Wow, your excitement is absolutely contagious! DJ Ollah 7 really nailed it by bringing Khonangale to the podcast-it’s such a proud moment for Zimbabwe! Khonangale’s talent is unmatched, and having a platform like this to showcase it is incredible. No wonder DJ Ollah 7 is your number one podcast now-it’s pure vibes and quality content! Your love and support for both Khonangale and DJ Ollah 7 are inspiring. Zimbabwe is shining brighter with moments like these! Keep the energy high-it's beautiful!
Mauto needs to tell us the truth kuti kuBulawayo ayi iteyi, there is a lot that does not add up. Its possible he went for training yesomething. At Zigo tv akati mudhara wake ndiye aigara kuBlues now the story sounds different
DJ Ola marasta Toda peace. kwete kuda kuisa munhu pa corner to dish the dirt kuitira vanhu vavengane - hatizvidi hatizvidi hatizvidi!! Khonangale wel done for avoiding kunetsana and also trying to save blaz aizvi feeler uyo Mbida D. unr humble my guy. Ngazvienderere mberi
Wow, your excitement is absolutely contagious! DJ Ollah 7 really nailed it by bringing Khonangale to the podcast-it’s such a proud moment for Zimbabwe! Khonangale’s talent is unmatched, and having a platform like this to showcase it is incredible. No wonder DJ Ollah 7 is your number one podcast now-it’s pure vibes and quality content! Your love and support for both Khonangale and DJ Ollah 7 are inspiring. Zimbabwe is shining brighter with moments like these! Keep the energy high-it's beautiful!
Mautooo
Am glad he gave credit to Ngwambi, such a humble guy
Hanzi chokwadi chinovengesa asi zvemangoma chaizvo Khonangale ane chipo 🔥 panochohwa munhu apo
Wooh todawo interview ya #Ghetto crazy creative minds studio Chula mhani mhofu yemukono tonyadzisira Reason
Aaah this guy is a masterpiece especially pafree style apo chakaipa💪💪
Best podcast in Zim 🇿🇼 It's giving good vibes 💯
What an honest,humble and respectful man 🙏🏽
Absolutely ❤❤❤❤
Thanks Olah & Khonangale maspaka guys Khanongale waratidza maturity chibaba nough respect
Well done mauto ku challenger ngwere , it's a way of upgrading yourself 🎉
One man is doing good we love it❤🎉🎉
Mauto bba freestyle KING🔥🔥🔥🔥
Genesis lives rent free in my head ❤
Ichoo chinonzi olah chakarongeka❤❤❤pareal .chinema smart podcast.kwete zvana nhingi
Like THIS guy 6months vari pa training.
Tichidzidza chibasa chekilling
One pod cast isina rusaruraganda..Big op DJ Olla❤
Best podcast
Khonangale hoyoo🙏💥💯
Ndiri chibage here kunge ma gwere handisi pwereeeee❤❤❤❤😂😂😂😂😂
I like his style ❤
Yu hav gained a following Khonangale, mature talks ther. Mauto to the world
here for Khona
Khonangale ❤❤❤❤superb
Mune chipo bro keep up the good work mwari vanokusvitsai kure chaiko🙏🙏🙏🙏
Very talented youngman
From humble beginnings 🎉
Haaa ngwere inopedzerwa na khonangale
Aaah ipi yacho
Khonangale waita nyana unotyorwa tyorwa nengwere
@@BeeBlessing-b8xYes he knows that but he want it with him.....that's the spirit
#DjOlla#Mauto....much respect guys.
I enjoyed this episode.
I like this guy….so humble man
100! and he has common sense, didn't rush into getting signed...ndezvekuma 90s izvo, dzungu chairo. more success to this brother
Vafambi vamadeko 🔥🔥
Anechipo 👊
Ollah!!!!! Unoiwanepi info
Khonan'ale wawangu kubva nhasi becoz of BLOT popopopo
Vafambi vemadeko ❤️🔥🔥🔥
Khonangale!!!!!! Take some from south Africa!!!
🎉🎉🎉🎉mauto ndomirq nawo zvekudaro
Ola ma beats should be there pa system yako in the studio
Khonangale pliz know where your strength is,uri wemafreestyle,and parizvino ndoari kubhadhara ,kuimba kwakawandirwa so far.
Mauto needs to tell us the truth kuti kuBulawayo ayi iteyi, there is a lot that does not add up. Its possible he went for training yesomething. At Zigo tv akati mudhara wake ndiye aigara kuBlues now the story sounds different
Freestyle iyo yanga ichipisa
Mauto Disciplinary Committee ❤
🔥🔥🔥🔥🔥 🙌Mauto
Khonangale🎉🎉🎉🎉
Wangu wechidhaka murehwa,uzumba,gapara,chitimbe,marugara,magunje,nhakiwa apoooo
Free style iyoooo ma 1 Mauto makanyanya
❤❤❤❤ Vafambi vemadeko ndowa naye
Vafambi vemadekooooooo❤
KHONANGALE AKU BOOKIWA 4 000 HUHHH TEAM
Mawutooo 🎉🎉🎉🎉🎉
Ngwere inokupeta mupfanam welcome to dancehall
Mauto!!!🔥🔥🔥
Konan'ale is secret agent y basa racho risingataurike
Musoja uyu kkkk handzie ashok layland
yout is str8 fire
Mautooooo
Thanks Olla
Khonangale kwabulawayo
Khonangale urichibaba wangu
❤❤❤
Elias musakwa stays in bikita ,he was an Mp ku bikita also
Ehe kwa Makuvaza zve but sandiko kumusha kwake
Ollah tora Wessy Issah kuInterview
Pride inowuraya Flexy H self Pride anoiwanzaaa
DJ Ola marasta Toda peace. kwete kuda kuisa munhu pa corner to dish the dirt kuitira vanhu vavengane - hatizvidi hatizvidi hatizvidi!!
Khonangale wel done for avoiding kunetsana and also trying to save blaz aizvi feeler uyo Mbida D. unr humble my guy. Ngazvienderere mberi
Ndewe coin uyu
Big up ollah isu tiri Mauto tafara chose kuona mukomana
I hate how this guy keeps forcing people to speak what they are not comfortable with,
Ibva pa podcast racho
Mauto🔥🇿🇼
Mahwindi neMauto 🎉 zvatanga
Mauto🔥🔥🔥
This podcast ikumberi but I admire zvakaita Ollah7 akabva kuma former employers ake vanhu vachiti achachema but He is here now
Kkkk kwete Prodcast mheni Mauto. 'Podcast'
Mauto button❤❤
Inini ndiri mauto 😊
Mauto 🔥
Vafambi vemadeko let’s gather here
Kkkkk big up khona na giri
Mauto khonangale tinewe kusvika zvanaka...mautoo takanyanya..
@Dj Ollah 7 TAKUDA MADEDIDO PAPODCAST
Ko Maziso haavhurike here
Olah you forget to ask him his age
Team mauto......aaaah best
Mauto🎉
Kudzura mirror ndini ndakakuvhotera 😅😅😅😅
Ollah kuda nyaya
Khona chibaba
Freestyle iyi ma1
Hapana chakaipa kuti 🪖 imutore aende kutraining 10:32
Vafambi venguva dzaka pera pera
All Zim Podcast are afraid to invite Nelson Chamisa or Apostle TF Chiwenga.
Free style iyi ma1 manje 😢🎉
Ngwere inofa nemauto
But ichokwadi Silent killer vanoda some minutes kuti malins abatane 😅😅😅 ndosaka asingadi kupiwa malinez mashoma anoziva kut 4 lins 4 lins anofa
Ana Madzibaba vekuchurch kwedu kaziwai
Ollah dzoda nyaya dzevanhu kkkkk
Hanzi ndakagara 45yrs how old is this guy
Anzi 4 to 5 years
Musakwa panhakiwa
❤❤❤❤ respect
Dj Ollah....Obvious hondo itoripo here 😂😂😂😂😂
Varikupisa
Khonangale sotsha.
Kkkkk big up khona simbisa girl giri
Hakuna mundebele anonzi musakwa
Khonangale munhu akabva kuvanhu
Mauto anonyara nyara
Mauto kumberi
Mauto bvriiiiiiiiiiiii