𝐂𝐇𝐈𝐌𝐔𝐓𝐈-𝐂𝐇𝐄𝐃𝐀𝐑𝐄: 26 Dec, 2024

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 13 янв 2025

Комментарии • 19

  • @AuptonChitate-m1g
    @AuptonChitate-m1g 18 дней назад +5

    Mozambique Maputo ❤❤❤❤❤❤ rikitiii bvuuuuuu

  • @douglasdube
    @douglasdube 10 дней назад +1

    Makanyanya bozho

  • @FlorenceRobert-m5i
    @FlorenceRobert-m5i 17 дней назад +1

    chimuti chedare ndakachibata ndiri pa S.A pamarikana

  • @Richard-c8p5u
    @Richard-c8p5u 18 дней назад +1

    Ayaya ayaya

  • @qbeebee5886
    @qbeebee5886 18 дней назад +1

    Kkkkk,Tencen anetsa kwa Rusape. Pakaipa

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 18 дней назад +2

    Pooooooooo rikiti bvuuuuu tsudzurai

  • @medina3002
    @medina3002 18 дней назад +2

    Kana kuti mwana mufi uyo anogona akatobatwawo chibharo pamwe haasi kuda kuvigwa zvisati zvazikanwa

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 18 дней назад +1

    Varwi vehondo neve health killed me😁😁😁😁😁

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 18 дней назад +1

    MP of that area's name has been messed up. That counselor should point which MP sent that counselor

  • @LorraineMutukudzi-j6d
    @LorraineMutukudzi-j6d 18 дней назад +1

    Iiii ngozi ya tenseni yakaoma iiii ndakaiona iii

  • @KudzaiSamson
    @KudzaiSamson 18 дней назад +1

    Boxing day Chimuti chedare 🎉🎉🎉

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 18 дней назад +1

    Haiwawo ngavavige mwana uyo vadeedzereiwo vakuru venyika vabatsire mai ava vavige mwana dhemete obvious mwana akatourawa as a way of revenging bhinya rakasungwa iri mhondi dzevanhu vanotokwanisa kuviga voga mwana iyeye nekuti pavakagomera mulabour room vaive voga not surname saka varikurambira body over surname ngavaudzwe zviripo vape mai vemwana body fullstop

    • @josephined8931
      @josephined8931 18 дней назад

      Mishonga yaro zirume rakarepa vana three iro nehama dzinotsigira munhu akadero zvakaipa
      Ngaatendegwe avige mwana uyo kana aviga abvepo angasvera akagarira bhinya iro.

  • @ssam1430
    @ssam1430 18 дней назад +1

    Vzmuka sei ivo vakafa 😢

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 18 дней назад +1

    Gulez vakabhaiza avo iihhhhh kushandisa mwana shuwa nekuda kwegodo shuwa shuwa paivaisipawo vabereki vaisatendwa here varwadziwa kuti bamnini vatendwawo🤔 nesuwo anamai tipfidze kuti umwe mwana akatiitira toita kakisvotesa vamwe vasina chavatipawo chionai manje vana vaakuda kupedzana haaya