@tinetimhlanga4585 I think zvimwe zvacho inyaya yakamboti batweyi mbichana na VaMadungwe kuti vakadzi vari kuchema mudzimba kuti vari kusara vasina kuguta bota mudzimba umo Sakai chihure chawandisa plus isu varume tine ruchiva tinoda zvinhu zvisiri zvedu apa munhu akanwa weti😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.Network problems plus kudedzera kanenge kuchiita sekuru manhunt anovhunduka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😊.baba joze dzakutojamuka kuti hadzina kuisa mkadzi rukavo😊.But Dommie will never do that again I think he has learnt his lesson.
That guy is likeable hake though lol 😆. Dai Mwari vangomuregererawo hake vanyevenutda moyo wasekuru Kanengo vamusunungure. He has learnt his lesson now. Lol
Zim man can not share their cake. It's very fan, you start thinking of losing your job, you where suppose to think that be4 proposal to a married man. It's good to lock.
i think nyaya yavari kutonga apo haisiriyo murume wemunhu haana kana chaarikuziva kana sekuru haatovazive ..... uyu munhu akutovhura gure nyowani ...akatotuara nyaya yake but haana kusotwa nasekuru uyo
The story has a lot of gaps. Complainant should have easily recognised Kanengo but it looks like they have no previous links at all. A lot of choreographing in this narrative storyline
I think the issue aitya kuti nyaya inosvika kubasa sekutaura kwaita mai vemukomana. Munoti mai avo varikunyepera here Kkkk. I don't think so. And so you think that guy anoda kushambadzwa like that. Aha I I don't think so.
Zvinhu izvi ijoking stuffs here, munhu kungofona and start barking at munhu adera 😂 . Saka murume wemunhu anobatwawo here or same mukuvadza mahure are?
Aaaaaha , sekuru avaka , ivo ndivo votowana mari yakawanda muridzi wemukadzi opiwa less 🤣😅🤣 ibussiness zveshuwa , Ko muridzi wemukadzi ari kunzwa sei ivo ndivo voto gainer more ?
Kanengo behaviour is a serious bearing on human rights. Even if it might be true that the guy was in an adulterous relationship, it should not follow that Kanengo should parade and ridicule him in such an uncouth way. Zinatha should revoke licences of such unscrupulous characters
Kana mabatisisa ma calls aitwa kuna ba Joze anga achinzi huya kuharare kwasekuru kanengo ndabata mbavha yako bwera ka pressure kacho kaneka that kekuita kunge hapana chokwadi chekuti sekuru ndiwo vakagadzirira ba joze mushonga chandaona ivo vangoona kuti vanokwanisa kusunungura zvawo asi ba joze haangamboite zungairwa rekuti i think you call wrong # iye achiziva sekuru
Mkadzi wemunhu haabatwe ,a big lesson
Ukabatwa na Sekuru kanengo unenge wamama bcoz he will market with your issue🤣😂😂
Kkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂taura hako😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂taura hako😂😂😂😂😂😂😂😂
Haaa ndozvanobhowera
😂😂😂😂😂
Koisu hamutione hre monyenga vakadzii vevanhu muno mama chte
Hesi ruvimbo
Apa sekuru vaitaudyire. How can he take 1000USD and give 500USD to the owner of the wife? 😢 The one aita loss is the husband ane mukadzi abatwa.
Kanengo anyepaa Murume wemunhuu haasi kutombozivaa kwaKanengo kwachooo
Amazing mother
CRY My Beloved Africa
Aaaaah Zvakaoma.
What has Zimbabwe come to???
Bvuuuu Pachena for the world to hear😢
😢it's very sad
Handsome wakashaya wako here
SEKURU VAKABATSIRA MUNHU ASINGAVAZIVI🙌🏿
FON IRI KUITA KUBVUTWA KUTI PANOZOTAURWA ZVISIZVO😅
Mataura chokwadi apa. Kanengo is FAKE
Mukadzi anoti akamanikidzwa akabvuma akadii kuramba ibhishu futi mkadzi iyeye
Haaaaa sly dzimwe nyaya dzinoda privacy haaaaa varume munhu akut basa ropera mm makuto marketer naye haaaaa
😢
chakaipa chakaipa privacy yei chii ??
Yes taura hako dai akavigawo kana face yakee
Kanengo saka iwewe urikundiudza kusvika ukure pauri apa hausati wamborara nemudzimai wemunhu here even akafirwa zvake uyu muchinda anga achingodawo kuregererwa momuti asazvipamha…murikutonga nedemo vakomana humwe hwave hutsinye dei veZinata vachimbotarisawo vanhu vavanopa mapepa …Saka uchanzwa sei muchinda uyo adzingwa basa 😢
Sekuru vaKanengo to the Fullest
Mai vebenzi havana mufaro
Hmmmm pa disclosing ppls phone numbers apa guys msadaro
Sunungurai sekuru,misodzi yamai yakaoma,vachema nekuti kubara kwakaoma.dumbu mutsoka inobuditsa mbavha nemuroyi😮
Best of Best Sekuru Kanengo matakanure
Privacy zero. Embarrassing our Mother.
Vari kunyanya
Ummm hameno pamwe ndini ndaona zvisirizvo panhau iyi.BaJoze vanenge vasingazive sekuru Kanengo aaagh hameno
Taura hako ipapo pandipotsawo but knowing sekuru personally vanopedza masports but apo ndine ??
Kunyepedzera kusaziya so that upfidze
Sly media watadza number dzemunhu pa media hr wadini waita private ipapo patadzwa zvikuru
God Jesus Maita Basa sekuru kanengo
Apfudza mukomana uyo but sekuru inzwai tsitsi pamari apo😊
Akatorerwa mukadzi ndiye opihwa mari shoma 😂😂😂😂haaa life no balance
i think its too much to ask such questions amai varimo chokwadi.he acknowledges his crime and apologies no need to embarrass him
Mukomana wacho is handsome chinomushaisa mkadzi wekugara naye chii
Wakumenya mhezhu mezhu
Zvinorwadza mubereki mai vatambura ava
chihure muchapfidza becoz munhu uchimutsiura anenge achipindura kt handina ukama newe saka ukambobvisiswa 1000 USD uchapfidza .....
What a handsome guy 😢
Vakadzi varimudzimba varikuhura shame, apa varume vacho havanzwiwo
@tinetimhlanga4585 I think zvimwe zvacho inyaya yakamboti batweyi mbichana na VaMadungwe kuti vakadzi vari kuchema mudzimba kuti vari kusara vasina kuguta bota mudzimba umo Sakai chihure chawandisa plus isu varume tine ruchiva tinoda zvinhu zvisiri zvedu apa munhu akanwa weti😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.Network problems plus kudedzera kanenge kuchiita sekuru manhunt anovhunduka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😊.baba joze dzakutojamuka kuti hadzina kuisa mkadzi rukavo😊.But Dommie will never do that again I think he has learnt his lesson.
Vari kuhura Nani?
Answer:
Nevarume vari mudzimba.
Vakadzi, varume, fanana !!!
That guy is likeable hake though lol 😆. Dai Mwari vangomuregererawo hake vanyevenutda moyo wasekuru Kanengo vamusunungure. He has learnt his lesson now. Lol
Ko sly sei mabudiss nyaya iyi iye akati musabudisa
Ko ba Jose varikunyepera kusaziva zvavakaita sei?
This guy was wrong yes!,but i now feel for him he looks very remorseful 😢
Hakuna munhu anomanikidzwa guys munhu anenge agara achingoda
Nhai vakadzi vazhinji mahure
Ko nhai mkoma Robert baba vaye vekubuda honye how far vakazopora here hatina kuona part 2 yavo
Hesi
Zim man can not share their cake. It's very fan, you start thinking of losing your job, you where suppose to think that be4 proposal to a married man. It's good to lock.
Chihure chemuma purazi chakaoma 😅
Waiting for part 2
mari ishoma sekuru wedzerai varume varege kungoti vakadzi vevamwe coz ipapo aitovhaira kuti varume vanotenderwa kuhura
i think nyaya yavari kutonga apo haisiriyo murume wemunhu haana kana chaarikuziva kana sekuru haatovazive ..... uyu munhu akutovhura gure nyowani ...akatotuara nyaya yake but haana kusotwa nasekuru uyo
Taura zvako,apa murume uyu atori murima zvake
BaJoze vatori murima ava.Sekuru Kanengo va hijacker nyaya.Uyu foromani auyawo hke kuzotsvaga help kuda kubviswa runyoka
Ùuuuuu zvakaoma,1500 yoooo yakawandisa kuda Mari kwanyanya,ivo vanoty 1000 ndovakanyengerwa nemukadzi here uuummmm zvakaoma hazvo
Vaona kuti ndiforomani ane shanda
The story has a lot of gaps. Complainant should have easily recognised Kanengo but it looks like they have no previous links at all.
A lot of choreographing in this narrative storyline
I think the issue aitya kuti nyaya inosvika kubasa sekutaura kwaita mai vemukomana. Munoti mai avo varikunyepera here Kkkk. I don't think so. And so you think that guy anoda kushambadzwa like that. Aha I I don't think so.
Asi Mai vati Baba Jose varamba kuti sekuru anovaziva
Zvinhu izvi ijoking stuffs here, munhu kungofona and start barking at munhu adera 😂
. Saka murume wemunhu anobatwawo here or same mukuvadza mahure are?
Uuuuum Mari iyo haasi ma randa kani yakawandisa Mari iyo😢😢
Haaaa chihure ichi muchachirega henyu ....mukadzi wemunhu haabatwi blaz
Ko ma single haumaoni here 😅😂
Nhai zvako iwe mahure nemasingle hobho
Ndakamirira part 2
Haa but why achiramba kuti handikuzivi kwakanengo
Haa maanogara mune policy yekungoti ukabatwa chete nemurungu wacho,basa rapera,vakawanda vakabuda basa
Ko mukadzi wemunhu anozipaka kutapira saka haungombopfeki pamukadzi wemunhu bcz unenge uchida kudakunzwa muto supu kuzipirwa
Mkoma Robert murimbinga
Mikoko yevanhu haimorwe unodya huchi hunevhu
Aaaaaha , sekuru avaka , ivo ndivo votowana mari yakawanda muridzi wemukadzi opiwa less 🤣😅🤣 ibussiness zveshuwa ,
Ko muridzi wemukadzi ari kunzwa sei ivo ndivo voto gainer more ?
Mumwe munhu anogona kuzviuraya musadaro
😂😂😂😂Ko kusvaga wako mukadzi kuda vevamwe plus chihure chakangooma
Zvino kana muridzi wemukadzi arikuti haazivi sekuru Kanengo zviri kumbofamba sei
Manje kana akurambira sekuru vacho zvinobuda here
Kanengo behaviour is a serious bearing on human rights. Even if it might be true that the guy was in an adulterous relationship, it should not follow that Kanengo should parade and ridicule him in such an uncouth way.
Zinatha should revoke licences of such unscrupulous characters
They cannot cause wanoyendawo ikoko😅
Uri satan
It can only be true to one who is 100% devoid of a brain. Hakuna zvakadaro zvinokwanisika kuitika. Nyambo dzekubhawa.
Kanengo is not a problem. People go there on their own accord
Thats a true story that guy is my homeboy
Really l thot its acting
Baba jose varikunyepera kusaziva kikiki arikuda kufixer mbavha yke
Am not happy about this episode,, what's the use of inviting the whole nation 😢
Chauke aidhalavaza😂😂
Akazodii nhym zvakazofamba sei nekudavalaza
Kkkkkkk
Hanzi isu taidhavalaza 😂😂😂
Hii asekuru chimunzwirayi Tsitsi apfidza veduwee. Ndoozvinoda munhu anoyita chihure.
😂😂😂haa guys ma questions anye kaa
Kupomhodzwa kwaChauurura..😅
Sekuru ndikuuyawo ikoko pane arikupindawo mugarden mangu
Kana mabatisisa ma calls aitwa kuna ba Joze anga achinzi huya kuharare kwasekuru kanengo ndabata mbavha yako bwera ka pressure kacho kaneka that kekuita kunge hapana chokwadi chekuti sekuru ndiwo vakagadzirira ba joze mushonga chandaona ivo vangoona kuti vanokwanisa kusunungura zvawo asi ba joze haangamboite zungairwa rekuti i think you call wrong # iye achiziva sekuru
Baba Jose havana kumboenda kwaKanengo,sekuru vari kutobhaiza
Uuum kwamuri $1000 muridzi vemukadzi $500 hapana kujeka
imi sekuru Kanengo haasi mambo wekutonga mhosva nekuripisa muridzi wemukadzi ngaaende kwaMambo kana achida kuripwa
Mari yacho yataurwa ndapindwa nechando
Saka mamushambadzireyi pajekerere imi muchida mazimari kudaro.mandibhowa
chakakosha hupenyu zvemazimari izvo is nothing moreover kurara nemkadzi wemunhu kudherera he deserve this !!
Makakomborerwa imi musina chivi
Haaaaa Sly mukut faker haaaaa sei akufonerwa achiita sokut haana zvaanoziva mm muchit akauya kwamuri how?
Serious,, kunge zvekuda kuvhiringa vanhu mmm
yah ma1 chaiwooo
Ko mridzi wemukadzi wacho haasi kuziva kuti kwasekuru kwacho anosvika sey iye akamboendako🤷🏾♂️ kunotora runyoka rwacho
Arikuda kubhadharwa
Iye nasekuru varikuzivana varikuda kumbomuomesera kozi airamba pluz kuti Mari ibude
Muturukiri wasekuru kanengo anobhowa anorara pabasa isu vamwe hatinzwe chirudzi chasekuru kana vachitaura .
Zvinonzi wani runyoka harwupori rwuningomira for shot tym then rwunozodzoka futi kusvika rwakuuraya
Mjolo wanetsa zvawo
Yhoooo oti kubuda pasocial media oti kubvisiswa mari yakawandisa kudaro 🤦🏻♀️saka vanhu kuZim mune mari chokwadi $1000 ndoishandisa 2 mnths kuno kuS.A,,,ko mukadzi wachowo achaitwawo sei ?
Wamama ,mahure azere
Uuuuu seyi baJosy varikuita kunge vasingazive kwasekuru kanengo seyi
My qsn also 😢
Mjolo to the fullest
Mari yakawandisa sekuru veduwe anoiwanepi
Kkkk unonyara kusvika pakunyara levoh
Baba Joze hawasi kutozviziva..... Kanengo apa manyepa
Amadoda yekan into zabafaz babantu kubi masekunje lemali efuneka la uyezwa ukuthi awusela plan sekungan uyahlekwa ngoba ulenkinga
Gutsikana nemkadzi wako
😂😂 kurapwa kwakadai kwakaoma. Kuita movie chaiyo. Privacy zero.
Isu ma single anditi amutidi 😂😂 muchakawura chete
Ndipo number yako
@@ketazy596😊 ndipe Yako will get in touch .
Kukara Dai dsinhi rakadisappear😂😂😂
1500 yekuitasei ane moyo wakaipa Kanengo😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Sekuru rambai makadaro pasi nembavha. Ko vasati varorana munogadzira ere?
Chero murume wemunhu haabatwi
😅😅 mucharega henyu varume apa hazviaffect mukadzi
Ko vanodii kupinza vakadzi vavo busy
unokara bota too mch manje unofa nerunyoka
Waiting
1500 pakaoma
Inzwaiwo tsitsi akomomana
Sekuru hamunawo zvamungaite here kuti Job sikhala apore
Drama chairo iri, hameno vanovharwa vachiona mashura aya. Akadyirwa mukadzi wacho haatozive nezva Kanhengo wacho haha 😄 😆
Haaa guys zviriko zviyaas
vaforomani imi mawondoka prazi gadzirisai mitemo yenyu vanhu vashande kkkkk
Kkkkkk wandinakidza
Haisiwo mhosva yake mukadzi wemunhu anozipa kutapira