Комментарии •

  • @robertapfumaneyi
    @robertapfumaneyi 2 месяца назад +2

    Sekuru Shumba +263714625911

  • @queenbee322
    @queenbee322 3 месяца назад +37

    Haa kana mazogara sekuru Shumba ndovadira kuti vanoronda matare kubva kumudzi zveshortcut zvamunoda izvi zvekuti hanzi endai navo kwanhingi haapedzere vanhu nguva imika imi farirai kuronderwa dare munzwe chadzudza mudzinza murege kufarira ava vanongosvika vachipa mushonga vamwe muchasimbisirwa ngozi nekushaya zivo

    • @gingerwingerful
      @gingerwingerful 3 месяца назад +1

      Unonzwa wega zvese varoi vagobuda vanotaura

    • @mangwengweangel
      @mangwengweangel 3 месяца назад +1

      yaa taura hako

    • @missgee1981
      @missgee1981 2 месяца назад +1

      Taura hako wena.

    • @gamuchiraigorima
      @gamuchiraigorima 2 месяца назад

      It's true, ndakabhadhara all most 6000us this yr kune imwe n'anga but tiri kushungurudzika semhuri nw.vapengo, varwere,mibobobo,zvava worse.

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 3 месяца назад +1

    ❤❤❤ Waiting lovely The king of journalism Mukoma Ribooos tinotenda

  • @MaiMoyoo
    @MaiMoyoo 3 месяца назад +3

    Tamirira party 3 iyi yapera ndichineshungu thank you mkoma Robert

  • @calistomunditi7960
    @calistomunditi7960 3 месяца назад +3

    Thankx sekuru magona apa l liked everything haaa kkk

  • @sydneympofu5417
    @sydneympofu5417 3 месяца назад +29

    Iyezvino varoyi vabatwa vabhadhare mombe yemadhata atinoshandisa kuti tivaone vachiramba zvavanoziva .Mombe yotengeswa mari yacho motenga midziyo itsva yekukurisa kambani mokwanisa kudzifambira nyaya dzacho mativi mana musina dambudziko nekuti zvakawanda zvirikuitika asi chikwanisiro chekudzibata nyaya dzacho .

  • @Melody-kn8ur
    @Melody-kn8ur 2 месяца назад

    Thanx sekuru nekugadzirisa nyika vana ava vadiki rambayi makadaro sekuru

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 3 месяца назад +8

    Zvariri basa!
    Can't wait for part3 Mkoma Robie

  • @felixchizeya-mk3lh
    @felixchizeya-mk3lh 3 месяца назад +6

    Yaaaaa I basa sure nhayi Mwari wehukama munodarireyiko

  • @ShyleenMpati
    @ShyleenMpati 3 месяца назад +8

    Haa zxakaom hazxo varoyi inzwaiwo tsitsi plz tamirira Pa3 tione zxakazoper cy

  • @LungileMabhena-kf4df
    @LungileMabhena-kf4df 3 месяца назад +1

    Yeeeesssss mavarndesa ku favourite yangu ndafara

  • @user-xj5cy8sz6u
    @user-xj5cy8sz6u 3 месяца назад +1

    Can't wait for part 3

  • @StellaMuroyi
    @StellaMuroyi 3 месяца назад +1

    Yaaaaa ndopa zvangu mbiri kuvaera Shumba 🙏🙏

  • @calistomunditi7960
    @calistomunditi7960 3 месяца назад +3

    Thankx for taking charge Robert l appreciate haaa the family looked confused

    • @monicaasefa3810
      @monicaasefa3810 3 месяца назад

      Yes thx mukoma Robert mhuri was scared or kusaziva you helped ipapo kubvunza direct

  • @Gogovamelusi
    @Gogovamelusi 3 месяца назад +13

    Robert kurumidza kudzoka nePart 3. Ukanonoka tinenge takanganwa mazita evaroyi.

  • @user-bj9vx9dc5u
    @user-bj9vx9dc5u 2 месяца назад +1

    Salute sekuru Shumba

  • @Chinemukutu
    @Chinemukutu 3 месяца назад +6

    Sekuru shumba vanogona chose asi taidawo sekuru mukotsanjera vambosvika pamusha uyu
    Mukotsanjera to the world

  • @robertapfumaneyi
    @robertapfumaneyi 3 месяца назад +7

    Join Our WhatsApp Group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY

    • @Gogovamelusi
      @Gogovamelusi 3 месяца назад +1

      Come back please ne Part 3. Please Mukanya.

    • @obey6330
      @obey6330 3 месяца назад

      ⁠@@Gogovamelusi😢😢😢😢🎉😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢🎉😢😢🎉😢🎉d

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera 3 месяца назад +4

    Josi ndiye arikuona zviripaground hanzi hapna chinombotika pakaipa

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 3 месяца назад +4

    Cedric kuita seasikuda kuita matare zvake. Kuita seasiri kuona zvake. One of my favourite spirit mediums

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q 3 месяца назад +9

    Ko ivo veguruve varikungomara mara vana kunge vanovabisa tsine chiiko ngwarirai umo hey😢😢😢

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo 3 месяца назад +2

    Zorai nambuyaa avoo

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 2 месяца назад

    Jane watikuvadzisa😂😂😂😂😂😂 thnxx mukoma Robert dzifambirei....mahumbwe avamisodzi😂😂

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 месяца назад +4

    Just like ln medicine everyone has Speciality, for shuwa MUKOTSANJERA Sahwira we NGOZI, ane sweet-talk kusvika zvanaka, remember that beautiful young girl with satanic mermaid spirit vamudyisa nyama kuma Sports at school.

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 месяца назад

    Waiting Part 2,3,4.....

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw 3 месяца назад +21

    Vanhu munoti mukoma Robbie vaendese vanhu kwa Tasvu munoziva here kuti kunodiwa mari vaendesa vanhu vangani kwasekuru Tasvu vachinobatsirwa mahara ikoko zvavaita izvozvo vagona chose vabatsira kana tada Zvasekuru Tasvu ka 1 chivhurai homwe yamukoma Robert yokuti vakasangana neane dambudziko votora imomo vobhadhara kuti zvifambe

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi 3 месяца назад +5

      You can say that, Thank You

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 3 месяца назад

      Hooo saka sekuru Tasvu vari kutungamidza mari kumberi nhayi thats why vanhu vazhinji vachirnda kwasekuru Kanengo nekwasekuru Shumba 😮😮😮😮😮😮😮😮😮 yeah mari inodiwa veduwee ndabvuma hangu nhasi 😮😮😮😮

    • @ShupMacheka-vj7qw
      @ShupMacheka-vj7qw 3 месяца назад

      @@namatiraisithole6158 mamuka sei kwamuri nyangwe sekuru Kanengo vanoida mari sekuru shumba vanoida mari hapana n'anga isingabharise vose vanobhadharisa asi ukawona mukoma Robert voendesa munhu vanenge vatokumbira kuti tibetsereiwo paitadambudziko asi hapana mari yokubhadhara sekuru vobvuma kubatsira asipanozorema wo kuti everyday mukoma voendesa vanhu kunorapwa mahara remember n'anga dzorarama mukubetsera hapana asingabhadharise worse vanozoendeswa namukoma vanenge vane zvihombe zvatadzikwa nevakawanda mari yapera

    • @rasras2263
      @rasras2263 2 месяца назад

      That's why kuromba kusingapere coz vanorombesa vanopa mahara wozobhadhara zvaita whereas vanobatsira vanoda USD1000 upfront😂😂ma1

    • @mo_ink1452
      @mo_ink1452 2 месяца назад

      It's funny how people think matare are for free..

  • @meviachiroodza2453
    @meviachiroodza2453 3 месяца назад

    Sekuru vabata basa nemazvo ,slow but sure kubvira kumudzi wenyaya, ko mrehwa makachena here

  • @SibongileNdlovhu
    @SibongileNdlovhu 2 месяца назад

    Gegegege pwatii ndaseka hanzi mazunza hre bhurungwa hre

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 месяца назад +5

    Mpostori Rasta in Meroon, aka bata basa, kupombodza kusvika pa Sekuru Shumba nekuti zuro mmmmh zvanga zvakanyanya,

  • @sheronrunodamoto3963
    @sheronrunodamoto3963 3 месяца назад +4

    Kurumidzai nepart 3 mukoma robert, tinokumbirawo.

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 3 месяца назад +3

    Vana ava vakanaka shame but varoyi ngavasadaro sure haiwa endai kunovazvambura pane kuti vapedze kuuraya vana vadiki

  • @lucyholokani2211
    @lucyholokani2211 3 месяца назад +1

    Mukoma Robert ndakakupqi nyaya yangu hamuna kuifambira bu I always on your platform ma like ndoisa I watch lot of videos ndichi liker pano ndopansinotambira

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 3 месяца назад +1

    Sekuru shumba kuti havatungamidzi mari mberi uye zvinhu zvavo zvinoitwa emergence. Honai vanhu vafambe vasina kana mari vakabatsirwa fast fast.
    Sekuru shumba tinokutendai.
    Muporofita haaimbozvigona izvo.

  • @user-gr4kd9ii3d
    @user-gr4kd9ii3d 3 месяца назад +4

    Vana ngavanake

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 3 месяца назад +5

    Ko madzibaba vaendawo kudare kwa Sekuru

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 3 месяца назад +1

    Big five

  • @RichardAbelNjongonya-ft1tc
    @RichardAbelNjongonya-ft1tc 3 месяца назад

    Ahoyiiiii mukoma Robert basa mberi mukoma

  • @TrishyMutovoni
    @TrishyMutovoni 2 месяца назад +1

    Murehwa mazofumurwa kwekupedzisira kuti murimo mudhiri oooohh finish😂😂😂kuseka nhamo serugare

  • @lovenessphiri5285
    @lovenessphiri5285 3 месяца назад +1

    Kuseka nhamo serugare 😢😢😢😢 sekuru sunungurai vana😢😢😢

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 месяца назад

    Sekuru Shumba Best Non Like other friendly & entertainer 😂😊❤😜 asi wakazo netsa Sekuru Nzou no funnies😜😊😂 ,Asi Mbuya atisati taona nana Byron na Priscilla 😊

  • @mtauser86
    @mtauser86 3 месяца назад +1

    Mahumbwe aye azochemedza varoyi wani🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 3 месяца назад +2

    Sekuru Shumba vakatsamwa

  • @SithembileChari
    @SithembileChari 2 месяца назад +1

    Sekuru shumna batai basa,Chiweshe ndokumusha kwangu zvikotyisa nhai

    • @user-nc3cn7bk8g
      @user-nc3cn7bk8g 2 месяца назад

      Kana nen ndokwandobva mufunge ...vanowanikwa kupiko sekuru Shumba ava

  • @liandrachitima7708
    @liandrachitima7708 3 месяца назад +1

    Heeeey zvakaoma ummm nyika yakatakura kurema veduwee

  • @user-vc8oe8mp1j
    @user-vc8oe8mp1j 3 месяца назад

    Havana zvavanoziva gogo ava

  • @decidefaraikapau1109
    @decidefaraikapau1109 2 месяца назад

    Murehwa makachena here 😂 kkk vana vagumbuka

  • @SashaShama-ji4kw
    @SashaShama-ji4kw Месяц назад

    Ndisu vana shumba vacho sekuru shumba fambai naro bsa tinokutendai

  • @johnsaidi4274
    @johnsaidi4274 3 месяца назад

    Itai basa sebasa Sekuru Shumba kusvika mahumbwe apera

  • @user-sz9yn5sq8d
    @user-sz9yn5sq8d 2 месяца назад

    Uum nhai mwari chiiko nhai vana kutambudzwa kudai vakapareiko. 😢😢😢

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 3 месяца назад

    Haaa kwasekuru ava kumgoendesawo zvenyu vanhu bt aah vanowanza nyaya plus doro and dare racho vanoita zvokubvunza

  • @enockmlambo5569
    @enockmlambo5569 3 месяца назад

    🎉

  • @nobuhlesibanda6797
    @nobuhlesibanda6797 3 месяца назад

    Part 3

  • @user-tb1ys3xl1h
    @user-tb1ys3xl1h 3 месяца назад

    Haaa kuchiweshe kumusha kwangu maone

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 3 месяца назад +1

    Kungoti kule shumba hamunyatsovaziva kana zvavabata

  • @getrudebwerinofa8717
    @getrudebwerinofa8717 3 месяца назад

    😂😂😂😂 sekuru Shumba aiwa 🙌🏾

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 3 месяца назад +1

    Haa apa hapana zviripo apa

  • @delphinechimuti9908
    @delphinechimuti9908 3 месяца назад

    KuRosa nyaya dzegold dzichatipedza
    Mwari tichengetedzei

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 3 месяца назад

    Eeee

  • @DaisyChapeya
    @DaisyChapeya 3 месяца назад +1

    Hiii

  • @user-nv1pe8yv3e
    @user-nv1pe8yv3e 3 месяца назад

    Part 3 ngaiuye veduwe

  • @MarvellousMoyo-xb3mo
    @MarvellousMoyo-xb3mo 3 месяца назад

    Heyi haa pane basa apa

  • @liandrachitima7708
    @liandrachitima7708 3 месяца назад

    Mkoma Robert munoonesa zvakawanda yuwiii

  • @user-xv1dp8jn4n
    @user-xv1dp8jn4n 3 месяца назад

    Kune part 3 hr zvakawoma veduweeee

  • @partsonfudzai3514
    @partsonfudzai3514 3 месяца назад

    Mukoma Robert hanzi chatsvq🎉🎉🎉

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 3 месяца назад

    Hezvo

  • @user-wx2rb3sh5x
    @user-wx2rb3sh5x 3 месяца назад

    Part 3 murehwa itsotsi

  • @Kudzymutema
    @Kudzymutema 2 месяца назад

    Pakaipa

  • @user-up6uv7hg2n
    @user-up6uv7hg2n 3 месяца назад

    PaRosa apo 😂😂😂 yangova gwenya kwenya sekuru Shumba tambai navo varoi

  • @TrustChirimerime-mt7cw
    @TrustChirimerime-mt7cw 2 месяца назад

    Zvakaoma sure life ka

  • @OsleyKasongo
    @OsleyKasongo 2 месяца назад +1

    Hamusi kundiziva hre

  • @TmanWayne
    @TmanWayne 3 месяца назад +1

    Vanosvigona hr sekuru Shumba izvi

    • @duncan80jamu6
      @duncan80jamu6 3 месяца назад

      Sekuru Shumba vanobvisa here

    • @cassandraker
      @cassandraker 3 месяца назад +3

      I don't think so😂😂Tasvu for this

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 3 месяца назад

      Hamusikuvaziva vakaenda kumusha kwako unovashaya avo ​@@cassandraker

  • @MultiWembo
    @MultiWembo 3 месяца назад

    Bizinia Hondo yemadzingidzi yakaimbwa na Paul Matavire

  • @helena-lulungu3702
    @helena-lulungu3702 2 месяца назад

    apa magona kwasekuru shumba

  • @rayfordmandaza
    @rayfordmandaza 3 месяца назад

    Part 3 tamirira

  • @AliceGurure
    @AliceGurure 2 месяца назад

    Iiiiiii mugotipawo part 3 yacho. Dai yasungurwa mhuri iyi

  • @thandiwemateveke9552
    @thandiwemateveke9552 3 месяца назад

    Toda kudownloader to watch later

  • @GeyDotNaboom
    @GeyDotNaboom 3 месяца назад

    Ngaiuye 3 mukoma Robert 😂😂😂😂😂 varoyi vooneswa moto na sekuru Shumba

  • @malverndulana3106
    @malverndulana3106 3 месяца назад +1

    Sekuru vapedza basa 🎉🕺

  • @dykenyamhunga9867
    @dykenyamhunga9867 3 месяца назад

    Zvakaoma kuChiweshe KuBellrock kwaNhamburo kumusha kwangu

  • @ceciliamusegedi-jq1me
    @ceciliamusegedi-jq1me 3 месяца назад +1

    Uuuuum endai navo kwasekuru tasvu mkoma Robert

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 2 месяца назад

      Movapa here makwati achona Tasvu anodaka makwati

    • @blessedchibaya378
      @blessedchibaya378 2 месяца назад

      Makuudzira vanhu zvekuitaka.. Plus imi makambokusvikawo here kwa tasvu kwacho

  • @shadreckpaulo4752
    @shadreckpaulo4752 2 месяца назад

    Movie 🍿🍿🍿🍿

  • @ShadreckRambanapasi
    @ShadreckRambanapasi 3 месяца назад

    Mahumbwe shuwa.

  • @user-bj9vx9dc5u
    @user-bj9vx9dc5u 2 месяца назад

    Ummm pakaipa

  • @mirriamgwatidzo7252
    @mirriamgwatidzo7252 3 месяца назад

    yoooo😮

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 3 месяца назад +2

    😂😂😂😂😂😂 Anzi tipeiwo tea atina chatadya.. 😂😂😂😂 Tuvaroyi tikuda kusaiza sekuru iti..

  • @alicealice5904
    @alicealice5904 3 месяца назад

    Kules Shumba 😮kkkkk yaya😂.

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera 3 месяца назад

    Unonyara uchifumurwa apa uchiti ndini Mukanya mandipedza nhasi kkkkk hanzi mubvunzei mubvunzo 😂😂😂😂 josi bhoo here kunyepera kudzungaira

  • @DaisyChapeya
    @DaisyChapeya 3 месяца назад +1

    Yoooo

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl 3 месяца назад

    Kkkkk sekuru shumba ka hanzi vemakuhwa

  • @tabethmukombe
    @tabethmukombe 2 месяца назад

    Saka gogo vanoroya neva zukuru iiii

  • @LilianLilian-fi1br
    @LilianLilian-fi1br 3 месяца назад

    Marwadzo

  • @AfterPopi
    @AfterPopi 2 месяца назад

    😢😢

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 2 месяца назад

    🤣🤣🤣Haaa ndaseka zvangu nhasi. Yeah ifilimu

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 месяца назад

    Dai mataura nekuti sekuru Shumba vaka dana Sekuru Nzou lmiiii...😢

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii 2 месяца назад

    Mahumbwe

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 3 месяца назад

    varoyi vasara kumba kwauya 1 haaa zvakaoma hazvo

  • @GremmaMahleka-bf4tk
    @GremmaMahleka-bf4tk 2 месяца назад

    Jane haade 😂😂😂😂😂 varoyika musadaro motambudzirei vana

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb 3 месяца назад

    Gogo ndowada awo ndoda kuwaroora Waudze Tapfumanei

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 месяца назад

    Asi Mwari.....pindirai😢

  • @tawanda7257
    @tawanda7257 3 месяца назад

    Kkkk hanzi batai chembere inoda kutiza