𝐂𝐇𝐈𝐌𝐔𝐓𝐈-𝐂𝐇𝐄𝐃𝐀𝐑𝐄: Murume akadyisa Mukadzi vake Chimbuzi
HTML-код
- Опубликовано: 14 янв 2025
- :Murume akadyisa Mukadzi vake Chimbuzi
CHANGING THE WORLD 🌎🌎🌎 ONE CONFESSION AT A TIME. Through Animation
This is the Official Channel Of CHIMUTI CHEDARE
Welcome To My Channel. In most Cases People Need Help and Advice but are Afraid to Speak Out, Thus why i Have Created This Platform. I will be reading letters written to me by Anonymous People Across The World Revealing Their Underground Deepest Secrets
Do not forget to like and Subscribe for more ,,
/ @chimuti-chedare
Chimuti chinoera ❤❤❤
Kuroverana 10Zig here
Kutouraya munhu
Zimbabwe yakutotyisa manje,😮😮😮😮😮
Maporofita mazuvano nhema
Mwari ngavarerutsu upenyu hwevanhu kadzi kunamatirwa namatirwa koitwa nevanhu kadzi ndinoona kuomerwa😊
Last part prosecuter vakadza kutsanangura,munhu haasi kutiza uyo ari kutoonekwa achifamba freely
Rikitii bvuuu
Zim ndaotadza kufira 10zig ummmm mahwindi itai kwazvo
Pooooooooooo riikiitiiiii bvuuuuuuuuu
Toothpack 😂😂😂😂😂😂
Papapapa Isabel papapappa Patie Bvoooo rikiti bvuuuuu
❤❤❤❤
Nyamubobo Bhozho kkk mubobo
Imhosva kutengesa mbanje uye kudzibhema saka zvemabhidhiri imhosva
Hapana zvavataura mai avo
Pooooooooooooooo rikiti bvuuuu
Mapurisa ndiwo arikusiira nyaya panzira
Dzikhovhuyesa
Pooooooo pooooooooo poooooooo rikiti bvuuuuuuuu
Poooooooo pooooooooooo rikiti bvuuuuuuuuuuuuu
Apa ngozi haina self defense
Kudeura ropa hakuna self defence
Kufira 10zig here 🤦
PaDomboshava yah kwakadonha chamangurangura nyika gore rino inosara yakachena chete
Tokumbiravo update yamai vekuvimbisa rufurwavo musiwa 17 Aug 2024 vakazitadza kufa. rekufakwemunhu
Amai vekunzi huyai nekahembe kadiki ngavangoenda nemurume kana ne police rakapfeka hembe dzekumba kana akuda kuita bonde voridza mhere porisi ropinda
Matigonerawo nevemutemo avo
Ten ziggy 😂😂😂😂😂😂😂😂
Life is spiritual that's why he was able to communicate with his 🐍🐍 snakes
Fake madzibaba avo havasi muporofita. Vaiziva hupenyu hwamai avo( social life) so ndozvavakashandisa kuti varare namai ava. Better mai vacho vane dzinopanana moto
Poooooooo ndapindira pachitanda