Mauto has got a way yekusimbisa tarenda rake zvake vanhu tisu tikuona senge akusaiza but its his way yekukumbira Ngwere imusimbise muchigame ichi,maida adii Ngwere yakarega kubudikira kuCup😂😂😂😂
Be humble baba totogara mu ghetto mako tichitotemba newe avo vapfana vauyinavo Havana dhiri. unofana kurakidza difference ye ghetto yut ne celeb sabatike batike mutunhu twusiko kana kudhakwa ziva pekudhakwira neveku dhakwa Navo...... Big up to you skiller👊🏾
Wakagara usiri fan yake unoti atikuzive here....wakagara uri fan ra silent killer hanty ahugeze here unozoda cy munhu anogeza zvosangana papi...mauto akauya kuzorova street kid rose wangu
Naye boys ngwere🎉🎉🎉🎉❤
Chimboita humble young man uchirikusimuka
Aiwa khonangale siyanai naye pliz muhombe uyoo
Iwewe na silent killer wako mese munochohwa chohwa
Umm dai masiyana naKhonangale nguva ichiripo vapfanha Ava, Khonangale akuriira saJah love
Mauto has got a way yekusimbisa tarenda rake zvake vanhu tisu tikuona senge akusaiza but its his way yekukumbira Ngwere imusimbise muchigame ichi,maida adii Ngwere yakarega kubudikira kuCup😂😂😂😂
Khonangale anodonha apa...arikuSaiza Silent Killer. obvious vapfanha vanopindira
Panorwa huru diki ngadzidzikame
Khonangale the best
Ngwere ihombe
Hoyyyyyo miramira ngwre kune mukuru wenyu
Ngwere lite pana khonangale haumire apo even silent killer wacho mauto anopedza
Mauto angamise ngwere
Ngwere haaudzwe nevapfana vakapinde mukovid
Iwewe you didn't win cup clash Zita rasilent killer ndorakahwina otherwise iwewe haugone
As long as he won , iwewe uchingonyora bonyora panapa
Hpna chaanogona uyo kushaya kwega kwega
Ngirozi haipatwe baipiro
Mauto siyanai nawo please.... Akazvitsvagira mbiri ega munhu uyu
Knonangale muhombe ,iwo mafriends akazouya mwana bmw , mafriends e fake
Mfana pana Mauto haumire
Anomiraa uyoo ingwere iyoo
Ahhhh 😂😂baba wakutsvg kupera manje
Ko silent wenyu akavhunwa mbabvu 😂😂
🔥🔥🔥
Parikupisa
Zvoto zvinemazera
Uyu mupfanha akaurayiwa naJunior spraga zvinozikanwa nemunhu wese but nhs akutaura zvekupenga ana spraga ndovezera rako bhanku iwe
Why asina kutore BMW ?
🎉🎉🎉🎉icho
Bvriiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii ngwereeee
Uyu mupfanha watanga kuita dzungu imboita humble gadzira mangoma mupfanha wangu
Mupfana uyo ngaadzikame pamauto atikunzwiri wavakupinda nemwenje mudziva tarira zvatikuuita mbida dee
Mauto haaz bho.ngwere unomama
Be humble baba totogara mu ghetto mako tichitotemba newe avo vapfana vauyinavo Havana dhiri. unofana kurakidza difference ye ghetto yut ne celeb sabatike batike mutunhu twusiko kana kudhakwa ziva pekudhakwira neveku dhakwa Navo...... Big up to you skiller👊🏾
🤛🤛
I agree
Mauto hapana zviripo
Asi hausati wapihwa mota
Akapiwaaa
Thabani, Bedza,Nyado, Njopaz huyai pano
Tgonzi lookalike
Akaneta Uyo 😂😂😂
ngwere dzikama iwe
Mupfanha chimbo mira izvozvo uno pera kunge pfira dend
Cool down boyyyy
Garayipasi baba
Ngwere to the fullest 💥💥Mauto kuhondo kwete kumangoma 😂
😂😂anzi vada kudyirwa bhonzo zvese ne soup
Kwete zvekunyepa bba
Uridako naSilent killer wako
Panyaya yekusaiza silent iwewe mupfnha aukwane siya vakuru vapedzerane ukadaro wakubhaiza uringwere nyana mfna😂
Kkkk angasiye mkoma vachi suzwa hre
Iye mauto wacho mukuru here ndiwo level ravo iyeye ngwere tarise kuti yakarwe Hondo dzakadini iwe mupfana wanga adekurira zviriraiti bvunze mabhanditi kuti uko akutambirwi unotyorerwe kutyoro cz takatrener awa mabororo sorry zvenyu kune achabatikanawo nazvo ndangoti muzive kuti dzawanda ngwere dzawanda big up kuf kaf family
Iye mauto wacho mukuru here ndiwo level ravo iyeye ngwere tarise kuti yakarwe Hondo dzakadini iwe mupfana wanga adekurira zviriraiti bvunze mabhanditi kuti uko akutambirwi unotyorerwe kutyoro cz takatrener awa mabororo sorry zvenyu kune achabatikanawo nazvo ndangoti muzive kuti dzawanda ngwere dzawanda big up kuf kaf family
Mauto akubata ngirozi bapiro
Pakupisa
Ndidzo mviro mviro dzekuparara kubata ngirozi ziva kuti iwwe nerufu mosangana
Urimhata iwe ndiwe nhova panamauto...kana usiri pinda nerako patan
Matsamweiko
@@StandardShotiT ahasaize mauto zvekusvika ku level iroro
Iye unode kuzviite seakanya iye pasina zviripo ngirozi haibatwe baipiro mviro mviro dzacho
Dai wamoita humble
Kumangoma hakuna humble
Iye ngaaite humble konangale arikufurirwa na blot
Zvakaitaa Mauto zvakangofanana nekutuka biggie unotemwa chete
Khonangale muhombe wangu
𝐼 𝑢𝑠𝑒𝑑 𝑡𝑜 𝑏𝑒 𝑎 𝑓𝑎𝑛 𝑜𝑓 𝐾ℎ𝑜𝑛𝑎𝑛𝑔𝑎𝑙𝑒 𝑏𝑢ℎ 𝑘𝑢𝑏𝑣𝑎 𝑝𝑎𝑎𝑘𝑎𝑑ℎ𝑖𝑠𝑎 𝑁𝑔𝑤𝑒𝑟𝑒 𝑛𝑑𝑎𝑣𝑎𝑘𝑢𝑡𝑜𝑚𝑢𝑠𝑎𝑖𝑧𝑎 𝑚𝑢𝑝𝑓𝑎𝑛ℎ𝑎 𝑢𝑦𝑎
𝒏𝒈𝒘𝒆𝒓𝒆 𝒊𝒔 𝒂 𝒈𝒓𝒆𝒂𝒕𝒆𝒓 𝒎𝒐𝒗𝒆𝒎𝒆𝒏𝒕 𝒃𝒂𝒃𝒂
Wakagara usiri fan yake unoti atikuzive here....wakagara uri fan ra silent killer hanty ahugeze here unozoda cy munhu anogeza zvosangana papi...mauto akauya kuzorova street kid rose wangu
@HlobisileHlamini iwwe urijende aw
Ngakaende ku rehab kamufana akooo kari kutsvagawo kupisa but maya se mauto haticheuke mutsindo we dhodhi
Pamhata pako mfana dzikama tipewo one song yako ine message siyana nemauto
Newewo uri mhata mauto venyu ndiye akatanga ku mhata kwenyu mese namauto vacho
Plas mauto ahakope skill wanzwa here iwe tsaga
Sorry zvenyu
Kukope zvinhu zvakanaka hakuna kushata apana need yekurohwe copyright kana iye wakataura wani kuti ingwere yeku bluzy 😅 wanga azviona
Beat riri pekutanga rinonzi chii
ruclips.net/video/q4SoBrbkNOQ/видео.htmlsi=_dZ4YtX2FXi1bRy_
@@StandardShotiT thanks
ngwerer chimbotanga wageza mafanamiiii
Anotogeza guys musataure zwisina musoro
waita kanyana mufanangu. khonangale zvave zvinhu. Gare pasi
Zvinhu kwauri apana zviripo paye ngwre igungwa
Kwete zvekunyepa@@tiagomabuya6409
Mauto hasi mudiki Kuna Silent killer. The guy actually makes better music. Silent killer akapisa kudhara.
Aaah ngwere ikupisaa
Killer achiri kupisa usanyepe iwe
Silent killer anoimba zero
Ahutombonzwike hako pana Khona nyarara
Unechii chimoratidze kuti unonzwika mudancehall kune hurungwere
Haa NGWERE DZIRIKO ndati
Dzawanda ngwere dzawanda
@@munyu7484 asi wakurwara hre unosupporter ngwere
Kwete zvekunyeba
@@BrianSimangoiwewe dako rako rakazare makushe
Ummmmm zvehondo Siya munopera masati matanga
unoimb zvisina musor siyaw ndomb nemutoriro tseqe
Vafana vari kunhuwa mogo ava
😂😂😂
Wakakwana here unoda kubata ngirozi bapiro
Mupfnha wngu wakufarisa pamauto uchapera sa mbida D dzikama
Arikusai mauto
Jealous chete mauto
Hoyooooooooo Ngwere yamiririra Ngwere huru
Iripa zamuloti
hie bro
@@StandardShotiT azviko izvo anopera mupfnha uyo ngaite cool ngwere chaiyo yatoziva ndi silent killer not mhata idzi cz dai akawhina mota isingashandise pattern rengirozi yehondo mutsiurei boys mupfanha uyu
Haaa dei takakatemaaa kuGombaa akaaa kabharanxiii 😅😅😅
Kkkk😂🔥
Haugone kutamba shaaz kana wakushaya zvekuita enda kunosvira mahure Siya mauto
Kanofa aka unofa dofo
Ànogona wacho ndiani
@@TawandaChibendera fair king kkkk dai kaigona kasinakupinda neskill rengwere amna
Vamwe siyai dzungu makuda kusvibiswa zita renyu Manji tichazwa makuzwi ngwere mkosho
Iwwe chimbomire kufunga nedako
Mufan becherako
Dai wakapihwa khona mufinal dai usina kaBMW.....
😂😂😂
Dai ifungwa yebenzi iwe chimbomire kufunga nedako
Wakakwan here iwe ngwere ihombe😊
Ukanyarara unorarama or your carrier will end usati yatanga be humble
Ive munhu vaurikutamba nàye anourara dai vambodzikama unopera sa mbida
Unechii munhu wamuri kutaura chido unacho but njuga dzirikudya mugwanhi kine ngwere baba sorry zvenyu ana dako
Mudhoto wako ne ngwere yako
𝑾𝒂𝒕𝒐𝒑𝒆𝒓𝒂 𝒖𝒔𝒂𝒕𝒊 𝒘𝒂𝒕𝒂𝒏𝒈𝒂 𝑴𝒇𝒂𝒏𝒂
Pamhata pako mfana dzikama tipewo one song yako ine message siyana nemauto
stop the hate speech its only entertainment its not even that deep rasta musapinde nemoyo🤦♂️
Pamhata pako newewo mauto wako ndiye akatanga Pamhata penyu mese nemauto ako putseke🖕
Mukosho wenyu asekuru pamhata penyu everyday na4 nhaika @Mckupakwashe
Ngiroz haibatwe bapiro munokuvara pamhata penyu mese nakhonangale
Uchafa uchiparumbidza nengwere or bere renyu