you dont want peace u want trouble siya zveshamwari
HTML-код
- Опубликовано: 10 сен 2024
- you dont want peace u want trouble siya zveshamwari
Munhu wese unokokwa ku SPECIAL SUNDAY 30 JUNE pa Corner Highglen rd and Mushayabande rd Harare .For one on one call
+263712528094
+263778059270
This is so sad, how the innocent inexperienced person can be manipulated by their trusted friend who was jealousy. Lord have mercy 🙏
Shamwari dzisinganamate Rega kutamba nadzo dzinokufurira
Shamwari hadzina kumboipa asi kuti kodiwa shamwari dzinotya Mwari
Sei kupusa kusvika pakuitiswa zvakadai nhai vana Mai.... Mwari ndinokutendai makaita kuti nditadze kuva nefriend mulife....chengetedzai dzimba dzenyu vanamai... shuwa ungati ndakafurirwa
Shamwari dzakashata chokwadi prophet vangu munondigonera zvangu 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Munogona profet munotipeputsa mwari akuitirei nyasha munhu washe
Amen
Ummm zvakaoma izvi
Eish Shamwari dzinoparira, thank you Prophet, apa I'm the 1st to comment 😀🙏
Zvakaoma
Kumwe kudzungaira kunobhowa sooo ungapfuhwire murume asina chatadza zvimwe zvacho musade kungoudzirwa
Haaa shamwari ma1 ini ndakarara nebhutsu izvezvi 😢😢
Murisei vanhu vamwari one on one imarii hama
Amen prophet i receive ❤❤❤
Shamwari ndeyei munhu mukuru Munenge muchimboyambei
Amen Prophet
Nhasi ndini ndatangawo prophet ndioneiwo
Amen 🙏🏼 🙏🏼
Mai 2 muroyi chaiye shamwari dzenyuidzika