@@petronelladube7859 taura hako 💯,pamwe kwavo kunzi tete is an insult oro ane madzi tete anoroya ndosaka ajamuka kunzi tete or anga achida kunzi ka sweet 16 coz sevanhu vanenge vari mutorongo vanenge vachingowona ana ambuya nana sekuru saka she probably felt insulted kuti she's being insulted by being compared to ana ambuya vano chengeta mabhanditi and iye achine dzino chekwa dzichi buda ropa,plus mabhanditi vanenge vari panzara yemuriwo saka ma1 and if you usually don't receive compliments in the outside world,you will tend to fish for compliments from anywhere even mujeri mune vanhu vanenzara ye muriwo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Pela munhu akave muhusungwa hazvireve kut njere dzake hadzichashande kut tete I respect yakanakisa wani usatsvinya zvisina basa iwe ndookufarira zvekut but apa wati dhomoke hako gadzirisa hunhu hwako
Pelagia wants to be young.i think sh isn't comfortable with her looks and tries to prove shz young.the way shz concerned nezvemazera evanhu nekuda kuti vanhu vakoma vakoma so that she feels young aiwa anonyanya.kunz tete kune basa rei,abva atoone sekunz akura.
I wish all the people vachataura nePerejiya vamuti mother or muchembere. Hupwere anohudawo chaizvo, zvechijoki joki so. Who gets offended nekunzi tete? Ibenzi, hure chairo
@noreschiranda6282 taura hako 💯 mapurisa vanoipisa vakamira vachidziya moto wacho nekufema hutsi hwacho,plus dzimwe dzino pihwa magunners ne riot police kuti vapute paye pavanozo tumwa kuzo rova vanhu vanenge vachi protesta against government mutown kuti vasazo nyara kurova kana chembere chaidzo pasina kunyara just like gogaz yakabuda a few weeks ago yakarohwa ichida kupinda mucourt to offer moral support to one of her mzukuru akanga asunga ikabuda ichi chema kuti ndarohwa kumha**ta,coz a sober law enforcement officer cannot find the guts to beat your granma like that.😊.
How old is Pelagia ? George achingobuda achiita take over business from wife, akananga kuMalawi akadzoka nemasaga 20 eMbanje. Ovhura cover up business rema tombstone asi cash ichibva kuMbanje.
Mupurwa utoine hunhu hwakashata chaiko,kunzi tete kwakashatei nhai,its a sign of kukudzwa isu tinotombonzi ambuya mumakombi but im younger than yu sisi.
Everyone has the right to choose how they’re addressed. Respect is not just about using titles like “Tete” or “Sekuru.” Respect also means listening to someone when they express their preference. In this case, the lady prefers to be addressed by her name, and that’s perfectly reasonable.
Iwe pella usade kuzviita kunge uchiri mwana mudiki stereki kunzi tete ku respetwa last time wakamboti vakoma kune musikana uya wema drugs apa iwe waitove muhombe kwaari ita mushe iwe usazungaira
Pella munhu akakuti tete anenge achikupa respect hazvire kuti wachembera kana kuti uri hanzvadzi yababa vake dzikama Pella
Welldone ❤
Taura zvako zvandisvota stereki zvaaita
@@rashychikwana6kana ini zvandibhowa
Dzungu rakamuwandira mukadzi uyu
Taurai henyu
Iwe pelagia kunzi tete i respect chaipa chii ipapo unozviona kunge nhanha wakuzotibhowa
😂😂😂😂
Hezvo stress ndeyei 😂
No to drugs but kunyudzwa nehama zvakadhakwa
You are a big man bro at least you was trying you best to beat poverty
Muroyi wehama chokwadi kutengesa mwana wamai vako nokuda kwegodo chete chete
Gogo Pella bhoe here since musingade kunzi tete
Ko ukanzitete unobvei nhai,kutonzi tete i respect
@@petronelladube7859 taura hako 💯,pamwe kwavo kunzi tete is an insult oro ane madzi tete anoroya ndosaka ajamuka kunzi tete or anga achida kunzi ka sweet 16 coz sevanhu vanenge vari mutorongo vanenge vachingowona ana ambuya nana sekuru saka she probably felt insulted kuti she's being insulted by being compared to ana ambuya vano chengeta mabhanditi and iye achine dzino chekwa dzichi buda ropa,plus mabhanditi vanenge vari panzara yemuriwo saka ma1 and if you usually don't receive compliments in the outside world,you will tend to fish for compliments from anywhere even mujeri mune vanhu vanenzara ye muriwo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Muuum Pella kunzi tete its a way of respect zvakaipei asi iwewe kuda kuti vamwe vakoma sazodero iwe
Mweya wesango
😂😂 paita crush
@@Skelemu576😂😂😂😂😂
Pera is crushing on bhudhi
SMTV tipei mumwe Prizenter hati like imbwa kunzi Tete washorwa papi apa wabhowa
SMTV tipei mumwe presenter uyu iduzvi uyu tete its e sign of respect nxaa hatiise like apa stupid mhani jembere iwewe
Mbanje dzine mari mhani iwe
Isingaite 😂😂😂😂hanzi pane mupurisa pane mari
Pela munhu akave muhusungwa hazvireve kut njere dzake hadzichashande kut tete I respect yakanakisa wani usatsvinya zvisina basa iwe ndookufarira zvekut but apa wati dhomoke hako gadzirisa hunhu hwako
Mbanje dzinobvumidzwa mhani, hard drugs ndiwo anokuvadza mbanje ifodya yakabvira kare iriko hauraye vanhu
Yaaa anofunga kuti kana munhu ava muhusungwa haachafungi anotsvinya mhani
Zimbabwe is open for bizness vanhu varikukoromora kunze uku zvikaramba toita zvimwe 🙌🙌🙌aita chake ndihombarume chiuyai jeso nyaya irikuno iripa razor wire🥵🥵🥵🥵🥵
Get rich or die trying mahustler manyama😂😂😂😂
Iwe Pela kunzi tete it's a respect chete
Anoda kuzviita mwana pese panoita interview
Pelagia wants to be young.i think sh isn't comfortable with her looks and tries to prove shz young.the way shz concerned nezvemazera evanhu nekuda kuti vanhu vakoma vakoma so that she feels young aiwa anonyanya.kunz tete kune basa rei,abva atoone sekunz akura.
Chihure
Nhaimi zvenyu anengewo benzi uyu
I wish all the people vachataura nePerejiya vamuti mother or muchembere. Hupwere anohudawo chaizvo, zvechijoki joki so. Who gets offended nekunzi tete? Ibenzi, hure chairo
Real Hustler big up mate.
Ndosaka muchizonyengwa ne vana
Unogona hako pella....but dzungu rakaty wandeyi.....munhu akakuti tete it doesn't mean kty wachembere.....wandisvota stereck🙄🙄
Ngaabude plz toputei manje hryt pamukamusunga makadziisep😢😢
😂😂😂😂
😂😂😂
Kkk
@noreschiranda6282 taura hako 💯 mapurisa vanoipisa vakamira vachidziya moto wacho nekufema hutsi hwacho,plus dzimwe dzino pihwa magunners ne riot police kuti vapute paye pavanozo tumwa kuzo rova vanhu vanenge vachi protesta against government mutown kuti vasazo nyara kurova kana chembere chaidzo pasina kunyara just like gogaz yakabuda a few weeks ago yakarohwa ichida kupinda mucourt to offer moral support to one of her mzukuru akanga asunga ikabuda ichi chema kuti ndarohwa kumha**ta,coz a sober law enforcement officer cannot find the guts to beat your granma like that.😊.
Kkkk
Hakadi kunzi tete kamunhu aka,tete is respect, kusada kuchembera
Papas mupurwa chero 2yrs inonx tete wan
Kusada kukura hre nxaaa ,unoganzaa
Ibvapo kunzi Tete zvakaipei kupihwa rukudzo
Mahure ndozvaanoita kuramba respect
😂😂katori kahure aka ndekepaNext kuWaterfalls kakatanga kunetsa nevarume vevaridzi kane15 years kkkk
That's a hustling my brother
How old is Pelagia ? George achingobuda achiita take over business from wife, akananga kuMalawi akadzoka nemasaga 20 eMbanje. Ovhura cover up business rema tombstone asi cash ichibva kuMbanje.
pelagia kahure kemunhu sei uchida kuzviita musikana wachembera
Dai uriwe wainzwa sei
Kuzi tete imhosva here kutaura kt kumba kwawo hana warikumutii tete here kkk
Vakashata ndevanouraya vanhu nebira vanhu
😂😂😂tete Pella hadzidi kukura, dzotozvioma dziri pwere ipapa
😂😂😂😂
Bho here 350 KGS dze dhobhu
Kutsvaga mari dai akabuda apa arimillionare😂😂😂😂😂
😮@@PriscillahMangwende-je6neProblem hombe yevanhu ava ndeye kuti vanozotengesera vana vechikoro
Paikorewa munhu akazvirega nedhobhu
Tete Pelagia kukura vanenge vasingakude
😂ehe
Chihure
😂😂😂 imi zvakaoma kani
Kkkk havadi apa havatane kuti vakoma kune vamwe, huye bodo
Ehee vakuzviona sepwere😂😂😂
Iiiii ana Pera Kani Soko kudiikowo😅😅
Nhai mxaa😂
Haaa mukoma wako chaii zvakaoma 😢😢
Umm apa kunenge uchitemba navo ummm asi kaaa
Saka kunzi Tete iproblem here imi atete..kwanai futi hamugone kunyatsobvunza nyaya saTilda..
Mupurwa utoine hunhu hwakashata chaiko,kunzi tete kwakashatei nhai,its a sign of kukudzwa isu tinotombonzi ambuya mumakombi but im younger than yu sisi.
Makutsvagawo kamota kemahara sisi imi,padikidiki president va mnangagwa varikuti kkkkkk mutikwanire imi
Ukutsvaga murume here iwe Pella uri kuramba kunzi tete??🙄🙄
Pelagia utikwanire iwe
Pella unenge unekamweya kechi Hu Hu do
Ana Pela dzikamai unofunga kuti uchiri mhandara hre zasi kwave 6way
Kwaita mwena😂😂😂
Hiiiiii 😢😢
Kutsvuka kumeso wakura semengo.. Bvuma kunzi tete iwe ndokuti uremekedzewe
Tilda tinomuti tete wani ku south Africa tinotonzi mambuya ko iwewe wakoshei pakunzi Tete iriboe wani tinoda hunhu kana ushishanda nevanhu
Koo zvakaipeyii kunzii tete nhai iwe munhu wechembere
Mbuya Pela dzikamai
😢sorry hama inokunyudza asi muregerere wo
Futseki kunzi Tete chaipa chii unobva kupi ko iwewe usina hunhu hauna kukwana dzidza hunhu
Tete Pella itai mushe.kurai imi.kunzi tete kwakaipei.
Perajiya afunga Kuti Ini mhandara idedai dinzvi tete saka ndachembera kkkkkkk
Kuita kwamwari kunoshamisa,kana mukoma vako vaifunga kuti vakakunyudza mwari vakakunyurura
Pelagia wakira utori tete me lm 27but ndinotonzi vatete
Tete is just respect
Haaaaaaa ndafara zvangu paaa Mutongo wawakapiwa veduwe haaaaaa Mwari vakanaka George haaaaaaa wakazama kurarama shuwa asi Muroyii wehama immmmm ainogumbura veduwe
Asi sister Pell udzai Mukoma George vasagumbukire Mukoma wavoo ibenzi kkkkkkkkk
Pella kunzi tete kukudzwa shaa kwete wachembera
Kunzi tete i respect you were supposed kuti uti hanzvadzi chete, ko hunhu wakaosepiko iwe
Mukoma wake vane mwoyo wakaipa
But mbanje hadzina basa mhani dzakagara dziriko kana sekuru kaguvi na mbuya vairova vaidzirova zvemhando ndidzo kaa dzavaiti dzegonera 😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂 hanzi ndonzi Pelagia kana kuti Soko...asi haudi respect nhaiwe
Nhaiwe kunzi tete kwakaipeyi wakutisvota maje
Ukwane iwe peragiya yokudzingisa basa ukaramba une dzungu rako
Eeeehh ndinonzi Pellagiah 😳
Ndaita clush naJojola
I we Sokostina nyangwe Mwana Ane 1day Ari musikana nditete zvapei Kuti udzitete mibvunzo yako haina kukwana munyika munenzara mhunhu Ari kutsvaka kurarama
Pela kuda zvinhu kuramba kunzi tete kuda kunzi Sokostina
Presenter uyu SMTV makamuwanepiko😮? Titsvagireivo munhu anogona kutaura ne vanhu kwete benzi iri
Zva'President' dai mambosiyana nazvo. Better munoitira kuZBC unless if its sponsored by Zanu.
Iwe mbwa usaramba kunzi tete, mukosho wako wazvinzwa
Marii ma tombstone
Mukoma vanonzani blazo venyu, i need to pay him a visit.
Wafumura deal George,, tskuzoziva pekubata vanhu
Presenter atondibhowa nokuramba kunzi tete kuda zvinhu kwako ukanzi tete wanzi wachembera here
Hezvo kunzi tete kwakaipeiko wakusvota
Kunorimwa zvekuti bheeee...kwai bveni harigare kunonzara😅😅😅ndosaka kuchirira pfeeene kwai hoooooomu
Manje hapana need yekusungira vanhu ....hakusikuba uku
Kunzi tete i respect chakaipa chii
Nhasi bhoo zvekuti mumusoro sisi soko❤
Ukanzi tete chichakaipa
Nhy hako akuda kuchenama
Nhai mazimba kusada kukura 😂😂
Hhai kusakwana achidoro huro yeblack😂😂
Hubenzi 😂😂😂😂
Everyone has the right to choose how they’re addressed. Respect is not just about using titles like “Tete” or “Sekuru.” Respect also means listening to someone when they express their preference. In this case, the lady prefers to be addressed by her name, and that’s perfectly reasonable.
Pellah hauna hunhu ungaty iwe kumunhu mukuru kwauri,wadii kuty mukoma
Munga sungire munhu mashizha 🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️
😂😂😂
How do we get intouch kana tichida matombo ayoo?
Kunzi Tete i respect
Akawana capital anodzokera uyu
Aaa😂😂 sisi imi muri mango
Pellagia Ane kundbhowa,anenge anodawo George
iiiiiiiiii mhamha pella musadaro .ko vamwe munovati vakoma wani ivo vari vadiki kwamuri vachingonyarara
😂😂😂😂😂vanhu vane hasha pano leave Aunty plPella alone imi lol😊
Pella dzikama iwe ukuti ucharamba uri mudiki here
Iwe pella usade kuzviita kunge uchiri mwana mudiki stereki kunzi tete ku respetwa last time wakamboti vakoma kune musikana uya wema drugs apa iwe waitove muhombe kwaari ita mushe iwe usazungaira
kudaa kudyiwaa botaa
Malawi Gold
Pella try kuita conversation this natural not kuita kunge uri mushamarari
Ka bhishu unonzi sokostina kuita seiko
Mhamha p kwanayi
Kozofumura vaikupai transportation ndokudii madhiri pa town sisi wacho kutoita kunge vasingazive madhiri embanje mbanje harisi drug
Joji ndakuda zvngu kana wabuda utaure neni
Mhata Yoko iwe pela😅😅😅😅😅
Waakutora hunhu hwa Rudhenya manje,,, zvinova zvinobhowa ini semuteereri wako iti mkoma kkumunhu uyo mukuru kwauri kana kuti hanzvadzi 😡