Комментарии •

  • @RakiZandonda-iv4hj
    @RakiZandonda-iv4hj 2 месяца назад +21

    Gogo ava very humble vanoda kubatsirwa zvechokwadi from day 1 ndakavaona kuti munhu anoda help nekwamavaendesa kwacho ndokwaida dare ravo, thanks to you Mr Tapfumanei for helping gogo avo,👏👏👏

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 2 месяца назад +15

    I like Gogo vanobuda pachena zvavari
    Sekuru Shumba maitabasa ❤

  • @user-hr1oi7ux6f
    @user-hr1oi7ux6f 2 месяца назад +12

    Gogoe is a very humble lady may God help her❤️

  • @walter.w.vncube
    @walter.w.vncube 2 месяца назад +7

    Ndaisa manja kuna sekuru Shumba.Varikufamba nedare.Ndaisa maoko zvakare

  • @user-dr1do7lm7n
    @user-dr1do7lm7n 2 месяца назад +4

    Gogo mwari nevadzimu vakusunhungureyi, mune moyo akanaka kuda kusiya magadzirisira vazukuru venyu, kuti ravo remangwana ravo ringove rakanjeka.

  • @GwynnethMutsata
    @GwynnethMutsata 2 месяца назад +6

    Gogo vane shungu dzekubatsirwa veduwee and she came willing kuota zvese kuti vapone😢

  • @user-oi5ct8qr1p
    @user-oi5ct8qr1p 2 месяца назад +5

    Sekuru ndirikuuya munogona ndinokudai Gogo mazvita ❤

  • @freechipom
    @freechipom 2 месяца назад +1

    Mukoma Robert thank you for bringing shumba yebasa once more sekuru is good shame.... Ko sekuru vapinda neipi nhasi kupa madzimai doro ne fodya. Sekuru surprises me everytime. Keep up the good work Sekuru vedu. Havent seen any negative comments regarding vazukuru vakambo batsirwa yet ayewa zvotendwa

  • @kinboychizema2512
    @kinboychizema2512 2 месяца назад +2

    Mukoma Robert ndoshaya ndokutendai nei mwari ndiye anoziva zvaachakuitirai at first ndichiona nyaya yamadzimai ndakanzwa tsitsi ndikashaya kuti vangabatsirwe sei but mabva mavayendesa to the right person

  • @PrimaTauz
    @PrimaTauz 2 месяца назад +3

    Am glad gogo got help ❤❤❤ thank you Robert kkkk nhas atiskutukana

  • @robertapfumaneyi
    @robertapfumaneyi 2 месяца назад +4

    Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY

    • @user-vo6fz9lt6b
      @user-vo6fz9lt6b 2 месяца назад

      Ndokumbirawo number dza gogo avo vari kubatsira mai avo

  • @GwynnethMutsata
    @GwynnethMutsata 2 месяца назад +3

    Gogo mupostori very humble sbd gifted

  • @LegOfGal001
    @LegOfGal001 2 месяца назад +1

    Haaaaaaaaaa sekuru Shumba rambai makadaro hamumhanyisa or kutyisa vanhu sezvatinoona vamwee soo. Hope mucharamba makaita maintain that standard muchibatsira vazukuru zvakanakaaa.

  • @user-dw2zm4wv8o
    @user-dw2zm4wv8o 2 месяца назад +3

    Sekuru Shumba woyeeee uripa top 5🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏

  • @evansmatanda6711
    @evansmatanda6711 2 месяца назад +2

    Sir Wicknell should be helping vanhu vakadai mamwewo mapostori ayo kwete kuswero tengera vanhu vanazvo zvimota zvisina nebasa rese

  • @elliotmukozhojaravaza7508
    @elliotmukozhojaravaza7508 2 месяца назад +1

    Thank you I like sekuru Shumba

  • @WashingtonMbandaZW
    @WashingtonMbandaZW 2 месяца назад +3

    Haaaaaa sekuru Sekuru Shumba ishamhu ine munyu ndatenda zvangu

  • @shupikaicumbers5915
    @shupikaicumbers5915 2 месяца назад +10

    Sekuru Heavy Mapositori onwa doro Nekuputa Bute ### Sekuru

    • @NomsaNyama
      @NomsaNyama 2 месяца назад

      Kkkk ngavangosiya gamenzi iri nxaa

    • @shingiraikambarami1274
      @shingiraikambarami1274 2 месяца назад

      Haaaaaaa zviri nani hama handiti manzwa zvawaiita saka regai wanwe,kubata nekuporofita zvaiwe zvisiri zveDenga saka hapana chakaipa

    • @shingiraikambarami1274
      @shingiraikambarami1274 2 месяца назад +1

      Masvikiro nekuDenga i same cord handei chinodiwa Svikiro ne Mweya mutsvene zvose zvochenesa wakaremerwa

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 2 месяца назад

      @@shingiraikambarami1274 Masvikiro nezvitendo zvema Jews (Juda) hasvinakufanana uye hazvisi zvimwechete!!

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 2 месяца назад

      ​@@NomsaNyamaVagara vanosanganisa

  • @godalmightyismyeverything7031
    @godalmightyismyeverything7031 2 месяца назад

    I have never seen anyone so humble like gogo Ava zvese nasekuru vachooo

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 2 месяца назад +6

    Musadheerera mhondoro yekwedu, sekuru shumba.

  • @ianchirowodza1380
    @ianchirowodza1380 2 месяца назад +1

    Thank you sekuru shumba

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 2 месяца назад +2

    Ndafarira mabatsiriro asekuru shumba #1

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 2 месяца назад

    Shumba vatendwa naambuya vaitaura na jesu❤❤❤ shumba varemera dare ❤❤❤

  • @beularwodzi9750
    @beularwodzi9750 2 месяца назад +2

    Gogo shumba nhasi ndatenda chose matibatsira

  • @BrianDengwani
    @BrianDengwani 2 месяца назад

    Sekuru vangu mhondoro kudzwayi mabasa enyu makukutuu uyoo❤❤❤🎉🎉🎉

  • @noleendzapasi2226
    @noleendzapasi2226 2 месяца назад +2

    ❤ Love you Gogo Shumba
    Wish to drink Mavave nemi 1 day

  • @dianambuwayesango9017
    @dianambuwayesango9017 2 месяца назад +2

    Udzayi sekuru Shumba kuti venguwo tsvuku vanoshandisa bute nemishonga

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 2 месяца назад

      Vataura wani kuti nguwo tsvuku nesu vemasvikiro takangofanana kkkk.

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 2 месяца назад +3

    Maita rudo mukoma Robert ndiko kuti amai wedu wanamate zvakanaka wena hazvina mhosva chimbonwai zvenyu ,batsirwai zvipere mufambe zvakanaka

  • @andrewww9210
    @andrewww9210 2 месяца назад

    This gogo is very humble vanotaura chokwadi Sezvachiri , she needs help havatotivi zvakaitwa pavari

  • @KilfordGomba
    @KilfordGomba 2 месяца назад +3

    One love skuru vangu ❤❤🎉🎉

  • @TauraiMakwande-ng9gg
    @TauraiMakwande-ng9gg 2 месяца назад +1

    I like gogo shumba kana munhu akaita huroyi hewkupihwa vanotaura chokwadi havapomeri munhu kana kupa munhu mhosva sevamwe vanonwisa vamwe mudzepete kuti munhu arotomoke ataure zvaasina kuita by force shame

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 2 месяца назад +1

    Mawirirana sekuru shumba nagogo

  • @noleendzapasi2226
    @noleendzapasi2226 2 месяца назад

    😂vafura madzihwa ebute negemenzi Lol sekuru Shumba to the world 🥂🥂🥂❤

  • @AnnanyarieMugova-gx8cb
    @AnnanyarieMugova-gx8cb 2 месяца назад

    Sekuru ndinovapa sando yavo ndinotoda kusvika kwavari ayiwa mkoma Rob ndiraire nzira ndiri Joni

  • @magmat3363
    @magmat3363 2 месяца назад

    Sekuru Shumba muri gamba manwisa madzimai masese nekuputa bute, ndasarenda. Yep I don’t know what else to expect.

  • @user-rj3lf4tl8m
    @user-rj3lf4tl8m 2 месяца назад

    Madzimai that's good pamaita

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 2 месяца назад

    Madzimai man'ora...man was supper😂..bute mafemba.
    Nyafzokwevai mhepo takaipa ibude iyoo..
    Shaving re dona..harding bute..rakashata dona

  • @sarusoko9785
    @sarusoko9785 2 месяца назад

    Ndatenda zvangu sekuru shumba ndoda mashandiro enyu mukoma Robert pamberi nebasa

  • @mariabanda2415
    @mariabanda2415 2 месяца назад

    🎉Gogo shumba I like u❤

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 2 месяца назад +1

    Ichokwadi sekuru chembere dzakutadza kuchengetwa nevana nekuda kwemisengwa yemashavi iyoyi.

  • @Patiencekamukurismurffamily
    @Patiencekamukurismurffamily 2 месяца назад

    Sekuru shumba indururani vakudhakisa madzimai nekuvarovesa fodya hamuite hamuite

  • @teddystclair3669
    @teddystclair3669 2 месяца назад +2

    Mukoma Robert imi muno nyimwa doro gogo avo wango svika kwa kupihwa hari nasekuru Shumba. Imbopindayi mumatare mucheneswe mupihwewo doro.kkkk

  • @user-su5uc1uh1s
    @user-su5uc1uh1s 2 месяца назад +3

    Hmmmm ndizvo zvakataurwa naMambo Mutasa izvi kuti usabvume kudhakiswa usati wabatsirwa. Mudzimu vambuya (muporofita) muhombe haubude

    • @TanyaMuridzo
      @TanyaMuridzo 2 месяца назад

      Endai kwamutasa mmuudze kty ngaasatinyngadze toita zvatoda nehupenyu ngaatonge vkudunhu kwake

    • @user-su5uc1uh1s
      @user-su5uc1uh1s 2 месяца назад +1

      @@TanyaMuridzo iwe tsuro zvako. Hausi muridzi weRUclips , haundipe data. Kana wakatadza kuita class monitor or prefect kuhighschool pano hapasipo pekuda kuita prefect . Sit down. My data , my gadget I type what I like.

    • @TanyaMuridzo
      @TanyaMuridzo 2 месяца назад

      @@user-su5uc1uh1s ska usatongore mnhu zvekuita wadii wavabatsira pne kuda kuswero taura zvachief vako pnoknawatoenda kun,anga unotodhkwiswa kusvika zvafmba mhnduwee 😂😂😂 varoi ndovanodhkiswa kunynya iwe unnge unotoda kudhkwiswao fty 😀😀😀

    • @TanyaMuridzo
      @TanyaMuridzo 2 месяца назад

      @@user-su5uc1uh1s data itopihwa nmai vko ko in ndri Mai vko hrendpkutukira data rako irro kudhakiswa kudhakiswa chiikoo imii ana punha muroi ndiye anodhkwaa sewee 😂😂😂😂

    • @user-su5uc1uh1s
      @user-su5uc1uh1s 2 месяца назад

      @@TanyaMuridzo this is social media you don’t control people’s comments. You don’t tell where to go . I never asked for data , read to understand.
      You lack critics , analysis & clarity in your thinking. You have no understanding why RUclips did put comment section.
      You sound bitter ranting over a comment.

  • @MariaNgariyakwe
    @MariaNgariyakwe 2 месяца назад

    Ndofarira mashandiro asekuru shumba

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 2 месяца назад

    Imi Sekuru Shumba muri svunu chaiyo. Mune musikahwa! Mosvutisa muporofita chambwa nekumumwisa mangisi😅😅

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 2 месяца назад

    Sekuru Robert mundipewo number dza gogo madzimai.
    Vacharapa zvekudaro

  • @chipomashozhera8719
    @chipomashozhera8719 2 месяца назад

    Nhasi ndafara imwayi madzimai

  • @user-cl9mu2dj2u
    @user-cl9mu2dj2u 2 месяца назад +2

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 2 месяца назад +1

    Gogo waye wachadhakwa zvino

  • @PrincessKadewere
    @PrincessKadewere 2 месяца назад +2

    First to comment

  • @user-wf8gk2hz7m
    @user-wf8gk2hz7m 2 месяца назад

    aaah madzimai vohukatswa nekuputa kkk sekuru shumba hamudaro chokwadi

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 2 месяца назад

    Isai zvenyu mhamba yenyu sekuru shumba kkkk gogo wakutorova chabuku

  • @leonardmajarira4390
    @leonardmajarira4390 2 месяца назад

    Gogo vanenge vataura vega dambudziko ravo

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 2 месяца назад +2

    Ko gogo bhoo hre kuzoinda kumatare echivanhu nerupfeko rwenyu kundozviratidza kuti ndrimuporofita munhu hauzviratidzi kwawainda kobatsirwa unofanira kungonobatwa ikoko kuti urimuporofit

    • @user-eq1yp5xx3y
      @user-eq1yp5xx3y 2 месяца назад

      Gogo havana kuti waratidze kuti muporofita asi kuti wari kutaurirwa wani nasekuru

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda 2 месяца назад

      @@user-eq1yp5xx3y rupfeko rwemuporofita runoonekwa rwunotosiyana nerweruzhinji handina kuti vataura aiwa rupfeko rwavo

    • @PrimaTauz
      @PrimaTauz 2 месяца назад +2

      @LindaMuzenda pa 1st interview vakat ndofana kupfeka gemenzi iroro kana ndakufamba

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi 2 месяца назад

      Hapana chakashata kubatsirwa wakapfeka anything, listern from the beginning of the program

  • @teddystclair3669
    @teddystclair3669 2 месяца назад +1

    Sekuru Shumba havamanikidzi muroyi vanobvumirana zvakanaka kana munhu achiroya kwetevamwe ana sekuru vamukoma Robby unototi pamwe vachamurova .mukawona ana sekuru venyu vakumanikidza vanhu mudzime camera

    • @calistomunditi7960
      @calistomunditi7960 2 месяца назад

      Muroi haanyengererwe go look for sekuru tasvu yakabuda yesterday nxaaa unomudii munhu akadaro hpna zvamurikutaura

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi 2 месяца назад +2

      Dzikama iwe, you are not forced to watch them, munhu wese ane maitiro ake, kana usingaafarire dont watch asi hama yako yakamanidzwa ikoko

    • @calistomunditi7960
      @calistomunditi7960 2 месяца назад +1

      Uyu mumwe vevamwe vakaromba Robert don't worry l think his family is finalizing mapapers ake thus why

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi 2 месяца назад

      @@calistomunditi7960 hama dzake dziri mu road kunopedza naye kumatare

  • @vusimusimubika
    @vusimusimubika 2 месяца назад +2

    Sekuru love 1

  • @oceanmusanhihaaaaanorovang2106
    @oceanmusanhihaaaaanorovang2106 2 месяца назад

    Haaa mwari anomboona zvake. Kudenga kucharohwa vanhu

    • @user-vi6qc9wu4q
      @user-vi6qc9wu4q 2 месяца назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @PrimaTauz
      @PrimaTauz 2 месяца назад

      😂😂😂😂😂 mukutiiko

    • @EvelynKambezo-sr8rd
      @EvelynKambezo-sr8rd 2 месяца назад

      😂😂😂😂 ma1 .anzi kucharohwa munhu

  • @user-up6uv7hg2n
    @user-up6uv7hg2n 2 месяца назад

    Mbuya ava ndavabatsire kuchivanhu ava

  • @rumbidzaimusengezi5860
    @rumbidzaimusengezi5860 2 месяца назад +1

    Munhu asingade nhamba akuita zvekudududzira

  • @user-kb7dq9qb9h
    @user-kb7dq9qb9h 2 месяца назад +2

    Kkkkkkk hanzi nguo tsvuku hapana chavasingabati kkkk sekuru kkkk

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 2 месяца назад

    Wakuzviomesera life yawo

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 2 месяца назад

    Gogo ngawateng3 machira wangoita chi vanhu because wagara wakushandisa mushonga pakushandira pacho

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 2 месяца назад

    Totodzidzawo ❤❤❤

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 2 месяца назад

    Sekuru Shumba vanotaura chokwadi sezvachiri vachitokurukura so mune zvakanaka asi vachitekaidza matare avo

  • @andrewww9210
    @andrewww9210 2 месяца назад +1

    Sekuru shumba kkkkk hanzi ini ndaita mbiri yedoro kkkk

  • @swtpie-mn2sb
    @swtpie-mn2sb 2 месяца назад

    Hanzi dirai rizare aaah sekuru shumba 😅

  • @user-jp6fn5cn9c
    @user-jp6fn5cn9c 2 месяца назад

    Sekuru to the wewewe

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 месяца назад

    Amai Rona how far

  • @RennyManzinde-vf6vj
    @RennyManzinde-vf6vj 2 месяца назад

    Ko musikana uye akazobatsirwa here wamai wekubara chidhoma

  • @mollineshato8442
    @mollineshato8442 2 месяца назад

    Yaaaa vanhu vanechivanhu matargets nevaroyi

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 2 месяца назад

    Sekuru Shumba shasha yangu😂

  • @TauraiMakwande-ng9gg
    @TauraiMakwande-ng9gg 2 месяца назад

    Kana kuchurch kwacho handichaende nokuti whom to trust

  • @user-uy1kt8hj7o
    @user-uy1kt8hj7o 2 месяца назад

    Dirai rizare kkkkkkkkkkkk good machembere

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 2 месяца назад

    Mapostori doro vagara vanonwa asi havadi kuzikanwa chete kut vanonwa ...gogo ava havana kudzidzira kunwa mudare

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 2 месяца назад

    Robert naSekuru Shumba mave mabhururu chaiwo😂😂😂

  • @crazymaze4611
    @crazymaze4611 2 месяца назад

    38:47 blaz iyo iri kuzipirwa 😂😂 😂

  • @andybeck5984
    @andybeck5984 2 месяца назад

    😂😂😂gogo mupostory ndavadira Kuti vri open,vkunyasopedzisa matare vchihudzatsa

  • @chipomashozhera8719
    @chipomashozhera8719 2 месяца назад

    Uuuuuuh inoyi kweva shame hanzi ndoida 😅😅😅😅inondi hetsurisa

  • @dorothysingano3517
    @dorothysingano3517 2 месяца назад

    Madzimai vanwiswa doro vakafembeswa fodya haya

    • @memorygoche2574
      @memorygoche2574 2 месяца назад

      Ndimadzimai asi vanoshandiswa nemudzimu ndozvazviri chero kunana madzibaba vacho vanoshanda nemudzimu asi kut vanenge vakumbirira kut vashande vari muchech

  • @user-vi6qc9wu4q
    @user-vi6qc9wu4q 2 месяца назад +1

    Mbuya vakunakirwa nemavave 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 2 месяца назад +1

    Asi sekuru Shumba munoitei nhy makusvutisa mupostori fodya akapfeka rupfeko😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @ThandiweSakangenya-hv8ki
    @ThandiweSakangenya-hv8ki 2 месяца назад

    I'm...
    .....😅😅😅😊😊

  • @chipohamandishe3157
    @chipohamandishe3157 2 месяца назад

    Mpostori chidhakwa

  • @CathrineNyambiya
    @CathrineNyambiya 2 месяца назад +2

    Vanhu vavirirana ava😂😂😂😂

  • @rastonchikafa6801
    @rastonchikafa6801 2 месяца назад +2

    sekuru shumba ndiri kuuya n6 pack

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 2 месяца назад

    Zvonzwisa tsitsi 😢😢

  • @AliceGora
    @AliceGora Месяц назад

    Uuuuu ibasa

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 2 месяца назад

    Ngawasiyane nemagemenzi ayo

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo 2 месяца назад

    Ko gogo mazofamba mega sei madii mauya nevazukuru vacho vari kkupumhai kty moyo yavo isungunuke mnje mkafmba mga vachaziva sei

  • @LovenessmutsaiThom
    @LovenessmutsaiThom 2 месяца назад

    Kkkk Dira rizare😅😅

  • @gamuchiraimalonrhoda7416
    @gamuchiraimalonrhoda7416 2 месяца назад +1

    😂😂😂😂😂😂huye bodo sekuru imi hamutonzwe

  • @edsonmazira4656
    @edsonmazira4656 2 месяца назад +3

    Huyai muone maporofita enyu. Vatakati.

    • @user-eq1yp5xx3y
      @user-eq1yp5xx3y 2 месяца назад +1

      Gogo wakataura wani kuti kuchivanhu wariko

    • @janethzarura4514
      @janethzarura4514 2 месяца назад

      Kkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣asi Sekuru shumba ka vanonakirwa.bute vapiwa here .

    • @janethzarura4514
      @janethzarura4514 2 месяца назад

      Sekuru big up vanoporofita

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 2 месяца назад +1

    Dei vanhopfeka hembe simple semunhu arikuinda kumatare

  • @felixchizeya-mk3lh
    @felixchizeya-mk3lh 2 месяца назад

    Kkkkkkkk isu vana shumba tisu tinogona pamberi sekuru nebasa

  • @samaclara21jaure44
    @samaclara21jaure44 2 месяца назад

    waramba kubuda kaa mudzimu kkkkkkkk

  • @owenchabuda8897
    @owenchabuda8897 2 месяца назад

    Mukoma Robert Dai mbuya ava vaendeswa Kuna sekuru Tasvu ndakaiona sekuru Tasvu vachibatsira mhuri yekuCentinary yaipomera Tete uroi

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 2 месяца назад +2

    Makumwa doro muri muma garments😂😂😂😂😂😂😂😂😂kabute apo

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii 2 месяца назад

    Mbuya iyi handiichenese ku profita fake

    • @andrewww9210
      @andrewww9210 2 месяца назад +1

      Kwete mbuya ava havatozivi kuti chii chaive pavari ndosaka vatsvaga rubatsiro vega varikutqmbudzwa nezvavasingazivi zvakaitwa nevabereki

  • @PrincessKadewere
    @PrincessKadewere 2 месяца назад +1

  • @user-jc1xb6bj4b
    @user-jc1xb6bj4b 2 месяца назад +1