Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Zvino unotsvaga zvedzidza ravamwe gora hauna Baba
Nxaaaaaaaaa. KO iwe Baba vako havasi kukupengesa sei vachikutsvaga.iwe usadaro iwe
Atezvara havana gap pamombe idzo ngavabude umo
Mukadzi wacho dzaka rasika
Big up babamukuru mune moyo wakanaka
Mkazi anopenga uyu 😂😂😂🎉
Tsvaga baba vako iwe zibenzi
Ko mombe dzakasiwa na mwane dziripi ngadzibude
Mambo munogona zvisingaiti your the best
matendwa Mambo magadzirisa mhuri chaizvo
Ehe zisekuru iro ririkupinda papi sure
Mombe 1 haikwane nekuti kunofambwa kunoda kunobiswa muripo and mombe akawana dzirimo mumusha mukadzi uyo ngaasa monye muromo nhando and haana basa nemurume wake kuti abatsirike
Magora anonetsa. Ipai varwere mapiritsi
Zibaba remukadzi uyo naro rine nharo and kutonga zvisiri zvake
Nhoroondo yepfuma yakasiiwa zvainozikanwa hapaifanira kuwana vanoipamba kana kuvhuta nokuti ndizvo zvinosimudza mhepo.
Chii chakaita vasvagirwe murume anorwara njere pane nyaya
Havatongi musha wemukwasha
Mukadzi uyu anomuka chete ndatya naye uyu ka zvakaoma
bamkuru vane hudyire ,ngarapise muninina wake ko dai pasina mombe waiita sei,ari kuda kudya mari uyo
Bamukuru vane udyire
Chief Makoni ka😂😂😂. Chii chakadaro. Ipapo ipapo nokuti vakadzi vanenge vakahuraka😂😂😂 aaaah. Tezvara varikuda kubatira pfuma yavo because mukwasha anorwara I doubt kana akabvisa zig chairo.
Baba vemkadzi avo havasi vekwamutunhu
😂😂Nekuti vakadzi vnenge vakahuraka.
Chero dzika chinjwa hadzisi dzenyu tezvara
Mukadzi uyu akarema zvekurevesa uuuuuu mmmmm
Atezvata vapindapapi
Babamukuru mune problem
Tezvara mokwana pai papfuma yenukwashq
Ko atezvara vanodaira kana kupindira Papfuma yemukwash
Mombe ndikuida iyo
Shame mental illness inongoda mapiritsi vese namwana wavo😮
Relocate Zimbabweans to Moza for what exactly. Are guys stupid or what? Mozambique home affairs must listen to that nonsense. Poor dare 😂😂😂😂. Iwe gora tsaga baba vako uite zvokumusha kwako. Dofo