Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Papapapa Isabel papapappa Patie. bvooooo rikiti bvuuuuuuuuuuuuuu
Ndozvamunofanirwa kuita izvi kwete kutipa zvigwishu 25 minutes 15 minutes ndochii ichocho
❤❤❤
Makunakuna chaiwo😂😂😂😂😂😂😂aaaaa guva mumba here who does that😂😂😂
Takachibata chimuti
Anorwara anoda kuripiswa kubva kwaMambo ,vana sekuru nedivi kt azive kt zvaakaita chisioneki kuisa guva mumba,Apa achibata guva remunhu waasina dzinza naye.Uuuum akashinga murume uyu.I hope zvine urombwa mukati izvi hazviiti izvi
😅😅😅😅Ndimi kani
Kazhinjikazhinji Mukati wemhosva anenge asina chaanacho..kuparira vamwe basa
Nyudzai gedyo chipinga chodhodhoma !
Pasina zvekut mutongo...madzinza akarema aya ingozi dzemumusha dzakaparwa kare nemadzisekuru edu
🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Wekuvakira guva mumba uyo akakopa matswana
Bhozho ko mai vekurambwa nemurume vakazodzoka kumurume here panyaya yagogo vekuda kuchengetwa nevana
Hapana chidhindo panoda chidhindo Joshua pooooooo rikiti bvuuuuu tsudzurai
Pooooooooooooo rikiti bvuuuuu mapindira papi nhasi papa Isabel napapa Patie
Ummmm zvagogo avo vekuda kurarama nekusingaperi ndapererwa
Maporisa ngavarege kutora zvinhu zvevanhu pama accident izvozvi vazhinji vari kuona nhamo nazvo izvi asi havasi kubuda pachena
Mwari ngavatiire nyasha vanhu vakuurayana nekuda kwenzara 2008 madhongi akapera kuurawa kana awanikwa ari pamuhacha urimumunda memunhu
Ko iye munhu anovakira imba paguva zvakamboitikepi,manenji chaiwo
Zvakusiyana nenyika kune dzimwe dzinoviga vanhu mumba
Poooooo