Комментарии •

  • @robertapfumaneyi
    @robertapfumaneyi 3 месяца назад +7

    Join Our WhatsApp Group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY

    • @nokuthulaphiri2139
      @nokuthulaphiri2139 2 месяца назад +1

      Good interviewing skills a brighter future for you ahead all the best girl

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 3 месяца назад +34

    Pano pane vanhu vanoita sevanorota chokwadi. Unonzwa vachiti endai kwa Tasvu musanonoka. Munomboziva here kuti hakungoendwa usina chekubata. Kupotera ku Media kudai handiti ndiko kuti vaone kubatsirika. Kunana chiremba kunobhadharwa pfuma. Robert arikubatsira kuti vasina chekubata vabatsirike nekungorondedzera matambudziko avo pamberi pe camera. Thank you so much Mr Tapfumaneyi.

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 месяца назад +31

    Emergency 🆘😭: Vabatsiri vose vanoti murinyanzvi mune zodzo heyo mukana mose zvenyu wemweya mativi mana, mhanyayi musaite zve mari please itayi ne mwoyo chena, zvozo kupayi mbiri mangwa as mbiri masimba ndeaa Jeso,Amen🙏🏽

    • @rozajani8865
      @rozajani8865 3 месяца назад +1

      Vanhu avo ngavaende kwasekuru Tasvu kana kanengo nekukasika vabatsirike

    • @barbraguichiri6848
      @barbraguichiri6848 2 месяца назад

      Eliza hesi dear urcy kip it up ❤❤❤❤❤❤

    • @politedhakazhe3576
      @politedhakazhe3576 2 месяца назад

      Amen

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 месяца назад +16

    God there is nothing impossible with you God of the Chosen Luke 1:37. You said you are the God of all flesh nothing is is to hard for you to do Jeremiah 32:17 & 27.

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 3 месяца назад +45

    Endesai mhuri iyi kwasekuru Tasvu mhani murikupedzera vanhu nguva mapostori havapedze dambudziko mhani

    • @getrudekaravina6371
      @getrudekaravina6371 3 месяца назад +5

      Tasvu haazive chinhu uyo

    • @vivianmugowa3918
      @vivianmugowa3918 3 месяца назад +1

      Mapostory kukambira nhau dzavasingagone

    • @user-xv1dp8jn4n
      @user-xv1dp8jn4n 3 месяца назад

      ​@@getrudekaravina6371 Ummm Tasvu hamise izvi asi haumuzivi kayi

    • @MsMachuma
      @MsMachuma 3 месяца назад +1

      I think sekuru Nehoreka ndizvo

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi 3 месяца назад +15

      Uchadzidza hako zvakawanda keep watching us, its easy saying this from a smart phone and being on the ground

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 месяца назад +11

    Guys let us pray, devil is a liar & our footstool Psalm 100:1 we are the Lords, his priced possession. 1 Thesseslonians 4:4 our body His temple light & darkness don't dwell in the same place.

  • @rayfordmandaza
    @rayfordmandaza 3 месяца назад +15

    Muendesei kwasekuru tasvu musapedza nguva kubvunza zvinhu zvakawanda zvinobuda ikoko zvopera

  • @heatherchitiyo4241
    @heatherchitiyo4241 3 месяца назад +5

    Amai ndarwadziwa hangu ini😭😭😭😭 Jeso chiuyai henyu mutitore tawa bhooo 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 3 месяца назад +14

    I am sorry guys. It's so painful. My advise is these things hazvidi zviporofita munopedzerwa mari. Endai kun'anga. Endai kwa sekuru Bunzamukombe.
    Why muchinonoka kuenda kun'anga. Our problem is that we despise our chivanhu chinova chinobatsira.

  • @evernicekambudzi5636
    @evernicekambudzi5636 3 месяца назад +8

    Wese wakuti endai kwanhingi kana nhingi moziwa here kti kunoda mari ikoko kudzin'anga

  • @user-zs9ii7ej7z
    @user-zs9ii7ej7z 3 месяца назад +6

    Varoyi vashata batai zvidhoma zvenyu mhani murikutambudzirei vanhu

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 2 месяца назад +9

    Mother vari strong ava , Mwari vabatsirei vaone kuzorora kufunga

  • @preciousmatenzenichatukuta7288
    @preciousmatenzenichatukuta7288 3 месяца назад +1

    Elizabeth you’re doing a great job! Baby girl! Great job and a great Journalist! Continue saving lives!

  • @lorrainenembaware4606
    @lorrainenembaware4606 3 месяца назад +6

    Zvakaoma weduwee Mai nyakubereka zvonzisa tsitsi

  • @normamoses6302
    @normamoses6302 3 месяца назад +3

    Simabhi simabhi zvenhando. Mukuruvo mwana , iyo imhepo yakagara pamwana. Mucha vhunigwa mwana mutsipa.

  • @florancechirara797
    @florancechirara797 2 месяца назад

    Chiweshe ndiko kumusha kwangu 🙌🙌🙌🙌hai kune basa ndapedza zvangu

  • @chipohungwe2182
    @chipohungwe2182 2 месяца назад +1

    Nhubu yakavandira. Yozorera chembere. Vapfana vaikezvino miteuro yamurikupiwa. Iyi muchatipuradzira ukama mumhuri.

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 2 месяца назад +3

    Zvakaoma hazvo 😢😢😢 ngavaende kwa miracle Paul

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 3 месяца назад +6

    Interview munhu akanyarara hr veduweee mhanyisai mwana kwanasekuru

  • @mdkt1097
    @mdkt1097 3 месяца назад +3

    Mukoma Robert deedzai Sekuru Mukotsanjera vanozvipedza zvese izvi.

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 3 месяца назад +18

    Mwana akafira nyaya iyoyo yokuroorwa. Endai kwa sekuru Tasvu kana Bunzamukombe. Musaverengera zvinhu izvi kani.

  • @DRRZOE09
    @DRRZOE09 2 месяца назад +1

    Elizabeth you are doing excellent job keep it up baby girl

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 3 месяца назад +10

    E ndai kwa sekuru Tasvu zvinopera

  • @chipomashozhera8719
    @chipomashozhera8719 2 месяца назад +1

    Haaaaah imi maporofita ekuma dokero uri pamweya oti pfutseki musatambe nevanhu😂

  • @InnocentSailingShip-id7bx
    @InnocentSailingShip-id7bx 3 месяца назад +10

    First interview. Second vochienda kwa sekuru haungotangi nekuenda guys undstand. Ndivo vasheedza media kuti vaudzwe kwakatangira nyaya

  • @mamzo38
    @mamzo38 3 месяца назад +1

    Good journalism mwanasikana you ask Good questions

  • @lovenessjeche3761
    @lovenessjeche3761 2 месяца назад +1

    Mai vane top yepink vkashnga vnomira mira shndo dzenyu (mhmha)

  • @Shongwishue
    @Shongwishue 2 месяца назад +2

    Varoi makaoma moyo sure kudenga handizive hangu kuti koitwei asi iiiiih vatadzi vachashai pokuwanda mucheki mukuru auya

  • @nyaradzohungwe8664
    @nyaradzohungwe8664 3 месяца назад +2

    Endayii kwaSekuru Tasvuu imim nhayii inga vanhu vari kubatsirwa wanii ikoko

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 3 месяца назад +1

    Mwana anotaura zvaanenge achinzwa muchitaura vabereki,muchirwaniswa muchitadza kuenda kune vanhu vanoona chaizvo

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 месяца назад +2

    Ana Mai maka/takakosha see Varume😮 apa vari kuregerera vakadzi the mothers active than man

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 месяца назад +1

    Hanzi handiende kumuporofita makarema mbuya munomuka imi 😊

  • @gladyskatesi3993
    @gladyskatesi3993 3 месяца назад +4

    Endai navo kwaSekuru Tasvu kana kwaSekuru Kanengo

  • @sifelanimpofu7615
    @sifelanimpofu7615 3 месяца назад +9

    Tasvurai banhu sekuru chop chop

  • @cassandraker
    @cassandraker 3 месяца назад +6

    Tasvu 1 ndiye muridzi wenyaya iyi ndiye anopedza zvakadayi

    • @ThandoNcube-xy2fo
      @ThandoNcube-xy2fo 3 месяца назад

      Taurahako akangopfungaidzirwa mushonga zvose zvapera tomirira muridzi auye netunhu twake

  • @user-wk1vo8ss5d
    @user-wk1vo8ss5d 3 месяца назад +8

    Elizabeth you are top notch

  • @jessicamtize7898
    @jessicamtize7898 3 месяца назад +1

    Endesai vana avo kwatasvu avo murikunonokereyi. Muchiurayisa vana vasina mhosva. TASVU special for this

  • @gorekorenzou
    @gorekorenzou 2 месяца назад

    vana simabhi dai vambomira. this is very sad, hapana ngozi apa, huroyi hwechikorekore uhu, ndozvinonzi pachikorekore zvivanda, zvishiri kana zvidhoma, endai kune vechivanhumubatsire mhuri

  • @unity9896
    @unity9896 3 месяца назад +1

    Imbokumbirai sekuru Nyangatayani paGlendale padhuze apo

  • @MbuyawaPuro
    @MbuyawaPuro 3 месяца назад +2

    Muporofita azvitadza 😂😂,ndimi manje dzaamuprofita hanzi,`aehu nyoka yendara tinotenda'😂😂aaah imiwoyeee ndaseka ini

  • @ElizabethAmon-wy9zk
    @ElizabethAmon-wy9zk 3 месяца назад +5

    Endai kwatateguru Tasvu munobatsirwa

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 3 месяца назад +5

    Idambudziko chairo shame, ngavaende kuchivanhu chaicho

  • @seantowanda8702
    @seantowanda8702 2 месяца назад

    Simabi to great nyoka yendare zvashaya basa

  • @user-kn9jr9bg5n
    @user-kn9jr9bg5n 3 месяца назад +2

    Nhaimi mwana zvaachafira mumba vanogoneiko mapositori aya ita srs imi mhepo idzi dzinoda kwana sekuru tasvu nana seku bunzamukombe izvi zvamukuita zveava venguwo tsvuku hazvishandi

  • @lucymasedza4703
    @lucymasedza4703 3 месяца назад +2

    Lord have mercy

  • @user-pn7el2pq7p
    @user-pn7el2pq7p 3 месяца назад +6

    Endai nemwana kwa tasvu anofa mukaita zvekunonoka naye

  • @user-pn7el2pq7p
    @user-pn7el2pq7p 3 месяца назад +1

    Part 2 pliz

  • @ErinorahReza
    @ErinorahReza 2 месяца назад +1

    Chokwadi ndoenda mwari nenhamo yangu vanhu vakutambudzwa kunze uku ndokushuwirai kusunungurwa matambudzwa asi kwatasvu zvopera

  • @tredahzenda9931
    @tredahzenda9931 2 месяца назад

    Kwa Miracle Paul. Panoda kuti pazivikanwe the root cause of this problem. Zvinorwadza

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw 3 месяца назад +2

    mukoma Robert imbozamai Mukotsanjera timboona pane kadifference kamwe kandiona paari

  • @LadyKristleChihera
    @LadyKristleChihera 3 месяца назад

    Hezvo inga zvakaoma zvakuri kumusha kwangu

  • @florencerufu1032
    @florencerufu1032 3 месяца назад +2

    Ka one kwasekuru Tasvu

  • @sweetnesskonola
    @sweetnesskonola 3 месяца назад +2

    Murikupedza nguva nemaprorofita taswera vaendeseyi kwasekuru tasvu plz

  • @papafatso1761
    @papafatso1761 3 месяца назад +2

    Mubatsiri apererwa zvoda chivanhu izvi😢😢😢

  • @user-kc3vp4gq4v
    @user-kc3vp4gq4v 3 месяца назад +3

    Iiiii mwari batsirai mhuri iyi zvinorwadza kni ndachema

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 3 месяца назад

    Waiting ✋

  • @user-vi6qc9wu4q
    @user-vi6qc9wu4q 3 месяца назад

    Waiting

  • @phaustinamarimo5527
    @phaustinamarimo5527 3 месяца назад +2

    Endai kwasekuru Tasvu mubatsirike

  • @rosemusembwa1988
    @rosemusembwa1988 Месяц назад

    Tsvagai Jesu semhuri

  • @theresakaruma-fl2zl
    @theresakaruma-fl2zl 3 месяца назад +1

    Endai.kwasekuru tatsvu chero musina Mari .hambokusiyeyei makadaro

  • @user-ih6qi7lp2p
    @user-ih6qi7lp2p 3 месяца назад +1

    Zii muroyi zii Tasvu number one

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb 2 месяца назад

    Tasvu, Bunzamukombe,Nhooreka,Nyangatayani, Mukotsanjera i trust ana sekuru awa

  • @PristessDiana
    @PristessDiana 2 месяца назад

    Nyika ydu ykaoma I can't believe this is happening shuwa VAnhu vnotambudzirei vana

  • @DorothyDombodzvuku-ot5ul
    @DorothyDombodzvuku-ot5ul 2 месяца назад

    Imimi makadomwa mazita enyu nemurwere achiita confession ndimi mukuroya vana , chembere dzisingazorodze vana

  • @Unruly_Dwayne
    @Unruly_Dwayne 3 месяца назад

    50:41 kudenga hakuna mutongi ahhh 😨 WHAT a prayer 😮 come on Madzibaba 😅

  • @nyaradzohungwe8664
    @nyaradzohungwe8664 3 месяца назад +2

    Simba akaporera kwaSekuru Tasvu endayii kwaSekuru Tasvu

  • @TobiasMupazi
    @TobiasMupazi 2 месяца назад +3

    Endai kwa Paul Miracle

    • @user-bs6sn5ud7w
      @user-bs6sn5ud7w 2 месяца назад

      Hazvimbode ve church izvi chivanhu ndochikudiwa apa

  • @shunguchinungu4137
    @shunguchinungu4137 3 месяца назад

    Muendesei kwasekuru tasvu,Bunzamukombe,kanengo musapedza nguva kubvunza zvinhu zvakawanda zvinobuda ikoko zvopera

  • @user-up6uv7hg2n
    @user-up6uv7hg2n 3 месяца назад +4

    Zvakaoma ungaendese madimon uchitaura zvimawords zvisina kana musoro pakunamata

  • @user-kj4th6bg1n
    @user-kj4th6bg1n 3 месяца назад +1

    zvinoda sekuru tasvu izvi Mkoma Robert

  • @user-zg9mg4ye6w
    @user-zg9mg4ye6w 3 месяца назад +1

    Madzihwa here ndimi Simabhi fero vekumasowe ndimi idzi modziwanepo

  • @freechipom
    @freechipom 3 месяца назад

    Mukoma Robert please batsirai vanhu ava vaendeswe kwa sekuru Tasvu please tapota mhuri ngayi batsirwe nekukasira.

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 2 месяца назад

    Ngavataure na Robert Tapfumanei anoziya kwekuenda vana vasati vapera ava

  • @user-cb9xt4ql4x
    @user-cb9xt4ql4x 2 месяца назад

    Endai kwasekuru Tasvu

  • @user-oo3xx4xz7x
    @user-oo3xx4xz7x 3 месяца назад

    Ihoo yechii sunungura i hoo yoo sly endesai vanhu kwayasvu or Bunzamkombe

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q 3 месяца назад +2

    Ndapinda chando chiiko pasi rino 😢😢😢😢😢

  • @user-ru7vj1tq3e
    @user-ru7vj1tq3e 3 месяца назад +1

    Muendesei kwaSekuru Tasvu

  • @calistomunditi7960
    @calistomunditi7960 3 месяца назад +1

    Mr tapfumanei mwari ngavakuitirei zvidhafu

  • @user-th2xc5bd8w
    @user-th2xc5bd8w 3 месяца назад +3

    Endai navo kwaTasvu pliz

  • @farisaimoyo4091
    @farisaimoyo4091 3 месяца назад

    Wellcome Eliza to zim beat love you so much vana sekuru itai basa

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 месяца назад +1

    Please Be ln Control God, suffer no witch to live Exodus 22:18.🙏🏽.

  • @FutureMakoto
    @FutureMakoto 2 месяца назад

    Miracle Pour variko maapostle TFread

  • @FlorenceTempo-yo5my
    @FlorenceTempo-yo5my 2 месяца назад

    Unonyasoona wega kuti kune Vanhu vanoroya kunedzinza ratambudzwa iwe unotochema kuti kwedu kune mamhepo arinani mamhepo ako mhuri iyi uripama1 ngatiisei Mwari pamberi chekutanga mhuri iyi kune akaromba ende pakuroya vakushandisa vemunaraunda

  • @user-ui6ns5pi9o
    @user-ui6ns5pi9o 3 месяца назад +1

    2 hrs munhu achingoti nyoka yendara i who hee hee nyoka yendara muchipedzera Mwana nguva

  • @Gloria-jh4pi
    @Gloria-jh4pi 3 месяца назад

    Haa zvakaoma Mwari batsirai mhuri iyi

  • @user-xv1dp8jn4n
    @user-xv1dp8jn4n 3 месяца назад +2

    Muporifita uyu mweya uchipo hr hadzi taura uko putseki ndidzo ndimi dzacho hr

  • @Gogovamelusi
    @Gogovamelusi 3 месяца назад

    Ana Madzibaba murikuoneswa muchitosekwa nezvidhomaka. Hadzisi dzenyu dzaana gabruno to great ferrow. KwaTasvu kungopinda pagedhi pa No, zvinotiza izvi. Ko Nyangatayani ari padhuze navo akazvitadza izvi? Mvura futi, panoda mushonga mukuru chaiwo .

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 3 месяца назад

    Izvi zvinoda chivanhu. Enfai kwa sekuru Tasvu or sekuru Mukotsanjera. Vanozvipedza izvo.😮😮😮😮😢😢😢😮😮

  • @SamanthaMuzazariki
    @SamanthaMuzazariki 2 месяца назад

    Endayi kwasekuru tasvu

  • @winnetmareverwa7545
    @winnetmareverwa7545 3 месяца назад

    Kana muchiri mumaporofita anotaura zvana Moses nana Herija muchigere kubatsirika. We don't wrestle against flesh and blood but against dark powers and evil spirits. Maporofita enyu aya ari munyama zvawo hapana kana mweya apo.

  • @joycepanganai4866
    @joycepanganai4866 3 месяца назад +1

    Varoyi muri pabasa aah mazotishungurudza

  • @calistomunditi7960
    @calistomunditi7960 3 месяца назад +2

    Munhu anoshaya sei kuina vanasekuru vese ava nxaaa l get angry muporofita can't handle this, and it's a fact if l see anyone going kumuporofita with this ndiwe muroi

  • @abbymuss5519
    @abbymuss5519 2 месяца назад

    Kuita muroora kwakaoma vakomana. Misha yatinoroorwa iyi

  • @AngelineMwarewenyu
    @AngelineMwarewenyu 3 месяца назад

    Part 2 please 😢

  • @user-on7pj5ld1n
    @user-on7pj5ld1n 3 месяца назад +1

    Vaendesei kwatateguru TASVU vanozvipedza

  • @PaulineTshuma
    @PaulineTshuma 2 месяца назад

    Yoooh pasi pakarema

  • @SenzeniDube-zx7tv
    @SenzeniDube-zx7tv 3 месяца назад

    Nyaya idzi dzinoda n'anga kwete maprofita

  • @user-hg6jn6xj7p
    @user-hg6jn6xj7p 3 месяца назад +2

    I hasha here dzirikuitwa namadzibaba

    • @DRRZOE09
      @DRRZOE09 2 месяца назад

      Anenge achizviwona kuti ayita mudiki pa situation

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 2 месяца назад

    Great simaya Erija😂😂😂😂

  • @user-qs1bu3jd5x
    @user-qs1bu3jd5x 3 месяца назад

    Imi munogadzirisa zvinhu zvenyu before musati matanga munotiuraya maziso chii chirikuitika pasreen TV dzedu 😂waya waya chii munotikuvadza maziso