Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Anonyepa uyo
Ndokumbirawo #dzavo tanzwa nekuitwa vakadzi nekusungirwa raramo ne anodya rinopisa
Baba Manzungu I believe you.
👏✌️
Ndakasununguka handisi n'nga ndoperofita. Zvechikwangwari izvo ichokwadi
N'anga inoshandisa mishonga. Muporofita anoshandiswa naMwari. Ndiwo musiyano wen'anga nemaporofita
🙏 zvokwadi
Aaaaaaa kufunga kwako kut Prophet Paul vane zodzo. Kuzvinamatira ndokukuru don’t trust munhu
Varikureva chokwadi vamanzungu
👏👏👏👏
Number dza a manzungu
Musafananidza zvinhu chinonzi muporofita haaendi kundopiwa simba nen'anga inhema idzedzo uye kuma church uko kuzere varoyi, n'anga,mbavha nepfambi dzakatendeuka iye ngaangonongedza vaporofita vanouya kwaari arege kunyepera vanhu
Ndokumbirawo #dzavo
Idzo dzonyepa
Ngavanongedze vavakaona
Vaporofita venhema vaari kutaura avo, just the same dziriko n'anga dzenhema
🤭😉
Yeah pakudzorera apo tinowirirana not kunyeperwa kuti kubata haaa zvimwe zvese kunyepa
Zvinobatwa zviya vanenge vauya nazvo ndivo😂😂😂
Ichi ndicho chokwadi
Vakomana Nzungela vagodomori
🤣🤣🤣🤣🤣
Ko Mwari vozoitei kana moshandisa vafi vasiri verudzi rwenyu
Pakaipa,
Vanotaura chokwadi zvimwe zvinhu hatina zero nazvo... number dzavo dzinowanikwa here ... Ma acids atambudza vabereki vedu ..
Nyangwe zviome sei ini kwababa ava bodo zvangu, nehistory yavo never
Hahaha ko hindava futi 😂🤣🤣
Mupofita anoita zvemushonga haachatumwe nedenga uye musiyano wemuporofita nen'nga ndewekuti muporofita anoziva zvirikudenga asi n'anga inoshandisa makona Masvikiro or vane Mudzimu vari much better than vanoshandisa mweya yemunhu akafa achidawo kuita rest in Peace
Why is the reporter doing this ? Just ask questions , if u are to forget write them down ... Just a few suggestions
Short sleeved shirt inongoda iri ye linen ku beach kana kuvana vechikoro se uniform. Kungoonesana hatizi kurwa.
Ipfungwa dzenyu dzakaisvonaka chose idzodzo...
Munenge makupinda mulife yemunhu
Uri duzvi
Urirombe iwe. Pfeka iwewe mxm
@@BenjaminChiweshe-q7s ❤️