Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kufitwa nekuridza hosho Mr tapfumanei
Well done Sylvester
Sekuru vanobatsira zveshuwa❤
In’angawo zvayo kwete chaminuka.
Zvaunofamba nadzo hoshozve Sylvester
Inini ndaka enda Harare kayiri hapana chaka famba tipeyivo n'anga dze chokwadi please please
Marova Mr sly❤❤
Ndisu vaera nzou vacho varidzi vedungwiza ana chaminuka acho ana rwizi mazarura tiri mhondoro ndodu redu rakwatakenda tichibva muchitungwiza
Chaminuka NdiMambo Torai Mapadza muchirima...
Godobori ndiye vanoita hun'anga. Uye kufambira madzimambo kkk. Madzimambo vanouya kwamuri vokumbira mvura
Chaminuka pa TV. Ooh nyika yakuguma
Asi mudenga here,ngaigume zvayo
😂😂😂😂😂😂
@@alfamj7412 chaminuka haana kuona varungu. Mhepo idzi hadzibude pa TV.
Vanhu venyu vamunombotipa vemedia ndevenema munozivana muchipiwa mari ndakaenda Kwa ziko hapana chakafamba
Kkkkk iadvertising
Waka fanana neni hama yangu
Usaore Moyo. Variko vanobatsira pachokwadi chaipo
Anoisa rukawo, dzinga ngozi kkk
Robert une basa kkk.
Kupfuwira kkk, kubata mbavha
😂😂😂😂murovi wehosho tamuwana
Chaminuka wechokwadi kana aveko tichamunzwa nemabasa .ava verukawo torai mari utd
Hemeni. Maybe mhepo yavo yaive makumbi waChamimuka