Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
whatsapp.com/channel/0029VaeYg5tGU3BNt2fWqU2P
Hoyo wagona warwirira boss veku new school
One munhu akamutsa Ngwere o.g nemangungundengu big up Dj Inno🥇
Big up MtokoBig up Nyamuzuwe1 mhanduwe akasandura vapfanha kugomba.kuita mutemarege wombada.makavadzoresa level kunge mujombo
Podcast Manyama INNO🤟🎲👑🖤🇯🇲
Mnhu UYU muhombe ndatiii 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ngwere yacho inotoda baba
Morefire 🔥🔥🔥🔥
Ngwere yekwaMutoko @ Nyamuzuwe 🎉🎉🎉
Hoyo ngwere unogona 🎉🎉🎉😊
Kudya vese kunge half breaddd😂🔥Mauto imimi nagiri
Ngwere yekwamtoko ndoyaifanir kupihwa motaa 😂😂
Chakanaka chakanaka apa warowa
Ngwere dziHombe😂
Guys musapinde personal its music ku Dancehall zviriko zvema diss kana uchi feela kuti munhu unomupedza pa lyrical u can challenge
Motoooo moto pakayipa apa kwete kuyimba zvisingayenderani
This guy is better than vakahwina bima😂
Unopisa wangu
Chinorowa
🎉🎉🎉🎉🎉mwana wekumba❤
Ngwere yekwamutoko
yaa anogona but ngaasa challenger skiller coz skiller vanotor ine dna yengwere straight iya ingwere baba
Hoyo
Kuffcurfew 🔥 🔥
Imi mungataure but hapana anomukunda mucomment section munom
1 last king
Mutoko
Zvimangoma zvako DJ kuseri
Big up DJ Inno
Bvriiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii 😂😂
Uhhh ichi chakagarwa mhani achisi bho chimichinda icho
Mhata dzenyu iwewe na dj venyu Mese...........mavuto❤❤
Hoyooooooooo❤💥💥💥
Guys don't challenge each other, be an alliance ye kuff Cuf☠️☠️💀
Fanta akakubirira paya aizokubudisirei
Wakadhakwa yut ndaimbokufarira but pawakudissa Mauto nablot waiutadza kuziva. Uchapera uchangotanga
Muridzi we BMW ndiye uyu
Makudya sadza nechilli😅
Iyi Ngwere ihombe chero Kuna mkoma wayo
😂😂😂apa ukuverenga malyrics
So funny😅
Zvinebasa rey
@@hurricanebullzeye7610 rekuti mangoma mahombe kwavari
Ngwere ihombe
Hoyoo Ngwere anofamba
Anopenga mauto munhu pavanhu iri ingwere wakwanboko
Vakudya sadza nechili 😂😂😂😂
Ma1 atanga Chino ne chino
Ngwere yekwaMutoko
SaMtoko 🎉🎉🎉
Muhombe baba
Hehehe thats fire
Ava ndiKing
Umm gwere yekwa mutoko ma Hora anogona muface uyu
Mauto anopedza bvunzai Mbida 😂
Chakanyanya icho ngwere hoyoo
Idzi ihondo dzevadiki sure
Pwere Ngwere
Dai vamboita ma songs vosiyana ne ma diss silent killer opedza hondo dzake ega
Kuwainira kasongo
❤❤❤❤❤❤
Hoyooo
🎉
Ngwere dzakushaya zvekuita manje
Inno neChino😂
Kuyainira bere mauto ma giri
Mauto imimi na Giri,makudya sadza muchi seva ne 🌶
Haaa uyu anopedza
Anogonesa uyuuu
sada muchiseva nechilli
Haamire nemauto uyu anopererwa uyu
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Vafana ava muri kungovakwidza ndege dzemashanga apana zviripo apo
Kkkkkkk
Kkk verry silly mumwe murume kuzviti ndini ngwere iyo iripo
Ndiko kunonzi kufambirana na kingKuda kuzogara nhaka munhu Afa hazvina direction cz mufi nekuto ziva vava kugara nhaka Afa haazokwanisi kutiYes or noIzvi ngazviitwe muridzi we Formula achirarama abate waanoti arikuita izvo ruoko
Chibaba icho
Haunhongi nyama futi blot anoda killer wewe enda kuna hulungende Nkonangale mukuru wako dzikama 2:00
Pangwere dzese utori boe
Kufu
Chino nechino
Please siyai vafambi vemadeko
Mufana uyu wakutopera paatangira
😂😂😂😂😂😂❤❤❤
Mauto anofa
Duzvi
Muri nhata
Kwete zvekunyepa baba
Chitopota
Dem dead
Anogonesq uyu
Ngwere yekwaMutoko ihombe 🔥🔥🔥
Waita mwana
Holooooooo yako mais shamaiako
Ukwane iwe gwere yekwamutoko panoda kushanda baba musvike pa levo reku diss mauto na blot
Kufurayi
Mukosho wako basa kuteedzera vamwe
Zveipapo
Hoyo rufu
Chombomirayi mukadisa blot nemauto hamuriri bamudiki munokuvadzisa chingwere chihombe
Unobhaiza pakutanga kutokonyana nevanhu vasina dhiri newe ndokufarira but apa wakubuda mutsaga dai watouya neka-song keku-church wagona
Twunopera carrer twuwapfanha utwu
Ku dissa mauto nagiri wakuita zvekumama
Uyu ma1
Kufu rufu
Ngwere yekwamutoko haramumboko
Chakaipa ichi
whatsapp.com/channel/0029VaeYg5tGU3BNt2fWqU2P
Hoyo wagona warwirira boss veku new school
One munhu akamutsa Ngwere o.g nemangungundengu big up Dj Inno🥇
Big up Mtoko
Big up Nyamuzuwe
1 mhanduwe akasandura vapfanha kugomba.kuita mutemarege wombada.makavadzoresa level kunge mujombo
Podcast Manyama INNO🤟🎲👑🖤🇯🇲
Mnhu UYU muhombe ndatiii 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ngwere yacho inotoda baba
Morefire 🔥🔥🔥🔥
Ngwere yekwaMutoko @ Nyamuzuwe 🎉🎉🎉
Hoyo ngwere unogona 🎉🎉🎉😊
Kudya vese kunge half breaddd😂🔥Mauto imimi nagiri
Ngwere yekwamtoko ndoyaifanir kupihwa motaa 😂😂
Chakanaka chakanaka apa warowa
Ngwere dziHombe😂
Guys musapinde personal its music ku Dancehall zviriko zvema diss kana uchi feela kuti munhu unomupedza pa lyrical u can challenge
Motoooo moto pakayipa apa kwete kuyimba zvisingayenderani
This guy is better than vakahwina bima😂
Unopisa wangu
Chinorowa
🎉🎉🎉🎉🎉mwana wekumba❤
Ngwere yekwamutoko
yaa anogona but ngaasa challenger skiller coz skiller vanotor ine dna yengwere straight iya ingwere baba
Hoyo
Kuffcurfew 🔥 🔥
Imi mungataure but hapana anomukunda mucomment section munom
1 last king
Mutoko
Zvimangoma zvako DJ kuseri
Big up DJ Inno
Bvriiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii 😂😂
Uhhh ichi chakagarwa mhani achisi bho chimichinda icho
Mhata dzenyu iwewe na dj venyu Mese...........mavuto❤❤
Hoyooooooooo❤💥💥💥
Guys don't challenge each other, be an alliance ye kuff Cuf☠️☠️💀
Fanta akakubirira paya aizokubudisirei
Wakadhakwa yut ndaimbokufarira but pawakudissa Mauto nablot waiutadza kuziva. Uchapera uchangotanga
Muridzi we BMW ndiye uyu
Makudya sadza nechilli😅
Iyi Ngwere ihombe chero Kuna mkoma wayo
😂😂😂apa ukuverenga malyrics
So funny😅
Zvinebasa rey
@@hurricanebullzeye7610 rekuti mangoma mahombe kwavari
Ngwere ihombe
Hoyoo Ngwere anofamba
Anopenga mauto munhu pavanhu iri ingwere wakwanboko
Vakudya sadza nechili 😂😂😂😂
Ma1 atanga Chino ne chino
Ngwere yekwaMutoko
SaMtoko 🎉🎉🎉
Muhombe baba
Hehehe thats fire
Ava ndiKing
Umm gwere yekwa mutoko ma Hora anogona muface uyu
Mauto anopedza bvunzai Mbida 😂
Chakanyanya icho ngwere hoyoo
Idzi ihondo dzevadiki sure
Pwere Ngwere
Dai vamboita ma songs vosiyana ne ma diss silent killer opedza hondo dzake ega
Kuwainira kasongo
❤❤❤❤❤❤
Hoyooo
🎉
Ngwere dzakushaya zvekuita manje
Inno neChino😂
Kuyainira bere mauto ma giri
Mauto imimi na Giri,makudya sadza muchi seva ne 🌶
Haaa uyu anopedza
Anogonesa uyuuu
sada muchiseva nechilli
Haamire nemauto uyu anopererwa uyu
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Vafana ava muri kungovakwidza ndege dzemashanga apana zviripo apo
Kkkkkkk
Kkk verry silly mumwe murume kuzviti ndini ngwere iyo iripo
Ndiko kunonzi kufambirana na king
Kuda kuzogara nhaka munhu Afa hazvina direction cz mufi nekuto ziva vava kugara nhaka Afa haazokwanisi kuti
Yes or no
Izvi ngazviitwe muridzi we Formula achirarama abate waanoti arikuita izvo ruoko