Kurombera Church~Fake Pastors Confesses

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 19 янв 2025

Комментарии • 133

  • @AnnaChikuti
    @AnnaChikuti Месяц назад +1

    Guys ndirikutsvagawo basa ndine 24 years ndiriku Cape town Reatret I'm a single mother but mwana ariku Zim namhamha vangu pandanga ndichishanda mwana akuenda kuchikoro January ane 4 years 😢😢😢 ndibatsireiwo guys

  • @DianaDee-g2y
    @DianaDee-g2y 2 месяца назад +4

    Sisi avo vekugadzirwa nemurume wavo hapana munhu anogona kuvasunungura kunze kwemurume wavo ngavaende vanonyengerera murume wavo avasunungure vanogona kutanga vanopiwa munamato wekuti avanzwe pavanoenda kwavari

  • @alim3611
    @alim3611 Месяц назад +1

    Dancing in church is biblical.. David danced until he lost all his clothes... The issue is people need to read the Bible on their own and pray for the spirit of discernment in order to choose the right church for them

  • @Tinashe-i9g
    @Tinashe-i9g 2 месяца назад +4

    Vharai church all brunches, go to a good pentecostal church. Go confess repent n follow God

  • @PaidamoyoMunyanyi-j2b
    @PaidamoyoMunyanyi-j2b 2 месяца назад +3

    Inasmuch as people need help,,let's try and teach them self reliance.Even vakapiwa food after a while zvopera who will continue supporting them for a life time.Musika wemadomatsi chaiwo unokwanisa kutangwa ne $10 chaiyo...ngavarege usimbe...kuramba munhu oita vana ane situation yakaoma anorevei...

  • @akarhsharez842
    @akarhsharez842 Месяц назад

    Hakusi kuti inyaya dzatinofarira aunty but kungoda kufamba takachenjera. Much love ❤️

  • @henrymabuya3551
    @henrymabuya3551 2 месяца назад +3

    Miracle Paul is Tsikamutanda

  • @DianaDee-g2y
    @DianaDee-g2y 2 месяца назад +3

    Avo vekurohwa vane zvavanoziva panamai vavo plus vati pavairohwa Mai vaisarohwa

  • @chenaimuzanenhamo8292
    @chenaimuzanenhamo8292 2 месяца назад +9

    Ngavaende Kwa Miracle Paul zvopera

  • @SheilaTsoka
    @SheilaTsoka 2 месяца назад +1

    yoowee zvino mainini wekurara nevarume vachifa,chitoregai kurarwa zvachose umm nyika ingasare nevakadzi chete maisanganisa in 2minutes ,saka hooo makasi

  • @ClaraChuma
    @ClaraChuma Месяц назад +1

    Varume pliz chenjerai be faithful nekuti muchapinda panopisa

  • @tarisayichinhengo5442
    @tarisayichinhengo5442 2 месяца назад +3

    We zaka uyu ndo serious case for now or mari ikawanda please just share the money amongst them

  • @siphomasilo4600
    @siphomasilo4600 2 месяца назад +1

    Mmm yh zvakaoma shuwa ndashaya neremuromo and zvakutotyisa kuenda muma church macho better kunamatira mumba , dai Mwari vatinzwira tsitsi

  • @LilianMuchongwe
    @LilianMuchongwe 21 день назад

    Ko sei mai vanga vasingarohwiii pane nyaya??

  • @tanyairene3225
    @tanyairene3225 Месяц назад +1

    Nyaya yema church iyi ndatya vanhu tinonyanya kuda minana

  • @kudahbatoni1888
    @kudahbatoni1888 2 месяца назад +12

    Yellow yellow for nyathi family😂

    • @DarksecretsConfessions
      @DarksecretsConfessions  2 месяца назад

      @@kudahbatoni1888 yellow yellow Mkoma kuda

    • @kudahbatoni1888
      @kudahbatoni1888 2 месяца назад +1

      @DarksecretsConfessions ahhhh tete ndiri mukadzi ini🤣🤣🤣🤣 izita chete rakashata ndiri mukadzi

    • @LovertTaguta
      @LovertTaguta 26 дней назад

      🤣🤣🤣🤣🤣​@@kudahbatoni1888

  • @madimetjasebele
    @madimetjasebele 2 месяца назад +1

    Murume uyu arege kusunga vakadzi.vakadzi vakazarisa.ngaasiye mwana we varidzi vazwifarire

  • @tinayemanyau
    @tinayemanyau 2 месяца назад +2

    Chokwadi munhu anotedzana nawo maporofita haatsurike unoshorwa shorwa zvekuti unoita seusinganamate

  • @Kingsley_Tadiwa-978.
    @Kingsley_Tadiwa-978. 2 месяца назад +2

    Ndosaka ndichida hangu hwisiri

  • @PatriciaGwanzura
    @PatriciaGwanzura 2 месяца назад +1

    Varombi rombai moga munenhamo imi munodisa Mari hokoyoi nenhamo

  • @PatriciaGwanzura
    @PatriciaGwanzura 2 месяца назад +1

    2: nhaiwe prophet miracle Paul vakubatsire asi hauvazive zvawaziva kuti wapedza nyika enda unobatsirwapa

    • @nonowaShe
      @nonowaShe Месяц назад

      he is the chief of all fake prophet varombi vakuru

  • @LoiceMtisi
    @LoiceMtisi 2 месяца назад +2

    Sei mai vainga vasingarohwe mambars

  • @forfatah1540
    @forfatah1540 2 месяца назад +2

    Ukanyora nyaya ino verengwa pano hapana help or advice svinu inouya coz tete vanobva vatoita nyaya yako kunge mhosva yemunyori

    • @DarksecretsConfessions
      @DarksecretsConfessions  2 месяца назад

      I am so sorry.Hapana chisvinu cinotaurwa pano🤔

    • @forfatah1540
      @forfatah1540 2 месяца назад

      @DarksecretsConfessions read again, no need to be sorry or take it wrongly...I'll repeat, advice dzatete dziri judgemental which may cause the writer to regret why they wrote in the 1st place. It's best kuverenga and let the audience comment rather than the reader give her hurting thoughts. Point Blank Period!

    • @Mhofela1
      @Mhofela1 2 месяца назад

      Itongori mhosva ukatoona achirikuita pfungwa dzekuti inozoita kunge mhosva iwe uchireurura hausati wakuda kusiya chakaipa .chitadzo chese chitori open to judgment tete vanototora mukana iwoyo kudzidzisawo vamwe we love you tete

    • @forfatah1540
      @forfatah1540 2 месяца назад

      @tutsiraivictor5411 you do have a point ipapo

  • @NatashaJojo-l9s
    @NatashaJojo-l9s 11 дней назад

    Haa zvakaoma vanhu ngatitendeukei

  • @SilindweYinkosi
    @SilindweYinkosi 2 месяца назад

    Dadwethu ma ngile confession what can I do

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 2 месяца назад +1

    Hello aunt ❤❤❤❤

  • @Victor94-d9m
    @Victor94-d9m 2 месяца назад

    Yaaa sure isu toda zvinhu 😅😅..toda kunyenga aaa

  • @miriam489
    @miriam489 2 месяца назад

    Bless you ani ❤❤❤❤

  • @josephinechapfimvira1930
    @josephinechapfimvira1930 2 месяца назад

    Afternoon vatete 😍

  • @angelalefati7092
    @angelalefati7092 2 месяца назад

    Gud Mrng auntie.

  • @emmanuelmunemo1705
    @emmanuelmunemo1705 2 месяца назад

    Sisy vekuuraya varume ngavainde kuomhangara kxachief xekumusha kwemurume. Vanogona kubatsirika

  • @kudahbatoni1888
    @kudahbatoni1888 2 месяца назад

    Aunty munhu akushanda ahasi kutambura as long une sauce of income ahusi kushupika imarii isiri kukwana chte

    • @DarksecretsConfessions
      @DarksecretsConfessions  2 месяца назад +1

      Chokwadi Ichocho.Maswera sei askana.I saw yo email I am on the road I wll respond

  • @CharmaineMurombedzi
    @CharmaineMurombedzi 2 месяца назад

    Hie aunty how are you?kana ndichida kutaura nemi ndinoita sei?

  • @Priviledge-y5m
    @Priviledge-y5m 2 месяца назад

    How are you auntie

  • @peekay3671
    @peekay3671 2 месяца назад

    Uuuummmmm sisi vakagadzirwa ava zvakoma uuumm ngavafambe tingapererwe neVarume munyika yoh 🫢🫢🫢

  • @Varaidzo83
    @Varaidzo83 2 месяца назад

    Yuuu #1 mberengwa ndokumusha

  • @harutizwemushavatu7215
    @harutizwemushavatu7215 2 месяца назад

    Nhasi munenge mune kakufura kari airi. 😂

  • @22ggbeatrice
    @22ggbeatrice 20 дней назад

    Mwari tibateyi

  • @JaisonMoyo-p7o
    @JaisonMoyo-p7o 2 месяца назад +1

    Mai avoid v akaoma ndivo vakauraya

  • @nyashachizampeni6596
    @nyashachizampeni6596 2 месяца назад

    pane anzwa panzi "munotiuraisa"😂😂

  • @SimonJordan-p2m
    @SimonJordan-p2m 2 месяца назад +1

    Itai zvenyu Mari mega better ndigare nenhamo yangu ndigere

  • @ChristineBamhamire
    @ChristineBamhamire 2 месяца назад

    Hello auntie

  • @Sunshine-555s
    @Sunshine-555s 2 месяца назад

    Tete sisi vekusungwa is asking for help . She is also a victim .

  • @Sunshine-555s
    @Sunshine-555s 2 месяца назад +1

    Read mega bible.
    And pray wega

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 2 месяца назад +1

    Mai avo muroyi ndivo vakauraya mwana wavo fambai muite go back to sender imbwa ife iyo

  • @MercyMaposa-pr9vs
    @MercyMaposa-pr9vs 2 месяца назад

    Ndimai why Ivo vaisarohwawo

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 Месяц назад

    Aaaa pakurohwa pa nhamo yoweee

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 2 месяца назад

    Yellow yellow guys.....there are hidden clauses in these rituals.

    • @DarksecretsConfessions
      @DarksecretsConfessions  2 месяца назад

      Yellows …they are ,it’s sad

    • @fadzaidickson58
      @fadzaidickson58 2 месяца назад

      @DarksecretsConfessions tete in the satanic world hapana hupfumi kana simba rinouya mhara huye hapana rugare pazviri.people must ask God f9r help and forgiveness

    • @DarksecretsConfessions
      @DarksecretsConfessions  2 месяца назад

      @@fadzaidickson58 it’s so true, u pay wth yo life

  • @FlorenceCount-nl1uc
    @FlorenceCount-nl1uc 2 месяца назад

    Mberengwa ndiko kumusha kwangu shuwa pakaipa 🙅

  • @ruthpartridge6314
    @ruthpartridge6314 2 месяца назад +1

    Zvakawoma shuwa this world hey

  • @SenzeniMapiye-mj7hc
    @SenzeniMapiye-mj7hc 2 месяца назад

    Mai prime suspect coz vaisarohwa pairohwa vamwe😂

  • @PaidamoyoMunyanyi-j2b
    @PaidamoyoMunyanyi-j2b 2 месяца назад

    Sisi vakanga vakaromba,zvaizikanwa namai ..zvairova vanhu zvinhu zvasisi vakakanganisa mhiko yavo yekuromba

  • @luckysibanda3133
    @luckysibanda3133 2 месяца назад

    Ma kunyanya ku comenta ma confection enyu akubhohwa

    • @DarksecretsConfessions
      @DarksecretsConfessions  2 месяца назад

      If I dnt comment ,its a problem,if I comment its a problem.
      What should I do?

  • @preciousmartin9502
    @preciousmartin9502 Месяц назад

    Pane akamboenda kwa Prophet Miracle Paul aine nyaya yakadai aķasunungurwa go and get help

  • @linetmunyoro9124
    @linetmunyoro9124 2 месяца назад

    Ndadzwa zveintiative zvekubatsira vanhu zvamati mukuda kutanga woo saka ndati ndivhunze kuti murikupi

  • @brightonchiyangwa2038
    @brightonchiyangwa2038 12 дней назад

    it's unfortunate that vanhu vanoda rubatsiro rwemushonga zvakare kuri varambe vachiita zvivi zvavo. mmmm gys the solution was given 2025 years ago! Denounce the devil and all his ways and accept the Lord Jesus Christ, every situation changes instantly! Jesu ndiye samasimba anosunungura pose pakasungwa uye anovhura pose pakavhariwa.

  • @margaretmoffat4701
    @margaretmoffat4701 2 месяца назад

    Yellooow aunty maswera

  • @kevzams
    @kevzams 2 месяца назад

    N'anga dzacho dzinowanikwa kupiko.

  • @TariroHunduza-ts6gv
    @TariroHunduza-ts6gv 2 месяца назад

    Kkk tetekaa hanzii aaa eeeee

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 2 месяца назад

    Chokwadi aunt vanhu the react differently

    • @DarksecretsConfessions
      @DarksecretsConfessions  2 месяца назад

      @@NyaraiKaiyo Nyati wangu❤️❤️❤️I actually mentioned yo name today

  • @YvoneChitambwe
    @YvoneChitambwe 2 месяца назад

    How are you aunty

  • @PrimroseLovedTamanikwa
    @PrimroseLovedTamanikwa 2 месяца назад

    Maswra sei tete yes nhamo iriko asi kune vaya vasina kana chekubata pls ngavabatsirwe

  • @passionmuyengwa7784
    @passionmuyengwa7784 2 месяца назад

    #1

  • @RayStockel-m5m
    @RayStockel-m5m Месяц назад

    Ndinotenda nepfungwa yenyu Tete kanazviri zvekubatsira hama inotambura hapana chakaipa Ini pachangu ndinotsigira pfungwa yakanaka kudai asi zvinoda kuti imi chivhurai group anenge asingadi anozvibudira hake mugroup tinozoda account number yenyu munhu kana abvisa Mari yake Mari iyoyo ngainyorwe mu column re vanenge Va bhadhara Mari tikadaro zvinenge zvajekera munhu wese munhu kana abhadhara Anokanda proof of payment mu group

  • @TshilidziRamovha-e3e
    @TshilidziRamovha-e3e 2 месяца назад

    Tete ndokukwazisai munoverenga zvodadisa

  • @FlorenceCount-nl1uc
    @FlorenceCount-nl1uc 2 месяца назад

    WekuZaka tete isu tinotambura tichishanda Saka hazvifanani nevari Zaka askana.

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 2 месяца назад

    Tete this family ngaitume nhume kun'anga via SMS.

  • @josephinechapfimvira1930
    @josephinechapfimvira1930 2 месяца назад

    Hanzi varikuZaka kupi kwacho nhai tete. Zaka ndookumusha

  • @ClaraChuma
    @ClaraChuma Месяц назад

    Hezvoness

  • @BeePhiri-q3i
    @BeePhiri-q3i 2 месяца назад

    Hallo tetes

  • @DarkStories-M
    @DarkStories-M 2 месяца назад

    Yoo zvakaoma

  • @Tinashe-i9g
    @Tinashe-i9g 2 месяца назад +1

    2. Neweyo uchinyanya find help first enda chipinge or binga. Hayisi ngozi here iyi

  • @linetmunyoro9124
    @linetmunyoro9124 2 месяца назад

    Murikupi

  • @charlesphiri4150
    @charlesphiri4150 2 месяца назад

    Sister they use Jesus name to fool people.

  • @SenzeniMapiye-mj7hc
    @SenzeniMapiye-mj7hc 2 месяца назад

    Hmm second confession ma1

  • @ogahrunesushonhayi6063
    @ogahrunesushonhayi6063 2 месяца назад

    Tete imi musanyepera vanhu.jesus is a myth and he never existed.

    • @DarksecretsConfessions
      @DarksecretsConfessions  2 месяца назад

      @@ogahrunesushonhayi6063 We have different beliefs,I wll respect you and yo opinions and yo beliefs and I expect you to do the same