Please! Must Part 2.., Frankie! I don’t know what to think about this. But big or young brother! Keep it up for your siblings! Parents! Parents..! Parents..!! That must stop! 🛑 Period!
Apa mai iyi ikutorwara yakuita kunge nhetemwa, mhiko ndidzo zve dzekubikira zvisngaoneki asi muchiona zvadyiwa. Maikohweiko apa murikungotambura dai maikohwa ingadai muine zvinobatika coz u wl be selling g
Bible says stay away from all appearance of evil 1 VaTesaronika 5:22-23 KJV Regai zvakaipa zvose. Iye Mwari werugare amene ngaakuitei vatsvene zvakazara; Mweya wenyu wose, nomwoyo uye nomuviri zvichengetwe zvisina mhosva pakuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu. 1 Thessalonians 5:22-23 KJV Abstain from all appearance of evil. And the very God of peace sanctify you wholly; and I pray God your whole spirit and soul and body be preserved blameless unto the coming of our Lord Jesus Christ.
Reporter, I think you are pre-emptying too much information from the family, it makes one lose interest . We want to hear from Sekuru then family yozo confirm.
Kanjani kuzotsanangura kunge vaiita zvinhu zvisvinu...demo nebhemba wakagona chikomana otherwise maipedzwa mese netuvanhu utwu🙄..welldone brother's keeper👏👏👏👏
Brave man,thanks for standing up for your brother.
Akanyanya uyo kubata demo chaiko
Demo ne bhemba ndizvo. Vanojairira varoyi ava. Ukaita soft vanokupinda muhembe mhuri ichipera one one. Welldone bamnini hona zvagadzirika manje kwauya mupedza zvose
5
4
Nyangatayani and Bunzamukombe these 2 tategurus are super.
Nasekuru Amadu futi
I agree with you 💯 👍 👌
@@nyaraitaderera9369What about Zii-Tateguru Tasvu! The Gods of the Jungles! Pamberi navhovhese! 🫡✊✊
❤❤Kanengo ❤❤
Kkkkkkkkkkkkkk you are saying the truth ❤❤❤ they don't play games they face the bull by its horns hapasekwi apa
😂😂chigona muroyi i bhemba kubva nhasi 😂😂🎉
I love the calmness ya Sekuru veduwe
Ko shato inoshandiswa futi nevaroi strange......well done sekuru ❤
My brother Wesere good well done mibvunzo yenyu kana une moyo wakaipa unopfava nekuti munobvunza zvinoita kuti muroyi azvizvore
Anogona zvokut
Please! Must Part 2.., Frankie! I don’t know what to think about this. But big or young brother! Keep it up for your siblings! Parents! Parents..! Parents..!! That must stop! 🛑 Period!
Thank you
Waiting for part 2
Keep up the good work brother Frank. 🎉🎉🎉🎉
Thank you
Zvinorwadza chaiko kuvanaa vanenge vachishungurudzwaa nezvunhu zvavasingazivi.
Well done brother masunungura vana
My favourite sekuru Nyangatayani vakandimutsira munhu akafa ndakatarisa
Ibhuru iroo Nyangatayani anogona
Sei muchitanga mabvunza vanhu dambudziko ravo
Vabvunza varipanyama not mudzimu
Hanzi ndakatya kufa asi kuuraya vana haa tumadhara netumbuya utwuka zvakaoma chokwadi
Reporter u are doing great
Thank you so much
Ndipei part 2 yacho tipedzise
Yaa a ndiwe wega pazana Mwari ngavapindire mkoma vaite zvakanaka unerudo aramba wakadaro
Mkomana uyo anoziva kurapa mroyi
Kana neni ndirimu sabadha asi i believe in evil spirit kuti zviriko through watching this video's
Sekuru Nyangatayini to the world, Very humble.
Mai vanonyepa ava vanoziva chunhu chavaibilira
Hahahahaha anasekuru ava kana vasina nguwo dzebasa haaa zvokwadi havatyise love you sekuru Nyangatayani pamberi nebasa
Ichiri mozambique yoga here zvatekeshera nayo zim yachooo,asi mukoma Robert totenda chose
Makagona vakomana. Vanaamai wedu ngatisavarambirei.vose ndozvavatori.vachinyepedzera kunamata
Of all the comments here this one watara zvechokwadi .
Sometimes vabereki vanotijairira ndozvavanoda kumboitwa so 🗡️⚔️⚒️zvengozi zvinozoonekwa mberi apo totangira ipapo
True ini ndiri kutofunga kudaro.
Apa mai iyi ikutorwara yakuita kunge nhetemwa, mhiko ndidzo zve dzekubikira zvisngaoneki asi muchiona zvadyiwa. Maikohweiko apa murikungotambura dai maikohwa ingadai muine zvinobatika coz u wl be selling g
Well done mukoma Robert and sekuru Nyangatayani
Pakaipa nyoka inodya porridge, haaaaa mwari chidzokayi nyika yenyu yatakura zvinoyera
Uuuuuum zvakaoma,ko mukarima musina mishonga hamukohwe hr
Iyi mai inonyepa haungabike porridge rausingazive kuti rikudyiwa neni nhema chaidzo muroyi wemunhu
Vairoya vese nemurume
Big up to the brother ndopanoti hama apa. Hopefully anopora shame
Sekuru Nyangatayani vahombe ndapa kutenda
Vanhu ngavabve vese Ava vari kunzi nyararai havasi kuterera vadzingei mheni vanhu ava
Uuuuuum vanhu vekumoza ndavakoniwa kune masabhuku hr uko kn chief vanhu vasinganzwe kt nyararai
Media mibvunzo yenyu yakawandisa. Regai sekuru vashande basa
Sekuru Nyangatayaniiiiiiiiiiìiiiiiiii ❤❤❤ bhora mberi
Muroi anotya kuurawa good job mkomana
Wellcome back sekuru Nyangatayani original kwete ve fake vaye
Exactly
Thank you Sekuru basa raka oma iri
I love you sekuru Sando dzenyu idzo🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Ndatya hangu this is not a drama, yanga iri mupillow apo yakaita kusonererwa sekuru vaita kutocheka pillow but nyoka yanga ichirarama irimo
Bible says stay away from all appearance of evil 1 VaTesaronika 5:22-23 KJV
Regai zvakaipa zvose. Iye Mwari werugare amene ngaakuitei vatsvene zvakazara; Mweya wenyu wose, nomwoyo uye nomuviri zvichengetwe zvisina mhosva pakuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu.
1 Thessalonians 5:22-23 KJV
Abstain from all appearance of evil. And the very God of peace sanctify you wholly; and I pray God your whole spirit and soul and body be preserved blameless unto the coming of our Lord Jesus Christ.
My favorite kule
Vanhu vose vakaungana but kana kuimbawo zvenyu. ....and. Munobhowa zvenyu
😅vana vanodzizivirepi nziyo dzemasvikiro
@@mtauser86 pane Vanhu vakuru apo ..... Saka vavingei .. noise chete
Wish l had such a brother ❤❤
Kna makati ndezve kunyepa sekuru vanopedza masports avo
Well done Nyangatayani
Thank u so much
Vane vanehushingi yooo kugara nechikara chakadai 😮
well done sekuru toisa maoko tateguru
Please mukoma Robert when there is something like this dzingai vana uye hapana zvavari kudzidza wana wadiki
Part 2 sekuru tanirira
Kukohwa kwacho mukazoitei
Inindoshaya kuti munhu anotsvaga huroyi apa anogara mudumba😂😂😂😂😂
Satan akangwara unomboziya.kuita kushandiswa naye chawazowanawee apana apa makore hobho uchimushandira
Takamirira part 2 Sekuru Nyangatayani
Mozambique mozambique mozambique!
😂🙌🙌
Dai riri firimu ndairipa Zita rekuti man from shurugwi
Ko tuwavana kuzowanda kudarika vanhu vakuru manje🙈🙌🙌🙌
Imiweee zvakaoma apa tutema sey 😂😂😂
Amai avo vanonyepa vanoziva sei vaichibikira perigee yavari kutaura vaite back to sendai vanotaura chokwadi
Mmmm ku Mosken kunozvarwa akomana heeeyi kkkk pari kuita kunge pa assembly pa chikoro😂
Kkkkk imagine.... twuvana hobhoooo
😂😂😂aaah ndaseka
Kkkkkkkkkk havaende kuxl vanoita basa rei kunze kwekuzvara jkkkk
Bvunzai mibvunzo mosiyawo imwewo yekuti asekuru vazoite basa,zvinozoita sevaudzirwa kare
Uri right,ndazvipicker woo...ore interview inoita seyaudzira sekuru zvese
Simudza demo chikomana vanojairira vanhu avq
Vanhu ava ndevemusha here or village yese uye vadaidzwa nani pamba pemunhu
Vemedia vanowanza mubvunzo kumatare please itai munhu abatsirwee mozoita mainterview enyu
Hanzvadzi Robert basa sebasa ❤
Mudzimba makasenga umo chirakapiti chenyoka😢😢😢
Asinganyarare vamwayei mavhu
Vanhu venharaunda noise eish,nxt tym itirai mumba aah atisi kunatsonzwa
Zvakaoma hazvo
Munin'ina ane rudo ndovimba sekuru vachavabatsira
Yhoo inga zvakaoma hzvo chokwadi kugara nechikara chakadii soo nhy mwari unoziva ndapera kushaya simba chokwadi what about mhuri yacho ma1 chaiwo chokwadi
Muri kushanda mkoma Robert
Tuvanhi tweku Moza tune ruzha
Regai mapostori achitya kubata hangazvigone izvi
Enda kukaranganda nasekuru mukotsanjera unoona kwakazara mapostori achibatirwa _zvinhu
@@user-qt6sz4zf7r ndozvandareva Kuti mapostori haagone kubata zvikwambo vanotya zvinotoda Vana sekuru
Reporter, I think you are pre-emptying too much information from the family, it makes one lose interest . We want to hear from Sekuru then family yozo confirm.
Ivo sekuru ndovabvunza vanozviitirei toziva sei kuti vanoona ivo vaudzwa nyaya yose
Ko mati hausi wenyu dewa baba maizoxiva sei milo dzacho mai itsotsi
size yavo ambuya avo vasinganamate ngavatsvage Mwari achawanika
Baba manje kkk pakaipa kamwana kakawomera kapinda busy
Kkkk mai yacho haisi kana kumbogaya zvayo
Part 2 ngaiuye hayo
Yoweee vana kuwanda kudaro village iyi vanozvara havo ndatenda
Canaan nyabira
Why it seems like children they don't go to school
Vabereki vedu ava soo
Mozambique ndoiziva kunoroyewa zvekuti haaaaa unoti sorrry katatu
First time kuona Sekuru Nyangatayani vasina kupfeka ngundu mumusoro
Yowee inga pakazara twuvana twega twega asi yaiva holiday kani
Chii chavarikudedera mbuya iyi huroyi ka uhu ko makadii kuudza vana. Venyu
Kuita mbiri yekuuraya hama vamwe vachiita mbiri yekutamba bhora kkkķkk
Mupedza zvose aiwa tinotenda sekuru nyangatayani ne basa ramunoita
Nest time mukoma itirai mumba panze vanhu vanonyangadza
Robert Tapfumanei nevanhu vako vengwindo ava hamuzi kumira shuva kkkkkk😢😂😂😂😂😂
Ummmmm ma1, kubika porridge muchiti murikupa chii nhai maiguru, vanhu vakatakura weduwe apa vachipedza hama nhai Mwari wangu
Sharia law ,good brother
Hanzi askasapora hazvipere mushe. Lol. Yaaah. Uyu mfes haana time yesketch
Kumaprazi kukuzvarwa vana ummm hona mazariro akaita vana
Ziso ramai avorekuroya chaiko
❤❤❤❤❤
Ndosaka mvura yoramba kunaya..huromba rwanyanya