Tractor yairima yega pakati pehusiku // Baba vakabata muroora chibharo (2 July 2024)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 22

  • @Felicity-t5j
    @Felicity-t5j 3 месяца назад +3

    Zimbabwe yakuda medal 🥇 yemishonga vanhu vanoroya fani

  • @EriaRodwin
    @EriaRodwin 3 месяца назад

    Bhozho chemunda neimbwa nembudzi dzakatakura preparation zvave zvinhu

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 3 месяца назад +2

    Pfooooo rikiti bvuuuuuu paJoza ndakachibata chimuti

  • @AlickBhebhe
    @AlickBhebhe 3 месяца назад +1

    Baba vekurepa ngavayende munjere and kuita zvakashata zvakadaro

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 3 месяца назад

    Mmm zvakaoma mishonga iyi ka,n'anga dzimwe dzinofanirwa kufa dzinouraya nyika

  • @tatendamurambinda3593
    @tatendamurambinda3593 3 месяца назад

    vatezvara iyezvino vave nemakore mangani ummmmm zvakaoma

  • @simbarashemutani5880
    @simbarashemutani5880 3 месяца назад

    Dzifambirei

  • @RhodesKalos
    @RhodesKalos 3 месяца назад

    Mapurisa emuzimbabwe vakatojaira kuripisa vanhu vasina mhosva zvakabvira kare ummmm vanotadzanei kunyatsoferefeta vasat vapa vanhu mutongo yekuraper munhu anotarisa pachiitwa matest but zvezim Amheno zvofamba sey munhu anopikira kunyeperwa sure

  • @JusticeChikarakara
    @JusticeChikarakara 3 месяца назад

    Awesome 😂

  • @NicksonMavaza-e6r
    @NicksonMavaza-e6r 2 месяца назад

    ❤❤❤❤❤❤

  • @tinashematsikandove9524
    @tinashematsikandove9524 3 месяца назад

    Bhozho dzora speed hey unotikuvadzisa kuno

  • @heatherbooth4217
    @heatherbooth4217 3 месяца назад

    Hmmm, nyaya dzenyu idzi...toda ma video as evidence kubva kune maStoryteller acho.

  • @BossMukanya
    @BossMukanya 3 месяца назад

    Pooooo Rikiti bvuuuuuuu ndipabulawayo ndakachibata chimuti

  • @jenatrychihotaa6910
    @jenatrychihotaa6910 3 месяца назад +1

    Mubatsiri manyama mubatsiri imboma chaiyo ndikutomudawo

  • @methywasy2638
    @methywasy2638 3 месяца назад +1

    Pfoooo

  • @TembaGogo
    @TembaGogo 3 месяца назад

    Tinokutendai.nekushandidzana.nemapurisa.sando.dzenyu

  • @theresashumba277
    @theresashumba277 3 месяца назад

    Wemunda hanti akarima 3yrs zvaenderana nemari yake

  • @onainyamapachena5708
    @onainyamapachena5708 3 месяца назад

    Masikati chaiwo vanobata parotiment paya ini ndakanunurwa nemumwe murume ayive nemota

  • @tarisaimzira
    @tarisaimzira 3 месяца назад +1

    ,😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Che tractor icho chandiuraya

  • @melvinmunapenyi7151
    @melvinmunapenyi7151 3 месяца назад

    Bvu rikiti bho

  • @methywasy2638
    @methywasy2638 3 месяца назад

    Pfoooo