Happy New Year Baba Taps wishing you and Headman Chigodora and Team 2024 full of episodes of drama and entertainment as well as educating us how to live with others in our communities .🎉🎉🎉🎉
Vatori very correct tarisa kind yavanhu varikutongwa ,kuda kudherera Dare . Handizivi kuti wakatangisa at what stage, remember Headman is young ,Vachitangisa paive nevakadzi 2 umwe yellow bone so . those four guys vange vari kuma terraces uko asi vachibatsira zviri factual. They where selected on merit. Pama tare ese this one is the busiest of them all and the most proficient kubva paku collector mari yeDare .Zimra cld learn one or two things from these guys. HEADMAN MANYAMA . WE LOVE DARE DARE RA HEADMAN CHIGODORA NE TEAM YAVO.
I dont why vasinga tsiuri those guys,too much harassment guys let's make noise and have them displayed especially Gucci and Allen,vanodyisa team,remember they were among the crowd,we said good this about them and they were promoted,now they don give others a chance from the crowd,I feel selfishness in them
Baba Taps.keep these videos coming.Headman Chigodora and crew,you are the best.Dai kurikuzotsvaga musha ndaiuya kuzotsvagira kwaChigodora. Pamusha we Wisdom.....
I cam from Pickie village ndr ku Northen Cape i used to follow headmam chigodora chirf keep it on bhora mberi plaz makurukota enyu ari serious the only dunhu rinotongwa mhosva serious keep it on headman
Makurukota vaakuita manyama 😂😂😂......these guys are working out.This is how the terror squads are created.Talking from experience .....ndakapotsa ndafa maRusape.Vanokurova zvisinq tsitsi vanhu ava.
Bt manzwiro ataita nyaya iyi ichitaurika Chesa haana nzvimbo he is taking advantage yehurwere hwabba Nyangani pls give back the land kumuridzi which is Mr Nyangani taramba hudzvinyiriri chief nzvimbo kumuridzi
Ndakabva nda traveler kuenda pane badza 😂😂😂 wasu munode engirish ❤❤
😂😂 ndafunga kuti ku travellor I long distance 😂😂
Gokota kkkk
chizviregai kani wamanyika wangoTravella😅
Kkkkkkk
Kkkk ku traveller kkk
This headman is too much king Solomon of our time thumbs up for your ruling sir
Guys we are a team here ngapatsurwe Gucci,anobvundusira vanhu,he does not want to them to talk,he scars them
Aaah ndanga ndakoshiwa kuliker ,ndabva ndamhanya kkk😂😂😂
Ma old members since 2023 let's gather here happy new year hama 🎉🎉🎉
Magada you are the best big up to you Magirazi
Dare raheadmen Chigodora deserves kuitwa evryday
Headman chivakai Hall ipapo dare renyu rakura
Watching from Poland thanks baba taps
Keep it up headman chigodora you deserve a star
😂😂😂Gokota chii asi 🤞the word is just funny
Yah very funny word😂😂😂😂😂😂
Those who come from this village let's gather here.........Chigodora woyeeeèeeee
Magirazi na Gucci vanoita basa reyi besides assisting with assessing ma case's na Headman
I think ma civil servants vanoseenza na Chigodora,
Woyeeeeeee
I traveled back kwakunebadza woooye
@@darlingtontshuma9660they're not civil servant marovha anoswera kubira vanhu
Happy New Year Baba Taps wishing you and Headman Chigodora and Team 2024 full of episodes of drama and entertainment as well as educating us how to live with others in our communities .🎉🎉🎉🎉
Akaiwanepi uniform yaRefree we wrestling
😂
Kkkkk better kutenga data coz pano panofaya
Headman alone mnotonga asi machinda enyu too much emotional.vanopa confusion munhu even though atadza .happy year
Those 2 need training. They can be very unprofessional sometimes.
Vatori very correct tarisa kind yavanhu varikutongwa ,kuda kudherera Dare . Handizivi kuti wakatangisa at what stage, remember Headman is young ,Vachitangisa paive nevakadzi 2 umwe yellow bone so . those four guys vange vari kuma terraces uko asi vachibatsira zviri factual. They where selected on merit. Pama tare ese this one is the busiest of them all and the most proficient kubva paku collector mari yeDare .Zimra cld learn one or two things from these guys. HEADMAN MANYAMA . WE LOVE DARE DARE RA HEADMAN CHIGODORA NE TEAM YAVO.
I dont why vasinga tsiuri those guys,too much harassment guys let's make noise and have them displayed especially Gucci and Allen,vanodyisa team,remember they were among the crowd,we said good this about them and they were promoted,now they don give others a chance from the crowd,I feel selfishness in them
Thanks ba Taps wish karanganda the best in 2024
Headman Chigodora mwari ngava kuwedzerei mamwe makore mazhinji nokt tadzidza zvakawanda kubva kwamuri
This is my favorite channel ❤❤❤
Well done headman I clap hands for you munogadzirisa mhuri people should learn to love others
Munogona dare, keep it up, i wish paripedo neni ndimi moga headman chigodora ne team renyu
Let's contribute cash build a decent court room or a better shade for the Headman and his team
We donate thru baba Taps.ndivo vachabata homwe
Am in
I'm going there kunovabatsira travelling from London
They should use mari dzedare kwete kungodzidya
@@simbarashegotora7220 donation is power
Baba Taps.keep these videos coming.Headman Chigodora and crew,you are the best.Dai kurikuzotsvaga musha ndaiuya kuzotsvagira kwaChigodora.
Pamusha we Wisdom.....
Aaaa tirikufayiwa bba taps thanks 🎉
Dai Chief vari ivo vakapiwa nyaya yaTshabangu he would have done a good job
Blessing nyangani i know this guy , from our childhood,he was very stubborn, achitiza paden
Kkkkk nhubu
mudhara wesuit number 1 pane those 2 guys so cool,we he speaks,words of wisdom come from his mouth
I salute magirazi to the fullest he knows land remadzibaba m very proud of him a lot of children havakoshesi land mukore Uno
Mukomana aka travela kuenda kwaiva ne badza😂😂
Watching from UK
🇿🇦🇿🇦🇿🇦all the way karanganda team you doing the best
Akaiwanepi uniform yaRefree we Wrestling WWE
Yes magrazi to the world 😂. Anoziva yese inoitika mu village.
Gogota chiiii nhai makazeni 😂😂🙈🙈🙈🙈
Chigubhu chemahewu mbuva yekudya kumunda
Was traveling to ask you again
🤣🤣🤣🤣 travel some more
@@JaphatSanyamahwe-zs4fi madiii kunyora Shona nhai vehama 😀😀😀😀😀
I cam from Pickie village ndr ku Northen Cape i used to follow headmam chigodora chirf keep it on bhora mberi plaz makurukota enyu ari serious the only dunhu rinotongwa mhosva serious keep it on headman
Munobva papi maPickie? Ini ndobva paMatyorauta muzasi megomo reDangare
Chigodora anogona Chief uyu.Peacemaker.
Looks like this place has been like this long Time ago.I like the setup
Hapana peacemaker he is abusive and take sides he supports anenge amupa bribes anosara kutonga nyaya atoinzwa
Iwewe do you have evidence of bribe taking?? Please give facts don't just say what suits you
Headman..muri wadii here..pane nyaya yandakaonawo ka short clip ..kemudhara airamba nyaya sooo..aiti..Mwari wangu mupenyu..maihwi maihwii soo aiti tavinga nyaya yegedhi..toikumbirawoka
Watching from S A Northwest
Haaaa baba avo vanechi voice avo vanondimara zvisingaiti ko inga mutare mune mbiri yekuroya ko murume uyo munomutya here
Aaaa usadaro 😂😂😂zvinotonakidza kuti wani tiripo paKaranganda
Watching from Johannesburg
My happiness whenever i open my youtube ndowana episode ya headman chigodora soo😊❤
Inini ndakambenge ndisipa mhepo so ndadzoka dzaita kuti nda nda nda chaiko ndrufara chaiko
Ndikabva nda traveler for me kkkk
Chigodora kana muchitonga musawanze hasha hutongi hwenyu hauzooneki huremu hwawo tsvai
Happy new year headman
Happy New Yr Chigodora woyeee
Ko kamai Kaye kanoti karanganda waiepo eere asi kakaenda kukisimusi lots of love karanganda wishing you the best in 2024❤❤❤❤
Kkk todakumbokaona
Hanzi ndakatraveller kwakuenda kwanga kune badza
Kudachirungu
Respect kkkkkk hakuchina mudhara uyoo
Baba Taps sando dzenyu nhasi matifadza mhoti❤❤❤
Happy new year chigodora and team
Taaapo huyai huyai ,best entertainment from Zim so far.Well done baTaps
❤❤❤Thank you BabaTaps
Kuti chuuuuuu ndayepo kwachingodora kuti chuuuuuuu baba taps
Happy new year ba Taps
Mwana unoti Karangaaaandaaa ngaaakomborerweeeee pleaseee..muzotirakidzaioooo
Sometimes ndakabhoekana ndikangoti Karangandaaa ndotonyevenuka
Ke itumetse thata.gape ladikgona hl di kgang tseo.bigup guys
Happy new year 🎉 babaTaps karanganda waivepo hre iwe woshora
Yoh i was missing this channel, kumusha ma1 bt ndakadakadzwa kuholiday
I wish I can get a stand in this villege am learning a lot
Nawanaden nyy dzachona adziperi neiko😅😅😅😅😅kwa Chigodoraa
Magirazi the hero on this case. ❤❤❤❤❤
Mr monya avo vanombaivhunza 😅😅😅😅😅power to that
Ndiwo anonzwi matapi tonho emandaa 😂Pamberi na Headman Chigodora ne Team ravo
Mr president pliz must upgrade this community court is very biz
Well done magada magirazi
Nhasi mwatikonera baba Taps. Tinozipirwa nhasi.
hauna respect mukomana iwe,ungati ndanga,ndakamboudza kutaura musharukwa akadaro.unezera,nemuzukuru vababa avo
The wiseman from the King Chigodora. Pamberi naheadman nagirazi man
Well done Allen 🇮🇩
Baba Taps mupedze zuva rese muriikoko toda dzakawanda.thanks
May God bless you heardman and the boys 🎉🎉🎉🎉
Akomana muchinda uyo ana head man ane mundimba ndimba wemasuro heyyy
Happy new year Karanganda Tv
Headman is patient. The boys are sometimes annoying
True yoo they are too loud so annoying
Tokushuwirai big new year na heardman wevanhu
Mkkkkkkk kwai ndakabve nda traveller wani 😂😂😂😂
Mashuma baTaps🎉🎉🎉
Machinations ahead man pakaipa😅😅😅
Maita bsa Ba Taps tinoona zvekuona tichipinda mu2024🎉🎉🎉
Baba Taps iweeeeee
I.m watching from Dudley Black Country UK
Trafford Centre Manchester
Murikupa maCOS here? Tatambura hama 😢
Kkkkk kkkkk kkkkk😅@@ssam1430
Haaaa cos ndachema hangu ini ndatoneta nazvo
Nhasi makeke chaiwo naba Taps nhai mandigonera❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉 bhora mberi tichipinda 2024 😊
Makurukota vaakuita manyama 😂😂😂......these guys are working out.This is how the terror squads are created.Talking from experience .....ndakapotsa ndafa maRusape.Vanokurova zvisinq tsitsi vanhu ava.
I notice Manyikas don't clap hands as much as the zezurus
Hoza 2024 Karanganda ❤❤❤❤❤
🤣🤣🤣🤣ndakatravhera kunotore badza aaah anasamanyika chirungu kkk
Kkkkkkk
😂😂😂😂 tiri arungu kani
I read it in Mai vhairenzi voice
😂😂😂😂😂😂wapanzwawo kkkkkkkk kutiravhera
Wasu anotiravera
Chesa anepamuromo 😂😂😂 dei akamborohwa mbichana
I’m beginning to like Magirazi. Talking sense
Very true me too l like Magirazi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Wakabvirotaure senzi kare kare maisateramira basi
@@tendai4043 kutaimireiko? That doesn’t take away the fact yekuzhangandira
Magirazi aitomvovawo musungwa kkk,chakazhangandirisa
Shaaa sekuru vakuru kudai vana vahachina tsika
Gunners dzungu munoriwanza
Headman wangu bhoo zvekuti bt team iro haaa rinondibhowa
Ndipei basa ndikumakirei boundary iro ndokubasa kwangu
My favorite channel ❤
❤❤❤❤ ❤❤❤ you bataps
Ndiyanizve wakatema magirazi nebuwe kumagaro 😂😂😂
Kkkkkk boe ere
😅aweee
😂😂😂😂aah veduwe
They are bullies now the court is no longer nice especially baba avo he must give headman chance vane dzungu too much
Kkk hanzi saheadman vakangwarira
Versace pftseke manhi...unokwidza voice nguva yese seiko
Kushaudha vanhu hakusiko kugona ktonga
Bt manzwiro ataita nyaya iyi ichitaurika Chesa haana nzvimbo he is taking advantage yehurwere hwabba Nyangani pls give back the land kumuridzi which is Mr Nyangani taramba hudzvinyiriri chief nzvimbo kumuridzi
Musoro inozotema kani Crush!! Kkk. Taura zvinyoronyoro magirazi.
Esp Gucci iiiii ruzha munzeve apa tinenge takaisa ma eaphones
Ndipeiwo chimunda kwamambo Chigodora purisi😂😂😂😂
Nzvimbo iyoyo ndipeii hanku ndobhadhara marii yacho mudare
😂😂😂 ndakabva nda traveller kuenda kune badza😂😂