Pliz be advised the numbers we give on every video belongs to Drewmas Media and not vanhu vaitwa story. Zvinotaurwa hatina chekuita nazvo chingava chokwadi or nhema chedu kupakura chete. Enjoy more videos to come
Kuchivanhu awukokwi asi kuti unoyenda wega, same thing ne ku chinamati, mangani ko ma church worldwide? Which ever way you decide to partner with, chikuru kurarama upenyu hwakareruka hunokugutsa, pastors see anagodobori, ndivo vatori nezvikwambo zvikuru zvacho, unowona a poor man/woman giving pastor chipo kana zvipo from maricho anorwadza zvisingayiti hoping to get blessings in return, the same applies to a client pa nyanga yechivanhu, some pay in form of mombe kana large amounts cash, the expectations are common, "positive" changes in life.
Kana vanhu musingaende ku na,nga garai mudzimba dzenyu vanoenda vaenda munhu nemunhu nesarudzo yake hapana munhu anobvumirwa kutonga upenyu hwemunhu .ma holier than thou tibvirei uko nxaa
Hapana akatora mishonga akagarika kwehupenyu hwese asi unozotambura zvekushaya sauti inovava mumba, ivo vacho vanokupai mishonga havadiwo kupfuma here inga vari kutambura zvemhando yepamusoro asi ozoda kuti iwe ugarike
nhema zvikwambo vaipaaa asi kt vanokupa uri mushonga wonzi enda unoshandisa so so paunokonewa kumushandisa mshonga uyaa unobva wapanduka choita chikwambo saka vazhinji vakaresva kuishandisaa vava nezvikwambo saka usati zvezvikwambo hatipi iwe wakuenda kure nechokwadi iwe taurira vanhu chokwadi.....kt zvakadai zvikadai zvikadai zvisinei chitsvagai mabasa kana muchibatsiraa ndokumbiravo mundibvisire ed handi mogona basa kkkkk looo ......aaaah but unoziva kuroya hr ukoo kwamuri kuita vanhu kurombesaaa sure
@@tapiwanasherichard9378 kwandiri Jesus inoshanda haishande kumasatanist nevasingazive Mwari isutakatengwa neropa ra Jesu if your Jesus's doesn't work came and try mine
@@tedrickeinstein blood of Jesus christ the son of the living God. The blood of Jesus's christ the son of the living God .the blood of Jesus's christ the son of the living God .You are covered with the blood of Jesus's christ the son of the living God. WE ARE COVERED WITH THE NAME OF THE FATHER GOD THE SO JESUS'S AND THE HOOOOLY SPRIIIITY. AMEN AND AMEN IT IS DONE IN THE NAME OF JESUUUUUUUUUS AMEEEEN AND AMEEEEN IN JESUUUUUUUUUUUUUUUUUUUS NAME HOOOOLY GHOST FIREEEEEEEEEE.
As much as I don't go kuna,nga zvangu musangosvotwe nezvisina basa do u expect people yo renovate every year mind u murizevha and musha wakavakwa kare uyu and wangoona a small part yemba mototi vakaromboka kushoropodza ndiko kunamata here nhai
@@carolinenyamadzawo6757 It's true bt I wonder why some of these sangomas giv charms to other people to make riches whilst they themselves writhe in poverty & Cnt fend for their families. Since everybody wants gud living including them why Cnt they go to their business colleagues to get some charms also for themselves to improve their lives since n'anga isingazvirape. Kusadawo Mari uye kugara zvakanaka here or therez something fishy abt their business.
@Arah Manase there is no language called Shona, it's in invention to describe a language family and group people by mabhunu. So yes its Shona but more specifically chindau
This guy looks young but his answers are just well informed for his age. Above everything I like the composure.
Vanhu musatuka vana vandunge plz . Vanamagaya venyu vacho varikushandisei vanhu makapusa shuwa. Kana usingade kuenda kuna'nga regedza
Kuziva Mwari ndiko kuvamba kwezivo!
same same kwana magaya mishonga too, mwari waunotaura ndeupi
So fact iripo team iyi inorombesa Chete havashopere, ataura kuti munorasa zvinhu mumvura zvinoziva kudarika munhu zvinozokunetsai mangwana
Mwari munotombomuzivavo here imi.Siyanai nazvo izvi muuye kuna Jesu zvepano pasi hazvina maturo.Zvemishonga zvamurikuita izvi muchaona nhamo yacho kana mukafa musina kutendeuka musaita zvisirizvo varume muchirombesa vanhu kuti vaite mari Mweya yavo ichinoraswa.
Kuna Mwari mupenyu anonamatwa vakomana siyai mitombo minamate ndava mishonga hachisi chinhu pamberi pamMwari tsvagai Muchinda werugare anokupa hupenyu hunoraramwa nekusingaperi peri
Ha ha! Someone wants to continue the family business. Nonsense. Hun'anga hwaahereditary lol
Maporofita mapastor vanotoenda kunopihwa zvikwambo izvozvo isame whatapp group....
Pliz be advised the numbers we give on every video belongs to Drewmas Media and not vanhu vaitwa story. Zvinotaurwa hatina chekuita nazvo chingava chokwadi or nhema chedu kupakura chete. Enjoy more videos to come
Mabasa ekuhakira Aya kkkkk..kutoitawo rough
Tenzi vawanirewo Nyasha hawana chawanoziva. Pindirai Baba. Nyika iya yoenda kumagumo
Guys namatai nguva ichiripo zvemushonga hazvibatsire guys mwari mupenyu
Kunamata kwacho zvakafanana ese matsotsi anorombesa
Kuchivanhu awukokwi asi kuti unoyenda wega, same thing ne ku chinamati, mangani ko ma church worldwide? Which ever way you decide to partner with, chikuru kurarama upenyu hwakareruka hunokugutsa, pastors see anagodobori, ndivo vatori nezvikwambo zvikuru zvacho, unowona a poor man/woman giving pastor chipo kana zvipo from maricho anorwadza zvisingayiti hoping to get blessings in return, the same applies to a client pa nyanga yechivanhu, some pay in form of mombe kana large amounts cash, the expectations are common, "positive" changes in life.
Wakanyanya wangu
Tell dem avanzwisise vanhu zvrchivanhu takangozvarwa zviripo so unozvitsvaka wega kana zvaoma
Well said.
Munopenga imi ndimi Mwari here munobatsira vanhu imi ityai Mwari kudenga Kure
Kuromba kunosiyana siyana malevels uyo arinani arikubuda pachena kuti ndobasa rawo,ko ese maporofita enhema amurikuti ndoechokwadi wese wana Magaya ese maporofita ane mbiri in,anga idzo dzese bt chinosiyana mabetserero nekutorerwa Mari dzese in'anga idzo mbavha dzewanhu so kna iwe wada kuenda kun'anga enda kna wada kunamata mwari wemazvokwadi wonamata
Kwavakutsvaga mari bba vakaenda nemishonga yavo imi vana imi endai mundotsvaga Mwari nguva ichipo
Vanhu be careful these people are now on business on this
Tsakai Mwari achawanikwa Boyz munozotopengeswa nezvinhu zvababavenyu zvichakudyirai Vana kupedza kt tsvaii
Pkllpkkkklllkllllljjokii>
Ko madziro ayo kumashure aida kuita kunge map ye Zimbabwe
Kkkkkkkkkkkk
Kkkkkkkkkkk
ndanga ndati ndini ndega ndazviona ka ini
@@knowledgetaonezvi6805 🤣🤣🤣🤣
😅😅😅
He who is in me is greater than he who is in this world,
Jesus is my Lord and savior
His name is above every other name.
Hallelujah 🙌🏾. There is liberty in Christ, and nowhere else.
Jesus is a screw up I hate that guy he lied to is to enslave black idiots
Shut up brain washed blackie
In Jesus makaromba how many fake pastors have abused young children in the idiot jesus name
Tichakutsvaira kkkkk
Ndunge naMagaya same whatsup group
Kkkkk admin ndimagaya
Siyana na prophet magaya
Kkkkkkk maiweeee zvangu ndazoseka
sarudzai mbamba same same taura hako iwe the stupid ones will always argue with your insightful comments 😇
Ndunge ari nani Saru.
Tipeiwo update timbonzwa zvekwa chinengozi kuti kwakudodii ndiyo imwe yaive shasha
Saka vakatoenda kuchikoro cheuroyi, mwari ngavakuwanirei nyasha
there is no prescription to religion
This guy is articulate thumbs up batsirai vanhu musatya kunyepa kwevanozviti makristu
Nonsense!!🙄
Imbavha idzo vakuda kurova bag chete ana boys avo 😅😅
Apa hapana chozikamwa Ndunge akainda nezvinhu zvake vapfana wakusvaka mari
Neiko musikuratidza isu vanhu zvakaita pamba pacho ,N'anga hapana chainacho iyo enda unoshanda uye ziwai Jehovah achavanikwa
Kuchekeresa Baba hamuna kubvunza
Mudhara arikugehena Chero mukadada nehuroyi hwamakasiirwa.
Boys riri kutotsvagawo bag haro iri
Jabu ada kutotora bag
He owe jesu ndiye ishe urikunyepaiwe ukutsvage mare indokoshanda unopenga iwe
Matsotsi ,Mbavha .. Vakapusa vanoenda vega kumba kwematsotsi kuno biirwa mari 💰
hanzi punchment kkkkk haaaa yaaaa gadzirisai nyika iyi vanhu vakutsvaka mari zvinosekesa
Ummm mava kutsvaga mari imi but dai magona matendeuka siyanai nemabasa erima nguva ichipo
Kana vanhu musingaende ku na,nga garai mudzimba dzenyu vanoenda vaenda munhu nemunhu nesarudzo yake hapana munhu anobvumirwa kutonga upenyu hwemunhu .ma holier than thou tibvirei uko nxaa
Yaa gud wangu
Hapana akatora mishonga akagarika kwehupenyu hwese asi unozotambura zvekushaya sauti inovava mumba, ivo vacho vanokupai mishonga havadiwo kupfuma here inga vari kutambura zvemhando yepamusoro asi ozoda kuti iwe ugarike
Mwari tibatsireyi
Ityayi mwari imi
nhema zvikwambo vaipaaa asi kt vanokupa uri mushonga wonzi enda unoshandisa so so paunokonewa kumushandisa mshonga uyaa unobva wapanduka choita chikwambo saka vazhinji vakaresva kuishandisaa vava nezvikwambo saka usati zvezvikwambo hatipi iwe wakuenda kure nechokwadi iwe taurira vanhu chokwadi.....kt zvakadai zvikadai zvikadai zvisinei chitsvagai mabasa kana muchibatsiraa ndokumbiravo mundibvisire ed handi mogona basa kkkkk looo ......aaaah but unoziva kuroya hr ukoo kwamuri kuita vanhu kurombesaaa sure
Apa hadzivhunduki camera wena too much comfortable
Ko Ana kules ndovachatya camera here vanogona kutoiuraya nemuromo vakada havo kkkk
The blood of JESUS'S MY SAVIOUR THE BLOOD OF JESUS'S MY SAVIOUR THE BLOOD OF JESUS'S MY SAVIOUR
Iwee unoti Jesus Chipinge auyizivi Chipinge ayiiti wangu Jesus ashandi kuChipinge wangu
@@tapiwanasherichard9378 kwandiri Jesus inoshanda haishande kumasatanist nevasingazive Mwari isutakatengwa neropa ra Jesu if your Jesus's doesn't work came and try mine
@@tapiwanasherichard9378 God bless you
Talk about witchcraft. You love the blood of this thing called Jesus.
@@tedrickeinstein blood of Jesus christ the son of the living God. The blood of Jesus's christ the son of the living God .the blood of Jesus's christ the son of the living God .You are covered with the blood of Jesus's christ the son of the living God. WE ARE COVERED WITH THE NAME OF THE FATHER GOD THE SO JESUS'S AND THE HOOOOLY SPRIIIITY. AMEN AND AMEN IT IS DONE IN THE NAME OF JESUUUUUUUUUS AMEEEEN AND AMEEEEN IN JESUUUUUUUUUUUUUUUUUUUS NAME HOOOOLY GHOST FIREEEEEEEEEE.
Mmmm dai manamata hadzwadzi nguwa ichipo
Ndoda madhora
Ko mishonga yacho haikuitisei pfuma imi pachenyu sei???Imba iyo hairatidzi kuti zvinhu zviri kukufambirai zvakanaka pamari apa
n`anga ahife yakazvirapa
Haaaa vakaromboka wena ndokuti vazive kuti Satan imbavha and a killer
As much as I don't go kuna,nga zvangu musangosvotwe nezvisina basa do u expect people yo renovate every year mind u murizevha and musha wakavakwa kare uyu and wangoona a small part yemba mototi vakaromboka kushoropodza ndiko kunamata here nhai
@@carolinenyamadzawo6757 It's true bt I wonder why some of these sangomas giv charms to other people to make riches whilst they themselves writhe in poverty & Cnt fend for their families. Since everybody wants gud living including them why Cnt they go to their business colleagues to get some charms also for themselves to improve their lives since n'anga isingazvirape. Kusadawo Mari uye kugara zvakanaka here or therez something fishy abt their business.
@@deeenice983 zvingori pachena something is fishy pazvinhu zvavo
Heeeee abantu bathandi notho hayiiii y cant u pray to god and just work njeee
haaa mfesi uyo anotaura zvaanoda kunge chikwambo. hanzi munhu haangapfeke 10 masuit in one day kkkkk hanzi zvinobuda here
Yaa neni ndiri mundau asi izvi iiih zvakaoma dea
Chipinge chinopinga
Volume bhoo hre
Imi guyz ndoona murikutoda kupavanhu zvikwambo zvababa venyu zvakukunetsai vanhu vhurai meso
And vanhu ava vakaita sana ndunge vanorombesa vakaipisisa kwazvo ivo zvinenge zvave kuvanetsa votsvaga vekupa vowanda vane mazidhoma anopedza dzinzaa
Ko vanhu vanochekwresa
Saka iwe haude kunamata Mwari
Ndikoko chengetai zviro zvenyu zvamakaromba
Kkkkkkkkkk chakanyanya
Jesus is my saviour
Koukuti anebgearasa mumvura zvogona kuzokunetsa why muchipa munhu muchiziva kuti zvozonetsa mberi
His shona is hard l can hardly understand a thing 🙄.
Chinozi chindau wena kkkkklkkkk
@Arah Manase but its part of shona
@Arah Manase there is no language called Shona, it's in invention to describe a language family and group people by mabhunu. So yes its Shona but more specifically chindau
Apa he looks so young,aaaaah yah zvakaoma hazvo
Hook nhay
Steady voice asi akapihwa,voice,contoll,na Daddy
it is discipline
Matanga kuroya futi. Chinosiya huyo chinokuya nei
Rorwai Mari Adidas iyi wapfanha wachakurovai mari
Hoooo dadayi nezvikwambo sekunge zvino endesa kudenga
Taura hako hanz atinyengerere kkkkk
Saka apa mwari havatonamatwe ka apa neteam iri.uhmmmm tsvagai Jesu achiri pedyo.
Ndozvazvinoita pafa munhu hapashaikwe mashoko.
Yaa uku kutsvaga mari ritori business remhuri.ndanzwa tsitsi
ndo team yangu iyi Team Ndungee. may your soul rest in peace.
Zwakapera vanhu vakazwiita vasati vaakuziva Mwari zwikwambo midzi ino sanduka makasiirwa huroi vakomana
Ndine munhu wandoziva akarapwa cancer na ndunge akanzi mari unoikanda mumvura ikatosvika 20 chaiyo munhu akutorarama aitarisirwa kusararama munhu iyeye kubooka huro yese
Makadhakwa maboys tsvagay mwari
saka its true vaipa zvikwambo.
Reporter ane voice boe manje
Chenjerai mbavhaa
Volume boe here
Unobva watoshaya kuti zvinombofamba sei
iyo ndombavha chaiyo batai muchaye
Munosiririsa kushaya Mwari mukati memoyo yenyu
Yowee zvakaoma Kkkkkkk
Repent before it's too late
Siyanai nezvikwambo
🤔
Jesus is Lord
Iiiii inga urimwana siyanai nemishonga
haaa kutora zvikwambo inhamo shuwa
mubatsiri wemunhu ndiMwari kwete munhu, zvose zvisingabvi kunaMwari matambudziko vanhuwe pepukai
Don't judge wat other people blv
Siyanai nazvo izvo zvemushonga munhu ngaavimbe nenjere dzake plus simba rake
Kkkkkk
Tsvagai mwari vachawanikwa ummmm
Uda kuto tyisa vanu😂
puninchment.
Ndo kunonzi kuroya uku hakuna kuchena pabasa renyu iri
Munhu uyu hagoni kutaura anorasa ma custom
Jesus is the Only King
zvkawoma vanhu ngavanamate
Repent before it is to late
Vanonyepa havagone kushopera
nxaa tikwanireyi apa ,
Mota dzipi ipapo tidzione, migweje
Zvakapera kare wani
God forbid.
Aaaaaah inga zvakakuomera uri kuda kutoenderera mberi nemabasa erima
Ungadada neuroi tibvireuko unopenga iwe