This is one amazing sister. He's even leaning on her😢😢. One amazing mother. I hope he won't do it again. Why mai Takunda vakapona sei? She's a temptress😅
Haa iwe wanditangira 🤣🤣. Handiti iye aneyake huru here yakamupa scarf yaasingabvise, iri kuita kuti maZimba aite zvituta. Ngavaende kuMoza uko kana kuMalawi vonopihwa wemheni vomurakasha nayo zvitibve
Vanowaniaka kupi sekuru ava ndinewo dambudziko rangu rekibirwa mombe.Ndibatsireiwo kuti vanowanika kupi ndivo chiranga mapenzi vanogona basa sekuru ava.🥰🥰🥰🥰🥰🥰
Muzimbabwee mbavha nemhombwe dzichapera ndokutendai Tateguru❤
Not anytime soon it will get worse before better .For some reasons you all know as Zimbabweans
Bless u my brethren. Moyo wokubereka ,and the young man has learned a big lesson. Ana sis vake kana pasina and murume wotobatirawo ipapo.
Thank you sekuru murikugona. Hupombwe hunopera chete plus humbavha hwanyanya mhani.
Thanks wangu ndaonawo sematauriro aurikuita mukadzi ndiye benzi akakwezva mwana
Love the heart of the man wemukadzi wekuita zvinhu nemwana uyo
Rambai makadaro sekuru kuba zvakashadwa nevamwe mbavha dzinorwadzisa regai zvife
Kurima bindu kurinani uchishandisa maoko ako kwete kuba
Zimbabwe yakatakura zveshuwa.
Vanowanikwepi sekuru ava
Mbavha ndozvadzinoda handina tsitsi nemunhu anokohwa zvaasina kurima,zvinorwadza kubigwa vanhuwee,uyu apfidza hachabi futi
Taura hako
Ndakuda kutenga mombe security ndaiwona
Murume akahurirwa uyo is a gentle man. Thanks bro but is he serious kuti achada kuti ashandezve pamba.
Asekuru vanotyisa
Anoitsvaga kupi mari yacho irimbavha, siyai zvakadaro sekuru
This is one amazing sister. He's even leaning on her😢😢. One amazing mother. I hope he won't do it again. Why mai Takunda vakapona sei? She's a temptress😅
😂😂😂gud job wanzwa butter
Chingochunayi sekuru
Vanombobireyiko vanotambudza vakadzi
Vanhu ngavadzidze kt kuba kwakashata
Hat dzekuvharisa kumeso bhoo hre
Yaah muchazvirega chete zvekuba
Sekuru muribhoo imi ndimi chaivo vandikutsvaka
Haaa ndabvuma pasi pano panoroiwa munhu
Zvakanaka izvi
Good thinking muningina. Mukadzi ndiye akarunzira mwana.
Ko why musiri kupedzisa Mnangangwa mbavha huru yenyika???,
Pakawana anoenda kwatateguru vanobatwa 😂😂😂mukuru
Dai varume vese vaita izvozvo toita nyika yakanaka
Haa iwe wanditangira 🤣🤣. Handiti iye aneyake huru here yakamupa scarf yaasingabvise, iri kuita kuti maZimba aite zvituta. Ngavaende kuMoza uko kana kuMalawi vonopihwa wemheni vomurakasha nayo zvitibve
Chitori chidhoma chaicho azi zvichapera chete
Ndasvika
Maitabasa baba imi shuwa vana vanotadza shuwa
Vachimbobireiko nhai haaaa munoda kuzonzwisatsitsi mumatare yet murikunze uko munenge muchiti makangwara hamubatiki nhasi zvakuwanai,,,, mbavha ngadzimame dhemeti kubirwa kunorwadza
Zvaiwana ngwarati
Blood 🩸 thief’s let him surfer?
Mhuri ngai batanidze mombe dzevaridzi.
Mubairo wembavha kukuma semombe
,,😂😂😂😂😂😂😂
Mbavha nemahure vachaona moto
Baba imi ndokudaiwo❤ ndiuye kuzotsiva nzvimbo iyo😅
Sekuru ava in'anga nhayi, ndaivaziva vachiita zvekuridza mbira kuchitungwiza
Sekuru Chaminuka face yacho inotyisa. Mbava dzinomama chete gore rino
These guys are good actors. The one acting as a thief is also good and funny.
Mudare munopfekwa hat.. Drama. Tsvagai mari mushe. Moita munyama nezita ramakushandisa
Ummmm kuba kwakashata
Kutonorombera kuba muchazvirega henyu kusvika2030
😂😂😂😂
Next time vanhu wabvise ma hat mudare please kana wasingade help wanogara zvawo kunze ,uchada kunyara pakadai
Madrama. Ayo
Sukuru live like that's okay
Zvine basa rei zvekuita masara muri2
Nhy nhy,kutipedzera nguva
Mai Takunda murimuroi dhemeti
Haaa ko icho chikomana Big chakabatwa
Yowee inga munhu atookukuma semombe sekuru makaoma. Ndicha kutsvakai zvangu mombe dzapera veduwee 😅
Tamirira
Yoweee hey
Siyai humbavha honai mnhu ave kukuma semombe.
Uyu verukawo mukadzi akatadza kuda mwana vake , it's very bad
Ko dzamunotenga handidzo dziri kubiwa hr
Ndokutora mombe yendove iya ah bva shona yakangooma
Mama imbwa dzevanhu ndiko kuti mudzidze kuti kumba hakuite
Iwe mufana rega unofa usakwire vana big mhamha
Mukomana asadzoke achazviita futi kune mumwe waunenge watora
Mbavha ngaife
Kusara muri 2 zvinei nesu,aimbobirei,silly statement
Sekuru vacho ndevekupiko
Regai vafe
Murume uyu murume chaiye,i salute u brother but mukadzi ibenzi
Ndozvo ndozvoda kuitwa varume izvo inonzi child lock
😂😂
Drama sei vese vapfeka hat
Ndobva ndobva hoyo
Maida kutambirwa zvakanaka futi
Tasvika
Maida kutambirwa zvakanaka
Ko maziheti ndeeyiko mumatare
Havadi kuonekwa kumeso
Vanowaniaka kupi sekuru ava ndinewo dambudziko rangu rekibirwa mombe.Ndibatsireiwo kuti vanowanika kupi ndivo chiranga mapenzi vanogona basa sekuru ava.🥰🥰🥰🥰🥰🥰
Search sekuru chaminuka
But why vachitadza kuroya zvatitambudza zvematongerwo nenyika vanhu dzimba dzapera kupwanyiwa matongo edu