Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Munofa murirombe sekuru hunhu hwenyu hwamaita i hope hamuna kubereka vese vachakurambai kusanyara kwavasekuru😊
Sekuru bae vakapfeka skin jean ,vanonhonga slay soon soon
Nhayi Mwari Ndochiyi todzidzeyi kanavasekuru voramba gogo😢
Haaa huye makwikwi aaah ndasvika pandopererwa nayo nyaya yemereji iyi aaah
Tirikuendepi😢
Hahaha sekuru vana hamusi kuvaziva kunamai ndokwavanoenda,machembera kudai moriritirwa nani
Kkkkk hayewa gogo ngavagare pamusha imi kule itai yamoita😂
Hurombe hauna ndakura
Sekuru vagonesa ava , rudo rwevakadzi runopera varume vazhinji vanofa vavekuita semuranda pamusha waakavaka achitambudzwa nemukadzi waakaroora . Pfuma haina kana basa pazera iri vana vakura chakakosha kuva nepeace .
Yeah kana munhu asina hunhu ngaararmbwe
Apa ndipo pambotongwao nyaya isinei nechihure kwabushu😂😂
Taura hako
Sekuru vari right vakadzi vazhinji kana kuti vabereki vedu vanobata varume rough kana vachembera sekuru vanoda kuzorora
Mmmmm mereji
Unonzwa seunotsva mbuya kuombera havo kunga varikuombera girosari😂😂apa sekuru vanga vachitoti ndapashereni zvapera zvekugovana zvnhu vanga vasina kuzvitarisira 😂😂😂
Mwari honai vana venyu zvave kuita....ko isu vadik todiiiko.....Zviriko kwenyu here izvi😮😮😮😮
Kanoda shamhu kadhara aka kanengozi
Hapana here kana kamuzukuru zvako kaibatsira
Good Chief Zvese ngazvigovewe nepakati kadhara kasina hunhu
😂😂😂😂
Kuchembera kwebasarei sakavogarira kushungurudzwa kusvika rinhi nomukadzi
Taura hako ungagara nemunhu anokushungurudza nekuti wachembera
Haisi revenge ere irikuitwa naGogo, pakubata Sekuru khaki
Zvakaoma zvehupenyu...
Sekuru ndimi munobuda kunotanga zvimwe mbuya regai vagaries vazukuru vavo chife musarege zvichiitika vadiki todzidza chii
Vana vanotiii.....;.....;....;apa are a lot of questions ..wat will wat now..age iyoyi
Zvavachabatwa edzi vachembera sekuru avo nhaimi
Sekuru mukarwara munogezeswa nani😂
Unenge waneta ukafa wakadaro denga hariko
sekuru is dressed like a young boy lol
Zvino hamunyari here chemere dzechena
Shame on you Khulu I'm sorry gogo just take care of yourself and your children
Varipamba vachaendepi akadini kuramba gogo vachaźvinzwa
Cameraman musaite slow
Dressing yasekuru 😂😂😂😂vakadzi vari kupona hre kufarm ukooo 😂😂😂😂😂
Sekuru awo wakutorwara warikuti wachaendipi
Zvakaoma zvirikuita munyika yedu
Kasekuru Ako Kane mubobobo cht hakasisina bsa nambuya avo kabenzi kakarwara kachagezwa nani
Sekuru wevazukuru kuita zvisingaiti pamberi pevazukuru chidzidzo rudziiko imi
Rimwe zera harichadi aahhh
Kurinani kusiya merejii usat wachembedzwa
haa merechi hatina zera nayo toroorwa sei pakadai apa kkkkkkk
Ummm zvozoda here pazera iri kurambana
😂😂😂😂sekuru wawana wechidiki chete asi muchawademba gogo zvenyu
Minda vamogovera
Mudhara uyu arikubatwa khakhi
Dzadzichiti dzinotora mombe lol
Madzimambo arikutadza Hakuna mambo anoita property sharering
hezvo
Eish sekuru musadaro kani wachembedza mwana wevanhu so zvakaoma
Vakachembedzana ,hakuna zvekuti one munhu ndiye anochembedza umwe
Saka dai vasiri sekuru mbuya vangadai vachiri musikana?
@@shingiraitrevormboto2105 🤣🤣🤣🤣
@@Chidhuwa wega ury kuzviona kuty mbuya havachakwanis kuwana someone asi skr vanokwanisa kuwana
@@shingiraitrevormboto2105 vangadai vakawana wavo asingazovasiye even pakukura kwavo
Ndahwa sendotsva
😂😂
Gogo catcher yi muise boyfriend pamusha, get hafu yemunda mutsva😅
Akapusa uyo