Chikwambo Chakauya Chiri muEnvelope Kubva Durban

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 23 янв 2025

Комментарии • 169

  • @theyjustwantyourmoney4539
    @theyjustwantyourmoney4539 Год назад +9

    That father at his age wanting to be loved by beautiful women is mind boggling

  • @theophilus6147
    @theophilus6147 Год назад +10

    Shuviro yangu kumboda ku kuonai sekuru tasvu kuvanhu vandishungurudza mudzinza

  • @blatinaayisa4813
    @blatinaayisa4813 Год назад +9

    Sly na sekuru tasvu vanhu ava Havana kuramba kuti vakabata mushonga varikubvuma but machinjiro akazoita mushonga nebasa rawange wakushanda havazive,saka imi sekuru ndimi munofanira kuvaudza kuti zvinhu izvozvo ndizvo zvakukodzeresa kwete kuti munhu abvume zvaanenge asingazive

  • @elizabethmabandi9304
    @elizabethmabandi9304 Год назад +13

    Please SMTV mupote muchitipa part one part two kusvika nyaya dzenyu tadzitevera dzapera

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa Год назад +1

      Mudhara uyu matarisire arikuita chinhu chakake😂😂😂😂

    • @lianamoyo95
      @lianamoyo95 Год назад

      Ma1

  • @calistomunditi7960
    @calistomunditi7960 9 месяцев назад

    Best dad ever

  • @dougchiquary943
    @dougchiquary943 Год назад +3

    The guy is honest

  • @tinashematongo9987
    @tinashematongo9987 Год назад +6

    Kkkk vakomana vanhu vakaromba eish madhara anonga akanyarara ichiziva zvirikushupa vana

  • @mascelingadaga5149
    @mascelingadaga5149 Год назад +5

    Yooo ko vanhu vacho zvavakangosauka-sauka wani😢😢😢
    It's so sad.

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 Год назад +1

    Nyaya iyi iri interesting asi irikugurwa gurwa vakanyatso.rondedzera tonzwa zvakawanda

  • @MwenjeWenyika
    @MwenjeWenyika 10 месяцев назад

    kkkkkkkkkkkkkkk "Vanhu vakapusa veduwee. Haa regai vanhu ava vaite mari." kugezeswa maoko neupfu. LOL
    Mota endesai kugarage.
    hakuna mushonga wakabva kuDurbai. KuDurban kwakabva parcel chete. Luck revakadzi!!! Kkkkk Vanhu munogona Drama.
    vanhu imi kana mukawana nguva natsai kuoganaisa story dzenyu muite ma full feature film muZimbabwe tinakudzewo. Moita zvese nema Sub-titles muonekwe nyika dzese.

  • @brightonmugarisanwa5971
    @brightonmugarisanwa5971 Год назад +7

    😂😂😂🎉ko mari yemuface waBanda zvakazopera sei sei Sly😢

    • @simplex8065
      @simplex8065 Год назад

      taura hko haichaoneki

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 Год назад +1

      Mari is government property and chamunofanira kuziva you cannot destroy money except the government. And zvatinoona pano its not everything zvinenge zvakaita. Remember these are pple and some information needs to be protected

    • @chingombedaries
      @chingombedaries Год назад +1

      Manyepo it was acting

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 Год назад +1

      @@chingombedaries Then hapana kwatiri kuenda kana une pfungwa dzakadai

    • @brianmuchemwa3467
      @brianmuchemwa3467 Год назад

      Akazodzoserwa mushure mekunge yangadzirwa nemushonga kuti is chene

  • @evansjuniourmabuku8358
    @evansjuniourmabuku8358 Год назад +1

    Sekuru tasvu vakanyanya vanorova everest ne whisky.ha munopera masports.sekuru tasvu huchi

  • @da_el_chapo
    @da_el_chapo Год назад +4

    Kubva nhasi ndakunyatsodya sadza ah upfu unenge hwakapenga😂

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 Год назад +9

    😂😂😂😂😂 70 madzinde pa 10 hectors

  • @MeddyMishi
    @MeddyMishi Год назад

    Chii chooo zviii zvakadaro ummmm mamwee ma megic sooo ngatityei mwari

  • @fadzaifoti420
    @fadzaifoti420 Год назад +2

    Yu doing a good job but pa status yemunhu apo .ndaona sezvisingaite kutamba nazvo paruzhinji coz iye semunhu ane mhosva plus arikuda kubatsirwa haanga kudzivisiyi kutaura zvamunoda but deep inside munomu feelisa bad maybe yaitova secret yemufamily yake ega .That guy haana AIDS.angangove HIV pos hake

    • @joicephiri
      @joicephiri Год назад

      Kana mukazvitaridisa sly akabva atokata video akazviona kuti hazvichaita zvakutaurwa

  • @sheltonselassie4767
    @sheltonselassie4767 Год назад +1

    Kkkkk mayellow born epa joni

  • @muronzinyamadzawohillaryti1397
    @muronzinyamadzawohillaryti1397 Год назад +1

    Team munenge chikokonya Guruve 😂😂😂😂

  • @ChidoSwinurayi
    @ChidoSwinurayi 9 месяцев назад

    Asekuru Tasvu zvino tiri warombo todii tanzwa kushandiswa nezvikwambo

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Год назад

    People taking pictures with their phone🤔🤔. They all the same hairy things. These hairy things are available locally or Moza. Most South African ones are traditionally calabashes, containers, snakes or horns.

  • @paulinenjaikira8860
    @paulinenjaikira8860 Год назад +7

    Kwanzi ndisekuru ndikabata ñdoda 5000USA kana wabata wega 2500 USD ndomari ndodzinodiwako here ummm

  • @onismaskarichi4454
    @onismaskarichi4454 Год назад +1

    Tasvu chibba sure coz wehupfu awo uuuummm..🙄🙄🤓

  • @nobuhlegumbo9712
    @nobuhlegumbo9712 Год назад

    Kkkkkk shungu dzimwe dzinokupinza pamatambudziko yooo zvakaoma

  • @Ladytee32
    @Ladytee32 Год назад +6

    Mudhara akaromba hake kuDurban but zvegava ndaona kunge amanikidzwa kubvuma ini

  • @teclamakusha4621
    @teclamakusha4621 Год назад

    Hanzi comrade shafe

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 Год назад +2

    Uuum ma Zimbabweans uum ndasarenda aiwa vakadzi kuenda kumwedzi kasingaperi vachisvirwa nezvikwambo vanhu vakadayi ka vanoda kupiswa ne petro nxaaa

    • @chelesanimalinga6866
      @chelesanimalinga6866 Год назад

      Vachisvigwa nezvikwambo🍑🍑🤣🤣🤣😛🇿🇼 yaoma

    • @emmaculatesibanda8687
      @emmaculatesibanda8687 Год назад

      Sekuru tasvu havanha hunhu shame nxaa ndanzwa kukuvengai and you sly nexttime usabiritse video kuchidzikisirwa vanhu zvakadaro aids aids kudii kwacho

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 Год назад

    😂😂😂😂😂ndiri hure chairo veduweka heya zvakaoma chokwadi 😂😂

  • @edwardmujuru5492
    @edwardmujuru5492 Год назад

    Ukayenda kumusha kuZimbabwe ngwara ndapota vanhu varikushereketa

  • @tmanmaposa6143
    @tmanmaposa6143 Год назад +2

    Madhara ma ndururani ayo😂😂😂

  • @TalentMunengwa-bs6jk
    @TalentMunengwa-bs6jk Год назад +1

    Comrade chef😂😂😂😂😂

  • @LegOfGal001
    @LegOfGal001 Год назад

    kkkkk Tateguru pa 23:08 kkk ndanyatsonzwa mushe here zvavadaidzira kuvanhu vanzi bvisai butsu

  • @hatragechimuriwo971
    @hatragechimuriwo971 Год назад

    Chikwambo chawakapihwa icho ko kusatyawo kubvisa hembe uchibaiirira mushonga

  • @tafadzwamuwandi1869
    @tafadzwamuwandi1869 Год назад

    Mukoma sly murisei

  • @chopchopzvambu3639
    @chopchopzvambu3639 Год назад +9

    Tateguru seemed drunk today he was in an extra happy mode 9:27 Joni baba🤣🤣😂

  • @tawandamj2421
    @tawandamj2421 Год назад

    Ko ndipeiwoka number dza Sekuru Tasvu guz..ndri pama1

  • @FrankFm-x2p
    @FrankFm-x2p Год назад

    Rombai mhuri dzife stereck,mazibenzi evarume

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 Год назад

    Sekuru Tasvu varikuitugura nhasi vachiita sip sip the mavave😂😂😂😂

  • @mishiechirasha7294
    @mishiechirasha7294 Год назад

    mukoma sly makanyanya sekuru tasvu

  • @vanessamago936
    @vanessamago936 Год назад

    I am waiting ✋

  • @proactiveafrica323
    @proactiveafrica323 Год назад +3

    Dare raSekuru Tasvu rine chaos and interuption inobhowha hey ,sekuru Tasvu asked questions kumunhu then interup by asking another question munhu asati apedza kutaura ,and ukuwo Dhunda is asking questions and ukuwo Slymedia is asking questions 🤣🤣😂🤣

    • @advancematoweadttocksmatto9213
      @advancematoweadttocksmatto9213 Год назад +3

      Even kamwe ka rough kana interviewer unogona kutofunga kuti itori n'anga

    • @adv128
      @adv128 Год назад +1

      Vari right sekuru tasvu bcz vanhu vakaromba havadi kunyengererwa vanogona kuramba kti vakaromba saka kahutsinye kanotodiwa kuvanhu vanenge vakabata mishonga ava

    • @chelesanimalinga6866
      @chelesanimalinga6866 Год назад +1

      @@adv128 yes 👍

    • @anoldknox8664
      @anoldknox8664 Год назад +1

      Vakasabvunza hatinganzwisise

  • @tinashechawatama1981
    @tinashechawatama1981 Год назад +1

    Sekuru varikurova mbanje hre

  • @chenaimuzanenhamo8292
    @chenaimuzanenhamo8292 Год назад +1

    Ndariziva gomo iroro , Kuma wuwe

  • @TakundaJerome
    @TakundaJerome Год назад

    Okay

  • @givelashlychaluka4665
    @givelashlychaluka4665 Год назад +1

    Saka vana kule avo vakashanda vakapfeka hembe hazvibude here.

    • @proudkadungure1247
      @proudkadungure1247 Год назад

      Pakubata zvinhu ndozvinoitwa bcz vakapfeka vanhu vanofunga kt vaisira vabvisa muhembe dzavo...ende jira vavakasunga iro kana vakuita zvekubata zvinhu vanofanira kutovhura vanhu rume voona kt shuwa hapana chavanacho

  • @advancematoweadttocksmatto9213

    Ndobasa remaChangani bag🤔🤔🤔🤔🤔🤔👐👐👐

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Год назад +2

    Sekuru Bvunzamukombe vatore mukombe wekusapaparika,havazvikudze futi.Very humbe

    • @dasilva8081
      @dasilva8081 Год назад

      Wel said .lyk zviri apa ma1 ...isu takaindako tikadzoka tisina kubatsirika tabirwa mombe vakati 400Us cash + 100yedare yataive tabvisa .uku kwakaoma

    • @Rudo-g4g
      @Rudo-g4g Год назад

      Yowee chero dambudziko hre dea kkk

  • @clevermukaira4062
    @clevermukaira4062 Год назад +1

    Ndakamirira chikwambo from Durban

  • @Shameini-mi4km
    @Shameini-mi4km Год назад +4

    sly nasekuru maakuwanza pride haaaaa..... hw can you publicly ask someone on camera kuti une Aids here

    • @judithmwatauseni5157
      @judithmwatauseni5157 Год назад +1

      Sekuru used to humble ndofunga yava mare....sekuru tinokudai dzokerai zvakare paye patakatanga kukuzivai...

    • @leightachiveyi9907
      @leightachiveyi9907 Год назад

      Kuonererwa chaiko iye sly ngaaaite mushe futy what yu did is wrong

  • @SimbarashePamhare-rx2cn
    @SimbarashePamhare-rx2cn Год назад

    Nigerian movie chaiyo

  • @tafamugari7430
    @tafamugari7430 Год назад

    Pfumai mega

  • @queenvee7204
    @queenvee7204 Год назад

    😂😂😂😂 hanzi endaunotora mariyako

  • @percymagutshwa5101
    @percymagutshwa5101 Год назад

    Ska gava racho riripi manje bcz apo pakuita kunge pakumanikidzwa munhu apa gava ndaribatwe tirione ktii nderake

  • @ronaldchripo3499
    @ronaldchripo3499 Год назад +1

    Mbavha iyi.

  • @njabulobhebhe7145
    @njabulobhebhe7145 Год назад +4

    Slymedia tokumbira ma status ebanu you must respect please please umanity

    • @rendanigumbo9879
      @rendanigumbo9879 Год назад +1

      Yea pa status yeanhu tateguru must learn yo respect that

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 Год назад +1

    Ndabata 😅😅😅

  • @steplomediazw
    @steplomediazw Год назад

    Kasi Sly wanonoka kusvika video ratangira pakati

  • @neliamutamera2094
    @neliamutamera2094 Год назад +1

    Mubvunzo wangu uripakuti sei zvichida hupfu

  • @AliceNyambuvi-n3d
    @AliceNyambuvi-n3d Год назад

    Yoo inga zvakaoma

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 Год назад +1

    Toda iya yrmari pasi pebed

  • @emmaculatesibanda8687
    @emmaculatesibanda8687 Год назад

    Sei vanhu vanoromba vachizotya kubata zvinhu zvavo asi vachigara nazvo

  • @chenaimuzanenhamo8292
    @chenaimuzanenhamo8292 Год назад

    Aaa kumusha kwamai vangu chaiko

  • @queenvee7204
    @queenvee7204 Год назад +1

    Pakagava apo uuuuuuuuuuuuuum ????

  • @BravoDingsMurireMurire
    @BravoDingsMurireMurire Год назад +1

    Comred shefu😂😂😂

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 Год назад

    Kokuzotya manje hiiii zvakaoma

  • @clemencemabika6474
    @clemencemabika6474 Год назад +1

    Fake dzega dzega, ukaendako usabvume kunwisa kana kudyisa. Kurohwa bhegi chete

  • @lizzyharts2438
    @lizzyharts2438 Год назад

    Hanzi kuroora Edzi

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 Год назад

    Apa havangeze kuhura munoda

  • @clevermukaira4062
    @clevermukaira4062 Год назад +2

    Sekuru tasvu tasvurayi

  • @edwardmujuru5492
    @edwardmujuru5492 Год назад

    Chokwadi ukandayira runhare wakuvara

  • @PriscillaMoyo-s8x
    @PriscillaMoyo-s8x Год назад

    Pkaipa

  • @EuphrasiaChauke
    @EuphrasiaChauke Год назад +1

    Vanhuka munetunhu twenyu mutipovo

  • @kubeshangovender4244
    @kubeshangovender4244 Год назад

    Uuu hurombwa hwakachipa kuno kuDurban ndokwatiri yoooo

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 Год назад +1

    Kamdhara keDurban aka nxaa kusviba nemoyo wese

  • @RDSEKES
    @RDSEKES Год назад

    Neni ndodda kubatsirwa

  • @acmfirst5481
    @acmfirst5481 Год назад

    Haa vanhuwee, Munhu umwe chete kukuruka vanhu vese kubva kuDurban kusvika kuZimbabwe. Meantime vana vari 7 years old vari kune dzimwe nyika vari kudzidza technology. Vedu vari kuchereswa midzi yemiti nemanhenga eshiri, kwahi zvinowedzeresa chihure nokukohwa. Dzidzisai vana SCIENCE, Maths, Technology, etc. not this foolishness.
    Gava what what, nyoka what what, Mutume mukuru kutya huku chaiyo.
    This is pathetic.

  • @ruvimbomachokoto7529
    @ruvimbomachokoto7529 Год назад

    Yuuuuu zvakaoma nyika yakatakura kurema

  • @TafadzwaMangani-pe3ow
    @TafadzwaMangani-pe3ow Год назад

    Enda undotora mari yacho undipe kuno.

  • @spelilemadure8665
    @spelilemadure8665 Год назад +1

    Kutenga ne 50 cents 😂😂😂

  • @malvernchipaza4521
    @malvernchipaza4521 Год назад

    ndanakirwa nefodya

  • @laizapridendofa9980
    @laizapridendofa9980 Год назад

    Comrade shef😂😂😂

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s Год назад

    Kule tasvu chibaba

  • @luckyglassandaluminiummara8989

    Zvakaoma

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Год назад

    Ko iye sei achiita seasingacha zivi

  • @CollenArmitage-gs6jp
    @CollenArmitage-gs6jp 11 месяцев назад

    Mdra uridako iweee

  • @davidnyabanga2862
    @davidnyabanga2862 Год назад

    𝗕𝗮𝗯𝗮 𝗮𝘃𝗮 𝗻𝗱𝗮𝘃𝗮𝘁𝗲𝗻𝗱𝗮

  • @takundamabhunu4458
    @takundamabhunu4458 Год назад +2

    Vamwe vachirombera hupfumi iwe worombera chihure. Zvakangofanana nekuendera kujeri nyaya dze Rape. kuri kunyara kunyenga here

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 Год назад +1

      Andishamisa mudhara uyu kkkk hurombe chaihwo😅😅😅

  • @laizapridendofa9980
    @laizapridendofa9980 Год назад

    Kkkkk hanzi chamukainyama

  • @milkanyamurowa-5785
    @milkanyamurowa-5785 Год назад

    Vanhu vakaromba chokwadi yooo

  • @brewisschnell6841
    @brewisschnell6841 Год назад

    Hi

  • @holywaterzentertainments238
    @holywaterzentertainments238 Год назад

    😂kuhura nachó

  • @TediasMunguni
    @TediasMunguni Год назад

    Vanhu vakatakura kugara chinhu chakadaro mudhen

  • @boosterwemadrama
    @boosterwemadrama Год назад +2

    Xaaaa fake fake !!!! Mbavha dzemari ....Tasvu haaisi n'anga endai ikoko muchazondiudza. ...kukurukura hunge wapotswa ,,,,,,,, acting idzi ,,,,,,,zvinorwadza kana wazoendako neproblem iri genuine woona vanhu vatotamba newe kuita mafunnies nedambudziko rako

    • @dasilva8081
      @dasilva8081 Год назад +2

      Vanodhura ..isu takabvisiswa Mari yedare kana kutipa anything .saka haa ma1

    • @boosterwemadrama
      @boosterwemadrama Год назад +1

      @@dasilva8081haaaa mbavha idzo siyana nadzo

    • @berthamadeu6633
      @berthamadeu6633 Год назад

      You can tell he is fake and Sly is benefiting from desperate people

  • @ThokoziliMaideiJani
    @ThokoziliMaideiJani Год назад

    With all due respect , SEKURU muripabasa, smoking & Drinking onset is jus not professional

    • @blissman5415
      @blissman5415 Год назад

      It's part of chiwanhu kana usingazvinzwisise bvunza wanoziva

  • @nyarugwemunyaradzi4725
    @nyarugwemunyaradzi4725 Год назад

    Madhara manyema

  • @TediasMunguni
    @TediasMunguni Год назад +1

    Ko sekuru tasvuu maakubhema chamba kuti svikiro ripindire mushe hrr kkkkkkkk,,

  • @majestic4124
    @majestic4124 Год назад

    🤣🤣🤣 find better things to do with your time

  • @nonhlanhlamudimbu3039
    @nonhlanhlamudimbu3039 Год назад

    Ayi kunzima

  • @shantmoremudakurewa4036
    @shantmoremudakurewa4036 Год назад

    😂 comrade shef

  • @gertrudemasuka3449
    @gertrudemasuka3449 Год назад

    Zviriko hre izvi

  • @rendanigumbo9879
    @rendanigumbo9879 Год назад +2

    We love y tateguru asi zvekuzoti aids izvi aah musadaro