Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
Akatiza nemusikana four days : Dare raChief Chinamora
HTML-код
- Опубликовано: 25 май 2024
- SUBSCRIBE to BUSTOP TV official RUclips channel:
/ @bustoptv
#BUSTOPTV #BUSTOP
Bustop Tv is a youth-run Zimbabwean media house that was established in 2014. We are widely known for our satirical skits that go viral as they comment on economy, political and social issues that affect society. BustopTv has the most creative, talented and experienced personnel in comedy, journalism, film and video production as well as script writing. BustopTv has a massive online audience.
Bustop Tv Mission Statement
Create awareness that enables people to make informed decisions daily.
Mkomana haasikunyeba makore ere uyu 16 yrs zirume rose iro
Ngavarihwe nema sadare nemapurisa
Kadare kablaz idziii ndekekumama he must learn to mutasa naBushu kwete zvekusura izvo ngatumamiswe tuende kuchikoro
Iye mwana sikana ihure guru chairo
vamwe vana vari biz nekufunda kugadzirira kunyora o level vamwe vari biz kukwirana haaa apana future apa form 2 here vanga vakutodanana
Mmmmm zvino rwadza 😢
Chokwadi ita zvefundo first zverarana izvi hazvina future vanokuchembedza vakomana dzidza mwana sikana kuitira hupenyu hwako
Vana awa munenge muchimhanyirei moti kurarana kwacho kunopera hr kwamunomhanyira
Zvakaoma
I surrender, Zimbabwe ndaitadza 😢
Nyaya ngaitongwe pasina kushungurudza or kutuka vana
ummm vafana ava nyere dzacho vanodziwanepi....in our time waitotya.Its a trend now...4 days vanhu vakavharirana at this age
Nemiwo vabereki vomusikana rairai vana venyuwo aaaa
Mwana hana mugoni dia anenge achitomboudzwa bt mwana mwana,mwana anotozvibata ega and achida kana asingadi unongo taura bt hanzwe
Damage kumusikana chete hre nhai Mambo or vese sezvo both of them vari ma under age
Bvunzavo hako mutemo uyu wakaiswa hauna kumbonaka zvachose unoripa ndiyani ndosaka vanatezvara vachizonyenga varoora fuma imwe vanenge vamanikidzwa nematare kuti bisai kunge ndovakavata naye
ngatumamiswe utwu
Uyo arikuudzira munhu arikubvanza musikana ngangobvunzaka iye .
Mukomana waparira vabereki
Saka unoripa ndiyani vese i under age
Twaane zemo too much twana utu