Am one of them ayiramba nyaya dzeuroyi, but I now believe that I denied because I was under varoyi's influence. When I look at my life , I am compelled to think I have and am still remotely controlled. Abuthakathi are real and you may deny at your peril
This is the best and funniest episode I’ve ever watched in 2024. I mean..! Antony..! Who told you that Sekuru Tasvu vhano rombisa..? 😂😂😂😂😂 his task is to catch the witches and clean the nation! Oh! That was the best and can’t wait for his friend kudare ra sekuru! 😂😂😂
This case has clearly brought out how kuromba is viewed in other cultures. Kuno kuMozambique hazvinyadzise kunzi wakaromba ende wazhinji wanotozviona sezvinhu zviri normal. Antonio arikutoona akatadzirwa neakamubatira chikwambo chake ende harisidambe asi arikutorevesa. Zvino mazopesana pakuda kumutorera zvinhu zvache. Imikaimi!
Ende futi sooka 😢arikutoda chinhu chake... I still remember a similar story ku Drewmas munhu akarumwa nenyoka yake vese vakafa nyoka ne munhu bcz hanzi anga akaipa moyo wake
This Robert , Tasvu na Antonio vese imbavha.... That's marketing ya Tasvu netora mari united.... I know that place called Maravia, those are definite lies, Mozambique is not as they say...at this time and age muchamuka zvenyu kana marohwa mari nembavha idzi.....
I agree with you this is a script. Robert paati dzokororai handina kunzwa muturikiri ataura zvekuti Antonio akatuma dumwa kunotora mari rikabatwa but handizvo zvataurwa naTasvu. Tasvu ati wafambira nyaya yechikwambo chakabatwa nemunhu anehurombwa hunokurira hwako. Muturikiri new the script so he narrated zvemari izvo.
Maplan eyi Antonio . Dai munhu aramba achidzvinya chinhu chako urwadziwe stereki . Unoda kuramba uchiuraya apa wakapedza hama dzako. Uri Zikiti remunhu manje wauya kwaTateguru Tasvu zvapera nhasi . You look very young Antonio but zvawakabata zvikukutu.
These guys (Sekurus) know their limits. Sekuru Tasvu said he originates from the same village so he knows exactly what he is doing. If he sees that it's too dangerous he will not do anything. That's n'anga can tell people to go somewhere else.
Zvinoyera, zvinoshamisa zvinotyisa .. The love of money🙌🙌🙌🙌
Cant wait for part two
Yoooh kunemi munosiiramba nyaya dzakadai nhasi munoti chii apa ......murume uyu ari kutaura chokwadi chake chese chokwadi chinorwadza .....much luv mukoma Robbie na Tateguru Tasvu❤❤❤❤❤l luv this show❤❤❤
Hama dzakaromba veduwe ummm ndabvuma
What l noticed kana munhu zvisati zvamuwana or asangana nazvo haazvitendi mhuri dzakatakura kurema idzi
Am one of them ayiramba nyaya dzeuroyi, but I now believe that I denied because I was under varoyi's influence. When I look at my life , I am compelled to think I have and am still remotely controlled. Abuthakathi are real and you may deny at your peril
While tragic, this is one of the funniest episodes, because Antonio is being very honest. and can tell a story.
Robert akabva kuSly media tv here?
@@ryanchikomba597 Yes. He made some videos explaining his new move of going it alone.
00@@ryanchikomba597
Bro Robert God bless you and your family you are unique keep on the good work which you doing
I appreciate that
This is going to be the best for 2024 ❤❤❤❤ thank you Robbie
welcom
Zvakawoma veduweee yekuda kuromba iyi rombayi mega henyu 🙌🙌🙌🙌🙌
I respect the Man, he tells the truth Antonio he is the Man🥋
Ku Mozambique zviri normal
This is the best and funniest episode I’ve ever watched in 2024. I mean..! Antony..! Who told you that Sekuru Tasvu vhano rombisa..? 😂😂😂😂😂 his task is to catch the witches and clean the nation! Oh! That was the best and can’t wait for his friend kudare ra sekuru! 😂😂😂
This case has clearly brought out how kuromba is viewed in other cultures. Kuno kuMozambique hazvinyadzise kunzi wakaromba ende wazhinji wanotozviona sezvinhu zviri normal. Antonio arikutoona akatadzirwa neakamubatira chikwambo chake ende harisidambe asi arikutorevesa. Zvino mazopesana pakuda kumutorera zvinhu zvache. Imikaimi!
Interesting episode, Antonio akanzwa mbiri yaTasvu akati regai ndimhaye 😂
I love your work sekuru tasvu yu are a great man
Thank you sekuru Tasvu❤❤❤❤❤
Part 2 please 🙏.Ndoda chinhu changu ndanakidzwa nhasi iri idrama
Robert you are best
Ende futi sooka 😢arikutoda chinhu chake... I still remember a similar story ku Drewmas munhu akarumwa nenyoka yake vese vakafa nyoka ne munhu bcz hanzi anga akaipa moyo wake
Robert you are thebest
Nice one Robbie ,very interesting 😂
I'm married nemurume wekuMaravia Fingoe ndakakugara kune mushonga unonzi muchezo unofa usina kurwara,ukaendako ukadzoka uri mupenyu unenge wakasimba,pandaigarako pamba paiuya bere everyday,hakuite kuMaravia
Ndino follower hangu sekuru Tasvu but dzimwe nyaya hadzisi clear, uyu munhu ati iye paakaromba akamva atoretwa zvombo zvskw saka haakwanisr kurara nemukadzi asi pamberi ozoti akarara nemukadzi aive kumwedzi akashandisei iye zvombo zvakafa magetsi
Robert you are the one
Mese muri mbavha Robert, Tasvu na Antonio.... Zvino ndiri kukuonai... Zvafumuka kunyepera kidzungaira mbavha dzevanhu 😢😢😢😢
Vanhu veMozambique kuroya chiiko? Kushaya nyadzi kwacho kutozotaura rubbish iyoyo pachena nxa
Thank you robert god bless you
This Robert , Tasvu na Antonio vese imbavha.... That's marketing ya Tasvu netora mari united.... I know that place called Maravia, those are definite lies, Mozambique is not as they say...at this time and age muchamuka zvenyu kana marohwa mari nembavha idzi.....
I agree with you this is a script. Robert paati dzokororai handina kunzwa muturikiri ataura zvekuti Antonio akatuma dumwa kunotora mari rikabatwa but handizvo zvataurwa naTasvu. Tasvu ati wafambira nyaya yechikwambo chakabatwa nemunhu anehurombwa hunokurira hwako. Muturikiri new the script so he narrated zvemari izvo.
Maplan eyi Antonio . Dai munhu aramba achidzvinya chinhu chako urwadziwe stereki . Unoda kuramba uchiuraya apa wakapedza hama dzako. Uri Zikiti remunhu manje wauya kwaTateguru Tasvu zvapera nhasi . You look very young Antonio but zvawakabata zvikukutu.
Mkoma Robert, volume irikunyanya kuita shoma
Sorry, noted
Teteguru bvisai hurombwa uhu asingazive Imi munomunepera Kuti ndirikugadzirira Kuti chikwambo chako chidzoke izvo murikuchiparadza
Very interesting
Yaa this is true zvinoitika kuMoza izvi zvekutumirana masmall boys kootora mare
Haa sekuru rambai makadzvanya pekusambesa apo big up sekuru Tasvu munogona
Kubi kubi kubi madoda. Sekuru Tasvu be safe. This guy is scaring me a lot. Sekuru you have a big problem there. God bless you
These guys (Sekurus) know their limits. Sekuru Tasvu said he originates from the same village so he knows exactly what he is doing. If he sees that it's too dangerous he will not do anything. That's n'anga can tell people to go somewhere else.
Kubi kakhulu mnewethu lokhu ...kodwa yena u Tasvu kungathi u good ekukhupheni ubuthakathi
Robert plz utipe Antonio Juao part 2
What's my name
Mkoma Robert ko mavavharirei
Waitting for part 2
Can't wait for part 2😂😂😂😂 this is the funniest episode ever 😅😅😅
Coming definitely without fail
Roby❤❤❤❤❤
@@BiggieMbawa definitely coming coming
Apa hadzisisina wekuuraya dzakutoda kuRisker nesu vatorwa kkkkkk he is a comedian 😅
😂😂😂
mmmmm vanhu ityai Mwari amana
Wonzwa umwe achit vanhu vakaromba havako ini kwedu kule yangu yakaromba toda kutoenda kwatasvu next month zvibviswe bcz yatipedza
Murip asikana neniwo dakuenda ndikushaya wekufamba naye
Chikwambo kidnapped 😂😂😂
😂😂😂😂😂
@@JohnManyore-fw8fc 😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂 apa mari ichibuda chete
😄👌🤣👌🤣👌🤣
@@LeonMatura ehe haaa zvinhu zvacho
Cada coisa temos que entregar tudo nas mãos de Deus
Arikutaura chokwadi. Chake
Ndinoshuwiro yekuti dai ndine mariwo yedare ndasvikawo kwasekuru tasvu ndinorwadziwa zvakaoma nguva ichakwqna ndachasvikawo ndichisunungurwa
pane vane ma testimony here vakamboendawo kunobatsirwa
Ya he is honest. Yah kubi, kunzima impela.
Ndirikutsvagawo akaita portrait ya sekuru Tasvu.
😂😂😂😂 nhasi ndazoseka chakafukidza dzimba matenga zvesure. Sure ukaonavanhu vane zvinhu zvavo kunze uku hazvisi zvekuchiva nekt uhm
Taura hako zvirinani kufa ndiri murombo pane kuromba
Ahhh saka akuda mushonga wake back
Nhasi Ndafa nekuseka best episode ever 😂🤣🤣🤣🤣
Yooooo ichi chakanyanya ichi.
Aàh veduweeka zviriko here izvi?
Antonio loves money,he loves money yoooo
Hezvoooo zvakaoma
Kkkkk mamwe mazita soo ndeehurombwa chaiyo
Mkoma Robert part2 please
Watch this space
This guy akaromba zvesure.
Rambayi makasimba sekuru batsirayi vazukuru venyu matambudziko
Sekuru vanhu vangapera itai muridzi afe zvake pane ruzhinji rwevanhu 😢
Haafe asi vava kumubisa muhwurombwa ndofunga achapiwa mhiko sezvinogoitwa varoyi kuti akabatazve urombwa anobva afa
Iyi yandipedza power.
Part 2 waiting kkkk😊
Antonio andispaka, zvakaoma
Ringing tone iyo ndeye lawez here
Ndaaende kwa Uncle Kafera
Bro Robert your r working ooo
Ndakamirira part 2
Definitely coming
Anenge aramba kuburutswa huso
ROBERT WAONERERA MUNYIKA MASHURA NEZVIRATIDZO MURUME UYU ANOTYISA HEEYIIIII
Siyakuromba iwe zvinourayisa vana
Haana kana mwana and yake ATI haishandi mukadzi ndewe display chete
Robert why mavhara face yake
Haudi kufa asi woda kuuraya vamwe 😢😢
😂😂😂 mari yakaipa akomana mmmm ndasarenda hangu. Ana Antonio avo
Akamboendawo ku 1 of these sekuruz zvikasashanda ,huya timbotaura
Ini ndakatumira family yangu mari ikarohwa na 1 Tasvu chakafamba hapana
@@samgwatuza2471 hmm pamwe zvine maropa ,zvewamwe zvinenge zvinoita ,ini ndri kurwadziwa nemari yangu yandaka dyirwa newamwe sekuru ,hawasi zvawo vaTasvu ,wakangoita live iam going to expose him
@@samgwatuza2471pamwe family yako ndoyakakuvhara mari yakaendako zvechokwadi here
In handisati ndambosangana ne testimony massage yemunhu akabva ikoko mheno indava
@@CookingwithPauline tiriko takabveyo dia zvakadhakwa kunorasa hedu Mari aaah ndri kurwadziwa ini
Yaa panenyaya
Volume please
Eish zvakaoma 😢
Kikikikiki nhamo haidiwe Antonio Zhuwau Antonio arikuda mari.
Uyu murume plaz vanotawura chikwadi
Saka mari inogonakei uchipedza hama
Aaa Uyo anopenga chete ko vaakauraya havasi vanhu here
Tasvu mudhara ndatenda hangu💪
Antonyo atori srs nekuda kuramba ari muhurombwa😂😂😂
Why did u hide pic yake
Haa ndaida Mari sekuru ndaseka nhasi
I thought Enoch of Walemba was funny but Antonio ari kumberi
Antonio igamba pane mamwe magamba. Haana nhetemwa dzokureva
Part 2 pliz mkoma Robbert
Zvakaoma veduwe kuda mari Kuti wapedza hama haana basa nazvo
Huroyi huriko vakomana uuuuuuummmm😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢tiripama one
Wakaoma wakaora
Hama dzapera...Mari yawanda mumba
Uuuuum pakaipa
Sekuru Tasvu mwari akukomborerei
Saka dzokera kuMalawi
Sekuru uyu ari kuitirwa portrait muudzei ndimuitire
Haaa zvakaoma chokwadi, Mari ndisatan
Ndbva ndafunga Enock ....uya shame
Kkk na Walemba
Kkkk namwale
@@PriscillaMudavu-v7v shuwa henyu kkkkkk🤣
Ndabva ndafunga nyaya ya Banda na mwale
Mwale waive nesaga remari mupenyu here uya akafita akatofa uya😂😂😂
Aaah Antonio kwana 😢
Sekuru Tasvu makaoma rambai makadaro vanhu vasye zvakaipa nenyaya kuda mari
Zvakaoma
Haaa mishonga so
How are you Bro Rob