Magirazi and that other guy are becoming very toxic !! They should allow the other accused parties to say their side and not bully and insult them ... Kangoma kana koririsa kanenge koda kupaduka . Soon dare ra Headman Chigodonhora richashaya value If they keep allowing those two to suppress accused persons 20:36
NDAKAZVIOTAURA PANO VANHU VAKANDIPOPOTERA .. THIS COURT INE BIAS ANA MAGIRAZI WHERE DID THEY GET THE KNOWLEDGE TO THINK ZVAVANOTAURA NDIZVO ZVIRI RIGHT THE ACCUSED IS WRONG THEY SHUD COME KUMA COURT AND LEARN INTEROGRATIONS INOFAMBA SEI
Nothing to rectify its good like that for safety and his protection. Akarohwa nevanhu anobatsjrwa nani . Court harisi bedroom reromance. Moda kuona headman varohwa pacamera nemaculprit emmumisha mozodii. Lets be calculative
It’s obvious vese varikutaura zvekuti heee ma sub aHeadman what what, hamusati mamboenda kumatare edzimhosva. I believe ndosaka munhu nemunhu aripaakagadzikwa😅, mukapiwa mikana yekutonga munonzwa nekunyeperwa. No hard feelings, I came in peace. Manyanya kushora dare renyika
Havasati vasangana nemalawyer anochemedza court is no kids game zvine majere kunoshandiswa rough neauthority necommand . Zvaheadman is even lighter. Ngavatonge nemasub vanodhererwa vari vega headman
Headman u are doing great job in trying to instill sanity in the community, but ur subordinates need to learn to seperate emotions from the real burning issues, thus rendering the court process into some fairness question marks but otherwise u are doing great job
Saka akadiyi kunogara nevakadzi vake kumba kwake? Akasiireyi musha wake achinogara kuvabereki? After all otumira baba kunodzinga muroora pamba pake ? ASI watengwa Kani . Wapuhwa mariyi?
We appreciate you Karanganda TV for bringing Herdman Chigodora's traditional court series. However, the court is slowly losing it's substance due to the abusive and arrogant behaviour of Chigodora's assessors who are always emotionally charged towards the defendants. Nyaya kana yaunzwa kudare inofanira kupa nzeve kumativi ose kubva kune mupomeri nekune mupomerwi kuti dare rikwanise kudzeya nyaya zvakanaka. Varume avo vanogara mberi na Chigodora varikubvisa dare Chiremerera Charo nekuda kwemabatiro uye kusapa mukana wakafanira kune vanopomerwa mhaka. I hope Baba Taps you can foward our concerns to the herdman and his crew kuti the we're not happy.
Headman Chigodora is the best and fair Headman so far❤❤❤❤ but his Frontline forces is too headstrong. They don't give chance for those who are being accused to tell their side of story 🤔
Chigodora kangaroo court must be banished. Its very abusive, corrupt, and not fair. Kana kuchinyakare dare rainzwa mativi ose, kwete kungopaparika vasingatenderi munhu kutaurawo divi rake.
Mbuya Jaricha is bieng factual and Headman's acessors are being arogant to her, tese tinoona bhora maplayers mangani anodzoka mugame soon after a few minutes, however judgement yamambo was fair.
This court has lost its cause. There is no fairness. The accused is not given a chance to explain. The assessors are arrogant and a law unto themselves.
l second hameno zvikuita team two iro rikuita kunge hameno hameno, l luv the show but day by day seeing zvinhu zvakadai ndakuita ndibhowekana munhu ngaapihwe chance yekutaura nyaya yake
You might be be right but you need to understand courts, most of the time people want to explain were a yes or no answer is needed. Most of the time vanhu vanozvisungiririra by explaining zvinhu zvisina kubviswa
l get were yu coming from but some yes or no vanenge vasiri kupindura your position or they are traps and yu end up wakupihwa wrong judgement @@phillthedrill
nah thus just selfish kuramba mukadzi nekuti apera mafuse, my point is everyone innocent until proven guilty, zvekurambidza vanhu kupa side ravo and kuvachichidzira wats the purpose of asking them kuti vataure side ravo if u hav already made up your mind kuti zvaachataura haudi kuzvinzwa. And everyone knws kuti most of the yes or no questions in court are traps, vamwe vanhu havagone kuexplain nyaya yake even ariye atadzirwa@@unitymaqedaputsai4315
Gore haripere bully upon achiri assessor. He is not only at bully but a misguided missile. These two bullies vari kutoda kuita takeover chief. They should slow down.
Some commentators believe that acused persons are not given the right to explain themselves. The problem is that defenders bring in new information which is irrelevant thereby confusing assessors. Under such situations, the traditional court has the right to bar accussers from explaining themselves. We can't all share the same feelings.
Monyepa imi . Saka moda kuti munhu uyo arambe mukadzi akaitwa 3 ma opp. Anonowanikwa nani achanozvara here nema opp 3. Apa haana kana kuroora mukadzi waakaitisa ma operation
I think the best we can do to make oder in this court ,is to make sure our headman vaite basa ravo variveraga ku front and all those arrogant team stay kuma terrace
Very true and they have to remove those noise making 2 guys varimberi and bring back that light skinned dreadlocked lady vainyora nevamwe ambuya vechkuru soo
Kune malawyer ari rafu zvitori necessary dare must not be soft rinotoda hasha kune vanozvidz matare aya . Pamberi nemix of those rude guys headman knows vanotodiwa type idzodzo otherwise vanodhererwa vari vega
Uyo muface anotonga ari kuleft anotaurisa uyo is just too authoritative, those are the putins in Zimbabwe nonsense. It’s just but unnecessary to respond kana uri accused muchidare ichi. Headman is 100% good but magirazi nechibaba icho are just but something else. Doesn’t make sense!
Zuva richarohwa headman varume avo vasipo ndopaunchaona kuti its necessary kuti aite vari strong besides him for safety .madefense lawyer kucourt atori worse than this . They will make witnesses cry ava vakatozorora havo. Court isnt a playground vasungwa vanouya vakatozungwa kuhigh court bcoz convicts can be dangerous. Thry know their situation bette r
@@rosez347 we are talking abt them giving equal chances to the accused to defend themselves, why does it seem that the accused is always wrong? No one is willing to hear their side of the story but to aggressively ask their senseless questions. Mativi ese ngaanzwike headman is better on that chimboteererai chief mutasa you will learn a lot. Ava vanototanga vakavhundutsira heee dare rangu heee chikazoti what’s that?
@@visionmashowaire-zl7sf usually the headman would have investigated all these stories prior . The court already knows what is on the ground since dziri nyaya dzemuraini. They have loads of cases and to waste time with informatiin they have already sometimes its sickening . The man is abusive and the emotional trauma of such cases determines the proceedings and outcomes
@@rosez347 I equally understood the case and it’s true that the husband is totally wrong, but where my worry is on how the accused are handled, we have some other cases like that yevakomana vaya l forgot their names pane mumwe akatengesa mastands coz of drugs, the other child who deserved his share akabatwa neseri kweruoko, we have imwe case ft yemupurisa uya nababa vake vekuzombobuda Vega mudare coz they were denied time to explain. Being an advisor requires analytical thinking, vanhu vese ngavapihwe mukana vataure zvakaenzana ndopane nyaya, I adore Chief Mutasa makamboona how he handles date ravo here? It’s not about kuvhundutsirana no it’s abt being a listening leader. Look at how the secretary used to contribute before pauya manoise Ave kugara paside pake uyo. So eloquent but now akutokanganiswawo. Hakuna kusingainzwe mainvestigations prior the court but prove it through question and answering zvekucourt zviye chaizvo
Wakisai traditional courtroom headman vaite basa zvakanaka, baba Taps you can coordinate that to raise the funds and the community can participate through provision of Labour moulding bricks
Headman Chigodora and his team deserve recognition for their impartial work. All year I watched all episodes. I am considering to open my case under this headman. I don't know if the headman can preside over a case from a completely different territory. The case is supposed to be heard under Chief Nyashanu but I think Chigodora is the man for the job. Bravo Chigodora!
Good job SaChigodora asi avo varume vaviri avo vachakukanganisirai dare. Ngavadzikame. Huturu hwavo hwakanyanyisa
Chigodora l salute you,baba munotonga chaizvo,am your fan.
This is a good court. Havajaidze. Well done
vanhu kana vasisadanani siyai vaende umwe neumwe kwake. Musamanikidza vanhu. Mangwana munozogara dare vanhu vapondana
Varume munovhaira respect vkadzi ury benzi remunhu
Thank u Headman and your crew ,panevarume vanoshandisa vana vevanhu
imagine. 3 operations kwakurambwa because of that. apa achiri mwana mudiki kudaro.
Mhedzisiro vouraya bhasteti amurmur uyo
A very captive dare asi dai mavakirawo headman imba yakanaka yekutongera mhaka
Head man munogona basa keep it up good God bless you❤
😂😂😂 I like amwene's courage tunodherera tuvarume turi mberi utwo😅.
Ito turume kwacho tunoda vakadzi two 🤣🤣🤣.Well done Headman, varume vachadzidza kusatambisa vana vevanhu. Ngaaroore kuzvarisa kwaakaita mukadzi .Well done 😛
but the judgment of the headman is actually fair and amazing, well done mr Headman but respect yhooo
Pamusoroi vedare 👏 ndinokumbirawo kutaura kuti headman Chigodora vazvitongere vega vabvise vatsigiri vavo 2 avo mhani
Tinovada vakomana ava!!
Headman munogona. You deserve promotion serious (Chiefmanship status) I really salute you
There is fairness in the court. Well done headman support team. Varume vanoshandisa vana vevanhu.
havachpa vanhu mukana wekutaura vaku threatener vanhu
Headman Chigodora thank yu so much good job
😂😂😂😂 ndaseka zvangu panzi naheadman mvura yakapisa yacho asi yaive mupombi kkkkkkk headman manyama
Kkkkkk
Magirazi and that other guy are becoming very toxic !! They should allow the other accused parties to say their side and not bully and insult them ... Kangoma kana koririsa kanenge koda kupaduka . Soon dare ra Headman Chigodonhora richashaya value If they keep allowing those two to suppress accused persons 20:36
NDAKAZVIOTAURA PANO VANHU VAKANDIPOPOTERA .. THIS COURT INE BIAS
ANA MAGIRAZI WHERE DID THEY GET THE KNOWLEDGE TO THINK ZVAVANOTAURA NDIZVO ZVIRI RIGHT THE ACCUSED IS WRONG THEY SHUD COME KUMA COURT AND LEARN INTEROGRATIONS INOFAMBA SEI
Vanenge vapihwa tumbudzi kumaraini ikoko iri dare ndere kumbunyikidzana chete kuda mari too much $10 ye find kudii
That's very true varume vaviri ava vanovhiringidza zvisingaite, ende vanobowa.
Haichanakidza dare iri because of these 2 men
Ndakambozvitaurawo kuti Chief Girovhosi ndaona vapfeka uniform ye orange
Headman chigodora vakatotorerwa basa ne those two guys after all they intimidating people I wish head man chigodora will rectify this
Nothing to rectify its good like that for safety and his protection. Akarohwa nevanhu anobatsjrwa nani . Court harisi bedroom reromance. Moda kuona headman varohwa pacamera nemaculprit emmumisha mozodii. Lets be calculative
Kekekekek😂😂😂😂😂 iiii ndazoseka hanzi ku boiliswa unokuziva here
It’s obvious vese varikutaura zvekuti heee ma sub aHeadman what what, hamusati mamboenda kumatare edzimhosva. I believe ndosaka munhu nemunhu aripaakagadzikwa😅, mukapiwa mikana yekutonga munonzwa nekunyeperwa. No hard feelings, I came in peace. Manyanya kushora dare renyika
Havasati vasangana nemalawyer anochemedza court is no kids game zvine majere kunoshandiswa rough neauthority necommand . Zvaheadman is even lighter. Ngavatonge nemasub vanodhererwa vari vega headman
Say it again
Maitonga zvisizvo iyi nyaya , tarisai nyaya mbuya ànanyaya nemufume wawo....tongai vaviri
There is no justice to a boy child mudare iri uyo mukurukota akuita chidofo ..Headman used to be good asati avane this subordinate
Saka uchaita seii
He doesnt deserve justice he is an abuser
Asangana nazvo apfidza cajaira kushandisa vana vevanhu no roora abuse chete anya
Modakuti arevererwe verova mwana wevanhu here plus ma op ese iwaya anoendepi...on top off that votambira umwe mukadzi
@@TaMa-xd6ut nei
Varume wanofarisa asi kana yawa nyaya munenge makupusa well done big man
Keep it up headman chigodora with your fairness, baba namai verume ndivo honzeri
True
Baba na mai vakaresva kutora muroora mudiki vaifanira kuti vaende ku stand kwavo
Avo vabatsiri va Headman Chigodora vanonyanya kuvharidzira munhu, ngavape nguva munhu ataure
chero ivo headman vacho haaa bodo hasha dzakawandisa
Headman Chigodora yah you are the best may god bless you n ur team
For wat
Headman u are doing great job in trying to instill sanity in the community, but ur subordinates need to learn to seperate emotions from the real burning issues, thus rendering the court process into some fairness question marks but otherwise u are doing great job
Maitadza nyaya iyi😮😮😮mutemo wakanyangara uyu warerekera divi rimwe im sure matengwa
Kubva makusen ndichitarisa kt amuna kukanda nyaya thanks baba taps.
Awusi wega dear 😅😅😅
M too
Dai vaitoisa everyday
Thanks headman murikutaridza magora awo kuti musatamba newana wewanhu
Iri dare rakambenge rakanaka zvaro but razara kaudzvanyiriri. Vamwene avo havakodzeri kupiwa mhosva apa coz mwana akauya nevakadzi chero 10 nguva imwechete mubereki haana chekuita kunze kweku gashira sarudzo yemwana
Hapana chekuita but haumutenderi kuchengeta mukadzi 1 pamba pako umwe achitambura hazviko izvozvo
Saka akadiyi kunogara nevakadzi vake kumba kwake?
Akasiireyi musha wake achinogara kuvabereki?
After all otumira baba kunodzinga muroora pamba pake ?
ASI watengwa Kani .
Wapuhwa mariyi?
Kkkkkk big up dare rahedmn chigodora,,
Justice to this boy .vakadzi vane drama zvogona akapiswa nekumonyororwa mukomana uyu
Taura hako haina kutongwa zvakanaka iyi
Mukadzi wacho haana kutombobvunzwa kuti wakazviita here , the panel just jumps to defend her, useless court
He should have attended a health care facility and made a police report
Haana pakatsva plus akamonywa haafambi, akaromenzwa. Good job dare
Taura hako dai arimukadzi ati akapiswa vangadai vaitonga zvakanaka zvino nekuti murume ndobva vati inhema
Headman Chigodora muri shasha. I wish you were a chief. Well it's a matter of time.
Headman of the year,
Newewo Allan ungatoenda kunozemena munhu akapiswa dai achimbofamba here 😂😂😂
Mhaiwe zvangu 😂😂😂😂😂wopisana zviro kwaChigodora yooo
Headman Chogora i salute you .vakadzi varikusafiswa pasina anomira navo
Manga matononoka baTaps. Kubva Saturday ndichingodongorera kuti Headman Chigodora havasati vakandwa here online. Bp yanga yaakutokwira😂😂
Same kuno ndandasuwa headman
Kkkkkkkkk pano panonaka
@@FainaTatira788 pakanyanya taurira pasi
All women are in support. Zvirume zvinoshungurudza vakadzi tikuzviona
We appreciate you Karanganda TV for bringing Herdman Chigodora's traditional court series. However, the court is slowly losing it's substance due to the abusive and arrogant behaviour of Chigodora's assessors who are always emotionally charged towards the defendants. Nyaya kana yaunzwa kudare inofanira kupa nzeve kumativi ose kubva kune mupomeri nekune mupomerwi kuti dare rikwanise kudzeya nyaya zvakanaka. Varume avo vanogara mberi na Chigodora varikubvisa dare Chiremerera Charo nekuda kwemabatiro uye kusapa mukana wakafanira kune vanopomerwa mhaka. I hope Baba Taps you can foward our concerns to the herdman and his crew kuti the we're not happy.
Kumusha kunoda rafu kune hurombwa
Well said 👏 👌
Well-done headman and team
Ma aids a chief Chigodora wanonyanya hawapi the accused nguva yekutaura thats so unfair
Ngaaroore
Even iye Chigodora wacho he is too much
Mungati dare harina respct bt haaaa😂😂😂 mufes uyo dai vamurega aitozoti ndakavharwa mhino nepeg nemkadzi😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Headman tongai moga avo vanokubatsirai vakudzvinyirira, vari kuwedzera hudzvanyiriri nguwa dzese.
Dare renyu rave kushaya chiremerera
Vanobatsira number one
Ndakatanga kuiona magirazi uye achiri kugara mukati mevamwe neuyo wacho umwe wake. Vakachizotorwa kukabiswa madzimai aye kuti vabatsire headman.
Everyday their heads are getting bigger!!
Secretary vecherked shirt namba2 long live haah ukapinda padare avaripo vanhu ava wapera munondigonera macomrades
Chief Mutasa is by far this Dare ,those other surbodinates are too authoritative dare racho harichanakidzi vakomana avo havazorori kutaura
Zvinhu zva Chief Mutasa zvakarongeka, these guys should copy the Chiefs template.
Chief Mutasa kuseri kwete matumbarumba ava
Mutasa is educated
Pano hatibve
Mutasa nonsense anotaura chirungu kuti vasinganzwe vave neconfusion
Aiwawo regai mai vataurewo veduwe hazvina kunakaba aaaah
vanotaurei varikudzisa mwana chii kana vachitambira varoora wakutanga asati aroorwa
nekuti vabereki ava varikutopembedza mwana kuti auye nevakadzi vasinga pere
Makanyanya headman chigodora ipai vanhu shamu dzavo 😂😂 ndokuti vazive.
Headman Chigodora is the best and fair Headman so far❤❤❤❤ but his Frontline forces is too headstrong. They don't give chance for those who are being accused to tell their side of story 🤔
They just want order and truth. When you want justice people should just be truthful to court kwete kuda kutamba nevarume vakuru
Mambo team yamunoshanda mayo anogona basa ramba minayo anoziva basa rambai makadaro
Chigodora kangaroo court must be banished. Its very abusive, corrupt, and not fair. Kana kuchinyakare dare rainzwa mativi ose, kwete kungopaparika vasingatenderi munhu kutaurawo divi rake.
Haa yaakutadza nyaya mnj
Chewaakunyanya kuda imari mhosva awasikugona
Awo 2 warume n m girazi uuummm ndashora chisimba chanyanya
Ita yako kangaruuu
Siyana naChogodora. the husband and his father have nothing meaningful to say. Ungapiswe jende woswera uchifamba. Ita mushe iwe.
Aaaa iwewe futi huya tikupise jende voramba uchifamba zvako kana kudhonza mb**o yako tione kuti munofamba
Mambo mtasa is the best
Chimurume chinotaurisa icho hachina respect dare rinotongwa nemunhu mumwechete
Baba vari kuputsa imba yemwanakomana. Murume anonyepa veduwe nekuti ave neumwe mukadzi. Apa ane 3 operations💔💔💔ngabvise pfuma
Pamberi naChigodora kkkk😂
Chigodora chiorora mapenzi😅😂😂
Gaya vagona kumuita rafu
Headman n team gore rapera murimi mune chimuti merry Xmas Maputukezi takakutsigirai
Merry Christmas Baba Taps na Headman Chigodora. 2023 Headman of the year.
Nyangwe akatora mukadzi back kumba kwacho kunogarika here
Wakandipisa pasikarudzi pangu apa 😂😂😂 waiyepo here
Dai yakanyatsoboiliswa aita munhu kwaye
😂😂😂😂 nepombi yehot water pasi pemabhora
Eya ndayiepo kkkkk
thanks magirazi wandidzidzisa kuverengwa kwemazuva ekubata kwenhumbu..ndaisazivawo nezvazvo..thank you so much
Heardman and the boys may God bless you 🎉🎉🎉🎉🎉
Kunhotaurawo hedu
Huummhummm headman
Chigodora wanoita basa rawo
Pane nyaya ir pawateedzeri kakutaurisa kwacho kanyanyisa .uuuummm
Nyika yashora ngazvigadziriswe
KwaChigodora ndoda kutotsva stand kunenge kunofaya chaizvo, munotamba ere baba Taps
Chogodora kangaroo court yadhakiswa nezvivarume 2 izvo. Chogodora haasisina power, kutorerwa basa nezvinhu izvo
Kuti chuuu mukunonoka kutipa program 😊
Ehe nhai, taura zvako
Weldone headman Chigodora gadzirisai varume vanojaira
Mbuya Jaricha is bieng factual and Headman's acessors are being arogant to her, tese tinoona bhora maplayers mangani anodzoka mugame soon after a few minutes, however judgement yamambo was fair.
Kana chinhu chisiri mumba mako unochitora nyore,mwana uyu achiri mudiki achada kuroorwa nemumwe murume anenge achida mwana,saka ava.varikumudzinga varikuita utsinye,saka Headman Chigodora ariryt,ngavabhadhare adzokere kumusha kwavo,nekuti kumanikidzira kugara uuuumm handione paine chakanaka
This court has lost its cause. There is no fairness. The accused is not given a chance to explain. The assessors are arrogant and a law unto themselves.
l second hameno zvikuita team two iro rikuita kunge hameno hameno, l luv the show but day by day seeing zvinhu zvakadai ndakuita ndibhowekana munhu ngaapihwe chance yekutaura nyaya yake
You might be be right but you need to understand courts, most of the time people want to explain were a yes or no answer is needed. Most of the time vanhu vanozvisungiririra by explaining zvinhu zvisina kubviswa
l get were yu coming from but some yes or no vanenge vasiri kupindura your position or they are traps and yu end up wakupihwa wrong judgement @@phillthedrill
Saka tokurudzira kurambwa kwemukadzi ane ma opp matatu here. Varume ava vane moyo wetsitsi kuvakadzi
nah thus just selfish kuramba mukadzi nekuti apera mafuse, my point is everyone innocent until proven guilty, zvekurambidza vanhu kupa side ravo and kuvachichidzira wats the purpose of asking them kuti vataure side ravo if u hav already made up your mind kuti zvaachataura haudi kuzvinzwa. And everyone knws kuti most of the yes or no questions in court are traps, vamwe vanhu havagone kuexplain nyaya yake even ariye atadzirwa@@unitymaqedaputsai4315
😂😂😂bhuru rakunotariswa maturusu😂😂😂pamwe pane sango
Thank you headman and your team
😂😂😂 haa dare raIshe Chigodora kumberi kani 😂😂😂. Haa kuRisker ndokuziva ini 🙌🙌
Kkkk taura zvako murume ari kurskr life yake uyooo
Haaa I'm now addicted to this court headman Chigodora and team big up
Yes headman varume varutiseenzesa worabwa usingachabatsiri
There is an assessor who is a bully and thinks he says logic yet he is lost
Bully chii chacho.
Anogona bully uyo ngatsike chepakati vajaira mabuser kuzvidza matare ngadzvanye mabhora ekutsva ayo 😂😂😂😂
yes ,Gucci guy he is bully and stops ppl from speaking out
Gore haripere bully upon achiri assessor. He is not only at bully but a misguided missile. These two bullies vari kutoda kuita takeover chief. They should slow down.
Magirazi
Tongai kwazvo imi musave neside dzidzai kuna Mutasa
Headmen chigodora Soko well done good work and team work
Vanhu zivai kuti mukaona nyaya yoiswa mudare yakatovhetewa kare.inzwa nevanhu kuzhinya kwavo ndezvenhema .haangamirire tsananguro dzenhema nguva ichipera
Some commentators believe that acused persons are not given the right to explain themselves.
The problem is that defenders bring in new information which is irrelevant thereby confusing assessors. Under such situations, the traditional court has the right to bar accussers from explaining themselves.
We can't all share the same feelings.
Vagadzwa mudish good
Dare iri has lost it ..... SAD indeed
Haaa haunyepi
Agreed. No justice apa
Monyepa imi . Saka moda kuti munhu uyo arambe mukadzi akaitwa 3 ma opp. Anonowanikwa nani achanozvara here nema opp 3. Apa haana kana kuroora mukadzi waakaitisa ma operation
😂😂😂 lubaba wempahla eziyibrown ngaze ngahleka
Thank you Headman Chigodora ndafara ne Judgement toko chikomana
Biased judgement he has lost the plot
First one to like❤❤❤
I think the best we can do to make oder in this court ,is to make sure our headman vaite basa ravo variveraga ku front and all those arrogant team stay kuma terrace
Taura hako wangu harisisiri dare iri yave torcher pannel
Nanasorojena vaisimbovabatsira avo kwete machinda achiri kubuda mukaka pamhuno ayo
Very true and they have to remove those noise making 2 guys varimberi and bring back that light skinned dreadlocked lady vainyora nevamwe ambuya vechkuru soo
Fanike blaz avo vanigara caine huturu interjects and refuses to listen to ither parties. He is not a fair assessor at all.
Kune malawyer ari rafu zvitori necessary dare must not be soft rinotoda hasha kune vanozvidz matare aya . Pamberi nemix of those rude guys headman knows vanotodiwa type idzodzo otherwise vanodhererwa vari vega
VaChigodora neteam renyu munondiitira longlive
Those 2 guys vakushoresa dare avo. Headman alone can handle these issues better.
Varume avo vanedzungu nekumbunyikidza
Ngaawachinje watongi
Waakushaisha darerawo
Naw wanhu wwcho wanazvoo koo kungogarisana wo mushe
Iii magirazo ane rough
Waimboita se munh mnj iii wapinda machena dofo iro akusi kutongaba zvadhakwa
Karanganda inofanira kumboverengera varume 2 avo ma comments vaone kuti vanhu havasi happy.
Chero vachiziva nyaya kudhara vanofanira kubuditsa huchenjeri mukutonga kwavo, munhu anonyepa anobatwa ne huchenjeri kwete ne by ginya
😂😂😂😂😂 hanzi topavhura apo kana uchifunga kuti atipavhure😂😂
Kkkkk
Please siya munhu ataure kani nyaya yake.Why muchikatakata kana munhu achitaura even achinyepa
Very true even achinyepa toda kunzwa side rake rese and why forcing mkadzi kugara paasisadiwe ndoopekuzonzi vanhu vaurayana
Waaal headman ndodawo kugara ku area kwenyu
DARE IRI IS NOT RELEVANT BECAUSE OF MAGIRAZI MUNHU ANOFUNGA PAVESE NDI HEADMAN OTHERWISE ITS NOW TOXIC
Haa aamamhuza uuummm murumenuyoka waa kuzviita stereki maningi uuummm
Hasha hasha iiiiphuuuu mupu pu kufungira wanhu nhaii ahhh
Musarwadziwe neumwe murume
kana anekamwe ka fast kasiri necessary tonyarara here our opinion anekakumhanya kupfura headman infact all of them vane kamwe ka fast@@rosez347
Saka uchaita seyi?
Wadiy waita rako dare utonge wega
nyaya haina kubuda mushe iyi, nenyaya yemachinda ayo, next year kutanga musi wa6 January hatidi kumaona mudare medu Headman kkkkkkk
Thank you headman Chigodora and team vanhu vanodyairira vanhu
For hawagone kutaura chero respect hawana basa ku cutter cutter kut vanhu vasataure
Murume kana asisakude anoita everything. Kuti akuipise,murume anoramba zvaita
Dare iri munotonga zvakanaka chose....asi dai mazam kupagadzrisa pakut vanhu vaviri vakatadzrana vakwanise kurondedzera nyaya dzavo pasina anovhundutsirwa kana kusapihwa mkana uye kutyorwa tyorwa asat adonhedza nyaya yake ...kunyanke achotaura manyepo ngaasiiwe apedze then mozotanka kufamba naye anobatika ega anenyaya nemhosva.....varume vaviri avo vanogara naHdmn uuum ngavambodzora kakuita kawo
Dare renyu vaChigodora rine udzvanyiriri siyai munhu apedze kutaura Allan iwe kutaura kwako kune chidofo mukati .Vachigodora siyanai nevarume avo vanotaurisa zvisina maturo musamanikidzira rudo.musafananidza iyi nyaya neyanaChabodo.Chabodo namaTutsa vakarepa.uyu mwana haana kurepwa.Apa mavakumanikidzira rudo havandogarisani zvakanaka
Chokwadi vano favour are porter wacho
Kkkkkkk kumanikidza munhu kuti asarambe mukadzi zviriko here kkkkkkk
Uyo muface anotonga ari kuleft anotaurisa uyo is just too authoritative, those are the putins in Zimbabwe nonsense. It’s just but unnecessary to respond kana uri accused muchidare ichi. Headman is 100% good but magirazi nechibaba icho are just but something else. Doesn’t make sense!
Zuva richarohwa headman varume avo vasipo ndopaunchaona kuti its necessary kuti aite vari strong besides him for safety .madefense lawyer kucourt atori worse than this . They will make witnesses cry ava vakatozorora havo. Court isnt a playground vasungwa vanouya vakatozungwa kuhigh court bcoz convicts can be dangerous. Thry know their situation bette r
@@rosez347 we are talking abt them giving equal chances to the accused to defend themselves, why does it seem that the accused is always wrong? No one is willing to hear their side of the story but to aggressively ask their senseless questions. Mativi ese ngaanzwike headman is better on that chimboteererai chief mutasa you will learn a lot. Ava vanototanga vakavhundutsira heee dare rangu heee chikazoti what’s that?
@@visionmashowaire-zl7sf usually the headman would have investigated all these stories prior . The court already knows what is on the ground since dziri nyaya dzemuraini. They have loads of cases and to waste time with informatiin they have already sometimes its sickening . The man is abusive and the emotional trauma of such cases determines the proceedings and outcomes
@@rosez347 I equally understood the case and it’s true that the husband is totally wrong, but where my worry is on how the accused are handled, we have some other cases like that yevakomana vaya l forgot their names pane mumwe akatengesa mastands coz of drugs, the other child who deserved his share akabatwa neseri kweruoko, we have imwe case ft yemupurisa uya nababa vake vekuzombobuda Vega mudare coz they were denied time to explain. Being an advisor requires analytical thinking, vanhu vese ngavapihwe mukana vataure zvakaenzana ndopane nyaya, I adore Chief Mutasa makamboona how he handles date ravo here? It’s not about kuvhundutsirana no it’s abt being a listening leader. Look at how the secretary used to contribute before pauya manoise Ave kugara paside pake uyo. So eloquent but now akutokanganiswawo. Hakuna kusingainzwe mainvestigations prior the court but prove it through question and answering zvekucourt zviye chaizvo
walking guy Gucci
Mambo chigodora havamhanyi kutaura vachiteerera nyaya zvinoratidza huchenjeri. But those guys vanotaurisa uye nehasha zvinotyisidzira vanonga vachitongwa. Zvinozoita kuti dare rive nekusarongeka.
Wakisai traditional courtroom headman vaite basa zvakanaka, baba Taps you can coordinate that to raise the funds and the community can participate through provision of Labour moulding bricks
Mbuya jaricha,mureyani,chabodo matutsa, gopito, Chikara villagè ,chishakwe😂😂😂😂😂 mazita acho anondipedza ,dunhu iri rine nhubu yooo
mharapatsetsetse
Ko modiiko kungopa munhu nguva yekutsanangura chero achinyepa mozomupindurawo asi mamuoawo mukana veduwee
Ko topedzerwa nguva nemanyepo hre
Ndayiyepoo ndayiyepoo kikkkk usasooshora 😂😂😂😂
Headman Chigodora and his team deserve recognition for their impartial work. All year I watched all episodes.
I am considering to open my case under this headman. I don't know if the headman can preside over a case from a completely different territory. The case is supposed to be heard under Chief Nyashanu but I think Chigodora is the man for the job.
Bravo Chigodora!