That's why ndisingadi ku jayidza vanhu in my space. Urimuroyi iwe anokara Mari. Ukanzi uraya munhu unopihwa Mari you'll just do it!! So why are you worried kuti vakaitei ne tight uchiziva kuti ndezve huroyi chete?? Akafa uchachiona iwe
Iwe wekuba tyt ye friend yako wakadii kungotenga itsva sezvawakaita wopa varoyi avo iyoyo newewo une hutsinye saka panoitwa back to sender uchabatanidzwawo
To the first Confession, Ko iwewe kana zvichikurwadza zvokuti Pastor Venyu Vari kushandisa mishonga uyezve vanofumura Chivanhu ,ko Munovatyireiko avo .vaudzei pachena then Musabvume kuitiswa imi vanhu aa-a Nonsense 👎
Am learning a lot from people's stories and some give me hope even wnen life does not seem to be well at the moment
As 4me am addicted t you channel😅
Ini ndOkotsira ndichiterera every night
Same neni 😂@@faithmapope9404
Me too kn ndichiita basa this channel helps me a lot
Zvagara maporofita ose avakushandisa chivanhu
ini handitogone kuswera ndisina kunzwa maConfessions enyu mukoma Nash
Uuumm pastor Ka ndatya ini handiende kunana papa venyu .. ndonamata ndega zvangu usavabatsire futi ngavambo tambura nxaa
Thanks Mkoma Nashy yrs is my favorite channel on RUclips keep it up
That's why ndisingadi ku jayidza vanhu in my space. Urimuroyi iwe anokara Mari. Ukanzi uraya munhu unopihwa Mari you'll just do it!! So why are you worried kuti vakaitei ne tight uchiziva kuti ndezve huroyi chete?? Akafa uchachiona iwe
2nd confession kudziya moto wembavha urimbavhawo
Wakaita zvakashatisisa
Confess
Anoziva kushinya kwebhutsu ndiye akapfeka muchafamba henyu babamubinini kana mavakuda kuti mukadzi aite right
mapastor mazhinji akuita zvemushonga yooo😮
Chakakosha i church or hupenyu hwenyu ask yourself this question unobatsirika mitemo ndeye church or mitemo tofanira kuteedzera Bible
Totenda nemiwo mkoma Nash tiri kudzidza zvakawanda
Mukoma Nashey Commenting yave kutyisa vanhu vari kuzotsvagwa nevaroyi😷😷😷
Say tt again veduwe 😢 ini ndinenge ndichida but iih ndobva ndatya
Ini zvehu shamwari no nekuti kunze uko kwango Sara varoyi voga ndotamba ndega zvangu
Uyu wekutora tight ye friend yake asikana mune moyo wakaipa musadaro munhu asina chaakakutadzirai
Now you can't even trust a child you birthed😮😮😮
Mainini ndikungoda kukuudza kut shamwari yenyu ikangouraiwa ne friend yasisi venyu ngozi nechipoko zvouya kwamuri
Iwe wekuba tyt ye friend yako wakadii kungotenga itsva sezvawakaita wopa varoyi avo iyoyo newewo une hutsinye saka panoitwa back to sender uchabatanidzwawo
❤
1
2