Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Mukoma Robert your work is much appreciated 👏
i dont think ndi Robert uyu. i ham yake. mukoma Robert vaane Zimnews tv another channel..
@@emmanuelmukombe2125 ohh really....thank you so
NdiSylvester mukoma waRobert
Ma voice avo akafanana
Pane arikundinyima chikwereti changu cha2020 sekuru Chaminuka vanowanikwa kupi
Mahomu homu wagarira rufuse. Maiguru Tete vemudzimai vanozvidzora, vanga voda kukukwidibira nechanza. Uyu hanzvadzi moto, ano gona kukuwatsura nekunze kwechanza. Gadzikana mahomu homu.
😂😂
Basa ngariitwe,asi vanhu avo vanotuka vabatsiri vakambovabatsira zvikaramba,ndinoona sekukanganisa.the way she said mvura nematombo,for me uummm ngaasadaro.
But haana kutuka angotaura zvaakabatsirwa nazvo zvikaramba after abvunzwa
Problem ndivana sekuru nana gogo vanoita central locking kuhure risiri muridzi wemukadzi
Munonyanya varume nakirwai gutsikanai nezvinazvo pese pese munoda kungokwana
So sad vhudzi here daily asi Mwari Akunyaradze akuyambutse asvika pazambuko rwizi Jordan
Sekuru ava vanoziva zvavanoita. Uye vanetsitsi.
Zvechihure muchazvirega izvi kkkkkk
bhora mberi sekuru wanhu tibatsirike🙏
Sando dzenyu mukoma sly tirikubatsirika nevabatsiri venyu takabva kwa gogo magumbo aiwa takagonerwa tokutendai zvikuru 👏
Volume
Zihure remurume
The guys is busy laughing. He is not sorry. I sympathize with the wife who is so dedicated to her family. She deserves better
Vanogarakupisekuru avo
Saka nhengo irikubuda ropa yakatoputirwa nedhende here
Sekuru chaminuka munotendwa nedzidziso yakanaka uye nokubatsira...munotendwa Sekuru zvichibva pakati pemoyo wangu
Ngataurise
I two ma Irvine saka yipi
Ummm sekuru ava vanotyisa🙌
I reken ishaye two inyon ngesikhathi esisodwa
Musaute tsitsi mbavha ndirimuno musouthafrica Nekuda kwembavha ndakasvika pakuvhara shop yangu nekuda kubirwa zvorwadza
Sekuru Chaminuka varikupiko ava
Nxaaa kutokwirira matare nyaya yemunhu akanosotwa zvake nekuda chihure. Madzimai munozvidzikisira chaizvo
Uuuummm ivo bamnn vacho zvavakutoita sekuti ndivo mukuru plus ungati pfungwa dzirikurasika
Mukanya ndanyara fani
Ndodanhambadzavo vandisungirewo
No dzasekuru please
Ko sekuru zviri muhuro izvooo
Mukoma Robert volume please
Mkoma Silvester , Robert is nolonger ku Sly
Ana soko musadaro mhani. Kuti nyadzisa kudai? Muri vanhu vakuru imi
Mbavha uyo is stubborn dai mambomusiya akadero
Siyai mbavha iyo yakadaro
Rabishi remunhu choswera chakadhakwa apa chinoba zvakaoma
Anatete nanabamkuru murirudadiso
Kkkk vakadzi vachipa kudarika madomasi kutadza kushanda asi kutengesa nunu varume muchinyanya
Usazonoba huku yawanzi ubatire maiguru.
Apa vanhu varambira kusashanda kwenhengo yababa asi ivo takaratsima na bamnini vari kutora a loose kkkk
Tiri po😂
Sly sly uyathanda isoko munkanya
Ziso ratete boe hre
😂😂😂😂😂
Kkkk tete voda kurova bmdiki hahaha
Mbavha mbavha if iwe shit
Mjolo pandemic😂😂😂😂😂😂