Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kashoma imba kudhirika mukati mune munhu.. kazhinji uchingobuda yotodonha.. ndokuita kwamwari.. chikuru muri vapenyu
Ngatitengerei gogo hupfu hwavo nemashutu bhedhii ngatiisei maoko vanhu vamwari tibatsirewo gogo
Grandma you have to keep on praying 🙏 God still need to show you what he is and his power ❤🎉
Grace of God
Gogo very clean
Apa ndopanoda Sir Wicknell abatsire kana ari a true mupostori kwete kungo donater vanhu ne zvikara zvemu road
😂
Kkkk vanopa vane zvinhuu Kare awa
Zimbabwe Government shutdown yatadza vanhu vayo,,these our heroes vakavhota kare but ummm guys muchafa mukainda ku gehena ma leaders edu,,kutadza kuvakira vanhu dzimba sure here kufa kurashwa
Sorry Gogo...😮
Uum gogo vanoda mwari ava yoooo. Nezera ravo mamwe magogo anenge varibuzy kubikira zvidhoma porridge nemazizi....kudya vazukuru
😂😂😂😂😂 haurevi nhema but wandinakidza. Hnxii kudya vazukuru
🤣🤣🤣
😅😅😅😅Kubikira mazizi porridge
ndopanodiwa vana chivhayo apa kwete kungotengera tengera vanhu mota
imi siya munhu nemari yake. Munoziva kuti anoishandira zvakaoma sei. Our God is able vanovakirwa again gogo.
Sorry gogo 😢
Aaaah sorry gogo
Wicknell huya ubetsereka
Ko mukoma Sly tirikukumbirawo mumboendaw kwambuya Mavhu tichimbonzwa gwara
Sorry mum
Ngatiiseiwo ma dollar madollar veduwe
Aaaah shame sorry gogo
Shem very srry gogo zvakaoma shem
Sorry gogo Mwari vachiri kukudai shuwa kunamata kwakanaka unonzvengeswa mamwe mambuya aribusy kuroya imi moda Mwari
😢😢😢😢😢
Sorry gogo rambai muchinamata mwari anokudai gogo
Asi dzimba idzi dzaida plastering coz tarisai kitchen yagogo zvayakaita haingambotadzi kudonda
Wicknell paakudiwa iwe apo
sorry gogo mwari vachakunyaradzayi
Sorry gogo
Zvinodzwisa tsitsi gogo sorry henyu
Shame
Too bad
No foundation apa. Maybe in flash area hazvina planning, mudhindwa