Indeed merry christmas Team Karanganda. Continue the good work beyond 2023. Tikuda headman vedu SOKO daily next yr. Makanyanya and i dont wanna miss an episode. Kutiii chuuuuu!!! Ndaiepo.
Vanhu Dzidzai kuti mukachengetwa kumadzisekuru purizi mutsai pfungwa Musarara. Tsvagai penyu pekugara. Endai kwaSabhuku or ku lands or tengaii land or stand dzakanangana nemi kuti musazosita stress yekuudzwa hufatherless or hubvandiripo💯💯💯 Be grateful kuti makarerwa kumarzisekuru. Kurai, rumurwai mutsvage penyu and spare yourselves such embarrassment dzokunzi vabvandiripo. Start your own generations from zero❣️❣️❣️❣️
Vana sekuru ngavadzosere pfuma yevazukuru vawane Mari yekundotenga mastands avo anoti Ivo musadya Mari dzevazukuru please cause kana movadzinga dzosai Mari yavo
I like the crowd. Ndoda muuye nehuwandu wenyu pandichauya kuzo share few thoughts from the Word of God. Kuzadzisa magwaro . Thank you ba Taps for the opportunity
Maitambira pfuma muchidya sei kana vaisava vana venyu.makadii kuvaendesa pakafa mai vavo vasiyei vagare panamai vavo.ko akaenda akanonzi atikuzive oita mombe yemashanga vana vese.ivo tete vaibata maningi.siyai vana tsvaga mari shanda hama
Ini ndinonyanya kuti vazukuru zvirinani kuti mutsvage hama dzenyu motanga new life pakunetsana nevanhu vane moyo yakaoma kudaroko learn love those who love you
Dare iri nhasi rine vanhu vakati kuti vari kuita sekufevhera vana sekuru (vanaMugari avo); but zviri pachena kuti vana sekuru avo vari kuita zvenhafu. Ngavasiye vazukuru pamusha wavakakurira, not nonsense yavo iyo. Hezvo kobuda kuti pfuma yevanasikana vavari kuti madzinza avo madzinza avo vakavadyira pfuma. Manje voda kuvapa ani ivo vakatora roora?
At 12:44 Gucci today you asking this people about haiuna tete vakuru but last time you blasted ana tete vaprince uchiti havarti nge nhasi wapinduka wakuda anatete ita mushe iwe
Vanodyirei mari yevana sikana vazukuru ivo vachiziva kuti vana ana baba vavo nhasi vakuvadzinga kuti vane kumamisha kwavo ko mari dzekuroorwa kavo vanotambirirei
Ivo anasekuru pavakadya mari vaisaziva kuti vana vanedzinza ravo vanhu ngavasadaro nekutu mhuri yafirwa vazukuru unganidzai mari mutenge stand yenyu kana kutsvagirwa penyu naheadman coz nanasekuru hapana unity
Very gud magirazi.Nzvimbo ndeya Mai vavo kwete imi vana sekuru..Kuda mari kudarika hama nxa
Thanks for watching, wishing you a Merry Christmas & a Happy new year .Karanganda Media Team
You are welcome, ini panoti karanganda ndo panoti vachigodora murume anogona kutonga nyaya 🎉
Nemiwo batapis
Merry Xmas uko anhuwe
Makadii,ndokumbirao kana Paine anoziva munhu anobatsira,zveupenyu,anogona ......aneruzivoo ngaandiziviseo
Ndatenda
But next yr ipayi vanhu nguva ye kutaura kwete kungonaya muvhudzo kuvanhu idare ravanhu iri vanema rights
Wisdom ina @HeadmanChigodora inorema. I have learnt a lot from this man. Mwari ngavamuchengetedze
Real talk
VID &SOUND QUALITY BHO HERE?
Yakanakisa tiri ku enjoyer baba Taps
Both vid and sound quality manyama
@@ladyvee21thank you
@@PoliteMuzenda-de8lvinjoyai henyu kuti chuuuuu!!!
Video manyama 🎉❤kutoratidza mapimple ese 😅
Asika hapana musha usina muzukuru hamungarase mwana watete wenyu
Taapo baba taps ndonyaya yevazukuru yamabhuya nyamashi pa Pa Diamond fm here
Kanyika aka kavakuda kutopiwa zita nyowani. Everyday kunotoburwa nyowani😂😂😂😂 Thank you Karanganda. Merry Christmas.🎉
Ini ndiri muzaya ndakakurira mana sekuru. Vazaya ngavaende kudzimba kwawo.udyire vazaya.lni ndotenda kuchengetwa kwandakaita.l wil never want anything like pekugara.Ndinotsvawo pangu pakasununguka
That's true anotenga nzvimbo otengesa outa zvekare ,let's be fair vazukuru kana machengetwa tendai musunungure anasekuru zvimwe munonyanya ende min Tonga anasekuru kuvaita imbwa dzenyu
@Praise ....👏👏we done and welsaid munwe nemumwe kwavo simple
Headman havango tongi chete. He educates as well. He unites families.
Chigodora the fullest...headman anogona uyu kutonga chaiko anogona sando dzake ........headman of the year...happy xmas ..wayeipo here
Indeed merry christmas Team Karanganda. Continue the good work beyond 2023. Tikuda headman vedu SOKO daily next yr. Makanyanya and i dont wanna miss an episode. Kutiii chuuuuu!!! Ndaiepo.
Kana vachidya pfuma yevazukuru muchizoramba vazukurukomana HOW? Undyire. Kuidya pfuma kubvuma ndewenyu
Headman Chigodora is wise and full of knowledge. Ndinonamatira makore akawanda bcoz murikugadzirisa Misha yakawanda
Kupa vazukuru surname dzanasekuru mukore uno munogoverana nhaka dzese. Magona kugadzirisa nyaya iyi ngavavasiye vagare pasara ipapo
Jersey 81 ndafara kuti waane chigaro that guy he deserves there koz and ma points chaiko pakutaura he is very wise chaiko
Uyu magirazi akambopinda mudare nenyaya yakaita seiri mudare nhyka🤔🤔🤔🤔
It’s now personal to Magorazi. Gucci dzinenge dzinorasika.
Kkkkk ehe akambopindawo nekamupfanha kake
@@-johnchikura yaaaaaa akuda kutonga matongerwo aakaitwa🤣
😂
@@magdaline6383 vanoda kudzingwa mudare
Welldone Headman Chigodora.muzukuru munhu pakauya pfuma makadii kuti endai nayo kunana baba enyu.nekuda hudyire nhasi makudahe kutengesa stand haaa ana sekuru kaaa
Vanhu Dzidzai kuti mukachengetwa kumadzisekuru purizi mutsai pfungwa Musarara. Tsvagai penyu pekugara. Endai kwaSabhuku or ku lands or tengaii land or stand dzakanangana nemi kuti musazosita stress yekuudzwa hufatherless or hubvandiripo💯💯💯 Be grateful kuti makarerwa kumarzisekuru. Kurai, rumurwai mutsvage penyu and spare yourselves such embarrassment dzokunzi vabvandiripo. Start your own generations from zero❣️❣️❣️❣️
Of all the traditional courts I think Headman Chigodora's court shows how our culture is so rich and binds the social fibre
Full pf wisdom ,thank headman
I'm very impressed Headman, you should always take charge of your court more than your council, very impartial ruling
Vana sekuru ngavadzosere pfuma yevazukuru vawane Mari yekundotenga mastands avo anoti Ivo musadya Mari dzevazukuru please cause kana movadzinga dzosai Mari yavo
❤❤sabhuku chigodora jgoridhe kunyika. Mupei sando achri mupenyu
Ndobva pachecheche ndombodawo herdman vakadai kwedu kuMutandahwe
Vazukuru ngavangoende kumba kwavo hanty vanokuziva here
Malikes gaawande vanhu vaMwari
Komari yeroora yamurikutora murikuitorerei
Chokwadi vazukuru ngawaende kumisha Yana baba wawo simple
Vese vazukuru ava hapana anesimba nazvo tusekuru twechidiki tunehudyire
Iiii ana sekuru ane udyire dyire awa sei wachidai soo😢
Chigodora ndokufarirai zvangu makanyanya ❤❤❤❤🎉🎉🎉😂😂😂mogona ndikudao pangu pekuvaka
I hope makatichngetera nyaya dzechristmas kusvika panovhurwa dare muna January
Shuwa
A real man born and brought up mumusha manasekuru must know will never fir in the puzzel
Headman Chigodora Headman of the year
Thumbs up
Very intelligent judgement Headman, take charge
Karanganda family, happy Christmas and new year 🎉🎉🎉🎉
BaTaps make sure everyday motipa 1chinopisa kubva kunaheadman wevanhu.thanks karanganda
Mashoko makukutu from headman 👏👏👏
Dare irokaaa haaaa ndatenda hangu munotaura chokwadiiii😂❤❤❤❤
Kuti chuuuuuu...one Channel ine msoro paZimbabwe❤Karanganda
Kwaakungwara kutaura
Sekutibwamwe awasisipo
Ahh mapatongereyinmaakupamba nhaka kuda kutengesa chete musiyebaripo haaaa
I like the crowd. Ndoda muuye nehuwandu wenyu pandichauya kuzo share few thoughts from the Word of God. Kuzadzisa magwaro . Thank you ba Taps for the opportunity
Haaa apa Headman magona, shuwa kudzinga kwange kusingaiti kani
Vakuru vakat muzukuru iGara misha mizhinj yakamiswa nevazukuru dzikamai pamwe nemiwo hamusi vana Mugari todana Tinashe Mugabe auye kuzolevura Merry Christmas BaTaps naHeadman Chigodra aiwa tinovarairwa nemwi akadii Tamary muitei merry merry
Ukangonzwanana nevakomana vanotonga naIshe wagara bho. Mutongo uyu wazosiyana nedzimwe nyaya nekuti mupurisa wamambo ihama yemaDziSekuru😂
Vazukuru munofanira kutsvaka dzinza renyu movanetser pekugara kwete kumadzisekuru dare rotonga zvaro iri pamberi nevatongi na hadman chigodora
Haaaaa muzuku akutoda pahombe anenhafu
Karanganda taiyepo big up babataps
First here🎉🎉🎉🎉
Maitambira pfuma muchidya sei kana vaisava vana venyu.makadii kuvaendesa pakafa mai vavo vasiyei vagare panamai vavo.ko akaenda akanonzi atikuzive oita mombe yemashanga vana vese.ivo tete vaibata maningi.siyai vana tsvaga mari shanda hama
live longer head man chigodora masima mhodzi yerudo
I think vazukuru mukachengetwa kwana skuru plzz kna mwakura try to move .tsvagai ma stand Kuna sabhuku zvekutengera Ana skuru zvinotaudza
Muzukuru ngainde kumba kwake Chigodora nana Allen mapiwa mari nemuzukuru
Ungadaro asi dai zvaiva zviri kwauri wainzwa sei,izvi hazvina mugoni,
Vazukuru ngavagaremo ana Sekuru vane udyire avo vanodya pfuma dzevasikana nt voda kudzinga varume nxaa ngavakwane ana Sekuru
Ini ndinonyanya kuti vazukuru zvirinani kuti mutsvage hama dzenyu motanga new life pakunetsana nevanhu vane moyo yakaoma kudaroko learn love those who love you
Kana kutsvagawo nzvimbo yavo kumasabhuku dziriko unosvika pakuuraiwa nana sekuru ava ngavatenge yavo minda vazukuru ava
Haaa headman waenda nenyika uyu❤❤❤
Magirazi uri teacher here unogona kutaura
Awuuu ava vane orange jezz vaju frant inga mutiku kudziridzwa nava Chigodora
Jersey 81 anoshandisa ma feeling pakugadzirisa nyaya. Kana uri Mudare unotonga zviri kutaurwa zvoenderana nomutemo
Anotaura chokwadi manje mu face uyu ndrutofara kumuona Ari kumusoro he deserves there chaiko koz ane ma points straight to the point
Kuti chuuuuuu baba taps and headman chigodora
Dare iri nhasi rine vanhu vakati kuti vari kuita sekufevhera vana sekuru (vanaMugari avo); but zviri pachena kuti vana sekuru avo vari kuita zvenhafu. Ngavasiye vazukuru pamusha wavakakurira, not nonsense yavo iyo. Hezvo kobuda kuti pfuma yevanasikana vavari kuti madzinza avo madzinza avo vakavadyira pfuma. Manje voda kuvapa ani ivo vakatora roora?
Yes roora nderetu ,we raised you.. now vota nhaka yetu futhi 😮😮over my dead body
Kana ana sekuru vasina kupiwa yechiredzwa, uye vakwambo 8 vasina kubudikira then ana sekuru vanotambira pfuma, kuitira kurerusira vazukuru. Ukazvitarisa uchaona pfuma iyoyo does not come anywhere near cost ye kuchengetwa kwese. Vazukuru vanofanira kutotenda kuti pfuma yakatambirwa. Asi vazukuru ngavachiti pavanokura votsvagawo kumwe kwekunogara sezvakaita uyo we Domboshawa. Ngavachirega zvekubarana semakonzo vachiti vachagurirwa stand ipapo. Nzvimbo inoramba ichiita diki nekuwanda kwevazukuru.Stand yakasiiwa haitatamuki, asi nyika ye Zimbabwe ichakakura parizvino. Vazukuru ngavatsvake kumwe.
@karanganda ko mdara Chirau akazobvuma here kuenda kun'anga???
Uuuummmm maakuzingizira muzukuru yaaaa adzitengeswe shuva ahhh kuda mari chete kkkkkkkkkkk udyire futi
Maakuchisimudza soro
Aaahhhh imimi uuummm
At 12:44 Gucci today you asking this people about haiuna tete vakuru but last time you blasted ana tete vaprince uchiti havarti nge nhasi wapinduka wakuda anatete ita mushe iwe
He is biased 🤦🏾♀️🤦🏾♀️ anobhowa
Logde yamuri kutaura ndeip ndatadza .hotel here?unogona kutengesa lodge isiri yako here 😂😂😂
Ko vari kudini kutengesera vazukuru vacho varamba hr kutenga
🎉 happy Christmas Karanganda ININI NDAKAMIRIRA YECHIPIKIRI YAKAPEREREPI ??
Neniwo, wanatsa wandiyeuchidza.
Kurasa hama nekuda mari makadii kungoti muzukuru tipe mari pawavakira
81 usanongedze vanhu nechimuti
Ndatozonyatsomira wani kuterera dzidziso yawo
Nyaya dzinondinakidza idzi
Thank u headman u add another wiseman uyo ane jaz re red uyo ane ma points ende haatendererei munhu
Vana sekuru vane hutsinye
Umama ohlukane nendoda or onga shadhiwe uyaziyakele umzi wakhe hayi kuyo hlala nomama , kusasa ma ufa uyakile ushiyela abantwana bako amafa , umzukulu udla njani amafa abo maulume
yah liqiniso
Headmen to the world
Nomore urikutaura dondo nyarara iwe nxaaaa.hakuna musha usina muzukuru mazitama ako
Bishop vane 81 havafanire kuve pavatongi ava vane Vested interest in the matter
Vana sekuru imi ka apana musha usina muzukuru nemiwo ipapo mune kwamakato mitisa musadaro imi mmmm
Vazukuru ngavaende kumusha kwavo generation yacho yarebesa
Hmmm asi zvakashata, vangadai vakati kuhanzvadzi yawo ichirivapenyu, ita vana varnde kumusha kwawo. Kana kungovaudza feya feya kuti endai kumusha kwenyu
Excellent!!!!
Haaa wasu mumusha musi mako handii mako wena
Vanodyirei mari yevana sikana vazukuru ivo vachiziva kuti vana ana baba vavo nhasi vakuvadzinga kuti vane kumamisha kwavo ko mari dzekuroorwa kavo vanotambirirei
Mai vane top yakanzi if love kudiniwee matarisiro acho munhu achitaura iii
Isu kwedu kwakatozogadzirwa bhuku revazukuru kkkkk vana sabhuku wavo, vanasikana vakawandisa kudarika vanakomana titori nemadhara akachembera mumusha asi vari vazukuru
Endai kuna baba venyu vafana imi
And you too.May God bless and protect you always
Karanganda ❤❤❤
Handiti irikutengeswa ere vazukuru ingotengai stand kunana sekuru yoita yenyu
Nhai nhai simple 😂😂😂
Nzara mumusha mevafana ava yaita kuti vakarire mastands!
Headman wangu, Chigodora.
Apa pane nyaya. Ava va vazukurubvi. 2nd generation yevazukuru.
Ko pfuma yevanasikana vaitora sanani
Saka vazukuru sikana avo vakutoda kuzvarira wo mumusha mambuya? Ngavaende kunotsvaga madzibaba avo
Inga vati takaroorwa wani mari ikadyiwa Nana sekuru
Ivo anasekuru pavakadya mari vaisaziva kuti vana vanedzinza ravo vanhu ngavasadaro nekutu mhuri yafirwa vazukuru unganidzai mari mutenge stand yenyu kana kutsvagirwa penyu naheadman coz nanasekuru hapana unity
Vana sekuru vakatanga kukanganisa nokudya pfuma yevazukuru.
@@tabethamashava7923 murume wako akaroora kunanasekuru ungati watenga Munda kwanasekuru hre? Munhu anedzose haanororwi kumusha kwamai no matter what. Vakwasha vacho madzungairwa wo futi
God please keep heaman Chigodora safe
Vaakuona kuti vapedza kudya mari dzekuroorwa kwevazukuru sikana vaakuvadzinga vane hutsinye
Wayepo ere
Nzinza rakakosha 😢
Ko nganga yekuchema mudare how far
Allen haangatonge nyaya iyi because akakurira kwana Sekuruwo kkkk ane same case so ane a little bit of bitterness
Magirazi une speed dzikama