KuChipinge kune mudhara anozviita izvi . Taneta nazvo . Anotorapa but haizi n'anga or muprofita. Anotonyangarika odzoka nemishonga iri fresh apa muri muSummer but midzi yake inenge ichiratidza kuti yabva kune hunyoro 🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️
Mukuru uyu anema files ese ematricks anoitika nen'anga nemaporofita enhemha but age anoratidza kutaura chokwadi zvaiita panguva yacho but ikozvino zvakapera yangova history
Robin Hood of Kariba. Brilliant! Dramatic Naration. Powerful Biography. #MadeinZimbabwe
🎥📽️📸🤩🙌🏽
Thank you, thank you.
Uuuuum ndidzo n'anga dzotuma vanhu kucheka idzi unodya human flesh inenge yabvepiko
Ook ngatimbotaurei nyaya yemufana arikuseka ega uyo
Musatuke munhu ,arikutaura chokwadi chake ,dambudziko redu mazimba hamude munhu anotaura chokwadi manzungu ane nyaya dzake musamurege achienda asati akuratidzai gwara manzunge ane nyaya dzake
Asi imbondiudza akakuudza nezvamadzungu ndiani iwe haa ndaseka nhasi kana mufana wangu ariparutivi uyo handimushore rega aseke zvake iih surrender
Uuum baba ava vakanyanya 😂😂😂😂😂😂 ndozvinoita zvemushonga ukaiwanza inovhiringa pfungwa kkkkkk
🤣🤣🤣😂😂😂
Angaita zera nangoroyemoto ere
😂😂😂😂 mdara is a good story teller
I love the story
Thank you
For the first time kushaya comment.😅
😂😂😂 haa ukawana futi drama rakadai ukande x3 kkk ndakajamba ndichiona part2 ndisina kuziva kuti ku 1 kunotyora mbabvu kudai (haa pakufa apa nekunyangarika pandinakidza ndoda kuuyako azviite kuuraya nekumutsa munhu kana kunyangarika ndiripo mbanje dzaanorova dzikumberi manje)
😂😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣 mudhara arikurasika njere uyoo 😅 kuuraya Nyati
nedemo 😂 variko vanhu vakadai 😢
Mdhara uyukaaa kuseri pamasasi ekunyepa😂😂😂
Hahaha haikonai kudaro.
Ndizvo zvandaka regera mbanje izvozvi
Hahaha mukati imbanje here
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkk
Mudhara arikutaura chokwadi dzidzai ipapo zviriko izvi
This man is very very dangerous in the society,but ndaseka kusvika mbabvu dzakurwadza nyambo dzacho ma1 kuuraya nyati 5 nedemo ka1 kkkkkkkkkkkkkk
Chandanzwa chitewhe ndiyo ndomhondoro huru wehurungwe
🫶
Umm ,kudya nyama yemunhu hausi hwahuroyi hr😂
Hahaha kwahi nánga varoyi vakuru
😂😂😂😂😂😂😂zviriko here vagari veKaribha freeman we Boat haaa nhasi ndatyoka mbabvu kani
KuChipinge kune mudhara anozviita izvi . Taneta nazvo . Anotorapa but haizi n'anga or muprofita. Anotonyangarika odzoka nemishonga iri fresh apa muri muSummer but midzi yake inenge ichiratidza kuti yabva kune hunyoro 🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️
Haasiye mudhara wekurombesa kamomana ke 15 years here
Zvakaoma
@@auxilliakapotsa168 nop haaziye. Atoriwo mudhara wemuVillage . Vekurombesa vaye handiti in,anga hre . Uyu he is just a common man
A u sure nhai
Siyai mamupa certificate of liars mudhara iyeye 😂😂😂😂😂
Ko mfana uyo arikucheto arikunakirwa kkkkkk
Haa ichokwadi her Ichi 😅 kudya nyama yemunhu saka anenge aiwanepi yowee haa zvakaoma
Hahaha zvitunha ka.
@@nhimbetv AAAA zvotyisa izvi
11😂😂😂@@nhimbetv
Ummm
ndoo training yacho
Nhau inonaka
Ndakambonzwa umwe mudhara ainzi arikumba nekubasa anenge ariko woshaya kuti zvknofamba sei, mishonga yakadaro ndoinozoita kuti vana vatambure
Chokwadi zvinosarira mhuri.
Vanhu vekuKariba, tibatsirei, inyaya dzmashuwa here idzi??
Haha hanzi ichokwadi more episodes to come.
Ichokwade but kana usate wasangana nazvo unoti kunyepa. Kwedu kuChipinge taneta nazvo and hazvitotyise. Tongoona sezviri Normal . Mune mashiripiti munyika umu but chandinovenga ndechekuti imbiri badzi asi zvine chiromberombe mukati..
@@cathrinemarwendo7654nhai kwenyu kuchipinge kunevanogona zvedzimba here nhai cuzi.ndaona kuti kunyara handingwaze.
@@auxilliakapotsa168 chazvinoita ukakurira kunzvimbo yazviri hauzvikoshese or kuda kuzvitsvagisisa. N'anga dzinongoti tinogona zvese but ini semunhu akakurira mazviri nemamwe maSides effects echivanhu ndakasarudza kunamata. Not zvekuChurch but zvekuisa Mwari pane zvese and ndakabatsirika mufunge . Bcoz muchivanhu mave nekachitsotsi kati wandei and kana usiri kwazviri haungazvinzwisisi.
😅😅😅aah@@auxilliakapotsa168
Manzungu Chidhumo Masendeke
Hahaha ko atopinda muleague iroro nguvai
Heish yoooo thank you for telling the world truth
Vagonesa ka
Manzungu anoda kumbosanganiswa na Commander Madungwe and Comic Pastor..l want to see something
🤣🤣🤣🤣
Zvakamubhowa zvemudzimu vemusha urikuda kubatsirwa vanhu
Hahaha zvinogona kudaro.
Tata yena faka lapo ejele
😮😮 some scary sh*t said there is normal this guy nhaimi? Akuvhundukira uyu hakuna ane dzakakwana anotaura zvakadaro
Hahaha akatokwana mufunge...
😂😂😂ndovhunika mbabvu mdara anonyepesa uyu
🤣😂 hanzi ichokwadi
Ummmm mudhara uyu anotadzq nei kuba Mnangagwa ondomusiya kuUK
Kupenga chaiko😮
Hahaha ahhhh
😂😂😂😂😂mudhara ane nyambo hake uyu
Kune vaya vanoti dzimba dziri kutsva tisingaoni apisa . Mushonga yacho
Munhu waanotaura nezvake uyo we Zion David masuka that's true my father vaitaura nezvake but age yacho ndiyo yandine question mark naye
Ahhhhh saka arikureva chokwadi?
Ngaagare mujere mbavha iyi mombe dzevanhu dzawaitinha uchizvidz n'anga iwe uri mbavha shit yemunhu
😂😂😂😂 ahhhh
Doctor was right unopenga!!
😂🤣🤣🤣 aika
Zimbabwe iri kudyiwa sei.imi muriko
Kudenga kuchanotsva vanhu
Hahaha ko nei??
Mdara ka 😂😂😂,usadaro
Mudhara achazvinyudzisa nenhema 😂😂😂
Hahaha ko anonyudzwa nani futi?
PaBureki and white Tv
Uyu mudhara hatina zera naye 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉😂🎉🎉😂😂😂
🤣🤣😂😂 haha chibaba
Ummm idzi dzinonyepa pfutseki enda kunotsvaga basa
😂😂😂 mazviramba here
Imagine making a deal na amanzungu bvuuu
😂😂😂😂😂amanga angaka
😂😂😂😂😂kudlalwa ngathi la
Hakusi kwakuda kudzokera kwamakabva here iye kutsvaga kuti mbavha dziwande
Kudzidzisa vamwe kuti zvakaipa
Kudzidzisa vamwe kuti zvakaipa
Mudhara uyu mmmmm
😂😂😂😂😂😂 manzungu imbomira haaaa usaiite iyoyo 😂😂😂😂😂😂
😂😂🤣🤣 ko mukutoramba
Chitsvagai Mwari baba
Amen
Kutaura mosva senyaya
Vakaromba bba ava
Baba ava imhata iyo
Well said, dzungu rakawandisa.
Aizve
Kkkkkkk baba ava ndapererwa hangu
Hahaha musapererwa
Apa panoda kabhuku kekuiswa history dzonakidza kudai😂
🤣🤣🤣🤣 chimirai
Kkkk hanzi ndakaita hijini
Hahahaha
Yechokwadi yacho ndeyenhema futi
🤣🤣🤣
Nyarara munhu aite flow pakutsanangura otherwise mibvunzo haina chainobatsira.
Eiishh life.
Kana wafunga kuita nanga chekutanga taste human being meat, ndo licence racho 😢
Zvakaoma
Ma1 kani
Blaz vanonyepa ava aaaaaaaa😅😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂🤣🤣🤣 hanzi ichokwadi nevakaona
@@nhimbetv Aaaa shuwa here 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂mdhara uyu ma1
🤣😂😂😂
Kusona mabhodhoro 😂
Hahaha mawitness ese arikuti zvakaitika. More episodes to come.
𝑴𝒖𝒅𝒉𝒂𝒓𝒂 𝒖𝒏𝒆 𝒛𝒗𝒊𝒏𝒉𝒖 𝒛𝒗𝒂𝒌𝒆
Mukuru uyu anema files ese ematricks anoitika nen'anga nemaporofita enhemha but age anoratidza kutaura chokwadi zvaiita panguva yacho but ikozvino zvakapera yangova history
He still does it. More episodes coming.
Kuseka kwaita mfesi ari paside aona kut mudhara akuvhura humbe
😂😂😂 kuvhura huru achida kuvhara diki
Iyi l think its a skit
Kkkkkkk kkkkkkk ichokwadi ndovaziva vaManzungu
Hahaha taurai henyu.
Tipeiwo number dzava Manzungu@@nhimbetv
A otaura chokwadi herr
-mdara vanonyepa zvinonakidza sando dzenyu
Hahaha hanzi zviriko
Why am i listening to this kreeeepi?
🥺
Hiya Prince of all thieves for real!!
Ko ibai muchipawo community zve nhai bambo vararame
🤣😂😂😂 ahhhh manje so
Mhoswa hairowe sugai munhu
Ah
😂🤣🤣🤣 matiii
@@nhimbetv anosvika pachikamu chekupererwa nemashoko ....... Zviri kutaurwa zvacho
Zvakaoma
Kuoma chaiko
Murwere we pfungwa uyu tsotsi
Baba ava mandipedza nhasi
🤣🤣🤣🤣
Dako rako ka 3 everyday na 2pm
Ko zvadii zvee futu
Kunyagwe zvigure hazvidze nyama yevanhu. Zvigure zvinodya nyama ye huku Bishop 😮
😂🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk huya tikuone
Haha moda auye papi
Toda kumuona becoz anenyaya chaiyo ombotiratidza kuno kuHre zvaanogona
Kudoita mafull stop semunhu anotaura chokwadi
Hahaha hanzi ichokwadi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
🤣😂😂😂
Zvakaoma
Anonyepa uyoo muroyi chaiye uyoo
😂🤣🤣
N'anga varoyi vakuru
Yes hanzi tiri varoyi big number
n'anga varoyi ndopaunoona vanhu vachivimba ne n'anga
🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂