Haa Blot ngaaasiyee Mutoriroo Blot ariikunzi big up but seems he is PERSONAL asi kana achida personal anofaa ne Ngwre haaa pastaira racho big up Silent KU kaf BLOT tokutyora INI NE NGWERE dzngu big up Ngwere family
@solomonmuvimwa9806 Silent Killer has a unique type of music within the Zimdancehall genre. Having a movement means his music will live beyond his career
I started listening to Silent Killer in 2023 only to realize kuti ndanga ndakatosara , Blot anengoma dzake dzaakarova dzinonakidza but if I'm to choose who is better than the other haaaa Ngwere chibaba that's why Blot asingabatike paclash anoziva zvaanoita Ngwere inopeta zvekudaro yakagadzira pattan rake ega nhasi atova nema disciples❤❤ NGWERE ITORI CASE STUDY IYO
Uyo ngwere lite haasi Mwana waSilent killer hre
Silent Killer was legendary on not taking one side for vapfanha vake❤
Is he late
I think in my opinion Godfather vakufanha kumira vega not Star Fm
YOU ARE RIGHT ♥️
I support your point
Very true 🤌
Its too early musavape pressure
@@jackiejulyzw kkkk wanku hazviite kumirira Dancehall chete guys Chipaz ariko
Silent skiller avo ngwere lite maone🔥🔥🔥🔥🔥🔥
gwere light iyoo ibateyi🎉
The Life of Ngwere Family 😊😊😊
Haa Blot ngaaasiyee Mutoriroo Blot ariikunzi big up but seems he is PERSONAL asi kana achida personal anofaa ne Ngwre haaa pastaira racho big up Silent KU kaf BLOT tokutyora INI NE NGWERE dzngu big up Ngwere family
😂😂😂😂ma1 aya
Silent Killer is building a legacy as a Zimdancehall legend
😂😂😂😂😂 Legacy ipi nhai wangu
@solomonmuvimwa9806 Silent Killer has a unique type of music within the Zimdancehall genre. Having a movement means his music will live beyond his career
Silent skilla ingwere gyz iyo
Ngwere will never disappoint 😮
Ha ngwere ihombe wakamboona kuna blot Lite hr kkkk
Ehe ariko hamumuzive chete
haiwanike cz iye blot anotoriwo sauro lite lol
Agara ndi Sauro lite
Silent killer is 100% right together with Blot they can conquer the dance...!!
Chasara vapfanha ava vachanobviswawo zino😅
Hauite wakanyanya
😹😸
Mandinaka😂
Yesiah silent killer approved ingwere idzo
Thank you ngwere for supporting ngwere pwere hamuna jealous, ndofunga vamwe varikudzidza varikudzidza kuti kutevedzerwa hapana chaipa, templeman murimuhombe zvenyu pakusimbisa maghetto yuts
Gorge gaza ane pride anogona hake ku winner but he aint going anywhere uyo lite uyo achavhura hombe akawana sponsor you got my support young man
yea anofana kusawanza ka speed nekakuda kuonekwa, anofana kudzikama
@ConnieGwama at least wazvionawo ndafunga ndini ndega ka
Kukopa zita, skiri zvese neface!!
😂😂😂😂😂😂
Silent killer = living legend, best freestyler!
Legend ?
Congrats Silent Killer; he's just given birth to proteges like what Souljah Love. Zimdancehall to the world 🎉💣💥
Blot ngaasiye mutoriro. Haagoni kugarisika. All his interviews he willbe like gudo riri kufamba pazvidhinha zviri kupisa
Imhata
😂😂😂😂😂😂haa my ribs
@@Dayton3002 ko iko kuponza
Haaa dzakutotacha haasiri normal
@ConnieGwama taura hako I mhata blot
Takuda ngwere studio mnje
Hoyoooo TiriNgwere. Huya munzwe kadance kekufadaya
Ngwere lite kumberi chero voice racho kuita kunge Ngwere hombe
Ngwere apa akaita respect zvake 😂
yooooo Gorge And Ngwere Lite Ayewaaaa Ngwere Idzo Ndimi Vamwe vese Idzo Indere Ipwere Igwere Gwere
Ngwere family iri ku Shaina hayo 🌟 🌟
Zamtoti zamloti hahahahaha ma1 aya
DNA YE NGWEREE🔥🔥🔥🔥
Silent killer lite mahwani ayo ❤❤❤❤❤❤❤
Ngwere lite mahwani ayo love 💕 💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕
Haaa George gaza ndivo younger pa ngwere,,,but bho family
ma hustlers epa century mall we thank you for supporting maYuts
big up tony bindura and general ovi
Idzi ndidzo ngwere chaidzo 🗣in silent killer's voice
Silent skiller muhombe
Chibaba zvamwari
Hanzi makasara madeko hre😂😂😂😂😂Salamalekoo
🤣🤣🤣🤣ndanga ndisina kuchibata
kkkkkkk haaaaa ma1
@@TalentMupezeni raitova zi diss haroo😂😂😂
Silent Killer hachirwadziwee
the dark guy can mimic the voice and many flows whilst the light guy can only mimic one Flow but has more bars. kudos to both!!!
Silent killer= legend
Pon fire bigup blot apinza ngwere fear zxepo
I started listening to Silent Killer in 2023 only to realize kuti ndanga ndakatosara , Blot anengoma dzake dzaakarova dzinonakidza but if I'm to choose who is better than the other haaaa Ngwere chibaba that's why Blot asingabatike paclash anoziva zvaanoita Ngwere inopeta zvekudaro yakagadzira pattan rake ega nhasi atova nema disciples❤❤ NGWERE ITORI CASE STUDY IYO
Ngwere lite uyo toda dna
Blot akasabatwa anogona kupenga uyo🤔
Sure boe
Ari pedyo sure. Network inogona ku cutter akamhanya mushini.
Gaya kuzvonyongoka kunge nyoka
@@faraitrevorzaba7898 yeah pakashata
@@gaffa7549 eee amana
Silent skiller ma one ayooo chi baba takaynda pa 21
I subscribed to Star FM ZIM bcz of Godfadah
BLOT NDEWEMUSEVE NGAASIYE DANCE HALL
Blot kana zviri zve music siyana naye.... Blot blot madokowani.. skele skele hu hit maker.. Matthew rusike hit maker.. real champion blot
Ngwere ihombe kwete zvekunyeba
Uyo anonz Blot uyo idombo hnty haagrisike, ko musoro kusagadzikana
Taura hako
Ngwere yenyu inotaurisa iyo... Ipa vamwe mukana iwe... Chiko newewe
Ngwere ikurira kudarika mwana wese wedancehall
Haa blot ndonakirwa naye but haa buwe rikuwanda akulacker proffesionalism.
There is Zimdancehall and Ngwere music
😂😂😂😂😂
The Ngweres moto🎉🎉🎉
Skilla more like big bro
Ka Blot kanongondibhohwa.kuita seyi ikoko nhayi
blot needs kumbopretenda kunge asingarove mutoriro
Haunyepe kanoita😂 kunge kahuku kakarohwa nemakwash
Ngwere lite bho kuside kwangu zve ngwere hombe handichataura muhombesa mu dancehall
Blot akafanan na mbida wanedzungu big up ma junior ngwere kunge silent skller ma one ayoo❤❤❤❤
16:06 wakafanana nechimoko chiya chinonzi sasha
Zvatanga chaizvo chaizvo BLOT RESURRECTED DANCEHALL........ chasara kungoita collab naMASTER H then ato bviravira reipapo
32:45 the way godfather smiled kaaa pataurwa nezvecrush kaaa vanga vachitoziva zvavanga vakaronga😅😅😅
Ngwere lite ma1, is real G.O.A.T pa age yake
Haaaa Blot anenge akadhakwa boys 😢
zxiriko ft
George Gaza outa Chtwn🔥🔥🔥
Ngwere ikutaura zvemangoma vakomana ngavatore marii
Silent Killer femily ❤😅❤❤
Silent Skiller is very talented and humble. I love how he reacted when he was pocked by silent killer
Zim dance pa star FM. Ndeya chipaz zviripachena
ngwere lite ma1 😂 gaza ma1 futi
Usararame comic usachinje topic 😂😂😂😂Ngwere soo
Pana skiller na killer tikuda Tinashe mugabe😂
Say dat again
Jimmyy mudharaaa🔥🔥🔥
Blot ngaambomira 😂😂😂hayas dragula ma1
13:40
Ngwere lite ichivhurira
Ngwere lite🎉
Gaza daily maita Blot kkkk but makaipa henyu
Mkuru ngwere musaratidze kakurwadziwa nemufana uyo skiller
Haunyepe anga akupinda mpfanha ngaasadaro wani mpfanha amupa respect
haa ndezvemangoma vatone song vese yakabva kubuda
Kungoti hamufarire ngwere chete Ngwere harwadziwe
Kkkk hanzi haa haana page uyu kkk ngwere ngwere ngwerekaaaa
Silent Killer is a legend guys, he has two proteges achiri mupenyu
Haaaa blot achapedzw nemadrugs rehub yadii yabata basa
Skilla🎉🎉🎉🎉🎉🎉
yaaa ma 1 aya
🎉🎉🎉 vafana ava vese vari boe but pane 1 ane error gwere lite Dai ambomira diss mumwe wake vaita vachiwonesana
Uuùuh blot mukasamubata kaaaaa haaa eeeeh
Bere lite
Maya uri Ngwere Rice 🍚
Ko blot just relax.😂😅😂 Ma stuns ahazoda kudaiso.
Lite zvinhu.baba vana baba vavo...Silent Killer ndi baba va Lite..Lite vari baba VaGaza.saka Gaza muzukuru wekwa Killer
Ngwere dzese dzopedza 🔥 asi muhombe muhombe hapana kufa kana kufenda
the zim migos kkkkkkk ngava former crew vobhuritsa album
Blot makes silent killer look sober 😂😂😂
Ngwere Family alongside Young Gemini to da world
Ngwere lite ma1
Madrugs awakandisa Pana blot
Skilaa akatofanana nengwere yedu
Ngwere yenyu inouraiwa na blot pa stage... Muyitengere coffin
🎉🎉🎉🎉 hanzi vane DNA yeNgwere 😂😂
Skillet muhombe
Gaza uyo anekadzungu
Killer ndi Killer 🔥🔥🔥💯
Ndakarova chiSuit cheGreen
😂😂😂😂😂 Gazah
Big up silent killer and juniors