvenyu🙌🏾🙌🏾
Kkkkk vachazvirega vaona madhodhi kkkkkk
Tarisai nyaya sezvairi kwete kuvenga munhu varume varonga nyaya nekuti vari usadanane nemwana haiwaa
Headman tarisai maside ese apa ndaona matonga nedemo. Vanhu vanorongera munhu apa marasiswa apo Chief. Matonga mbodza nhasi apa.
Mapedzana kufumurana mega menyumo mavekuita nyaya dzekugadzira munomwa mvura yemuchidam nekarwizi hindava imi.Apa kunema war vet munogara muchimwa mvura inoerera mukore uno here .Ibvaimukuengana anhu imi garisanai ivhu nderemunhu wese
Vanhu kurongera munhu, hutsinye chaiwo Headman go back padrawing board mutarisise both sides cz member of 7 team iyo ine nharo, hatred chaiyo
ndaimbona kunge vanotonga nyaya chaizvo asi headman chigodoro nedare renyu murikudzvanyirira vanhu. ipai mukana kune vamwe vataure divi ravo.murikungoripisa vanhu zvenhema imi. imboendai kune mamwe madzishe mudzidze matongerwo enyaya
❤my headman Mr Chigodora basa ngarifambe lshe wekudenga arambe achikupai simba mutonge kusvika nekusinga peri maglass keep it up ❤
Nyaya iyi madzibaba ava varikuvengerwa kunamata madhara aya hasikuda mu porofita munharaunda iyi
Tamisa kirawa nekuda kwekuti mukuru wenyu Muporofita arikuitira dhodhi mumvura inonwa vanhu venharaunda❤❤ Headman chigodora ❤❤
Thank you headman for the judgment pasi nenhundira mutsime thumps up headman 🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤
Pakuzoti ivhu ndera President haaa ndopokana napo
They must say it to remain in their positions and to get cars and money!!
@@HowardsaddamMeke True but that's not the REAL reason. The land NEVER belonged to a Chief/King but to each individual family/person. The White colonial power started the system/policy of not issuing title deeds to "rural" land owners and to most Black "urban" dwellers so they could evict them at will. This is why there was friction between Blacks and colonialists, resulting is several wars.
Zanupoof kept the same White racists laws, with the aim of forcing people to vote for it. In deed this is exactly what happens. with area where zanupoof loses in an election getting punished. It's a VERY CRUEL system which these Chiefs and headmen support.
Nyika yamwari vanhu voita yavo
quality yakadhakwa ityi
Headman ngavakurudzire vanhu kuvaka matoilets ndoo kuti dambudziko rekumamira pese pese riite shoma. Looks like vanhu ava havana matoilets
Kumamirra pesse pesse ate murwizi here?
Munhu asati avaka musha toilet ndiyo inotanga
Baba vati toilet iripo pamba pavo wani karume kane white ndomuridzi wetsvina
Munhu wacho akaona tsvina ichiitwa akadii kutora foto remunhu arikuita kuzotora foto retsvina ndoproof here?zvakadhakwa kuvenga munhu
Unowanza hasha madzvanyirira munhu chigodora nyaya iyi waikonewa
haaaa apa mashaisha nyaya
Madzibaba. Dai maenda ku Canaan. Ndokwamunonoita izvozvo. Kwete pavanhu
😂😂😂😂😂ende ndaseka.kwamadzibaba lshu 😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Murume ane shirt chena une wisdom svinu kutodarika rimwe team raHeadmen but sekuru vechikuru avo vane suit i like his calmess that old men is wise
Haiwo matora side vanhu udzai Chigodora kuti nyaya iyi maitadza henyu
Taura hako munhu atongwa zvisirizvo
@@libertychipere7498 nhai hako zvimwe zvacho Chigodora hazvigoni nekutonga nehasha
Muprofta avengwa apa
Ummm pane ruvengo element muissue iyi. Vakagona kupikicha tsvina vasingapikichi muiti achiita? Akaona akbvunzawo ere Kuti murikuitei if he did not have a phone yekupikichisa. Anditi imbwa inochairwe pachinyiro🙈😅
Murume abatirwa uyu vakamuvwnga
@@Maud-k7t seeing the injustice in the case I didn't even finish watching, he was proven guilty before the trial🤔
Nhay haaa nyaya haina kutongwa zvakanaka iyi
Nhai akadiiii kutora pikicha kana kumudhedza kuti ndakuonaaaa aiwaaaa
Nhau yetsvina hayinetsi tsvina yakano tesitwa kupi kuti muti ndiye? Hazvina proof.musaite ruvengo
Dhodho mutsime sure here ....nhundira mutsime kushanja chaiko
Headman chigodora makudyira vanhu Mari dzawo kutonga hamugoni mese dhodho rinopinza munhu mujeri here musatonge makarerekera one side nekutyityidzira vasungwa tsvagai mabasa muvhare chidare icho same vanhu vauya nenyaya varikuinda kunomama fut mangwana munhu haana mhosva Uyo paita ruwengo mukugarisana team rese iro harisikuda baba awo mudunhu mawo .Sekuru awo vakabata mabhuku ngawarege basa vasiire vamwe vechidiki.rega ndipedzise ndichiti chigodora hauchagoni kutonga vharai chidare icho munotsvaka mabasa
Planned case
Ndinewe ,mrume Hana mhosva pane zvaari kuwengerwa
Mambo wangu makadii,,,,naVamagada makasimba ere haaa nyaya dzamunotonga dzakaoma avo baba vanozviita muporofita vaitoita mhiko dzavo avo Mambo maifanira kutonga kusvika kwedu Masvingo l think zvaiita nani
Yaa,muchateramira henyu gore rino .Headman Chigodora hamusi kuvaziva kkk....
Dhodhi
Ranetsa
Muporofita haaana mhosva vanhu vari kugadzira nyaya apa headman matonga zvisiri izvo henyu uye hamuna kutarisa nyaya panhau vanhu vanegodo
Headman pamwe pacho munekafavour koz akabata munhu achita tsvina iyoyo ndiani
Hazvina evidence. Everything is hearsay. It's his word against their words according to chief mutasa
Vanhu havana mafon anemacamera here ekubata munhu achamama?
HEADMAN CHIGODORA AND THE TEAM TO THE FULLEST KEEP UP THE GOOD WORK 👍 👏 😊
Chigodora wakadzidza iwe and unenjere dzimwe nyaya idzi dzavekukuderedza plis dzidza vana vako sababa
Headman Chigodora imbodzidzaiwo kubva kuna chief mutasa kutonga zviri fair mune kadzungu kamunako kasina kunaka.
saka 6 oçlock kumukira kunotarisa tsvina. then kutohwandira munhu kuti vamuone vachiita tsvina? Hamunyari here imi?
Ndatsamwa makundikana headman
Headman Chigodora une Ka favor panyaya iyi munenge mapihwa macents nevarume avo...
It seems this case's judgement has been made before this accused opened his mouth 😢
Ngawa ite DN test patsvina apo tione chokwadi pane kufungira
Madzibaba cousin yaIshumairi nxaaaa tsvina mutsime imhiko yavo yekusowe
Nhundiramutsime Kkk
please dzorayi tsvimbo, at this rate mabasa anopera tichinakirwa neyaya idzi
Bataps vakuoneka kwaishe Mutasa
On this one haaa dare ratadza kutonga nyaya i
yi ko ivo vanopna munhu achiita tsvina ivo vanenge varipi iyi nyaya ndeyekupomera mnh asina mhosva.Ruvengo ruvengo ruvengo
This is victimising people, this man should appeal to a higher court.Its a shame!!!!!
Appeal Achimamira mumvura inonwiwa nevamwe..
You are not making any sense
@@namuinnomla804 which part is not making sense to you? I am sure I can educate you.
Ngezve nhando izvo vanhu gawawewo nekodzero dzavo,, zvakubhowa izvi
Headman must learn from Chief Mutasa and chief bushu. If you humble yourself even people will lift you up. Not to show too much power where it's not necessary.
Thank you 😊
Chief Mutasa is very humble , respectful and knowledgeable.
Varesva papi ende chinhu chamunoziva hangaite zvinoda vanhu nekuti umwe neumwe Ane point yake saka hapana chingabuda saka Boe vakadaro I love him
guys vanhu vanosiyana team rekwachigodora can dheerera shem, havatodi kupfavira
@@nyaraitaderera9369 love him or not the truth must be told he must be humble
Allen keep it up we enjoy seeing u padare
Kakudzvanyirira ndokandisingadi padare iri nei musingapi vanhu mukana wekutsanangura
Heyi akatadza muporofita ,pane mhiko dzaaita chete,taurai heyu headmen
Saka ukurwadziwa. Nekunwa mapiritsi wega. Uda mumwe. Village yese. Uchimamira mumvura. You are a twin of lucifer
Ivhu nderamwari
Munogona asi munekakuzvida nekakuzvikudza pachinguva chekuti mukudzwe munozozvinyanya but basa munogona koperai Mutasa he is humble
Endai ikko kna kuita dzenyu nyya muve humble ikko
Well said 👏
Iwe ndiwe Farisai iye ndiye Farai
@@TanyaMuridzo nhai wese wakaita waMutasa Koo KwaChigodora kwacho kozowa kwani
Dai muchizogara makaziva kuti soko haizombofi yakaita shumba nyangwe zviite sei,, saka siyanai nekungo compare vanhu vari vakasiyana,, besides matongere anosiyana
Ko vakatora 📸 resvina akatadzaneyi kutora munhu ari patsvina koz ndiye munhu wavaitsvaga haaa musarwadziwe nemunhu ko zvavari kuti zvane tym vaidii kumhangara tym yese iyo
Chigodora must go pfungwa dzake hadzishande
Nyaya iyi haina kujekeswa pliz ngakutererwe both side and maona sei kuti tsvina ndeyavo mmmm.
Imi sugar netsvina hazvifambidzane makazvidzidza kupi siyai zvirerwe zvevanhu kana musingazive
Weti ndiyo inodaro musadaro veduwe tsvina nesugar zvafambidzana papi
Apa headman ne vatongi vake vatadza basa. The committee of 7 iyo ganged up against muporofita. Imi mungati you have been trying to bata munhu ari kumamira murwizi then momuona and all you say kwaari is “mangwanani” ? That’s BS, anga dai akati mira ipapo, takubata, obva ashevedzera vanhu kuti huyayi muone nhundira mutsime ndaibata. Vakawana phone ye kutora picture yedhodhi but not picture yenhubu iri kukwidza bhurukwa. Apa yaika kangaroo court!!!
Maybe they ganged up against the guy maybe they didn't! The guy is a bumhole and goes out of his way to make people dislike him.Why are you siding with this particular guy? He claims to be religious yet he is very violent and antisocial. Isn't that a contradiction? You say the guy who claims to have seen him should have taken a photo of him in the act. Did he have the time to do that? Maybe he thought the fact that he saw him was sufficient? I say the other people should have taken a sample of the shiit and then gone for a DNA test if he had denied it!! That's more convincing.
In any case, why then don't you mention the case of a 16 year old who has had at least 2 pregnancies? The same guy claims to be taking care of her yet he didn't report the matter to the police when it occurred. We also have the wife claiming her daughter to be 18, in an effort to prevent further action on the matter! Yet when she was raped and got pregnant 2 she was under 18!! What king of a parent, especially a mother, is that? Sick!! And you totally ignore that as if it's normal for you!!!
@@rascocky6366 you got it all wrong, I am not claiming that this muporofita is innocent or guilty of the alleged offence. The story has holes and the headman should have pointed that out. If you look at this story, vanhu ava vakatanga nekuona madhodhi vakati let’s do our investigations, ndosaka one of them akaenda kuseni seni. Kekutanga haana kumuona, kepiri akazomuona at a slightly different spot aakutokwidza bhurukwa. A normal response there is to say yaa ndakubataand call other people, kwete kuti ndangomukwazisa. Uyezve I don’t mean to say ane foni, but kana muchiita mainvestigations you want to get as much of incriminating evidence as possible, like they did kutora picture yedhodhi. They should have said those who are going kuseni kuno nyandira must have foni. All I am saying all they did here is hearsay. This is dangerous because if a person can mobilise a group of people and make an allegation against one person , no hard tangible evidence dare roti yes ndizvozvo, ari guilty. That’s wrong. Whether this guy did it or not, the evidence here is suspect.
@@reggaebeatz These are communal courts and that's how disputes are solved. Only suspicion is usually enough to get a guilty verdict that's why these cases NEVER go to normal courts. Basically they are meant to mend relationships among neighbours.
If you noticed the Headman himself said it when he talked about the case of rape. He said the practice of having a woman remove her nickers and hit a man in the face with it to prove that he slept with her has sent many innocent people to jail
As I said in my previous post photos may have helped but the guy would have to be very fast. Also there would have been the risk of getting beaten because as you noticed the guy is quite big and violent!!! The only tangible evidence you don't talk about nor which the 7 NEVER thought of are the faeces themselves. They would have been tested for DNA and found to or not to be from accused.
@@rascocky6366 you seem to be praising mediocrity, the practice of asking the girl to hit the boy/man is no longer common to say the least, mambo Mutasa no longer uses it. Yes dna of the poo could have helped but it wasn’t there. My opinion in this case is smacks of kangaroo court, the evidence of any was weak, this can result in people using these courts to to pick on weaker community members. I am not saying the guy is innocent or guilty but what I saw and what was presented by the accusers isn’t evidence enough to find that man guilt.
@@reggaebeatz Where in any of my posts did I "praise" the verdict? On the contrary I even mentioned the rape case which the Headman should have taken the initiative and got the culprit/culprits arrested!! Again you miss the point of these traditional courts. Their aim is mostly to sow the seed of peace, harmony and good neighbourliness. The guy didn't help his case by being very aggressive. In a NORMAL court the case would have been dismissed but that's a TOTALLY DIFFERENT system!!
Talent ita dzungu shoma😀😀😀
Varikufumura health system yezim.Why anhu achimwa.mvura inoerera.
Nyaya yeRuvengo iyi framed,wazvitadza Chigodora
Headman haa apa mabhaiza muume uyo munzwisiseiwo, plus mudiabetic and pane zvaataura pane chokwadi chiripo, 7 committee member haibhaize here, vanhu tsvina vanoitira panze havo asi
Uuuuuuummmm thats was a trick case but Headman give lesser judgement to him.
Musungwa nemukadzi wake vatadza kupindura mibvunzo yabvunzwa mudare but vatopinza nyaya dzimwe dzisinei nesu
Batai vanhu Headman😂😂😂😂😂😂😂😂