Ndakamutsa Vanhu 5 Vakange Vafa, Ndinogara Ndichiona Jesu, Hama Dzave Kuti Ndiri Muroyi Ndavapedza

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 12 май 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Комментарии • 265

  • @rosemushambahwedza765
    @rosemushambahwedza765 Месяц назад +19

    Elizabeth unogona kutaura nevanhu uchivapa chiremera, excellent interviewing skills, unogona, keep up the good work munin'ina 👏🏿👏🏿👏🏿

  • @nyashavizharona3930
    @nyashavizharona3930 Месяц назад +19

    Gogo ava ndona sevari innocent ini,also she is not justifying herself.

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 Месяц назад +4

    She is blessed gogo. I also experience the same. Im mupostori and have been seeing Jesus. I have walked with Him and seen him. Zvinoda munhu anonamata 6 times daily and kuregerera and moyo muchena.. haa i feel so blessed that in 2017 i died and Jesus took me to heaven. Jesus also told me no to makeup..no wigs or braids..no trousers. Vanhu panyika varikuita madaramusi..kuti upombwe neurombwa.....I prayed for zvirema zvichipora..i thank God for this blessing....in 2011 God spoke to me in a dream like He did to Moses...Gods voice is like Thunder ..one would think the whole world heard Him but only his voice was for me. I have seen Jesus more than 100 times

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Месяц назад +7

    Elizabeth my sister keep going good work basa urikubata zvechokwadi gogo vakachena pachokwadi asi munyama chete

  • @user-wr6oo2wp8h
    @user-wr6oo2wp8h Месяц назад +7

    Gogo ava munhu ,wamwari,, hapana chavakabata maoko avo akachena,mwari avaitire nyasha

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436 Месяц назад +11

    Gogo kana mazonzi ngatifambei musaenda kweiyo n'anga inemukurumbira munonotorerwa chipo chenyu mukatakudzwa zvisakarurama.....ndotenda mambo Mutasa nekundivhura meso nepfungwa

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Месяц назад

      Vanogona kukurasa mambo Mutasa ivavo hazvirevi kuti zvese zvavataura ndizvo cz vanowanza chirungu vanopotsa zvimwe but vanhu varikutoyambuka zviripachena kun'anga yaurikufunga iyoyo chandoziva munhu akaromba anogona kuzvidefender big time sababa vaya vekuti mushini hauchashanda so out of 9 family members why murume iyeye ega itsotsi murume uya pamwe mushini wakafa kare kare vakuda kungozvivhikirira but uchaona kuti dzichabatwa futy kwaMukotsanjera

    • @beularwodzi9750
      @beularwodzi9750 Месяц назад

      Anoroya hako murume uya vakadamburira Mai iya yaida kutaura zverazor fut

    • @dakawangu4490
      @dakawangu4490 Месяц назад

      Kkkkk ndeipi tiziwewo

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Месяц назад +3

    Elizabeth you are a star Gód bless you more

  • @darlingtontshuma9660
    @darlingtontshuma9660 Месяц назад +9

    Elizabeth na Elizabeth very good interesting conversation, this is like Mbuya ne Muzukuru wavo telling muzukuru stories

    • @ElizabethNyaguyo
      @ElizabethNyaguyo Месяц назад

      thank you so much keep watching

    • @beyondhope2351
      @beyondhope2351 Месяц назад

      Eliza please come to my inbox ndiri kuda kubatsira gogo avo. Thank you

    • @user-ie9em6fs1b
      @user-ie9em6fs1b Месяц назад

      Eliza pliz ndipewo no dzagogo avo

  • @yeukaimahurevana6284
    @yeukaimahurevana6284 21 день назад +1

    Gogo ava vanobatsira zvamwari chaizvo ndaive neighbor yavo,nw ndave SA.Mwari ngaawedzere makore enyu gogo vanhu vayambuke .

  • @zanelencube8003
    @zanelencube8003 Месяц назад +13

    Asi mbuya ava imi hapana chaanoziva anemoyo wakanaka anoda rubatsiro vanhu vamwari

  • @user-oj6dt3is5y
    @user-oj6dt3is5y Месяц назад +16

    Every herb nderamwari kana bible rakadaro,,chinoita rizoshata ndezvawarishandisa iwe somunhu , varungu vakaritora vakaita mapiritsi.

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Месяц назад +20

    Gogo varikupiko ndinoda kuvatenda nekuda kwe an amazing level of intelligence yavanayo.

  • @user-wr6oo2wp8h
    @user-wr6oo2wp8h Месяц назад +4

    Gogo ,mwari achakuitirai nyasha,,kudai vabereki vangu vataura uye kumira pachokwadi semwi ndainamata mwari nekusinga peri,

  • @RennyManzinde-vf6vj
    @RennyManzinde-vf6vj Месяц назад +19

    Vari papi pacho ndakutoda kuvaona gogo pamwe ndingabatsirika

  • @tabethmukombe
    @tabethmukombe Месяц назад +4

    Elizerbeth kuita kunga mukoma Robert kugona kwako ukuteera tsoka well done

    • @ElizabethNyaguyo
      @ElizabethNyaguyo Месяц назад

      thank you so much yah kuteedzera matsimba akanaka sure

  • @user-ne5cx1ze3j
    @user-ne5cx1ze3j Месяц назад +5

    Very intelligent sounds genuine

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii Месяц назад +4

    Gogo vanobatsira

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 Месяц назад +2

    Elizabeth the journalist unogona wena basa you're the next Prisca Utete❤😂 you go girllllll

  • @user-gu5zc6vi3k
    @user-gu5zc6vi3k Месяц назад +2

    Elizabeth Jeso haangooneki hama yangu, vakachena pamoyo ndivo vachaona Mwari, ukasangana na Jeso usina kuchena unofa

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 Месяц назад +5

    Gogo Elizabeth very innocent kuchembera haizi mhosva Zimbabweans needs educational information about nyaya yekungonenera vanhu vachembera huroyi it's very sad .ko iwe mangwana wachembera unozoda here kuita go through this.?

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Месяц назад +2

    Machira akambozorodzwa asi zvino nguva yekuti achishanda yakwana. Machira ngaakumikidzwe zvekare mudzimu uturike.

  • @ianchirowodza1380
    @ianchirowodza1380 Месяц назад +3

    God bless you gogo humble soul

  • @RakiZandonda-iv4hj
    @RakiZandonda-iv4hj Месяц назад +15

    What a combination of 2 Elizabeth this was so interesting i enjoyed this program, gogo vanatsotaura zviri pamwoyo pavo I think vanoda gogo Shumba vabate dare iri kwana Kanengo na Tasvu vanoita kakumanikidza vanhu kupupura zvavasingazive but gogo Shumba havadaro vanoita zvinondigutsa kana sekuru Achapola ndofarira matare avo, ndoda kuti sister Elizabeth ramba wakadaro basa unogona 🙏

    • @ElizabethNyaguyo
      @ElizabethNyaguyo Месяц назад +2

      thank you so much keep watching

    • @nyaraitaderera9369
      @nyaraitaderera9369 Месяц назад +3

      Vanhu ivavo vawataura Chavo varipabsa varikutsvaka cash chete vakatogadzira Zita ukadzwa Mari dzavanotaura huye don't

    • @joycemagariro3613
      @joycemagariro3613 Месяц назад

      ​@@ElizabethNyaguyowakanyanya mskanaunogona basa.

    • @LegOfGal001
      @LegOfGal001 Месяц назад

      You can say that again, vanoda those two shuwa haaa vamwe ndana torai mari Utd.

  • @user-gu5zc6vi3k
    @user-gu5zc6vi3k Месяц назад +3

    Elizabeth u are so humble, and I love ur journalism skills

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Месяц назад +5

    Ndosa zvichinzi mapositori anoshandisa mudzimu ku porofita ....ndiwe wega wataura chokwadi mai awa

  • @faithmutumwa5446
    @faithmutumwa5446 Месяц назад +3

    JESUS CHRIST COMES IN DIFFERENT FORMS MY SISTER

  • @user-js6qd5uj7l
    @user-js6qd5uj7l Месяц назад

    Gogo awa vari very trustworthy and intelligent ❤❤❤hawawanze

  • @leogumbo367
    @leogumbo367 Месяц назад +11

    This grany she is very humble shemu

  • @ArnoldRichard-xl1xv
    @ArnoldRichard-xl1xv Месяц назад +11

    Mhoro sisi ,munopedza basa pamberi newe na mkoma Robert,munotigonera

  • @mercympofu9240
    @mercympofu9240 Месяц назад +1

    Excellent interviewing skills, very respectful, keep it up Liz

  • @evidencemakonza8828
    @evidencemakonza8828 Месяц назад +13

    This interviewer is going far,she's good...

  • @TracyMazai
    @TracyMazai Месяц назад +1

    Elizabeth wakuseri well done my sister

  • @user-dr1do7lm7n
    @user-dr1do7lm7n Месяц назад

    Well said pamushonga. Ini hapana chandinoona chakashata, nekuti mbuya vangu ini vaitenda mwari nevadzimu vavo.

  • @douglasgondo1795
    @douglasgondo1795 Месяц назад +3

    Mai vapupura chaizvo , kana chiri chokwadi ngavakomborerwe vabatsirike

  • @tawandamuzinda8427
    @tawandamuzinda8427 Месяц назад +4

    No comment zvinovanikwa kuZimbabwe chete izvi

  • @percychuma8424
    @percychuma8424 Месяц назад +2

    Imwe mivhunzo inobhowa. Ko handt zvinoitika Pana Mai ava ndezve pamweya hr. Ungati ndodavo kuona zvamunoona.

  • @user-bm8cn3dn7x
    @user-bm8cn3dn7x Месяц назад +2

    Ko tete shandirai mwana wehazvanzi aite mwana zvee amen

  • @memorymvundura7166
    @memorymvundura7166 Месяц назад +4

    Gogo vanemudzimu uripavari vanongoda munhu anoziva chivanhu avabatsire kuraswa kwwmachira ndiko kwaunza munyama pavari basa vanoita asi vanekusemwa ne nevanhu

  • @user-ji6ek5pm7d
    @user-ji6ek5pm7d Месяц назад +3

    Kusaziva kunenge kufa makatuka vadzimu nekuzorodza machira munotopinda busy gogo midzimu haitukwe

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka Месяц назад +17

    Mozambique ndoo kunobikwa huroyi huchi pfachukira paChipinge to Zaka

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 Месяц назад +4

    Vanhu ivavo vakanga vasina kufa kwatinoziva.

  • @lovenessmasango7535
    @lovenessmasango7535 Месяц назад +1

    Sis Elizabeth endesai Mbuya Ava kwaGogo Shumba

  • @Myprinceof
    @Myprinceof Месяц назад

    Hiii this gogo is very humble

  • @matthewchikaka3946
    @matthewchikaka3946 Месяц назад +3

    Ipai dare iri Kuna Mbuya Zaruramasango

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y Месяц назад +3

    Eliza usashungurudze gogo awo nenyaya yamambo jesu apo wakutadza basa

  • @user-up6uv7hg2n
    @user-up6uv7hg2n Месяц назад +3

    Nyaya iripo gogo kuroya zvatova zvimwe izvo chandaona machira haana kufambiswa zvakanaka emudzimu awo munhu akakugadzirirai haagone saka muri kufanira kuita zvemudzimu chaizvo

  • @ClarahNyakabau
    @ClarahNyakabau Месяц назад

    Eish vanaa wawo wese wakashaya ma1

  • @WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh
    @WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh Месяц назад

    Vaendesei kwasekuru Tasvu.

  • @beularwodzi9750
    @beularwodzi9750 Месяц назад +1

    Gogo nekutenda ndoda kukuonai mwari vakuchengetei dakara tasangana

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 Месяц назад +1

    Sham zvakaoma hazvo mwari tiwanireiwo nyasha ....kana gogo muchinamata pasina chibatwa batwa ...rambai muchinamta .....

  • @BarbraMutize-dy5fb
    @BarbraMutize-dy5fb Месяц назад +3

    Gogo vanoda kuendeswa Kuma svikiro not n'anga no kuti varoyi dare ravo rinoda ma svikiro isvikiro guru renyika iri kana vaiona nehanda

  • @EstherChivende
    @EstherChivende Месяц назад +5

    Mbuya machira haraswe mafanirwa kufamba nechivanhu kwete chipositori kurwara kwamakaita ipanishment iyoyo ,dzoserayi machira pakare zvinhu zvinokufambirayi

  • @NatalieMusekiwa
    @NatalieMusekiwa Месяц назад +2

    Ukashandira Mwari hautambure never jesu akatanga aropafadza vana peter ndokuzovapa bsa hazviko izvi

    • @tatendakunedzimwe4509
      @tatendakunedzimwe4509 Месяц назад +1

      razaru waiva sahwira wajeso mbune asi waikaregwa akafa... akazotambura zvekudaro ...mukuverenga rip sis

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 Месяц назад +1

    Pamberi nebasa gogo but nguwo tsvuku inorukwa musoro ndopandoshaya kuti how cone

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y Месяц назад

    Ndezvwmweya eliza

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Месяц назад +1

    Machira emudzimu haangoraswa ne nzira yawakaita

  • @veronicamarowa6584
    @veronicamarowa6584 Месяц назад +1

    Well done Elizabeth unogona hako not uwe iya anotangira nyaya pakati asina kumbomhoresa maviewers 😂😂

  • @leightachiveyi9907
    @leightachiveyi9907 Месяц назад +3

    Gogo I think mune mudzimu zvechipostori izvi ummm zvisiyeii I hope hamuna kubata chete machira makarasirei?

  • @AliceGora
    @AliceGora 20 дней назад

    Love u gogo😊

  • @user-vg7sv9vb9d
    @user-vg7sv9vb9d Месяц назад

    Amen

  • @balistenbmbolam7809
    @balistenbmbolam7809 Месяц назад +2

    Dai varimai vangu zvangu,chero zvikazonzi mai ava vanoroya haaa mashoko avo haaa kubvarura mashoko... chokwadi chakadai so handisati ndambochinzwa kumunhu wechikuru wakadai

  • @Hessytomukai
    @Hessytomukai Месяц назад

    Gogo imimi muchitsvaga vanikubatsirai inini ndikudawo kutouya kwamuri nditori nedambudziko rangu

  • @memoryfarirepi5374
    @memoryfarirepi5374 Месяц назад

    Gogo varismart mumba makachena

  • @SarahMuneri
    @SarahMuneri Месяц назад +2

    Madzimai tokumbira number

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 Месяц назад +6

    I think gogo vari innocent ava. I might be wrong though.

    • @annietakaedza7425
      @annietakaedza7425 Месяц назад

      Yeah nokuti vamwe vanoti kana munhu achembera anoroya

  • @nomusasiwela9621
    @nomusasiwela9621 Месяц назад +2

    Tiri kudzidza shuwa

  • @pereraiphiri3447
    @pereraiphiri3447 Месяц назад

    May God fight for you gogo,it's not a easy battle,

    • @user-gu5zc6vi3k
      @user-gu5zc6vi3k Месяц назад +1

      Whoever anoti anoshanda negirazi or whatever chaanoti igirazi zvineurombwa mukati, unonoshandirwa hako on ur own risk, havasevenzi nemasvikiro edu echivanhu or vanozopedzisira varomba

  • @LegOfGal001
    @LegOfGal001 Месяц назад

    Yea gogo ava ndaona pakaita error yavo yakuzodzoka vakunangwa. Havaifanira kuzorodza machira uchipa vaporofita vachiti vazorodze zvinhu zvakatambirwa mumusha semudzimu. Unomachengeta wega pausingabate bate or kupa vabereki kuti vachengete now mudzimu uyu ndikuona ndiwo wakuvapa jambwa kuti vapagadzirise zvakanaka.

  • @PatienceMachuma
    @PatienceMachuma Месяц назад

    Unogona bs mufana wangu

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 Месяц назад

    Hari dziripakirawa dzinemishonga idzo. Endai navo kun'anga mugoona kuti havabatwe here

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Месяц назад

      Ko varamba here kuti mushonga havacheri kana pane hurombwa inga vataura wani kuti kana zviripo ndibatsirei

  • @WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh
    @WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh Месяц назад +3

    Gogo vanechipo chavo ava,Mwarianokudai gogo musabviswa panaMwari nevanhu pamberinebasa raMwari. Kubudakwamaita inikwandiratidza kuti makachèna. Hamenovo pamwe munoshandiswa musingazivi. Bhora mberi gogo musatya.

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Месяц назад +3

    Machira ndo apanduka midzimu yakatsamwa ndozvakuuraya

  • @FaithDhori-sw8hu
    @FaithDhori-sw8hu Месяц назад +2

    my love Elie haaa ndikasakuona handinzwi mushe love you my sster

    • @ElizabethNyaguyo
      @ElizabethNyaguyo Месяц назад

      thank you so much nerudo rwenyu keep watching

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y Месяц назад

    Machira haana kuzororodzwa gogo makakanganisa ipapo

  • @stephenmazhetese
    @stephenmazhetese Месяц назад

    Mwari dei avabatsira gogo ava

  • @thulanikatukwana2682
    @thulanikatukwana2682 Месяц назад

    Nzvimbo ikutaurwa nagogo avo ndoiziva kwaitogarawo hama dzangu sekuru vakabereka amai vamai vangu

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y Месяц назад +2

    Carrot madzimai wekumasowe

  • @tapiwamungate7448
    @tapiwamungate7448 Месяц назад +1

    Gogo vanowanikwa kupi

  • @user-ie9em6fs1b
    @user-ie9em6fs1b Месяц назад

    Ndipeiwo no dzgogo 57:51 57:54

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 Месяц назад +3

    Eliza unogona basa hako❤

  • @andrewww9210
    @andrewww9210 Месяц назад

    Yaas the struggle is real

  • @prachie937
    @prachie937 Месяц назад +5

    Ava gogo avaka 🤐🤐🤐

    • @conniejam5575
      @conniejam5575 Месяц назад

      Kkkk nyeredzi nomwe aaa mumwe wacho akandi shungurudzwa asi achinamata

  • @leightachiveyi9907
    @leightachiveyi9907 Месяц назад +5

    Eliza u are a good journalist

    • @ElizabethNyaguyo
      @ElizabethNyaguyo Месяц назад +1

      thank you so much keep watching more stories are coming

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara5176 Месяц назад

    Vana vese pasi gogo

  • @user-pf7yd8qj7g
    @user-pf7yd8qj7g Месяц назад

    Ko zvavari kutaura zvekumusha kwangu nhymi

  • @user-ie9em6fs1b
    @user-ie9em6fs1b Месяц назад

    Eliza pliz ndokumbirawo no dzagogo avo

  • @audreychikukurume7248
    @audreychikukurume7248 Месяц назад

    Zvirikutaurwa nagagogo izvo ndoozvimwe Chete nenhorondo dzatinowerenga muma bible.
    Kungoti isu tirivanhu vatema hakuna anokwanisawo kunyora zviitiko seizvo zvrikutaurwa nagagogo. Pwere dzigozokura dzichiziva zvakaitikawo.ndoo paunoona kut varungu vakati colonieser pfungwa dzedu.gogo Mwari vakuchenesei makatumwa zvachokwadi

  • @peacedrael400
    @peacedrael400 Месяц назад

    I saw Jesus,he is alive in the reals of heaven

  • @julijoymasiyemvuramasiyemv7591
    @julijoymasiyemvuramasiyemv7591 Месяц назад +2

    Havaroyi eliza gogo vanopomerwa nekuti vakarasa machira ngavabike doro abo vatange kurapa

  • @felistasmutambirwa921
    @felistasmutambirwa921 Месяц назад

    Ini handina kudziona number dzagogo paScreen hapana chinhu apa mukoma Robert Tapfumanei

  • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
    @NyaradzaiMutuvi-co9jg Месяц назад +1

    Chinondirwadza nyaya dzekurotesewa unotoudzwa dambudziko asi nyange ukanamata sei zvinhu izvozvo zvinongoitika chete sei zvisina kundiso

  • @sarusoko9785
    @sarusoko9785 Месяц назад +1

    Sorry 😔 gogo Mwari vakuwanirei nyasha gogo

  • @alexanderkapiya7389
    @alexanderkapiya7389 Месяц назад

    Mwari vanoshandisa wavanoda havo kuita mbiri hakusiriko kubatsira. Kana vaine huroyi aiwa zvinobuda pachena but ndirikutoona mavapa basa hombe revanoda kushandirwa pasina kubhadhara paEpworth apo

  • @Temimediatv
    @Temimediatv Месяц назад

    Ndokumbirawo kushandisa wo ma videos eyu va Robert

  • @user-he4yo1cs1p
    @user-he4yo1cs1p Месяц назад +1

    Mogona basa Eliza, good questions

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo Месяц назад

    Ummmm pane nyya kna vana vavo vese vkashya nerimwe divi myzukuru ari right pmwe ivo vakushndiswa nemachira avoo pane nyyaaa hombee vazukuru hvapenge nguwo tsvuku yakurukwa mabraids hre

  • @user-xx6do2rc1h
    @user-xx6do2rc1h Месяц назад +1

    Ndaana sekut gogo variInnocent zvavo
    Tinokumbirao nmbr dzavo tatambudzika tibatsirweo😢

  • @stanmike1004
    @stanmike1004 Месяц назад

    Mapostori nen'anga vanhu vamwe vanongosiyanisa mapfekero nemaitiro mukubatsira vanhu

  • @user-wk1vo8ss5d
    @user-wk1vo8ss5d Месяц назад

    I can well relate to this. ini sadza repasi peMuhacha ndakaridya kakawanda ndiri mwana mudiki ndichifudza mombe

    • @user-rz4xd9cu1v
      @user-rz4xd9cu1v Месяц назад

      Really. Great. Kupi

    • @user-wk1vo8ss5d
      @user-wk1vo8ss5d Месяц назад

      @@user-rz4xd9cu1v Wedza area

    • @lovenessmasango7535
      @lovenessmasango7535 Месяц назад

      Sure here hama. Maingopihwa chete here kana kuti maikumbira. Ndofarira kuziva zvepasi chigare zvekuti nekudzidza

    • @user-wk1vo8ss5d
      @user-wk1vo8ss5d Месяц назад

      @@lovenessmasango7535 Taikumbira wena tobva tageza maoko mumhango tomirira tozongoona sadza ravepo nenyama yehuku asi raive mundiro dzemiti

  • @tapiwamungate7448
    @tapiwamungate7448 Месяц назад +1

    Gogo vane chipo chisina kuvanzika kuvarwisa unoita nhamo hombe